I salute you Tezvara, vakuwasha vakutemba nematare. Nhoroondo yamataura apa yandirwadza kwazvo. Nhasi uno munhu boom nehembe dzaanoti ndedzemufi after 23 yrs NO WAYS. Kana hanzvadzi yenyu ichizokumukirai motangira ipapo not now
mambo is not God,it doesn't mean you know everything. Tezwara l am with you all they they cant force you to forgive . Mother always stand bybyour man he needs your support
Eihiii kufurirana kuya vanenge vachikuda kudya chete and when it comes to problems havazodi. Vanomira pamhiri. Vano kusiya wega manje. Iyo sister yacho kutitsamwirira kani. Anobvumirwa kuramba and he is firm. I get him. .
@@greysoncharumbira5777 wangu i think you dont know what is self respect and your family values. Tazvara is asking for respect via chivanhu kwete through court and right channels via chivanhu aka bvuma how things are done per tezvara family, its like kuno roora hanti you follow what you told nefamily yana tezvara ( kutoita zvavataura ) ndiyo respect yako. 23 years ago aivepi mukwasha? Kuenda kudare hazviri revi you always have toagree with mambo
Good on you tezvara. This will be a lesson tutuvakuwasha, tunhunzvatunzva who think they can get away with any evil doing nekuti vanozongo ripa zvopera.
From my side ini ndinoti Dai baba vadhorothi varivapenyu vaimuregerera ndomusiyano wababa nyakubereka nehanzvadzi hanzvadzi chero ukarambwa nemurume baba vanokutambira asi hanzvadzi hayikubate sababa wako
Dori haana mwana. Chief mutasa vanodaidzwa vakadaira. Kamukuwasha hakasi kutaura chokwadi chepfukwa. I salute vatezvara. Tuwakuwasha tutsotsi. Why is he going kudare yangozi iyi
@@erumachi85 that disrespectful mukwasha, used his sister after that dumped her for the younger sister. Instead of being honest, he further avoided his tezvara by marrying without his consent. 20 years later, things are getting hard for mukwasha, he runs back to the same tezvara asking for forgiveness becoz zvinhu zvakunetsa. Come on, LET'S LEARN TO BE ACCOUNTABLE FOR OUR ACTIONS IN LIFE
Men who support people like that mukwasha definitely have an abusive tendencies towards women. Imagine if those were your sisters treated by another useless man in that appalling manner?
I agree this guy, he is angry uyu mukwasha imbovora. It doesn’t mean haana kumuregerera but he should maintain his standards. He is a real man Varume vanofunga kuti untangle zvainoda nevana nevanhu wounds kwamambo kunosura nhema. Why did he not approach texvara mukadzi uyu achiri mupenyu? Mukwasha uyu itsotsi semitone wasisi vangu. I can relate to tezvara and stand with him. Ko vakapiwa 1:05:57 Mabhachi vari kupi? Anoziva chishona Chevanhu vakafa ndiani. Hapana hanzwadzi inomukira mwana wamai vayo iye Amara achiziva kuti hanzwadzi yake was there for all till she died. Iyo mbudzi invite mukwasha ngaiende inoita kwayakasungirira bundo I support tezvara till death do us part . He sets example precident to deter any people from getting themselves in such situations vachiti ha kuti vacharegerrrwa. Mambo munoshuvira kuti vana vetezvara 1:12:15 vashungurudzwe here. 10 years muchitonga does not mean kuti mutinkugona. Humana haumanikidzwe
Pachena angadaiakators Sisi Dori nazvo kivabereki wokumbira mudzimai zviripa tsika yechivanhu chedu,he and his wife they are wrong tezvara vakatobzvimba bhibho havakendenge 🤣🤣🤣🆒
salute to father in law. forgiveness is by choice. hembe dzaDorry ngaape sister yake ipfekezve akuuya nadzo after so many years why? Katsambarafuta kemukwasha dhemet
The problem is shona yacho doesnt really make people accountable. Ndosaka mvura ikutadza kunaya cz tikuita negotiate everything when we are supposed to be tough. People always think kuripa is the answer sooo
@@SophiaTsuro It happened when tezvara was still struggling so mkwasha took advantage of the vulnerability of vanatezvara. I think that's why Tezvara arikuchena achitaura nyaya yacho. He was hurt, he was cut deep and for sure he may forgive mkwasha but can't forget
Pachivanhu hakuna mhosva isingaripwe tezvara fambai mega semhuri munzwe kuti mufi anoda kuti mhosva iyi iripwe sei. Tezvara mangwana munofuma makafa munosiira mhuri dambudziko. We understand your anger but garai pasi nevanwe vana sorojena mubatsirwe chivanhu .
Gumbi vakarwadziswa and there is no doubt about it. Hasha dzawo dziri palpable. I expected mambo to call the witness ya sister wa Gumbi to explain what happened and probably help facilitate kukumbira ruregerero. Or even suggest kuchidzere? I think process if changed might help ameliorate for hasha dza Gumbi. If suggestions dzevadare are anything to go by Gumbi ngavadzose hasha dzawo. He will not always be there and be oiled to be self-sufficient. Hasha dzinoda kudzorwa. Remangwana harina anoriziwa.
