Sokostina continue nekuita ma interviews you are tge best nekuma jeri endaii henyu, mukoma Sly zvese ngavasiye ngavakusiirei imim mukoma Sly voita havo camera man or reaction team incase of ma1 atanga but taneta na Mr Sly please vaiseyi pa camera or kuvasiya ku office vachifambisa basa vari ikoko
Looking at your issue young man it seems to be deeper than you. It is bigger than you, inotoda your parents. One thing you have to understand kana muchizoyenda kunobatsirwa, this applies to everyone. Ukaona wayenda pamunhu anobatsira uriwega, munhu iyeye akasakubvunza kuti vabereki vako varipi, trust me chance of you ekuromba ari almost 100% or kutotanga kushandiswa nemunhu iyeye arikukubatsira coz kune vamwe vanhu vanokwanisa kuba zvipo zvevamwe. Hauyendi kunobatsirwa uriwega, vanotobvunza kuti vakuru varipi. Ngwarira young man nyaya dzako dziri mudzinza kumashure, vabereki vako ukavabvunza zvakanaka they know nyaya yako. Waifanira kukumbira vabereki kuti ngatimbofamba, kwete wega.
Zvako iwe vabereki vamazuvano vanoti namata zvinopera ndipoka pandinosarudza kufamba ndega ndodii nekuti chese chandaiita its not going well Wakamboona here pamwe pacho unotoona kuti ijambwa rekukandirwa zvimwe unofana kuramba Kuti ini handisi wepoverty side
Very sorry Jesus Christ is the solution Confess, repent & accept Jesus Christ as your personal savior Never consult sorcerers ,magicians coz they work for the devil Only God who give life freely in abundance
Miss Sokostina looking radiant AF❤ great 👍 job😍😍😍😍😍💯
Before watching the video, already liked the video because of Sokostinaaaa❤💥💥💥💥
Ini munhu anoti "namati" only is a suspect on cases like this. Let me leave it here, but you will see how this ends. Vanoti namata are often suspect
Veduwe zvakaoma 😢😢😢😢😢Kungofunga ari mwana wako ari panguva yakadayi moyo unotsemuka😢😢😢😢😢veduwee😢😢😢😢💔💔💔
Sokostina continue nekuita ma interviews you are tge best nekuma jeri endaii henyu, mukoma Sly zvese ngavasiye ngavakusiirei imim mukoma Sly voita havo camera man or reaction team incase of ma1 atanga but taneta na Mr Sly please vaiseyi pa camera or kuvasiya ku office vachifambisa basa vari ikoko
Intro inenge program yese
Nhai nhai shuwa
i once be in this same thing kuita munyama kungoshoorwa kupomerwa mhosva zviriko huroyi uhwo vanhu vanorwadziwa munobviwa umu zvinorwadza
Wakazoperawo sei
Sorry hako mwanangu kunze uku kwaane vanhu vane hutsinye Dai wabatsirwa 😢😢
Upenyu hwakaoma veduwee😮
Looking at your issue young man it seems to be deeper than you. It is bigger than you, inotoda your parents. One thing you have to understand kana muchizoyenda kunobatsirwa, this applies to everyone. Ukaona wayenda pamunhu anobatsira uriwega, munhu iyeye akasakubvunza kuti vabereki vako varipi, trust me chance of you ekuromba ari almost 100% or kutotanga kushandiswa nemunhu iyeye arikukubatsira coz kune vamwe vanhu vanokwanisa kuba zvipo zvevamwe. Hauyendi kunobatsirwa uriwega, vanotobvunza kuti vakuru varipi. Ngwarira young man nyaya dzako dziri mudzinza kumashure, vabereki vako ukavabvunza zvakanaka they know nyaya yako. Waifanira kukumbira vabereki kuti ngatimbofamba, kwete wega.
Zvako iwe vabereki vamazuvano vanoti namata zvinopera ndipoka pandinosarudza kufamba ndega ndodii nekuti chese chandaiita its not going well
Wakamboona here pamwe pacho unotoona kuti ijambwa rekukandirwa zvimwe unofana kuramba Kuti ini handisi wepoverty side
Munyama wekupomerwa iwoyu ndatambura nawo kubva ndiri mwana mudiki ndikutotya kuti uchatapukira vana vangu 😭😭😭
Enda kwa miracle paul😊
Nhamo haibvi paneimwe chokwadi iwe woti regai nditsvake anondibatsirao owedxerazve gumi pamusoro pezana vanhu avana tsitsi
I do undersrand your situation
Vanhu vose vongorombesa veduweekani kokutizira hakuchina mapostora acho mapastors acho n'anga dzacho wese anongovamubatsiri muroyi
Dzokerai kumajeri sokostina please mukoma sly havasi kunyatsoita mushe 😅kana ndatuka sorry
Ndakatombo zvitaurawo mufunge, Sokostina chimuti vaimhanya nacho
@margaretthomas1177 varikuita selfish hawo mukoma kuya
Haa Sly ngaaite hake camera man🤨
Dai wabatsirwa hanzvadzi yangu ndarwadziwa zvangu
Guys you need to improve on your editing ,your intro is too long unogona kutosvitswa kuramba uchiona
Yooo ndarwadziwa eish zvakawoma vedu hondo dzemumarudzi imhepo yemurudzi rwavo ingozi chaiyo
$23iyoyo yakabowa nechinhu chavakakurombesa yakabiwa kuvanhu vangavari pa line mu shop.
