Mambo vagona wani; chero dayi kuri kuCourt ipi hapana better judgement yaibuda apa; gatisangoshoora guyz.If u see apa Sabhuku ndivo vatomhangara; uyo mukadzi haasi mumhangari. Saka Dare ratovona haro kuti Sabhuku ndodambudziko; but amai avo havasi ivo mumhangari. So, what simply happened apo kudhisimiswa kwenyaya yemumhangari. Full stop! Dare haritongi isina kumhangarwa hama yangu.
Ndokuti Zanu PF. Sabhuku vakanhumburisa under-age and he is a wife abuser zvozivikanwa kumapurisa. Pachigaro havabviswe. Pamberi nekudzvinyirirwa, pamberi nemhondi, pamberi nembavha pasi nerugare!
Why is she crying and still staying with him. Munofa mukasiya vanha varinherera nezvirwere zvenyu muri two. Murume anokara zerarechidiki iri. Breaking Virginia everytime hamunyare? Havakodzere kuita Sabhuku.
@@tsitsitunha5001 I blame madzimambo ayo cos they don't consider the feelings of the woman and in this age and time of HIV/AIDS they tolerate cheating.
Sabhuku nekungwara kwavo vanoti: Ndakangoora kwaana amai chete kwaana baba dhololo. Does that answer make sense guyz; especially coming from Sabhuku, who is a custodian of Shona traditions? Ini apo patondipa muvono wekuti baba avo murevi wenhema & indururani hurusa.
Mambo what are u trying to do ? mati sabhuku kana vauya nedrop mwanansikana enda unorapwa?? Kwete kut mubatsire sabhuku vasiye chihure vanourayisa chana chavakatora chiri form 4 ? Honestly where are we going senyika ? Mambo Chinhamhora??????????
This sabhuku is a disgraceful womaniser. Such an abuser he needs to be demoted coz he’s going to inspite mamwe ma sabhuku tonabuse their wives. Silly excuse of a chief, no wisdom.😢
Apa Mambo you failed to reprimand Sabhuku. "You can not say kana vauya nedrop Baba ava monorapwa varai mose" the words of Mambo. Vana vanouya vopwanya mawindow Sabhuku vanoti ndezvavowo uko yet imba yenyu Sabhuku. He doesn't deserve to be a Sabhuku
Learning the hard way mwanasikana,, wakazvikanga nemafuta ako.
Siya vana mudhara.Mambo uyu akasasungwa ma one atanga.Stop Corruption!!!!
Ko volume munohodha kupi hapana chatanzwa
Ko uri mwana wechikoro waindepi uchisiya kuita corrections at school
Aaaah kkkk hanzi kana drop yauya monorapwa zviriko here izvi at least once better kwete everytime haiwa
Wife No. 6 same age as mwana waSabhuku
Tongai zvinhu kwazvo imi mambo baba avo vanonetsa regai mai vagare vane mhuri chief imi kwanai mai vatambura kurohwa baba imi pfutseki munoshusha imi
Chinhamora chimboko, ngachimpoipwawo drop chingonorapwa
Zimurume iri vana2nezidhara tsotsikuita njovhera mutanawese uyu she pretty uzafa wena nkazana 😮
Mambo Chinhamhora hamuna chamatonga
unoroora mwana ari form 4 otozonyora ma exam anenhumbu
Mwari pindirayi😢
Baba ava ndivo muridzi we chirwere ava baba very violent
Mambo kururai chigauni chamakapfeka icho mupe varidzii varo ndindadaro murikuvharira vanogona basa gateway xaar
Iwe uri wechi 5 saka waitoziva kut paimbova nevamwe vakadzi.......aah zvno ungarigona here Zigindagoria irori.....
Chief hamugoni kutonga dare
Sabhuku iri zi hure chairo riri
Mambo vagona wani; chero dayi kuri kuCourt ipi hapana better judgement yaibuda apa; gatisangoshoora guyz.If u see apa Sabhuku ndivo vatomhangara; uyo mukadzi haasi mumhangari. Saka Dare ratovona haro kuti Sabhuku ndodambudziko; but amai avo havasi ivo mumhangari. So, what simply happened apo kudhisimiswa kwenyaya yemumhangari. Full stop! Dare haritongi isina kumhangarwa hama yangu.
Hapana chamatonga kana kugadzirisa mambo wangu
Baba imi kwanai baba imi
Ndokuti Zanu PF. Sabhuku vakanhumburisa under-age and he is a wife abuser zvozivikanwa kumapurisa. Pachigaro havabviswe. Pamberi nekudzvinyirirwa, pamberi nemhondi, pamberi nembavha pasi nerugare!
Chief endai kwamutasa
Vakadziwo hamudzidzesei patadza kugarwa nevamwe vakadzi vakawanda kudaro iwe woenda futi ipapo unoti unozvikwanisa her zvikutadzwa nevamwe vakubvapo kkkk iyeye achibva panotouya futi umwe😂
Why is she crying and still staying with him. Munofa mukasiya vanha varinherera nezvirwere zvenyu muri two. Murume anokara zerarechidiki iri. Breaking Virginia everytime hamunyare? Havakodzere kuita Sabhuku.
Abuse shouldn't be taken lightly, abusers are very manipulative trust me?
baba Ava is a narcissist vanoonekwa vanonetsa
@@tsitsitunha5001 I blame madzimambo ayo cos they don't consider the feelings of the woman and in this age and time of HIV/AIDS they tolerate cheating.