Tezvara vari right 100% how can you accept hembe after 23 years ,anoziva sei kuti ndedze hanzvadzi yake ,, you can not force him to accept zvinhu zvaasingazivi ,, mukwasha was suppose kudzosa hembe mufi achirimupenyu ,not to wait kuzounza afa after 23 years varambana thats bullshit,,,,tezvara vanogona kutotambira dzimwewo mhepo coz anoziva sei kuti ihembe dzehanzvadzi yake ,,,i salute you tezvara for me you did the right thing,, mukwasha is the one akunetswa thats why auya kuzopotera , full stop
Tezvara is right 100%. Why mkwasha want to associate naTezvara ava yet paakanobvisa pfuma vakaenda kumwe. Why is he not going kwakaendesa pfuma. He want to use Tezvara ava for dirty work yet pari right he prevented him. Mambo is wrong he doesn't have to force it on Tezvara but he was supposed to plead with Tezvara and advise mukwasha to humble himself and not accuse Tezvara yet he is the one anoda kutaura naTezvara. I like men like Tezvara, men with balls, men who can stand their ground and not compromise on their conviction. Sando kunaTezvara. Mkwasha looks evil
Tezvara vanoundurwa nengozi Ava nekuda kwe pride yechibharanzi iyi. Vachazodzoka Kwa mambo tezvara Ava or Vana vavo vachauya Kwa mambo in future Ngozi ya Dori yonetsa mumusha. Ngozi haana basa nekuti une zvimari zveku Iraq
@@greysoncharumbira5777You think that Tezvara guy is that dumb? Nhumbi dzakashandwa idzo. Mkwasha arikuona chitsvuku nengozi, mukadzi wake arikuona ngozi yasisi wake. Mukwasha arikunyepera kudzungaira. Tezvara is right he's a real country boy
Give Tezvara time to heal, nyaya iyi inorwadza, hanzvadzi yake, yakarwadziswa. Mukwasha is not even remorseful, arikuto pikisa zvataurwa namambo. Inhubu mukwasha uyu!
Brothers like this wane nzvimbo yawo kudenga ine wifi...lm reminded and my mom's funeral haaa pakaripiswa benzi hanzvadzi dzakamira an silly mistake makanoripa and dzichidiwa panzvimbo kana dzirimombe
Chivanhu handidi ma baboon theory amurikutiudza ayo , kana munhu achifanirwa kuripa musiye aripe Life goes on , you can't protect everyone in your family 💪💪 Unogona kuripirwa and still ban people paumba 🤣🤣
I respect the tezwara's sentiments, nyangwe dai ndirini tezwara ndaisatambira regerero kana huripwa from such a wicked person. Iye ndiye ane zwirikumuremera, ari aishungurudzwa ne mufi madzimai wake kutanga, 23 years aine nhumbi dzemufi!!!Hapana ngozi inobata kwa tezwara. That's absolute nonsense!!! Dare iro seem to be full with bafoons, vaedza kuvhundutsira tezwara zwikashaya basa. Mukuwasha uyo achaona moto, he is so arrogant too!
So muri kuti vana vakazozvarwa nasisi vake havana ukama naye. If kana mai vachimukira vana vavakazvara ngozi kuzoti masiblings it's worse anogonakumboita zvemushonga nhasi kumutsa sisi kumba kwemukwasha asi vachadzoka mumba imomo and it won't be nice
Never argue with a fool because people won't notice the difference. Mukwasha anga achifunga kuti akangwara nekutanga ku justify ma actions ake. He underestimated the stubbornness/resolve ya tezvara. He thought he would get out of the situation easily. Time heals and with patience and a lot of hard work he could win back tezvara. If I was in tezvara's shoes I would have done the same. But after a healing period I would eventually at least accept that bygones are just that and at least tolerated mukwasha.
