Read between the lines. She’s lying. She wants to control everyone including her son and the courts. Her own husband couldn’t even make a decision on the dates because he’ll be tormented by his wife forever about having a say.
Uum as i listen ti this pa fare chaipo amwene avo munhu musvinu muroora ndiye mhepo ngaasanetse amwene ngaaende kumba kwavo kana achida asashungurudze mayi avo kabenzi kasaskamu kemunhu hakana respect na amwene
Umm It’s the other way round. That MIL talks too much and exaggerates things. She’s the head of the family and her husband is just timid and clearly has no say in anything. Don’t let such people fool you. She’s poison.
Breast feeding is natural and never shy away from practising it whenever the baby needs feeding. Every mother has a right to breastfeed even in public spaces. It’s encouraged globally.
I think misha yese ine zvayo zvinonetsa. However, I think Audrey semuroora needs to know kuti zvimwe zvinhu hazvinzi bvu pajekerere kudaro. Especially kwawakaroorwa. I could tell mom Shylet didn’t see it coming 😳🤭I was getting embarrassed for her especially otaura dzimwe nyaya insinuating huroyi and the like😬. Muroora Audrey ipapa zvangu you did wrong especially considering in the end, it was irrelevant to the case before this court. 😅😅
@@nomsanyika151 Of course only if it is relevant to the issue handiti.😁😅 Muromo wake hauzariwri nerwizi, but in this case she needs to be called out. I reckon akaona this video and how she performed she will be ashamed of herself.
Asi I think it's high time chokwadi chavanaamwene nevaroora changonzi bvuu misha yakawanda haina mufaro vana varikuguma vomwa poison nenhau yekunzi nyarara zvimwe hazvitaurwi apa urikunzi usataura zvacho zvitori in need of an address
Nyaya iripo dnt blame the guy he is used by this family how anwene kutandara nemwanakonana akaroora til 2am. Amwene vanotonga musha wese look at her husband akatozorora hake . Baba nemwanakomana wavo hapana anoti tswee
Ini ndirimuzvare sister yamambo but mai ava vakaipa .ini ndataurirwa kuti mwana wangu anemukadzi handimiriri kuti ndizomuone akutambudzika.ndaitoti uya naye kumusha ndimuone within a week uye what is 40 munotishoresa imi.Vazvare vanhu vakangwara.Munotaurisa mai imi.Love muroora mupei munda wake nemba yake.
Mistake yavaita ndeye kusauya na Ngoni apo dai ndirini mubereki wangoni ndaingoti Ngoni zvionere coz ndiye ane problem hombe kuudza mukadzi bad about his mother
Munhu kana wane mukadzi dont stay with your parents simple. Murume chaiye would not go with messages to show his mom kuti mukadzi wake akaipa even arimboko
Shylet talks too much and controls everyone including her son who lacks balls. Fortunately she couldn’t control the court! She met her match @ 47:18 to 48:40 LOVED THAT!!!
Kutaurisa kune kuti varoora vemazuva ano here zvakagara zvakadaro kubva kare kungoti kwaiva kusina social media,naivowo vanaamwene kana vaine mashavi avo ngavasade kutonga nedemo cz ivo muroorwawo futy.
Situation idzi dziri kuitika ku Zimbabwe. I didn't believe until zvaitirwa munin'ina wangu. Murume anomuda but anotya mai vacho. We decided kuti shanda uchigara wega nemwana. We thank God ndi accountant. Imagine mwana asina vabereki asinawo chichu.
Pamwe pacho mamwe mashoko Dai uchi safer muroora, waukuti murume uyu ndovakabereka Saka pamwe pacho kunyarara kunokunda zvese plus mukabva pavari moita kushanyirana ndaona mawirirana tese takabva neko kashoma kuti amwene nemroora vanzwa ne Zvagara zviriko izvi. Ziva wakabereka ne mwana wamwene Vako. So becare ful with yo words kwavari muroora Gara uri pasi pamwene Vako vana Vako vawane rugaro ne makomborero mangwana... 🐒
Musashungurudza vabereki nemhoswa dzemwana mutemo unoti mwana ava over 18. Anozvimiririra nyaya dzake not kushungurudza vabereki nemhaka yemwana hakuna zvakadaro kana mambo munemasimba torai John wacho mumusunge aripe mhoswa dzake
Vanhu tererai mai vachitsanangura makpti anedambudziko and haana respect chokwadi kapei imba yako kabenzi hakadike
Read between the lines. She’s lying. She wants to control everyone including her son and the courts. Her own husband couldn’t even make a decision on the dates because he’ll be tormented by his wife forever about having a say.