Mambo vakonewa kutonga...hanzi mukadzi ngaapiwe drop anorapwa....in these days of aids? Both should be tested and until then protected sex
Banga iro its a weapon nt rekucheka macabbage amanaka soon munhu achauraiwa mozoyeuka bako mvura yanaya
Zidhara risina musoro iro.mai imi muchaguma maurawa.
Imi mambo bvisai ziSabhuku iro pahusabhu rinotungamirira sei vanhu iri richiabuser vakadzi soo
Unogona kunwa wakahwanda, iye achinwawo!!
##Huzukwende
Ku camera matiiraya
Uyo mukadzi akupindira nyarara uri mukadzi iwe stop abuse
Kuzoita vana vaviri usina kana sendi (cent) raunopiwa nababa avo shuwa? Tete vanonyepavo futi ava; these two guyz pane basa form both sides.
Waidei pamu dhara waiziva kuti ane vakadzi vashanu
Panyo penyu sabhuku, matama snonga magaro ekitsi
Ummm kuzviendera kuri nani murume haachade mukadzi iwe urikurwadziwa nekusiya imba yaurikuti makawaka mese iyo nezvauri kutsanangura zvese izvo kuti hauchengetwe saka ukunyengengererei
Better kushungurudzwa newezera rangu pane kuitwa abuse nedhara munomadireiko madhara aya
Please, learn to take abuse seriously imi madzimambo sies, that's a weapon and munhu uyo ngaasungiswe.
Hakuna murume anotaurisa kudai uuum sabhuku munoshusha murizimukono reruzha yuwii
Uuu nhambe tambe inorengwa ichanaka simuka musikana wakamirira rufu magariro enyu ane hondo
Chief hamuko
Zanu inonyadzisa machief nemasabhuku kutaura zve drop asi dai ari mfana ane 21 angadai abvunzwa kuroora kudanana ne under age
That sabhuku is abusive mambo tongai kwazvo aaa ngaabiswe pahusabhuku
Poor camera
Haaa ndabvuma pazim parikupisa
Sabhuku ava havadi mkadzi saka he is trying by all means kuti mkadzi ayende
Poor picture quality
Sabhuku nekungwara kwavo vanoti: Ndakangoora kwaana amai chete kwaana baba dhololo. Does that answer make sense guyz; especially coming from Sabhuku, who is a custodian of Shona traditions? Ini apo patondipa muvono wekuti baba avo murevi wenhema & indururani hurusa.
😂😂😂😂 menowo sei Mambo vapanyarara makazvinzwawo kupi unoroora kwana mai chii chakadero
Kana makamboona matsotsi apa ndopaasangana apa 😂😂😂😂😂😂, sabhuku ane dzake, mukadzi ane dzake koitawo avo vamwe avo😂😂😂😂
Mukadzi uri sasikamu
Sabhuku uyu must be demoted to start with, he abuse women 6th wife
Mambo what are u trying to do ? mati sabhuku kana vauya nedrop mwanansikana enda unorapwa?? Kwete kut mubatsire sabhuku vasiye chihure vanourayisa chana chavakatora chiri form 4 ? Honestly where are we going senyika ? Mambo Chinhamhora??????????
Sabhuku ava vanoda shamhu
Vakadzi vemazuvano siyai kuvaka pamusha pevanhu ukarambwa unosara pazuva
Batsirai mawasikana uyo murume uyo ibenzi
Ichi CHI USELESS Mambo ichii, munoda kumanikidzira mukadzi uyu kuti auraiwe, zibanga mariona exhibit , ukaona sabhuku dhara rakadai rinonhumburisa mwana we form 4
The chief is talking nonsense! Why advocate for the woman to stay in an abusive marriage , whereby he's infecting her with STI's etc ,
Vana tete vangu; vanasika siyanayi neketsika kenyu kekunyanya kuda zvinhu zvamusina kushandira. Ndopamunozvisikira matambudziko ipapo. Imagine; iwe uri pachikoro wodanana nedhara ratomborovora vakadzi five (5) vachiinda - kukwana ikoko? Vanasikana mukai mhani; ndimi munotokonesa kuti Gender Equality ikwanise kufa yakaitika munyika imi. Ingaitika sei imi muchitiza chikoro muri mumaForm 1; uchienda kuzidhara rine power (like Sabhuku) or rakafunda riine big job nemari yaro? Ko; iwe kudzidzavo woitavo big job rako semunhu wemukadzi zvinodini nhaii?
Vana vadiki kuda madhara munenge muchifunga kt ndimi munoagona
Aaaaaah???
Nekuda kwebanga iro kwaMutasa munhu mukatii
This sabhuku is a disgraceful womaniser. Such an abuser he needs to be demoted coz he’s going to inspite mamwe ma sabhuku tonabuse their wives. Silly excuse of a chief, no wisdom.😢
Rubbish. Chinamhora uri kunyadzisa. Mapfeka mweya we Zanu na Mnangagwa. Shame on you. Little girl run with your life ziya zi benzi iri Wake Up 😢🇿🇼
Mambo chimbodzokai kusikuru hamugoni kutonga
sabhuku itsotsi avo havachadi mkadzi .mukadzi dununu ibva haudiwe
Apa Mambo you failed to reprimand Sabhuku.
"You can not say kana vauya nedrop Baba ava monorapwa varai mose" the words of Mambo.
Vana vanouya vopwanya mawindow Sabhuku vanoti ndezvavowo uko yet imba yenyu Sabhuku. He doesn't deserve to be a Sabhuku
Kugara nebanga kuromba ukoo
Very poor video quality
This old man is childish
Sabhuku ibenzi and a womanizer. Nxaa
Useless Mambo, stop justifying nonsense and sex is consensual and as a chief tarisa kuti akamuroora anemakore mangani?
Poor video