I don't think so. Ukaona murume anokubvumidza kushanda kuChiredzi iye arikuHarare it means he is very civilised, learned and liberal. He just does not take nonsense and as usual - the wife is acting motherly because she can't take sides over an issue that started before she was brought into the family
@@WellyZifesho wangu hauna moyo did you follow the narration. He is right to express that he is pissed mukwasha hana respect, half of what ha been narrated mukwasha know how his wives were raised and he doesnt show respect were its due. all that man is asking for in simple terms he is saying he doesnt want to court to show mukwasha the right way he wants mukwasha to know the right way pachivanhu ega and mukwasha respecting the way things are done kwana tezvara. Kuuya uchikumbira ruregerero ega, accepting and following how things are done per tezvara family ndiyo respect yacho and kubvuma pauri kunzi wakatadza. So mukwasha is using the courts to force vana tezvara to accept zvinhu zvemufi which is wrong
Mukwasha was advised namambo kuti kumbira ruregerero he never admitted kuti akatadza ari stubborn mukwasha anga achifunga kuti tezvara vachatumwa nedare kutora zvinhu tezvara vagona big up brother
l think ngavape Tezvara mukana pamwe vakasvika vakataurawo nemudzimai vavo he will calm down. Zvaakaitirwa zvorwadza but zve sure for the sake of vazukuru vakabarwa vasinawo zvavanoziva ngaangosungure moyo😊
Mambo musamanikidze munhu kuita tezvara kumukuwasha akamuramba, achinoroora pasi pemuti ngaaende pasi pemuti paakanoroora anosiya nhumbi dzemunhu ikoko, tezvara magona mara ba kushandiswa
That's my type i don't forgive idiots, apa hakagoni kutaura kadhara yacho it ws not necessary kutaura nhoroondo kadhara ako ws suppose to apologize period kari ignorant
no Tezvara ibenzi iro kuramba Vana ve hanzvadzi chii ichocho ,urikuramba kuripwa Kuita sei ,zvichadzoka back kuvana vake Benzi Uyo ,akambourairwa 3 Vana pa 1 yr anopinda mugwara
Chimukwasha chave kunetswa na Dorothy pamusana pe mbasha dzake.
Weldone tezwara makarwadziswa.
I salute you Tezvara, vakuwasha vakutemba nematare. Nhoroondo yamataura apa yandirwadza kwazvo. Nhasi uno munhu boom nehembe dzaanoti ndedzemufi after 23 yrs NO WAYS. Kana hanzvadzi yenyu ichizokumukirai motangira ipapo not now
Ari kufunga idambe dare iri mark this
Wakapusa, ngozi inodzoka kumusha kwayo.
Adzimai avo the way she looks at the husband u can see kuti she loves and cares for him
I love you tezvara. Well done...
mambo is not God,it doesn't mean you know everything. Tezwara l am with you all they they cant force you to forgive . Mother always stand bybyour man he needs your support
@@geraldinemlimgo2983 kana ngozi yomuka muchazovarangarir henyu
forgiveness is by choice, walk tall tezwara
One day he will be short one day
Kwaakandoisa mari yemaroora yemukadzi wechi2 vakadini kuenda nehembe ikoko .Upenyu hwakaoma shuwa
Eihiii kufurirana kuya vanenge vachikuda kudya chete and when it comes to problems havazodi. Vanomira pamhiri. Vano kusiya wega manje. Iyo sister yacho kutitsamwirira kani. Anobvumirwa kuramba and he is firm. I get him.
.
Big up tezvara, kamukuwasha ako ngakataure zviri kunetsa, plus mukadzi wake ihama yemufi saka ngaamupe hembe dzacho apfeke
Thank you I agree with you. Chief just understand advise yenyu yaramba. Tezvara ndinodada nemi.
@@julianachiweshe2857 kikikikiest iye ariye muparanzvongo, yhaaaaa panezvavarikuona mumba imomo. Ngavambotsva zvavo tozoonazve pamberi apooo.
Hongu mukadzi ihama yemufi asizvinhu zvogoviwa nemutemo kwete kuzvipa ega ❤❤
Thank you tezvara naAmbuyawashe makarongeka and mkwasha imboko
do not force him,ko kana hembe dzacho dzkaiswa mushonga .kufunda kwake has nothinh to do with the matter
25 yrs aiitei nadzo kuzoda kudzidzosa nhasi rambai tezvara forgiveness is not by force akarwadziwa mukwasha uyu
Ndosaka awuya he was very wrong awuya kuzotongwa simple
Ini hangu maonero angu kunyangwe ndaive ini tezvara handaidzora tsvimbo, mkwasha uyu ibenzi rekupedzisira, aifungidzira kuti akangwara achiita minana yose yataurwa apa asingazive kuti the day will come. Tezvara ngavaramba vakadzvanya.
Tezvara benzi. Achisvinura Ngozi yave kupedza Vana vake. Ngozi haiendi kumukuwasha unotamba mumhuri make tezvara. Muchasvinura
@@greysoncharumbira5777 ngozi ichamusvinudza becoz vanhu vaedza kumuonesawo but akaoma musoro.plis he is the only boy anotonga nedemo
@@greysoncharumbira5777 wangu i think you dont know what is self respect and your family values. Tazvara is asking for respect via chivanhu kwete through court and right channels via chivanhu aka bvuma how things are done per tezvara family, its like kuno roora hanti you follow what you told nefamily yana tezvara ( kutoita zvavataura ) ndiyo respect yako. 23 years ago aivepi mukwasha? Kuenda kudare hazviri revi you always have toagree with mambo
Pachine hembe here 25 yrs
@@smartchidyamuti2437 you would be surprised, dzinenge dziripo
Tuvarume tunoparira nhasi tezvara vavekuita kunge vasina moyo bt kurikurwadziwa nezvakaitwa hanzvadzi yavo
Tezvara u have my full support 💪💪💪💪
Yaah Maronda acho Ari deep weduwe pain iyi unoinzwisisa kana wapindana nayo
Good on you tezvara. This will be a lesson tutuvakuwasha, tunhunzvatunzva who think they can get away with any evil doing nekuti vanozongo ripa zvopera.
