Murume Wangu Anoudza Secret YeMuBedroom Bhawa Rese Kana Akadhakwa Anosvika Pakubvsa Hmebe Dzese
ฝัง
- เผยแพร่เมื่อ 28 ก.ย. 2024
- By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849
Murume uyu dai asangana namambo Nyamaropa haaa nhasi vaimuroaster left right and center zvekuti akazotarisa mukozodo wake aiwutuka zvehupenyu hwese futy kuti iwe doro wakapaza imba yangu.
Kkkkkkk.shuwa.mambo.nyamaropa.havana.funy.iyoyo.baimuratidza.nhasi
😂😂😂😂 very true
What a trauma kuvana nemukadzi, huku ichinzi kwachu musoro, after kwave kuti ukuona zvandaita huku iyi ndizvo zvandichakuita, immmmmm nyango mhepo yacho ikadimburwa mwanasikana usadzore tsvimbo gara kumusha kwababa vako you are lucky una baba vari supportive.
Mukadzi uyu ane hunhu hwakanaka asi murume hapana munhu saka zvakanzi nevakuru Manhanga anowira kusina hari ichokwadi
Murime uyu idzoto first class, baba vemukadzi thank you for being a loving father and going against the grain, vamwe vanoti shingirira ikoko kusvika wazodzoka uri mubhokisi nekuda roora 😢
Varume mapenzi ndivo vanowana maMarriage material vobva vavashungurudza and vice versa. This life is no balance
Vonongo side mnjolo nxaa
Benzi rerume.
Richa uraya mkadzi
Ayewa anotemwa mwana we varidzi makazobwaira bwaira apa
Shuwa.immmm
Atezvara mwana wenyu ibenzi siyai muroora ayende anopedzesera atemwa nedemo mangwana mozoti kudii.imi Atezvara munogara kumba kwenyu siyai mwana ayende kumusha kwake asati auraiwa
Marambadoro! Hakuna dunhu risina type yemurume uyo😂😂😂Mambo magonesa apo. Mushure mekushuta mafirimu ose ayo, anofuma achinzwisa tsitsi kunge munhu kwaye 😂😂😂
Amen mambo
Mataura chokwadi mwana anofa
Thank you
Mwari kana vakatendera vachabatana
Hainetsi nyaya iyi Mai rovesai bota kushamwari dzake chete zvnopera izvi
😅😅😅😅😅😅😅 unepfungwa dzangu chokwadi
Kune inonzi self-respect, better kusiya kana zvaramba
Munotambs nenyaya dzevamwe sei
😂😂😂😂😂😂😂😂
Haa ibenzi guru chairo and harichinje
Mhepo iripo asi chidhakwa icho ngachimbo kandwe mukati
Richaita rombe chairo kana mukadzi akamuramba
APA ritori
Atori rombiyas tsaga uyo.
Torai mwana wenyu baba muchazo regret..afaa hamenho henyu
Yes i mhondi
Wàawewa
Benzi remurume, aiwa mwanasikana mhanya nehupenyu hwako unofura kaburi kaashamwari. Yhohweeeeeee huyanga ngaamusiye.
Family inoda mroora wavo bt fambai uone zvikunetsa
Hapana chinofambirwa apa mwana imboko iyi
Hapana chekufambira wangu murume irombe
Imi vakadzi musanyanye kuita coconut Kuma bedroom uko hezvo baba vakuwana zvekumwisa doro😂😂😂😂😂
Yaa makadzosa mwana bba munomuchema tezvara yemuroora gadzirisai mwana wenyu
Tiza nehupenyu hwako unotemwa nedemo mai nhiya
Ngaa sungwe uyooo ane ngozi
Tidza neupenyu hwako iwe mazuva ano ka unofa sehuku
Atezvara kuti havana kumboraira here lol
Asi dai watiza nehupenyu hwako unepfa mabiyangu
Siya rombe iro udzokere kuna baba wako uri mupenyu
Saka iko kadora ko ndokaunofukurira vanhu kubhawa kamukozonga rega iwe..