i must comment the Chief for the payment plan. you nailed it Chief. pa public transport you nailed it again. Thank you Chief
Uum as i listen ti this pa fare chaipo amwene avo munhu musvinu muroora ndiye mhepo ngaasanetse amwene ngaaende kumba kwavo kana achida asashungurudze mayi avo kabenzi kasaskamu kemunhu hakana respect na amwene
True
True
True makhoti kuva nehunhu hakutengeswi
Umm It’s the other way round. That MIL talks too much and exaggerates things. She’s the head of the family and her husband is just timid and clearly has no say in anything. Don’t let such people fool you. She’s poison.
Kkkkkkkkk kutotyira hangu sazaani avooo panext kuti wachayamwisiwa zamu rachooo rinongonzi rikiti zviii panze
Breast feeding is natural and never shy away from practising it whenever the baby needs feeding. Every mother has a right to breastfeed even in public spaces. It’s encouraged globally.
Saka apa wanzii nani?
@@Dragon-cw6yz Muma comments umo pane anyara kuyamiswa kwemwana mudare. Hazvinyadzisi.
It's how she whipped it out like there's no one else around. I disagree with you. While it is encouraged globally, there's a time and place .
@@Dragon-cw6yzvatema hatizvizivi izvo. Majaira porno dzenyu
@@SheStoicForLife77Ini ndinotonyara APana munhu wechirume akatomboona ndichiyamwisa Kunze kwaBaba vemwana ndaitovhara
Vanhu musataure kwamusina kuswera mind yr business muroora uyu itori mhepo zvayo
Ma'am ndirikuda kut kwamuri be strong zvinopfuura hanty iye mukadziwo semi zvichamuwana muroora uyu
I think misha yese ine zvayo zvinonetsa. However, I think Audrey semuroora needs to know kuti zvimwe zvinhu hazvinzi bvu pajekerere kudaro. Especially kwawakaroorwa. I could tell mom Shylet didn’t see it coming 😳🤭I was getting embarrassed for her especially otaura dzimwe nyaya insinuating huroyi and the like😬. Muroora Audrey ipapa zvangu you did wrong especially considering in the end, it was irrelevant to the case before this court. 😅😅
Mudare munotaurwa zvese wangu
@@nomsanyika151 Of course only if it is relevant to the issue handiti.😁😅 Muromo wake hauzariwri nerwizi, but in this case she needs to be called out. I reckon akaona this video and how she performed she will be ashamed of herself.
Asi I think it's high time chokwadi chavanaamwene nevaroora changonzi bvuu misha yakawanda haina mufaro vana varikuguma vomwa poison nenhau yekunzi nyarara zvimwe hazvitaurwi apa urikunzi usataura zvacho zvitori in need of an address
Amai avo zimuroyi havasi muroora ndivo vanoshandisa mwanakomana wavo dhemeti
Muroora ngaapiwe imba yake ngaasape mumwe mukadzi bp mukitchen make vamwene atoriwo mwana wevamwe vanhu kana vachiroya ibva mumba memuroyi usiye muroyi azviitire mahumbwe ake mumba make purizi ndiwe wauya mumba meumwe mukadzi wopiwa room mumbamo wotanga kumisidzana nemunhu arimumba make wako murume asina kana chodhumbeni
Munhu hunhu. Munhu taŕisa zera rauri kugarisana naro dare. Ini ndinoti mwana mudiki haagariswe padare nemunhu mukuru uye kuti amwene nemuroora aaaaah kushaya respect ikoko
Mambo wangu, ndinokumbirawo mumbondibvunzirawo kuvanakomana kuti pavanotongwa nana mai vavo vanotya kuramba vachifunga kuti vangazodzorerwa mudumbu here.