Tezvara vakaromba and he is using his dead sister's spirit. He's a very selfish and arrogant bastard
Haaaa nhasi masangana nazvo.changamire😂😂😂
Tezvara is sooo soo soo handsome than mbuyawasha😂
😂😂😂😂uri mboko
😂
😂😂😂😂
Kkkkk vanhu so
@@RyanMachache-kg8mk asichi nhai ambuya , lol 😆 😂 🤣 handsome futi
From my side ini ndinoti Dai baba vadhorothi varivapenyu vaimuregerera ndomusiyano wababa nyakubereka nehanzvadzi hanzvadzi chero ukarambwa nemurume baba vanokutambira asi hanzvadzi hayikubate sababa wako
I'm with you straight to the point sorry mean ndakatadza ....dai Sekuru vabvuma kuregerera of course mukwasha imboko but yakadeuka
I salute you my brother and makoti thank you nekumira nehanzvadzi yedu mukwasha imboko uyo imbwa yemunhu ngaagare nadzo hembe idzodzo 23 yrs akadzichengeta muridzi wadzo asingamupe imbwa yemunhu
Anoda kurasirira ngozi pahembe Tezvara rambai hembe 23 years
Dori haana mwana. Chief mutasa vanodaidzwa vakadaira. Kamukuwasha hakasi kutaura chokwadi chepfukwa. I salute vatezvara. Tuwakuwasha tutsotsi. Why is he going kudare yangozi iyi
KAMUKWASHA AKA KAVE KUONA SIGNS DZE NGOZI AKUNYEPERA KUNGWARA APA HAASI KUTAURA CHOKWADI.
DZVANYA IPAPO TEZVARA
Inini zvangu maonero angu, Tezvara havasi wrong he is 100% correct. Why am I saying this, Mukaona zvinoita ngozi ndezvekuti inoripwa kana yabuda kuburikidza neanenge abudirwa so hairipike kana pasina kubudirwa. Naizvozvo Mukuwasha anenge arikuona kuti ane zvava kumushupa muupenyu kuburikidza nemufi zvaita kuti after 23 years akagara nenhumbi dzemifi asimuke kuda kuuya zvekuhwandira nyaya dzake. Iye pakunobisa pfuma haana kunobisa kuna tezvara waunzwa mudare ava asi ane kwaakabhadhara kuri iko kwandinongoti, paakaenda kunobhadhara pfuma akaona seakachenjera kuenda neseri asati aona kuti pane episode 2 ichatevera iri iyo yamuunza kudare, now ndochiti kwaakanobvisa pfuma yemukadzi mudiki ngaaende ka onovapira nyaya iyi ovaudza nyaya yembatya idzi or handiti uyu mukadzi mudiki akaona kuti akachenjera akagarawo nemurume wake mbatya dziripo, saka nekuchenjera ikoko ngaatore ka mbatya dzasisi wake sezvo vari vachenjeri. Tezvara ndinemi pakuita kwenyu nekuti vanhu vanojairira chaizvo kuita zvavanoda.
Zvinorwadza chokwadi
TEZVARA IS CORRECT 💯
He is wrong
Very wrong vakadhakwa brain
@@erumachi85 that disrespectful mukwasha, used his sister after that dumped her for the younger sister. Instead of being honest, he further avoided his tezvara by marrying without his consent. 20 years later, things are getting hard for mukwasha, he runs back to the same tezvara asking for forgiveness becoz zvinhu zvakunetsa. Come on, LET'S LEARN TO BE ACCOUNTABLE FOR OUR ACTIONS IN LIFE
@@rastendaimacky208pedzezvo osungisa tezvara kwaMambo.
Men who support people like that mukwasha definitely have an abusive tendencies towards women. Imagine if those were your sisters treated by another useless man in that appalling manner?
I agree this guy, he is angry uyu mukwasha imbovora. It doesn’t mean haana kumuregerera but he should maintain his standards. He is a real man
Varume vanofunga kuti untangle zvainoda nevana nevanhu wounds kwamambo kunosura nhema. Why did he not approach texvara mukadzi uyu achiri mupenyu?
Mukwasha uyu itsotsi semitone wasisi vangu. I can relate to tezvara and stand with him. Ko vakapiwa 1:05:57 Mabhachi vari kupi?
Anoziva chishona Chevanhu vakafa ndiani. Hapana hanzwadzi inomukira mwana wamai vayo iye Amara achiziva kuti hanzwadzi yake was there for all till she died. Iyo mbudzi invite mukwasha ngaiende inoita kwayakasungirira bundo
I support tezvara till death do us part . He sets example precident to deter any people from getting themselves in such situations vachiti ha kuti vacharegerrrwa. Mambo munoshuvira kuti vana vetezvara 1:12:15 vashungurudzwe here.