Munoda azobva abhokisi here
Benzi rababa ane demon uyo
Siya ibenzi iro unourayiwa I bhinya iro unotemwa
Mukozodo nefodya zvatambudza dzimba dzakawanda
Hahaha hunhu hwababa ava ndozvinoita baba vangu vanoshoropodza step mom kubhawa zvisingaite zvekuti unonyara
Asi tinenge tichivaroorerei vakadzi kana tichizovafumura pavanhu
Taura hako
Vagogodze kasoro ikako ukanzwa vakutaurisa 😂😂😂
Siyai tezvara vataure nhunha dzavo vanoda muroora wavo
But why vakuda kuzofamba nhasi vakadii kumbofamba kumashure kwese uko
Unemaramba Doro wena kuita huku yekumhonyorora mutsipa
Chokwadi.mambo.mambo.vaudzei.baba.ava.pliz.pliz
Kkkkkkkk kuita kunga ndivo vatanga kumwa doro, ahhhhh
Zvakaoma vedu wee 😂😂😂kuseka nhamo serugare
Kamuchinda sko kaendesei kuvakomana vemakopisi marambadoro ekuzviitisa
Atezvara vane rudo
Kukwachura huku uuuuuum
What are those zrp officers doing there is that a magistrate Court?
Vakamirra nhubu
Madzimambo agara anochengetedzwa ne zrp vanotoita ma shifts just like zvinoitwa ma mayor
@@GladysRumbidzo but it's not good if it's like that it clearly shows the chiefs belongs to a ruling party they don't belong to people they're victimising villagers
Pane vanhu vanouya nenyaya dzi kubata vanhu chibharo nedzekumba vanobva vasungiswa
@@smartchidyamuti2437 but no anyone raped must go on her own to report at the police
Immmmmm.srs.apo.tangatisina.kunzvisisa.pahuku.apo.immmmmm.mwana.ngaende.kumusha.kwavo.unokwachukgwa.nebenzi.iro..harina.kukwana.rinengozi.ayewa.mambo.mwana.uyo
Musunungurei.aende.hake.vabereki.vake.varipi.mmmmmm.dangetous
Uyu musatanist chaiye kuita huku yekukwachura musoro
Mukozodo
This guy is a very dangerous being. Matonga mushe Mambo. Pakukwachura huku musoro pakaoma. Kazhinji kachomunu akadaro haatye kuuraya munhu. Tezvara gadzirisaika mweya wacho first. Iye pita sober up mozonotora muroora wenyu.
Imi hama dzemurume kwanai, makadii makagadzirisa zvinhu zvamaiona nekuziva nguva yose pazvaiitika. Chii chamava kuda kugadzirisa ikozvino.
Regai mukadzi adzokere kumba kwavo.
Mambo magona
Mambo.youre.the.best.mambo.
Plus.baba.avo..vanoda.kuvaka.havo.havadii.imba.yemwana.wavo.kuti.isaparara
This was me 10 years ago. I was stubborn an arrogant kumukadzi but the day i realised kuti a man becomes stronger with a woman ndakabva ndazvisiya. Kana doro ndakumwa pano neapo now at 37 ameno uyo achakurawo riinhi. Vana 3 blaz chidzikamai pliz🙏🙏🙏
47.1 k 🎉🎉🎉🎉🎉🎉 hatisi kumira kusvika June ngatipinde mu 100k vanhu please ❤❤❤
Handei handei
@@robertapfumaneyi Mkoma Robert tinosvika chete
Amen tinosvika Mwari vari mubetseri wedu
Nhamo ye mwana sikana we mu Zimbabwe, Mwari tibatsirei. Munhu haachatya kuwuraya munhu,how can one torture someone you you are supposed to protect and love. Zvinodhaka zvaputsa misha veduwe.
I think fodya iri kubhadhara mari yakawanda inoita vanhu vazorwa mudzimba
Iye munhu ane dzakati kwesere chaiye anokwachura huku msoro pamberi pemukadzi nevana, what kind of a trauma is that??
Can you imagine, unoziva ndiri kuona picture yevana nemukadzi ndiri kutoona vari pa corner pemba vachiita ku shaker nekutya
Ndokazhinji ukaona murume benzi mkadzi munhu kwaye
Mai nhanha run with your life..munourayiwa..
Ne ngozi iyoo
Kudhakwa foshoro🙄🙄🙄
KAKONO KUTSAMBARA FUTA
On the other side vaviri ngavape decision ndovanodanana.
Atezvara varikuda muroora kuti benzi ravo rione anobikira sadza nekuti hurombe huvharidzirwe
Taura hako wamai
Taura zvako iwe
Iwe Nomsa kwenyu hakuna mapenzi here
@@limbermist2904 asi iwe ndiwe benzi rekumba kwenyu
Useless man
Zvakaoma Sure baba vanoda kusiiwa Vega zvavo hurombe hwese hupere unonyara sei vanhu vachiudzwa zvese zvemu bedroom
HAA PANOFA MUNHU APO
MUROORA ZVISUNUNGURE. 😮😮😮
Mface anoda shamhu uyu.