Hapana nyaya between muroora & amwene. Real issue is a weak husband who doesn't deserve to be married
Nyaya iripo dnt blame the guy he is used by this family how anwene kutandara nemwanakonana akaroora til 2am.
Amwene vanotonga musha wese look at her husband akatozorora hake . Baba nemwanakomana wavo hapana anoti tswee
True zvakaoma
Kana wafunga zvokuita mhuri chibva pamba pavabereki wonogara kure uko
Muroora anedzungu akanyeperwa nemurume achinyangirwa kuita mwana semunhu anonetsa kugara naye, anonyepera kuziya munhu uyo, ngadzikame ashande pamba paambuya murume kuenda ku University haasi mari , inyope iyo.
Ini ndirimuzvare sister yamambo but mai ava vakaipa .ini ndataurirwa kuti mwana wangu anemukadzi handimiriri kuti ndizomuone akutambudzika.ndaitoti uya naye kumusha ndimuone within a week uye what is 40 munotishoresa imi.Vazvare vanhu vakangwara.Munotaurisa mai imi.Love muroora mupei munda wake nemba yake.
Yaaaa kna ini ndirimuchinda asi Mai awo vakashaisha
Amai havabvise mudziyo yavo kana mari kuti inoroora kumba kwemuroora ingozi iyoyo, asi baba zvinoita, vanhu havazive chivanho.
Kana munhu ari muroi anofanira kufumurwa. Hezvi amwene vakatuma mwanasikana wavo kunoisa mushonga pasi pemapillow emuroora is that right? Padare ndipo panotaurwa zvese koakasataura achazozviudza ani? Wabaya dede nemumukanwa muroora. Ndiko kuti vanakomana kana mapiwa bota mukanakirwa mava kupara gwatsvira musazofumura masecretes emumusha.
Kwaita outbreak yavana amwene varikubloker vanakomana vavo kuita bonde nevakadzi vavo mubedroom
Ichokwadi vakati tiri kuromba mubobo chaiwo wekushinha mwana
Ana vamwene mune dambudziko.Murume akadyiswa full-time.Vakadzi vepa barika marwadzo chaiwo!
Muroora akufumura zvemumusha haibo ndozvakaipira kuudza munhu nyaya dzekumba kwenyu zvinozobuda chete,ini handidi nenyaya dzekumba kwedu handimboita better munhu azvionere ega 😅now i understand why Ngoni asina kuuya arikuziva nyaya dzake amwene isuspect pabasa rehusiku risina uniform haaa ngavaende kuseri kwechuru.
Muroora akaramba kujoina amwene panight shift. How come kuti amwene vanoti muroora atsvaire mubedroom mavo mavanorara nemurume wavo. Koivo ravo basa nderei ??
You have made sense 😢😢😢😢
Mambo matonga zvakajeka amwene vaparira murume,
Zvakamboitika kupi kuti amwene vanodaidza mwana nemuroora pabasa pavo pane something behind
Mambo magona kutonga koz vana mwene idambudziko chero hanguwo ndichazoita amwene Mwari ngandibatsire
Mistake yavaita ndeye kusauya na Ngoni apo dai ndirini mubereki wangoni ndaingoti Ngoni zvionere coz ndiye ane problem hombe kuudza mukadzi bad about his mother
Chembere dzonyara. Dzangopeta mawoko.Mai vakungoshama muromo seshato yamedza kambudzana.
Varoora vemazuva ano havana hunhu
😂😂😂
Thank you baba magirazi
Mai vanotonga Musha avo zvedu Teacher motosiya kuchikoro kudare kwamauya kopisa . Pamakagara ipapo pakatotongwa mapurisa nemasoja kuzotiwo imi wo henyu Teacher
Saka madii kumupa mari semazuva ese amiririre zita rake mauyirei muchimusiya kungwarisa kwenyu kwakuparirai dai auya oga ainzi ndiye abhadhare kumusiya kutika haana chiguro haagoni kuzvitaurira oga makaura😅😅😅😅😅😅
Mambo ,mawonero edu sevadare uuuum Amwene avo ndimai ,munhu ndoamai avo ,makoti wedu uuuum ngaende hake ane speed, distance over time.tsano Takurai sisi venyu havagarikike navo.