10 years muchitonga does not mean kuti mutinkugona. Humana haumanikidzwe
VTezvarA tezvara vakuwasha ngavazive hunhu ngavagare sister puu kuchiva murume wasisis sisi
Pachena angadaiakators Sisi Dori nazvo kivabereki wokumbira mudzimai zviripa tsika yechivanhu chedu,he and his wife they are wrong tezvara vakatobzvimba bhibho havakendenge 🤣🤣🤣🆒
salute to father in law. forgiveness is by choice. hembe dzaDorry ngaape sister yake ipfekezve akuuya nadzo after so many years why? Katsambarafuta kemukwasha dhemet
Ndomira natezvara vakarwadziswa nemukuwasha uyo afunga kuti vanoramba vari mwana mudiki vagonesesa I salute him
Iye mwana wamai vako chaiye ndicho chii ichocho kuchiwa murume vake ko kungotangawo zvako kumwe nxaaa Dorrie dzipa munhu ushungurudze kwete kuuraya kkkk Tezvara rambai makanzvanya anodherera mukwasha uyo
Asi dare vacharifunga havo
@erumachi85 very true
Mukuwasha ashupiwa nezvinhu zvemufi
Yaaa ngaapedzerane nengozi yake. Ngozi inokunyisa iwe unenge wakambozviitirei zvawakaita izvozvo. Apa unenge wakanyepa kuti airwara apa uchiziva hako zvawakaita. Unosura chando
Chero wakauraya munhu unoripa period
Iro ibenzi raTezvara iro regai riyende richadzikamiswa nepasi.Takavawona vaiti vakafunda zvisingaiti vakangopedzisira vave marombe kunze uku .Brace for another rombe munharaunda menyu mambo.Type yakadai iyi mambo bvisai mudunhu menyu zvingosiyenda nenyika nekuti hapana zvababa apa.
nonsense
OH PLEASE!
Where is your anger coming from bro. Dint be mad at nobody like that!!!
Benzi remunhu ....haagari muruzevha uyu... iwewe gara mudunhu imomo mboko
The problem is shona yacho doesnt really make people accountable. Ndosaka mvura ikutadza kunaya cz tikuita negotiate everything when we are supposed to be tough.
People always think kuripa is the answer sooo
Nekushata kwako ikoko wotora vana vevanhu vaviri umbori neyi nemiwo vakadzi wonaiwo😮
Ane mari kkkkkkkk
Asi mukwasha akakanganisao
Kkkkkk rudo ibofu
Anechinhu chake mubhurugwa
@@SophiaTsuro It happened when tezvara was still struggling so mkwasha took advantage of the vulnerability of vanatezvara. I think that's why Tezvara arikuchena achitaura nyaya yacho. He was hurt, he was cut deep and for sure he may forgive mkwasha but can't forget
😂😂😂😂asi chii nhaai mandiuraya
Pachivanhu hakuna mhosva isingaripwe tezvara fambai mega semhuri munzwe kuti mufi anoda kuti mhosva iyi iripwe sei.
Tezvara mangwana munofuma makafa munosiira mhuri dambudziko. We understand your anger but garai pasi nevanwe vana sorojena mubatsirwe chivanhu .
Ndomutsuro chaiwo hakuna mhosva isangaripwi chandagwinyira mangwana zvichanetsa Wana sikana kurorwa mbereko
Gumbi vakarwadziswa and there is no doubt about it. Hasha dzawo dziri palpable. I expected mambo to call the witness ya sister wa Gumbi to explain what happened and probably help facilitate kukumbira ruregerero. Or even suggest kuchidzere? I think process if changed might help ameliorate for hasha dza Gumbi. If suggestions dzevadare are anything to go by Gumbi ngavadzose hasha dzawo. He will not always be there and be oiled to be self-sufficient. Hasha dzinoda kudzorwa. Remangwana harina anoriziwa.
@@cnmanyeza What a matured observation and comment
Tezvara vari right 100% how can you accept hembe after 23 years ,anoziva sei kuti ndedze hanzvadzi yake ,, you can not force him to accept zvinhu zvaasingazivi ,, mukwasha was suppose kudzosa hembe mufi achirimupenyu ,not to wait kuzounza afa after 23 years varambana thats bullshit,,,,tezvara vanogona kutotambira dzimwewo mhepo coz anoziva sei kuti ihembe dzehanzvadzi yake ,,,i salute you tezvara for me you did the right thing,, mukwasha is the one akunetswa thats why auya kuzopotera , full stop
Brother l salute you
Tezvara is right 100%. Why mkwasha want to associate naTezvara ava yet paakanobvisa pfuma vakaenda kumwe. Why is he not going kwakaendesa pfuma. He want to use Tezvara ava for dirty work yet pari right he prevented him. Mambo is wrong he doesn't have to force it on Tezvara but he was supposed to plead with Tezvara and advise mukwasha to humble himself and not accuse Tezvara yet he is the one anoda kutaura naTezvara. I like men like Tezvara, men with balls, men who can stand their ground and not compromise on their conviction. Sando kunaTezvara. Mkwasha looks evil
Haiwawo I support tezvara 100 percent. Mukwasha dofo ngaagare nehembe. Imi mambo imi stop tossing your power too much but understand this man's pain.