Tenzi dai maiuya nyika ino irikurema nhamo haibve paneimwe chokwadi ndarwadziwa
Jeso ndiyo chete mhinduro muzvese zvinorema munamato unotura zvinorema nomater what pipo can say, Jesus is the only way anotura mutoro inorema
Zvigure maybe. Ngaaende kwaTasvu, shumba wa Walemba.
Ko chauri kumona nema woko ako chii ???😅
Zvakaoma vedu nyika ine vanhu vakaipa
Zera racho ndorandigwadza musainda Kun,anga kana kumuporofita zvotyisa mazuvano ummm
Kana kwaityisa wakakuendeswa nani
Zvakaoma hazvo😥
Hesi pela
Haa mukuru maitsvaga rubatsiro pafeya here or madeals ekuromba mukakanganisa mhiko dzenyu?Its not make sure.
Zviri kuitika muZim here
Zimbabwe a country with no rule of law a victim is being blamed for being assaulted by a mad men this woman is terrible at this job
Upenyu hwakaoma veduwee 😭
You look beautiful plus unogona hako
Mic yu sister Pena
Zvakaoma mwanangu
Ummm zvakaoma hazvo veduwee 😭 Dai wawana rubatsiro hako
ma spaghetti akabikwa😊
Senge maspaghetti akabikwa iii sorry hako ma spaghetti akabikwa akanyanya
5 mins Highlights 😮😮😮
Udza vabereki nyaya Yako iyo ubetsereke
Kuita senge MA spaghetti akabikwa🤣🤣🤣hazvisekese shuwa😂😂😂
😂😂😂
iwewe unopenga hako🤣🤣🤣🤣
🙄🙄
Tokumbira musaisewo 'coming up', just cut to the chase, 5 minutes is too long for a preview.
Vabereki vane zvavanozivawo chete
Sisi sokostina number dzenyu hadzisi pa app wani
Munhu wawava kuona ndidzo hama dzako dzakamutswa kuti dzikubatsire kutsvaka mari pawakaitiswa initiation.Urikuti hauna kuromba but process yese wakatoita dear atova ma1 pakuda vane ma powers kubvisa zviri pauri
Upenyu mutoro shame
What kind of intro is that? It’s too long. Anyway, please seek Jesus zvese izvi inhema dzasatani.
Please regai kubleacher
Zvine basa rei newe Sisi
This is so sad
Yaaa zvakaoma asi vazhinji vedu vkaromba vachiziva kna zvazooma vomhanya kutsvaka rubatsiro asi vaita nekuziva
Usafe wakaenda Kun,anga enda kunguwo chena
Vamwe chte vose vakungoita mashiripiti
Nguvo chena ndo worse zveiwe vanotokurombesa
Varoyi vose avo n'ganga better
@@PrinceTapfumaneitrue
Your coming ups are too long😢
Ko zvigumwe zvikuitweiko
Nervousness,it helps him open up
Zvakaoma hazvo
Why is this witchcraft and kuromba rift in mashonaland
Very sorry
Jesus Christ is the solution
Confess, repent & accept Jesus Christ as your personal savior
Never consult sorcerers ,magicians coz they work for the devil
Only God who give life freely in abundance
Satanism yazara munyika yedu , Mwari ndivo vanoziva havo.
Dai mamuvhara face cos. You exposed him kuvanhu ivavo vanogona vchitoonawo video iyi
Very sory 😢
Havana maphones kana TV
Vanogona kutomuuraya
Mukoma kutidambudziko rose ripere neramukoma endakwasekuru tasvu kana kwasekuru kanhengo ndokuti uzorore mwanangu
Ah muchaona henyu kwachaendeswa mega mopera power
Vamwe chte mukaenda ku family yekwa tasvu or kanengo varikutochemawo Navo coz vaunza ma problem
Tasvu itsotso iro
Apera uya
Siya maoko ayo unenge mwana we grade1
Ari kunyara sokostina uyo imboma
😂😂@@PanasheDanielChademana-cl5pc
Ndoo munyama waarikutaura iwoyu.
Kunge maspaghetti akabikwa....so sad
Ko nyaya yacho zvainenge yatangira padumbu wani
Akunyepa uko the narrator is visibly to nervous, poor acting tho
Unopenga ive, apa urikunyora nechingezi chausingagone futi. Unopikisa munhu arikutaura nhoroondo yehupenyu hwake sei, urizibenzi.