Muroora aisakwanisa hupenyu hwekumusha inyope ndozvaikonzera kuti ataurise .Amai vari right.
Ndafara nemutongero waita panyaya ii good job mambo ❤
Makurukota amambo thank you. Mavagona hutsinye hwacho. Munopa vana munyama
Amwene avana kudzidzisa mwanakomana kushanda shuwa zvino vovenga muroora kuti asadya chikafu chavo asi mwanakomana vanoda kumuchengeta vacuomuitira zvose aiwa sarenda.Vamwene vanotonga musha baba vemusha kanakuti bufu
Varoora ma, 2000 wessy Havana hunhu no respect😮
Umm damage, n'ombe nhatu, masungiro mbudzi nhatu zvakaoma kani. Itai maDNA test first.
Kano taurisa kamwana ako plus mashoko ako akanyanyisa hakuna makoti akadai uuum ngaende hake.
Kkkkkkkkk Ichii chandinakidza Chief vanehunyoro asi hwakachenjera kwazvo..pamberi ne Basa Chief munogona…
Murume ndiye anenhau sei akatadza kuuya .Chepiri murume akaudza nhau mukadzi secret yemumusha pamusoro pamai achatoripa ngozi .
Kkkkk pakurambana panoitika zvese zvese ende zvese zvinobuda pachena
Atonyura uyo
Haaa atopisira hake,kana anakirwa nebota haazive zvekutaura kumukadzi wake
Baba vane black avo havagoni kutaura saka mai vairesva here kuchengeta mwana asina mari
Murume anewo problem uyo anofaniudza mukadzi kuti mai vake muroi why muroora akatosarouya atovenga vamwene
This woman akambouya Kildare futi it's not the first time mistress munenyaya immi mxxx
Kubhaiza zvake but chihwitsi mwana uyo, akazvinakira zvake 😂😂😂😂
Vana vachiroorwa vanongenda pasina araira mwana uyo gadzidze kurespetor vanhu vakuru gapihwe imba yake ega hapana nyaya unenge wangoroorwa wakavenga vana vamwene kare mybe neusimbe kusada kushanda kunyepa kt ndorwara nemakumbo munhu anorwara haaite pamuromo sure siyai vana vamwene vazvikurire mushe vokuzvarira murume wovashungurudza dzidza respect kuvanhu vakuru Pliz pliz
Ndimi vakadzi munobata vana semazai usimbe, vana vamazuva ano hunyope kunyenama pamuromo, hatudi kushanda tuvanhu utu, hapana chakatadzwa navamwene.
Tongan nyaya zvakanaka,mambo musasungirira mai ava, vana vakangotorana vega mai nababa vasipo, hamuna kuitonga zvakanaka, mune udzvanyiriri, Tongai muchiziva uye muchiona kuti muroora uyo ibenzi, haarase hunhu mumusha wavaridzi
Hamuna kutonga zvakanaka, Mhosva muridzi wayo, hakuna munhu anotongerwa mhosva isiri yake, anamai nababa varipo kubatsira kana mwana wavo avakumbira, kweteba kuti munopa mhosva kuvabereki iye muridzi wemukadzi ariko hazviite
Muroora uyo akupesanisanisa murume na Mai vake ummmmm ingozii isingapere
Iye murume wake ndiye stupeti anoudza mukadzi kuti mai muroyi. Stupeti chaiyo. Muroora aita zvakanaka ataura zvinotaurwa nemwana wake.
Excellent Dare😃
Amwene ndivo vaputsa musha wemwana, vakangwara nhema . Muroora aiita zvaaiita nekuda kwenhumbu yaaiva nayo uye nekuremerwa nemashoko avamwene. Ana amwene zivaiwo kuti nemi makambovawo varoora and muchiri varoora pamisha yamuri saka tidzikamirei musaputsa misha yevana. Atezvara havana kana voice panjeru iyo😂 amwene muri kanjeru kahwiza kanonetsa kubata moda kutonga murume wenyu zvese nemwanakomana wenyu futi? Asi munoda kurara nemwana wenyu hr??? Muchenjere kuti vanasikana venyu vachaitwa zvinopfuura zvamuri kuita muroora wenyu. Mwari vachakushwapurai neshamhu inemunyu. Dzikamai amwene imi.