Mkwasha ave kunetsewa nehembe dzemufi ari kupfukirwa thats why ave kundopotera kwamambo so ini maonero tezvara musabvuma kuitiswa nekamukono ketsambarafuta ako
Tezvara nemiwo muri mukwasha wo kwe vamwe mhosva inoenda pamunhu regererai kwete kuramba makaomesa moyo kudaro kuramba hembe dzehama yenyu mangwana ikazoita ngozi munozozviudza ani apana asingatadzi regererai kwete kuomesa moyo kudaro abvuma wani kuti ndakatadza
Chief muri number 1.
Vanhu musapa mhosva kuna tezvara mukawasha uyo ibenzi ndiani anoda kuitirwa zvakadaro kuhanzvadzi dzake? Nonsense.
Yes but tezvara ngavafambe vega semhuri vanzwe position yemufi. Hembe hadzitambirwe zvekudaro
Tezvara vanoundurwa nengozi Ava nekuda kwe pride yechibharanzi iyi. Vachazodzoka Kwa mambo tezvara Ava or Vana vavo vachauya Kwa mambo in future Ngozi ya Dori yonetsa mumusha. Ngozi haana basa nekuti une zvimari zveku Iraq
@@greysoncharumbira5777You think that Tezvara guy is that dumb? Nhumbi dzakashandwa idzo. Mkwasha arikuona chitsvuku nengozi, mukadzi wake arikuona ngozi yasisi wake. Mukwasha arikunyepera kudzungaira. Tezvara is right he's a real country boy
Give Tezvara time to heal, nyaya iyi inorwadza, hanzvadzi yake, yakarwadziswa. Mukwasha is not even remorseful, arikuto pikisa zvataurwa namambo. Inhubu mukwasha uyu!
Chero riri benzi haumhanyise munhu atora hembe dzakozve
Imboko kani mukuwasha uyu. He's supposed to be humble. He thinks life is a joke nxa
Rambai makadzvanya Tezvara 💪mukwasha uyu ibenzi chairi futi haagoni kutaura munoziva kuti. Munhu anoita chinhu achiti akangwara asingazivi kuti arikuzvisungirira kuzvisungirira chaiko
Forgiveness is good and essential but it cannot be forced
Ko tiratidzeika mainini vekutiza nemurume wasisi
Vakashaya vese sisi namainini
@@TeclaFranksonMazviwanepi? Agere kumashure kuri kunongedzwa. Umwe musikana akashaya ndiye aiva pakati paDorie natezvara avo
@Nunec Tererai dare zvakare tezvara vachitaura kuti vakashaya makore akateverana
@@TeclaFranksonAaaa sad
@@TeclaFranksonteererai zvakare, she is still alive. Hamuna kunzwa zvichinzi akapasa uyu vachitendeka kumashure uko.
Brothers like this wane nzvimbo yawo kudenga ine wifi...lm reminded and my mom's funeral haaa pakaripiswa benzi hanzvadzi dzakamira an silly mistake makanoripa and dzichidiwa panzvimbo kana dzirimombe
Wasirira a/c 😂
Mukwasha ibenzi. 23 years nezvinhu venues. Vaifanirwa kumubvunza kuti chii chazoita kuti ade kuuya nezvinhu izvozvo after a long time.
After all the efforts, mukwasha aramba kuregerera..forgiveness is the process i hope one day achanyevenutsa moyo
l respect Tezvara ava, vanhu vanojairira
🎉🎉🎉 yeah the first one
Chivanhu handidi ma baboon theory amurikutiudza ayo , kana munhu achifanirwa kuripa musiye aripe
Life goes on , you can't protect everyone in your family 💪💪
Unogona kuripirwa and still ban people paumba 🤣🤣
Akadzungaira ari kuvharira vana vesister yake panze aaa
Well done brother
Chief learn to respect and give people time for them to give their side and give full story so that you will know how to give right jurgment
I respect the tezwara's sentiments, nyangwe dai ndirini tezwara ndaisatambira regerero kana huripwa from such a wicked person. Iye ndiye ane zwirikumuremera, ari aishungurudzwa ne mufi madzimai wake kutanga, 23 years aine nhumbi dzemufi!!!Hapana ngozi inobata kwa tezwara. That's absolute nonsense!!! Dare iro seem to be full with bafoons, vaedza kuvhundutsira tezwara zwikashaya basa. Mukuwasha uyo achaona moto, he is so arrogant too!
So muri kuti vana vakazozvarwa nasisi vake havana ukama naye. If kana mai vachimukira vana vavakazvara ngozi kuzoti masiblings it's worse anogonakumboita zvemushonga nhasi kumutsa sisi kumba kwemukwasha asi vachadzoka mumba imomo and it won't be nice
To a greater extent myopic minded
Ini zvangu ndada kutenda mainini nekuchengeta vatete for 23 years. Tezvara ya are 💯 correct mukwasha uyo akaderera
Bhudhi l have an ask avo ndivo makoti here avo ? Asi ko vazukuru vatadzeii shuwa?
