Makoni anenge raiva dofo rinotyisa kuchikoro. You cant force vanhu kubvuma pasina mhosva. He signed out of ignorance. Both clearly stated kuti vaisadanana. And why is the headman protected when he has been taking things nehweseri. This cangaroo court is crap
Kangaroo court going on in rural areas. Some of these chiefs/mambos are clueless. Innocent people made guilty and charged. Where does all this money go. Is it lining pockets of Mambo.
Ava mambo nedare rako kutonga mhosva havagone zvachose. Why do they put words into people's mouths . Endai Kuna chief Mutasa and take notes. Apa manhu mukuru kutaura zvinyadzi yooo
Vanhu ava vanodanana.nhai ukadzi taura kuti yes or no .unotadzei kuti no.Vanhu musati mai ava harisi hure.her face and mouth says it all.but vataurirana nechikomba kuti dont say yes.munoshora Mambo nei akati sex nechirungu munotaura zvekushora here.shona yedu inoda kuti tisataure sezvezviri.pamberi nemi mambo.Rambai makadaro.well done
Chikomba is arrogant. MAMBO MOMBE 3 IS LITTLE.ANOZVIDA ZVEKUTI ANOFUNGA KUTI ACHAZVITONGA.HE IS A FOOL.CHIHURE CHAKAIPA.UNOTOBVISA MOMBE UCHIDA USINGADI 2 IS LITTLE ASI 10.KWEDU AKAZVIITA IZVI AKABVISA 14 MOMBE.ARIKUZVIKUDZA ANODA KUURAYA MUNHU MARK MY WORDS
Ndodare risina maturo iri kkkk
For me I LOOOOVE the old dude in dark shades, he is sooo drop dead hilarious !
Taura hako, asi anenge anorova mbanje futi
Dzimu badman chaidzo
Chief ndewekumama uyu
Hmmm this Mambo is rotten kwahi kusvirwa😂😂😂😂heyi asi vanosvuta mbanje here vamakoni 😂😂😂maziziso mahombe😂😂
Mambo ipapo nhasi magona apo
Uyu mambo anoda rumamiso
Haa vanhu varikudzvanyirirwa mumamisha umu
guys apohapana nyaya Mambo ivo idako ndovanhu vanouraya nyika❤😎😎😎😎🇿🇼🇿🇼
Mapepa Aya akasainwa zvechitsotsi
Ko sei murimanikidzira vanhu mhosva yavasina
Mambo Mutasa ndivo chete vanogona kutonga nyaya.. iri idofo ramambo.. plus ari greedy anoda kutorera vanhu mombe
Iwe Madara makoni tine vanyarikani mhani
Mambo hunhu ndokuti munhu
Apa mamanikidza vanhu kutenda mhosva musada pfuma muchidaro imi chief kungorwirana pachiumambo chenyu
Inzwa tumadhara kuhon'a kuseri kuti mukadzi abvume mhosva yaasina
Kkkkkkkkk kunyengerera kuti munhu abvume kuti ndakadyiwa bota kkkkkkkk kana kupfimbwa
Mambo avo avagoni kutonga
Makoni anehudzvanyiriri haa anondipa hasha. Hakuna ishe wakadayi. Pliz president ngavabvise madzishe akadayi
Hatina kuona vachibvuma
Muvhindiyo chiii nhy😮
Kunyarara kunyara uko ihure mai avo
Chihure chiripo kungoderera mudhara wemukadzi
Its not easy munhu kungonzi urikudanana nemunhu mbuya avo vatadza kupindura mudhara wemagirazi
Chief muri imbwa yemunhu mhata chaiyo usatsvaka nyaya pasina
Bota rakadyiwa apo
Zvakaoma vayera Nyati muriko here matare enyu ayaa ma1. Nyaya idzi dzinoda only 3 chiefs Mutasa, Nyamaropa. Bushu ndoovega vanogona kutonga nyaya idzi kwete mamwe madzishe vanokundikana kutonga nyaya idzi
Ivo chief Vachon Havana hunhu kizoti makasvirwa chii chakadaro
Saka vaiiteyi
Vanhu vakuda hupfumi hwavasina kushandira
Taurai henyu
Changadzo akachangadza beche remukadzi asiwake. Mombe 4 Apa
Ungasvirirawo sekukuru vakashata kudaro uri dosto chibaba
Vakahura sei vakambobvuma kwekutanga
Let's be fair pakutonga apo ..nyaya iyi iri one sided iyi..dare ririku forcer vanhu kuti vabvume chete without listening to their side of the story
Makoni anenge raiva dofo rinotyisa kuchikoro. You cant force vanhu kubvuma pasina mhosva. He signed out of ignorance. Both clearly stated kuti vaisadanana. And why is the headman protected when he has been taking things nehweseri. This cangaroo court is crap
Pane anonzi Simba akapinda jeri apomerwa mhosva yerape iye asina ,zvanamambo izvi zvakadhakwa murume uyu haana mhosva
Dare rakumanikidzira vanhu kubvuma vachivharira Chief Gwasira akaita huori nekuti ivo vanomboitawo huori
Muchinda uyu aramba kubvisa mombe ati handikwanise kubvisa
.hachibvumwe chihure asikuti avo vatonydzana nokurara vose mahure ayo
Ini semunhu kadzi hapana kudanana apo
Kangaroo court going on in rural areas. Some of these chiefs/mambos are clueless. Innocent people made guilty and charged. Where does all this money go. Is it lining pockets of Mambo.