Munhu kana wane mukadzi dont stay with your parents simple. Murume chaiye would not go with messages to show his mom kuti mukadzi wake akaipa even arimboko
Kana muchiyamwisa vana pane vanhu vharai zvipfuva madzimai. Zvinonyadzisa kuonesa muviri.
Bvapo hatisi varungu. Zanu panze. Majaira porno
Aaah nhai kuti kapa zizamo kana kumbonyara zvake 😮😮😮
Ichokwadi. Zamu rongoiswawo jira pamusoro mwana oyamwa zvake.
Makoti anotaurisa zvekuti
hapana chinonyadzisa kana ipapo.tinongovaona vachiyamwisa hatisat tambosemeswa
Muroora Ziva Kuti chasara kuzova amwene .huroyi waurikupuma amwene vako iwewe wakakumirira .kana ndichitaurabbata mazvi angu.. usazoti atina kukuudza mangwana..kana urimuroora usapesanisa vanhu kana mwana wevaridxi nevabereki vake
Chokutanga kana mayizisana ratidzanai kuvaberki ,kuti musasangana neizvizvi unouya nemukadzi kana murume asingadivi mumusha
Matyorwa ndoaenda mberi zvimwe zvanzi tozotaura fuma yambouy Amen nyaya yatongw
Vamwene ndivo nhunzva tunzva chaiyo kana vakataura chinhu pamba hapana anoti pwee kusimudza musoro
Amwene ndivo vaneyese ndosaka vati mwana wavo asauye vakati ndonoimirira ndega
Shylet talks too much and controls everyone including her son who lacks balls. Fortunately she couldn’t control the court! She met her match @ 47:18 to 48:40 LOVED THAT!!!
Mavagona, amai avo vakutozviita murume muridzi wemusha nekuda kwemari. Vane karukongo
😂😂😂😂😂
Apa mambo matonga apa amai ava vanga vauya vanyatsori comfortable yekuda kushandisa chizivano ndavaona hangu kubvira pekutanga chaipo mavagona
Ko zvara buda boob pa next na tezvara...muroora wacho futi😂😂 akakwana iyeye?
Pane nyaya apa Amwene 3am muchikurukura nemwana wenyu in most cases pane hurombwa the guy must not have a wife.
Amwene avo vagadzirirwa size. Next time havazviite futi zvekupindira nyaya dzevana.
Vanod eedza muroora nezita iye ane mwana vamuzvare musadaroba muninina vangu uyo
Mudhra ane white kola kutarisa kwaari kuita mukadzi panobudisa zamo achiyanwisa mwana kkkkkkk
Kanamakatizvarisa mwana wevanhu nyangwe nepamuromo ngavapiwe pfuma yavo
Zvagara muroora naamwene hawadi kugara wese nguva refu hazvipere mushe iwe muroora kana uchimwisa mwana pane varume unovhara mazamhu
Iwe tibvire pano, wakambodla chikafu wakavhara musoro here iwe? Getaway 100times
@@mzee5533😅😅😅😅😅 mune stress yeiko maZimba
Zamu harinyadzise wangu zvino mwana orega kudya here nekuti paita varume😂
@@nomsanyika151 kkkkkkkkk zvakaoma nechandatadza ndachishaya handna kt mwana asayamwe myb kwatinobva kwakasiyana
Ko kutuka mumwe mumwe kwabvepiko veduwe panechataurwa chakashata here ipapa,,,, pasi nemadhimoni ekutuka plizz tiri pakutandara pano.... @@mzee5533
ndiyo favourka iyi nekuti ndimuzvare here anotaura kusvika paanoda dai vari vamwe vamiswa kare. Muzvare ndiye akadzingisa muroora
Vatezvara dzakanatso kuti kwane hr kungobvunzawo 🙄🙄
Mai Nyangani ndovaziva ,munhu ariright muroora ndiye mhepo chaiyo
Chimbomira izvizvo unovaziva pakusangana navo kwete zvekumba kwavo
Mubobo mazuvano uri kushanda kani amai vanototapirirwa nemwanakomana 😢😢
Varoora vemazuvano vanotaurisa vanoparadzanisa mhuri yakabatana
Kutaurisa kune kuti varoora vemazuva ano here zvakagara zvakadaro kubva kare kungoti kwaiva kusina social media,naivowo vanaamwene kana vaine mashavi avo ngavasade kutonga nedemo cz ivo muroorwawo futy.
