@@tapiwachiguvare2605 the girl is underage. This means she does not have the mental capacity to consent to sex. In other words, haana kusiyana ne 2 year old
@@tapiwachiguvare2605 It is now an offence to initiate or have any sexual or indecent relations with anyone under the age of 18 in Zimbabwe, as the new age of consent of 18 is brought into statute law.
@@tapiwachiguvare2605 (b) The new definition of “young person” will extend the Code's protection to cover all children, i.e. boys and girls under the age of 18 years. This clause will replace section 70 of the Criminal Law Code, which makes it a crime to have sexual intercourse or engage in other sexual activity with a young person.
Zimbabwe sooo ka it seem rape is legal. Ko age of consent inozopinda papi. If these kind of sexual abuse is allowed. Macourts zvaanenge anoteerera zvekudanana ne underage and they seem to accept it. Chinomisa kuti underage iroorwe hapana zvee if the court accepts defence yekuti an adult aidanana ne kacheche. So rape inotangira pa what age.
Ini ndakaona kuti ukaita mukadzi anoita zvechifambi unotopiwa mombe kudare uye ukaita mwanasikana anorara nevakomana or varume achiri below 18 zvine mari futi and this causes an increase in such cases. Tinozongoramba zve rape chete
akana matyira kasikana aka kutobvuma kubviswa humhandara nemunhu ane mukadzi wake chero mukomana wacho saskam chairo vamwe vezera rako vari biz kutsvaga mabasa iwe uri biz kutsvaga vakadzi
Traditional courts do not try crimes. They have no jurisdiction. What the traditional court is being asked to adjudication over is the delict of seduction committed by the boy on the girl. In law they say the delict is sui generics, meaning that it is not a defence that there was consent. Once it is proved that sex took place, the defendant is liable. So the chief can try the Civil claim while the criminal courts deal with the criminal aspects. These proceedings can competently be done simultaneously.
Kutonga chitororo ndiani asina kudarika ne stage iyoyi ndekupi kwawakanzwa musikana achiti ndaida
Haaa mufana wangu uyo ndochibaba manje and chinogona kutaura chokwadi kkkkkkk ehe anovada vakadzi 2 kkkkk
Vana vanotonyengwa vabereki kubva pazvi form 2 ipapa zvichikwira asi vhongodiwa kuudza vana vedu vevasikana kuti musakurura bhurugwa kna musati Moda kuinda kutoilet naivo vanasikna ava vanodavo panichiment ndokuti vagone kuzvichengetedza nokuti mukaramba muchingoti varume varume hazvibatsiri isai panichiment pose tarisai vese vana 16 ne 19 nokuti zvimwe zvakutoita sekuti kuita kwevanasikna ava ratova business rokupa vabereki vavo ufumi ipapa gore rouya ucharara futi noumwe moti nokuti anenge ava ne17 kuzosvika osvika 18 unenge arara nevangani and vanenge vamhangara rungani vapiwa fuma ngani aiwa uyu mutemo dei mabata bothside
Ndakapedza. Chikoro chinongopedzwa here?
Kaida kunge Kari Mashonaland Central Kwete uku kwairi
Vakaenzana wani, plus magaro ose awo anotenge mai vakuru
16 yrs zvakaoma apa ane muviri kuita kunge ave kuma 25
baba vemusikana vanorwara ko avida kusvira ogaaaaa bwana wakeee
Mfana akanyanya uyo
19years kuita barika apa hakaende kubasa 😅😅😅 haaa hakuna zvakadaro.saka mukadzi wacho anemakore manganiwo mukomana anoshotawo shamhu
19 years 2 vakadzi haaa pakaipa tikutamba ne nguva
Haaa 19 years kuda kuita vakadzi 2 huuu.
Chinopakudaro kazhinji unotanga kutizirwa nemvana wobva wasangana nemhandara mushure mekutizirwa nemvana
Kutoda kuputsa imba yomunhu uchiziva kuti akaroorwa ndiwe waifanira kuzvikoshesa but wataridza kuti urikahure kemunhu vanhu vanogara muraini rimwe chawaida kuti vabereki vazadze danga nefuma yechihure musi wauchagadzirwa saChenai uchaziva kuti kudanana nemurume wemunhu uchiziva mukadzi wake kwakashata uribenzi dei waisaziva senani apa uchiziva haaa iwe hure iwe tseki mhani
Ane vakadzi too mwana mudiki uyu
Mahumbwe aya,vakadzi vose vanopinda mumatare ese aya ndivo vanemhosva nekuti varume ukaramba vanongokusiya,vakadzi ngavaripiswe muone
kkkkk..hupenyu hwakaoma..varegererei vana vadiki
😅😅😅 kaitodavo Ako haiwa
Iyi iRape iyi!