Torai mwana muchamuviga
Brother Taka Tongai mnogona
Chihet
Dzimba dzichazomira here nhai hama dzangu
Dzinomira on the shoulders of unhappy women who will suffer until they die😢
Dzichimira kupi nemarombe iwawa anokwachura Hulu musoro😂
Cruelty to an animal scary Dracula man run lady 🏃♀️ 🏃♀️ 🏃♀️ he bad😮😮😮
Benzi re rume.you dnt deserve such a good wife.
Rombe
.mu urayi..mhondi sascum.
Musata chaiye
Mukozodo
Tumbwa
Mutoriro
Guka
Zvapunza mamarriages akawanda chekutanga zvinopedza munhurume simba repabonde chaipo munhu ozochachurisa poto orambwa or poita makuva.
Kuda sadza ne nyama yausina kutenga rubish
Imagine Aida itengwe nani
Mambo mapedza kare. Uyo ngapiwe gupuro rake. Then murume nemhuri yake vozotevera mukadzi kana vachimuda and vagadzirisa huyanga hwavo.
Ndipei mukadzi Uyo arikutambiswa zvake shame zviuya hazvidondani shuwa , what a wife even the way she narrates nyaya yake u can easily see Kuti Ane hunhu be respect
Hameno kuti mwari vakapagadzira sei mukadzi akaita munhu kwaye murume anenge ari benzi.mukadzi akaita benzi murume anenge ari munhu chaiye.😢😢 zvinorwadza kuparadzana panhu pane vana asi chekuita hapana kana murume ari mhondi munotongonparadzana.
Ini ndinoti mkadzi.uyo ngaasiye zvke murume bcz murume wake imhondi
Siya murume uchiri mupenyu imhondi iyo unofa ukasiya vana vatezvara imboko vanoramba vachiti munhu agare pamhondi iyo
Vakadiii kugadzirisa hama yavo vachiti kumusha kwavo pavave kuda kuzomiramira nhasi . Dzokerai nemhondi yenyu kumba
Manje nekugona, kwanoita bonde mukadzi uyu village rose romusvikira manje manje. Ndasiye doro murume uyu kana, ari serious
Ndizvozvo ngavaparadzane nokuti mangwana tinozokungura nokuchema auraiwa
Anoshota shamhu
Baba benzi
Zvinenharo Doro ngadhairute murume uyu benzi
What is the difference between RAIINI and VILLAGE ?
Its just wording, but basically they mean the same
The difference is zero.
Same fanane 6 lo 9.
Camera man ,busy kutionesa mambo …toda kuona vanhu varikutaura ..
Murume uyo ngaambo batwa nemapurisa ayo vambo mutwasanura anowuraya mukadzi
Chembere iyo inotonga yandii kuenda kunorara kumba pane kunda kuti munhu ataure
Mokozodo FC,haina hunu ngaigare isina mukadzi
Wapiwa gupuro wonyatsomwa mukozodo mhondi iyiiii
Mambo avo ngavabvise chiheti icho mumusoro.
Well done mambo murume uyo imhondi chaiyo
Apa murikusela nyaya iri serious kudaro
$20 gupuro aiwa fodya inobhadhara
Kuita kukrema Mai Ava nonstop.
Murume uyo irombe imhondi
Vavachinwa mkozodo kkkk
Mfana achi mudiki plus it's first time kupinda mudare plus mutoriro , dai vavapa nguva under surviallance imba yaimira.
Plus hasi kupedzera dare nguva ari kubvuma mhosva dzake so sec chance sure
😂😂😂hapana murume apa
😢😢😢 So sad
Baba avo vendebvu chena vari serious here ..ko mwana wavo akazoponda mukadzi akafa vachaita sei..nxaaa
😂😂😂
😂😂😂😂😂😂 vanenge vava kutanga kupusa
Anodhakwa bhachi
Mune marambadoro in Choga's voice
😂
Kkkkkkk hanzi hunhu hwenyu hwakadii bamunini? Hwakasunama
@@frankmoyo7267 🤣🤣
@@frankmoyo7267kkkkkkkk haaa iwe usatigura mbabvu nekuseka mhani😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Haurambidze munhu kuramba partner yake,ko akatemwa nedemo racho
Uuù marambanisa wanhu
Are you okay udakuti auraiwe kwanai
Vedare listen to her problems.why muchidaro ku kata mudzimai uyu.
Be patient mhani
Munobhowa..saka dare racho nderei.
Nxaaa
kubvunzurudza Munhu pane pakunogumira havangapedze 2 days vachitsanangura , abvunzurudzwa ane paanogumira mukadzi atsanangura wani Saka haanganzi ramba uchitaura iye apedza. makurukota yarikuziva zvayari🙏🙏🙏