Ngoni wacho adii kuuya arikuziva huwrong hwamai vake atya kuzobatwa nemhosva nekuti vamwene vanonyepa zvekudaro hatinga defender zvedu makhoti asi amwene panenyaya apo.
Zimbuya repakona is bad goreport to police they wer abusing yu😮😮😅
Ko muroora zvaane mwana mkomanawo achagadzikwa Dare nemuroora wake munguva inotevera
Situation idzi dziri kuitika ku Zimbabwe. I didn't believe until zvaitirwa munin'ina wangu. Murume anomuda but anotya mai vacho. We decided kuti shanda uchigara wega nemwana. We thank God ndi accountant. Imagine mwana asina vabereki asinawo chichu.
mambo mune problem vakarambana papi bcz ndimuzvare here
Mwana ave over 18yrs saka regai kubatira vabereki avo
Imi vana amwene vemu Zimbabwe chii chinenge ngozi. Mese kunge musina vana vasikana
Uri mwana wangu l would disown you. Ungaunze problem yakadai
Muroora anoda kusiya mai nemwana vasingachaonani inhume yasatan chaiyo
Ngaanake muroora wachoo😂😂
Yatongwa zvakanaka iyi
Pamwe pacho mamwe mashoko Dai uchi safer muroora, waukuti murume uyu ndovakabereka Saka pamwe pacho kunyarara kunokunda zvese plus mukabva pavari moita kushanyirana ndaona mawirirana tese takabva neko kashoma kuti amwene nemroora vanzwa ne Zvagara zviriko izvi. Ziva wakabereka ne mwana wamwene Vako. So becare ful with yo words kwavari muroora Gara uri pasi pamwene Vako vana Vako vawane rugaro ne makomborero mangwana... 🐒
Amwene vatonorerwa ikozvinhu muchenjere kuti pamunonotakura zvinhu munosengedzwa hapana kumira mushe
Zimbabwean laws need serious alignment with protection of rights!!!
Muroora uyu upenyu uchamunetsa , munhu akaroorwa reruka tsiurika /kuteremera senwana akabva kuvanhu
Why does marriage sound like an achievement?
Vese mroora nevamwene Midhudhudhu kutaura
Muzvare muzvare chii achiboba mkorori wake haa dhemet hee Ngoni this Ngoni that😢😢
Kkkkk what a kerfuffle of rubbish. Mambo kupedza nguwa kutonga mahumbwe amwene nemuroora.
Mambo matonga zvakajeka amwene vaparira murume
Ingovapai mari yavo mumusiye aende kumba kwavo gogo vanofa ne BP
Becareful netuvakadzi twakambogara ujoni too talkertive yooo
a Shonga vane mabhora avaaaa
Muroora kanonsense person.aaah saka dai arikumba kwake kwaitodyiwa tsvina nekuti aita nhumbu.kutaura munhu asingamedzi mate apa mune vanhu vakuru.ummm ndazvitya ane dhimoni mwana uyo
Musashungurudza vabereki nemhoswa dzemwana mutemo unoti mwana ava over 18. Anozvimiririra nyaya dzake not kushungurudza vabereki nemhaka yemwana hakuna zvakadaro kana mambo munemasimba torai John wacho mumusunge aripe mhoswa dzake
Amwene vapiwa size inokwana😅😅😅
Fair judgment
Amai havarooreri mwana
Apa pasangana amwene nemuroora vanepamuromo
Chimbuya chitsotsi full time ichooo
Muroora munaku asi ibedzi .
Mbuya ava vanorova nhema n kamudhara kakadyiswa karekare
Munombogarireyi nevabereki imi muchiti makura endai munogara mega to avoid all this
Kule vanemabhingo avoooooo kkkk
Audrey unotaurisa zvisingaite