MuZim mitemo yacho inotikanganisawo iyi hmmm
Sei wati irape vanhu vaidanana ava
@@tapiwachiguvare2605as long iri under age zvekudanana hazvitariswe zviya unonzi wakamufonyora brain
@@tapiwachiguvare2605 the girl is underage. This means she does not have the mental capacity to consent to sex. In other words, haana kusiyana ne 2 year old
@@tapiwachiguvare2605 It is now an offence to initiate or have any sexual or indecent relations with anyone under the age of 18 in Zimbabwe, as the new age of consent of 18 is brought into statute law.
@@tapiwachiguvare2605
(b) The new definition of “young person” will extend the Code's protection to cover all children, i.e. boys and girls under the age of 18 years. This clause will replace section 70 of the Criminal Law Code, which makes it a crime to have sexual intercourse or engage in other sexual activity with a young person.
Bustop TV improve your sound quality and video quality
Haaa imi vana vese avo apana rap 19v16
Vana vê-se ava vasiyei
Gadzirisai ruzha, musikana endai kuschool, kwete zvechihure
😂😂😂kamufes aka kachibaba 2 vakdz kkkk zim inonaka
Katsotsi kakuziva kuti nyaya inotizwa sei hahahahah ka ginda goria chaiko
Haaa zvakaoma sure kuzvara kwedu kunotichemedza idi
Imwe mivhunzo inopedza simba mwana under age
Dare ratadza kupatsanura vanhu here, pane chingabuda here maSides ese aripo.
Cases of rape must be dealt with in the court of law,not these kangaroo courts.
Bota ronaka boiz kkk
WAT KIND OF QUESTIONING IS THIS
Zimbabwe sooo ka it seem rape is legal. Ko age of consent inozopinda papi. If these kind of sexual abuse is allowed. Macourts zvaanenge anoteerera zvekudanana ne underage and they seem to accept it. Chinomisa kuti underage iroorwe hapana zvee if the court accepts defence yekuti an adult aidanana ne kacheche. So rape inotangira pa what age.
Bushu, Nyamaropa,Makope,Mutasa Havana nonsense dzese idzodzo
@@nomsanyika151these are criminal cases which should be dealt with at the police & magistrate court. Hazvidi maChief izvi
Ini ndakaona kuti ukaita mukadzi anoita zvechifambi unotopiwa mombe kudare uye ukaita mwanasikana anorara nevakomana or varume achiri below 18 zvine mari futi and this causes an increase in such cases. Tinozongoramba zve rape chete
akana matyira kasikana aka kutobvuma kubviswa humhandara nemunhu ane mukadzi wake chero mukomana wacho saskam chairo vamwe vezera rako vari biz kutsvaga mabasa iwe uri biz kutsvaga vakadzi
Pamwe akanyeperwa since ane 19yrs
Age is not a defence in a claim for seduction. You can seduce a 30 year old and still be liable.
Vana ava soo ka
Kamupfanha kabharanzi aka
Mukomana uyu itsotsi matauriro ake haasi emunhu mudiki agara naro basa
19yrs 2 wifes
Court ikutii
chidare chemadofo
Dare ratadza kutonga nyaya,The child is under age and forcing himself on her is a crime on its own.
Forcing chii kii iye iyisanakurwa here iwe
Hapana zvozikamwa
Traditional courts do not try crimes. They have no jurisdiction. What the traditional court is being asked to adjudication over is the delict of seduction committed by the boy on the girl. In law they say the delict is sui generics, meaning that it is not a defence that there was consent. Once it is proved that sex took place, the defendant is liable. So the chief can try the Civil claim while the criminal courts deal with the criminal aspects. These proceedings can competently be done simultaneously.
Ayiyenderei kuchivanhu iye achiziva kune police
Age of consent!!!!!!!?
She is a minor full stop
She is a minor mhani madhara imi matare anotongwa nema perverts anonetsa
Mabhutsu 😢
Drama chairo
19yrs 2 wifes