Ngozi ngaiende kumba kwaiwa nenhumbi for 23years
Yatovako ka ndosaka vauya kune ma1
Kamukuwasha mboko
For the first time Bulawayo ataura sense
Zvinenge zvanyanyisa ngaigare. Akarwadzisa mukwasha.
Tezvera is just right
asi hembe dzacho dzongaitiswei pari zvino, dzange dzakachetwa for more than 20 yrs.
Tezvara vane pride tsvee nyaya yemudare tana kutaura zvakewo
😂😂😂 anemari
Dori haana mwana. Chief mutasa vanodaidzwa vakadaira. Kamukuwasha hakasi kutaura chokwadi chepfukwa. I salute vatezvara. Tuwakuwasha tutsotsi. Why is he going kudare yangozi iyi . Tezvara endai kwaChief Mutasa kamukuwasha kachataura zvirikukanetsa.
Never argue with a fool because people won't notice the difference. Mukwasha anga achifunga kuti akangwara nekutanga ku justify ma actions ake. He underestimated the stubbornness/resolve ya tezvara. He thought he would get out of the situation easily. Time heals and with patience and a lot of hard work he could win back tezvara. If I was in tezvara's shoes I would have done the same. But after a healing period I would eventually at least accept that bygones are just that and at least tolerated mukwasha.
Dai vana tezvara vose vakaita seuyu dai nyika yatonaka
Loud and clear
Aitadza nei kuunza hembe pa20 yrs munhu ari mupenyu madhende iwawo achamadini shuwa mukuwasha akaresvesa shuwa
Chokwadi aiita SEI nguva yose IYO KO kana zvisizvo
Ngaape zvinhu izvozvo kumukadzi wake handiti munin'ina wemufi here.Big up tezvara mukwasha imboko uyo
mkwasha akaendesa mukadzi kumusha ndokusara ndokutama pekugara nemunin'ina wemukadzi, mukadzi achidzoka kumusha ndokusvika achinzi murume wenyu haachagari pano, imagine kushungurudza kwaakaita mukadzi wake, 23 years mukwasha kana kudzoka kuzoita sorry kumukadzi wake not even trying kupa mukadzi midziyo yake nehembe, kwakuzomirira kuti mukadzi uyu afe ndokuzouya nehembe akuda kupa vapenyu, noooo mhani 23yrs dzichiri hembe svinu here, ko midziyo yake yemukitchen yavakatiza nayo ichiriko here, imboko mkwasha uyo ngaagare nazvo sekugara kwaanga akaita makore ese aya. I support tezvara.
Vanhu varikuti tezvara vari good hamusi kuziva nyaya hongu pakatadziwa saka hapachina way forward manje
23 years dzese idzi vakadiii kudzosera kare ko kana vane zvavanga vachidzishandisa and anoziva sei kuti hembe dzacho ndedze sis vake
Brother, tezvara munotunganirira mhuri yekwenyu zvinofadza, sando dzenyu namakoti wenyu
Mukadzi uyu ari mujail nababa vekudzidza avo ini ndiri Gwai but handirasike pakisvika ipapo
😂😂😂😂akauya kuzim nemari
Une muono wangu chaiwo
I don't think so. Ukaona murume anokubvumidza kushanda kuChiredzi iye arikuHarare it means he is very civilised, learned and liberal. He just does not take nonsense and as usual - the wife is acting motherly because she can't take sides over an issue that started before she was brought into the family
@againstmakuyana8524 he is civilised but he's missing the whole point. Hukama haugezwe nehasha or nekutadzirana huri muropa. Vazukuru avo ndevake zvomene 100 percent deno vatori vemurume ndovangatonzi ndevekunenedzerwa note vemusikana. Kuoma moyo kwaari kuita tozofunga zvimwe manje.
Baba vane anger and pride zvakanyanyisa. Munhu asingadzoreke kunyangwe uchiti unoziva mutemo unenge vave dofo
Udofo chaihwo ...dori achamukira muvana vake .
kana wangu did you follow through what he said, yes he pissed not anget mukwasha showed so much disrespect now mukwasha want to use dare as cover.