Chibanda fambisa camera kune arikutaura please hatindi rima (THANKS )
Ummm shona yacho
Hapana proof hapo😢
mahure haabvume kuti arikunyengana ndosaka maDzMambo vachi fosa
Haaaa akuna mambo akafukuka kudaisooo. I language ipi iyoyo pakazara vanhu.. Apo marasika ishe. Hunhu kuvanhu
Chief mboko udyire
Chief Makoni vanondigura kunorira veduwee😂😂😂😂😂😂😂 mahure manyama vanosupporter chihure zvinozondinakidza zvavo ukaenda kudare kwavo uchitarisira kuripwa unogona kbvapo uriwe watoripa kukwirirwa mukdzi wakoo 😂😂😂😂😂😂😂 zvkaoma 😂😂😂 mwari haamo munoo😂
Simba akagara wani kujeri 9 years asina mhosva 😂😂😂
Taura zvako iwe avo mudhara uyo anoda hupfumi
Madzimambo musatonge nedemo use brains not kufosa vanhu
This guy should do an appeal this Makoni guy is so dull and after kutorera vanhu pfuma yavo.
Vanogona kunge vaisadanana havo asi kana yakwamambo chete unotonzi ufanire kubvuma chete kuti maidanana.
Pana nyaya apa
Hamusati magona kutonga. So you don't know kuti pane vari mumajeri vachifira dzavasina kupara. Mutikwanire
Ko vari kurambirei kubvunza nyaya yekuperera kumota
They are protecting one of their own wavanoba naye. So disgusting
Chief u are forcing
Vanhu havadanane ava vakutoda kuvatuma kuti vadanane .and this woman maybe living in an abusive marriage.. ishe avo vane huwori
Makoni is about money making. The guy can do an appeal kana vazotora zvinhu zvake zvacho, chiefs are not above the law this is pure nonsense
Vanhu vakuuya kwamakoni coz makoni imboko anokurudzira chihure. Anobvunza munhu vakabhadhara roora here if hauna vonzi mkadzi ndevemunhuwese
Kkkkkk musadero veduwe
Ava mambo nedare rako kutonga mhosva havagone zvachose. Why do they put words into people's mouths . Endai Kuna chief Mutasa and take notes. Apa manhu mukuru kutaura zvinyadzi yooo
Vanhu ava vanodanana.nhai ukadzi taura kuti yes or no .unotadzei kuti no.Vanhu musati mai ava harisi hure.her face and mouth says it all.but vataurirana nechikomba kuti dont say yes.munoshora Mambo nei akati sex nechirungu munotaura zvekushora here.shona yedu inoda kuti tisataure sezvezviri.pamberi nemi mambo.Rambai makadaro.well done
Why chief wachi fosa munhu kuti abvume zvaaramba. Nyaya inotongwa neevidence. Kana pasina evidence hapana nyaya
Am very disappointed with this chief u dnt put words into someone’s mouth.. idzo ngadziende kwa magistrate for e fair decision
Chimambo chaita Mari ichi nezvinhu zvevanhu he is benefiting more than vatadzirwa vacho very greedy and selfish
undue influence can render the caveat subscritor rule void
Asi kna urimukadzi wemunhu chinobvep chivindi chokumira musango nemurume wemunhu kna kut mkadz wemunhu.....Mahure akazara mudzimba...better kuroora mahure acho fokof vna chihera