@ did you follow the case through? mukwasha want things his ways without showing respect kuna tezvara
kuita chi pride chekuti ndine zvinhu zvangu Saka Uyo haana chaanondibatsira nacho ,kupenga uko anoda kurohwa dzoro iro shitman
@@WellyZifesho wangu hauna moyo did you follow the narration. He is right to express that he is pissed mukwasha hana respect, half of what ha been narrated mukwasha know how his wives were raised and he doesnt show respect were its due. all that man is asking for in simple terms he is saying he doesnt want to court to show mukwasha the right way he wants mukwasha to know the right way pachivanhu ega and mukwasha respecting the way things are done kwana tezvara. Kuuya uchikumbira ruregerero ega, accepting and following how things are done per tezvara family ndiyo respect yacho and kubvuma pauri kunzi wakatadza. So mukwasha is using the courts to force vana tezvara to accept zvinhu zvemufi which is wrong
Mukwasha was advised namambo kuti kumbira ruregerero he never admitted kuti akatadza ari stubborn mukwasha anga achifunga kuti tezvara vachatumwa nedare kutora zvinhu tezvara vagona big up brother
Emagine u have a boss like this tezvara
Ko nhai chief ,,, ko muri kurega uyo arikunzi Tezvara achipedza nguva nekutsanangura zvisinei ne dare Seiko ,,, muri kutya nekuti ataura zvekuti ndinoziva constitution here ,,,,,, hamusi kuona here kuti dare riri kubhowekana ne narration yake
😂😂😂😂😂😂😂aah nhy nyaya dzacho dzisinei nezvavapindira mudare nhaimi ko nhoroondo dzese idzo
Ndewe abroad ka 😂😂😂
@jaspernambala haiwa aah 🤣🤣🤣
Thus why asina kudaidzwa pakaroorwa sis nekuti anonyebera kudzidza iro riridofo
l think ngavape Tezvara mukana pamwe vakasvika vakataurawo nemudzimai vavo he will calm down. Zvaakaitirwa zvorwadza but zve sure for the sake of vazukuru vakabarwa vasinawo zvavanoziva ngaangosungure moyo😊
Mukwasha waiti wakangwara ka zvino nhasi chiona wapusa how many year's usina kuenda nehembe waifunga kt vachauya votora zvino wapusa wava mukwava😊
23 years nehembe dzemunhu. pachivanhu chedu what does it mean. vaitei nadzo? voziva sei kuti ihembe dzake
Tezvara akarwadziwa nekutambisirwa hanzvadzi dzake mbiri apa aishingaira kudzidzisa haa imagine guyz ngaambomusingira play coz akavatamba rough mkwasha uyu
Apa imagine kuvapa chirwere vese vana vamai 1
Kunyepedzera kuzungaira mkwasha uyu
My brother I am sorry vakarwadziswa. Mazi vanhu veku chimanimani too much mishonga
Mambo musamanikidze munhu kuita tezvara kumukuwasha akamuramba, achinoroora pasi pemuti ngaaende pasi pemuti paakanoroora anosiya nhumbi dzemunhu ikoko, tezvara magona mara ba kushandiswa
There was something suspicious, kusvika pakutoramba mukadzi nekuda kwe younger sister.
Sis vakafa vachitsutsumwa. Roora rakarambwa vaona kuti hazvina kuti twasa twasa.
Kushinga here kutorera sisi murume.
Ndinoona sekuti vaitofamba kutsipika sister ava.
Mukwasha imboko akadii kuya nembatya dzacho pakafa Dorie wacho
I support you brother kambwa kamudhara ako
Vanhu vanojairira...
That's my type i don't forgive idiots, apa hakagoni kutaura kadhara yacho it ws not necessary kutaura nhoroondo kadhara ako ws suppose to apologize period kari ignorant
Thank you sekuru, Marwisa Gwayi, Makachengeteka sisi vedu avo nanhasi you still stand, Tinotenda Gwayi haikona ekusiya Musha uchitanyangwa nemukwambo.... Rambai makatsika. Chete
Akaoma moyo uyu haanamate as achasiira vana nhamo iye afe kuripwa haadii Saka anodei
Ane pride tooo much murume uyo anochengeta chigumbu kudaro kusatsiurika,apa kutambudza mukadzi
There's no pride there anoziva what a black man is capable of doing kana atambura nengozi. Unobatiswa tsvina wangu, dzikama
Chii nhasi chaita auye ngaangogara nazvo semagariro aita
Mukwasha haasi chimwene hre uyu
Kkk
Mukwasha akatadza kuendesa ana tezvara kudare ari iye akatadza chainodiwa ngaaende kwana tezvara wokumbira kuti ndakatadza ndinokumbira muripo wekukutadzirai nezvose zvandakaita kana vabvuma wozopinza yenhumbi uye anofanira kuripa kugara nadzo dzozouya zvose aripa
Dare ineutral venue kwamadzimari hakudiwe munhu kkkk
Chief uyu ndewekumama chaiko
this ngozi bussiness why are you so concerned, musiyeyi aite decision yake .l am with you all the way
Gunners vari right
I am sure mweya wa Dorie arikunetsa mukwasha that is why he is coming ku dare. I feel this tezvara, zvinonyangadza zvakaitwa ngemukwasha
Ngaarambe 23 years aivepi ,
no Tezvara ibenzi iro kuramba Vana ve hanzvadzi chii ichocho ,urikuramba kuripwa Kuita sei ,zvichadzoka back kuvana vake Benzi Uyo ,akambourairwa 3 Vana pa 1 yr anopinda mugwara
Akadii kuendesa hembe kumuridzi for. 23 years ainadzo @@WellyZifesho
@@WellyZifeshoeish you are very unkind
Ko adii kusungisa varikupa pfuma. Mukwasha anodherera
Nurse ivavo vanoda kusugwa for disclosing status ye murwere