Ende vanamubvandiripo avo vatori dangerous vakarimira zvinhu zvemumwe pasi this is high level reutsinye vakatadza kungoti munhu akohwe zvinhu zvake 😢 apa hamusi pamusha penyu moita misindo fut haaa😢 justice apo shumba
Hapana kana nyaya apa. Kana uri mubvandiripo unodireyi kuda kutozvita wepo; kutorwisana neVENE futi! Unotsvaka pako wakazvimiririra. Kwete kutogwa zveInheritance iwe uchiziva kuti uri mutogwa akangochengetwavo zvake. Iri pachena iyi!
I’m surprised Mambo didn’t take the issue of uprooted crops seriously , I thought someone was going to be fined , besides the issue of disputed ownership of land . I can’t believe someone can uproot crops in our country and get away with it .Those guys really sound entitled . Anyone with common sense knows that they are not entitled to their stepfather,s land 5:17 when his bloodline is there. Why are they finding it difficult to understand . They should have looked for their roots a long time ago.
There was no need forMambo to dress that old lady down , that was very cruel . Varume vanongohura wani even when there is no reason . It all depends on who they meet out there when they go kunohura . Mambo please respect old ladies so that young people can learn from you
Mambo varikutonga zvakanaka ava mhani but varikutora pliz mukaona mhepo yawandaka chiregai kuchi Kanda pano zamai nepamuno gona mugadzire basa renyu ndatenda asi mukugona henyu takutozivao zvataisa ziva kubudikidza nemi
Iwo mai wasvika pakufa asina kuudza vana kuti baba wavo ndiani ,kunyepa chailo 3 adults not keen to find out about your roots at that age ,baba awa ngawakwane .Ngawaende kundotsvaga baba wavo not kupa waridzi wemusha peace order .Akapusa ngaaripe koroni yaakarimira pasi .Their mother was stupid cabias chaiyo 😅
Amai vangu Shumba Mutasa the wise Chief you deserve to be the leader of all chiefs in Zim ,mabonga avo ndavaende kumusha kwavo kusanyara Kuda kupamba
Ngatinamate Mari vtichengetere Mai wedu Ava hkunazve mambo Ane huchenjeri hwakadai
Tichkach tv why is it your sound is so poor even kuna mukotsa something ne sound fix it please
Ndofunga haaverengi macomments and Mheno before posting anenge asina kuzvinzwawo hr poor sound
Even at 66;1 subscribers he still cannot buy. microphone the guy is annoying
Havana basa nesu, vanoziva kuti tinongoona and maviews avo anongowanda
Eee nhai zvikubhowa baba taps ngavatipe nyaya idzi
Problem hagadzirise zvinhu zvake hameno Kuti Kuda kutangira vamwe kuposter maybe anoziva akatangirwa nekaranganda Haana views anozowana coz karangandatv yakarongeka
Chief is very right. The fact is DON'T FIGHT the Chizazas simple. Agree with them and reach a consensus. Better kuto nyengerera. Well done Shumba
Ende vanamubvandiripo avo vatori dangerous vakarimira zvinhu zvemumwe pasi this is high level reutsinye vakatadza kungoti munhu akohwe zvinhu zvake 😢 apa hamusi pamusha penyu moita misindo fut haaa😢 justice apo shumba
Simple
Chief Mutasa's is goals 🙌🏿. His reading of the situation and judgements are wise and sound
I love the ending. Very good story ending and judgement. Ndokugadzirisa vanhu zvee uku mambo...
Asi atikanganwe pastor. Ngaiongororwe futi
Hapana kana nyaya apa. Kana uri mubvandiripo unodireyi kuda kutozvita wepo; kutorwisana neVENE futi! Unotsvaka pako wakazvimiririra. Kwete kutogwa zveInheritance iwe uchiziva kuti uri mutogwa akangochengetwavo zvake. Iri pachena iyi!
Makhoti mutasa toda kuti mutitongerewo nyaya yekwaTuku.....you are the best
Iyo iri kutongwa naMwari. Step mother venyika vari kupika jeri ravo vega
Chii chiri kuda kutongwako?
Kkkkkk😂😂😂
Mambo Mutasa to the world
Vana avo ngavatsvage vanababa vavo varege kunetsa varidzi vemusha ngavasade zvemahara,zvinhu zvinoshandirwa,mukore wekuda zvemahara here uno,munhu anosvika pakuchembera achitadza kutsvaga baba vake achida kunetsa varidzi veminda ngavanyare mhani
Mambo mune wisdom yaSolomon! King Mutasa to the world!
Mambo munogona....ndikauya kumusha I wish kukuitai shake hands... Number one..
Mambo apa mangomamira mamira nyaya yose😂😂😂, hapana chamatonga apa, mumwe namumwe kudzinza rake
Yaaa ngavabvepo vaende kumadzinza kwawo bcz avafungi mabva ndazvarwa avo
Behaviour yako ndeye mubvandiripo
Matongero amaiita ndiwo atiri kutarisira pane mai vemulodge naPastor munenge matifadza mambo
Mai wevana avo vaive sis Dori chaiwo kkkk
Abvandiripo vakutotonga mudzinza risiri ravo tune dzungu tudhara utwu tukasekererwa totonga dzinza rese nekupamba chinhu chevanhu
Avo baba vanopenga ngavanotsva baba vavo vasiye vana pamusha wavo
Mambo Mutasa nyaya maigonero amaita anoda mugadzirise yakwaTuku
😂😂😂😂😂😂 hiiwe
Baba vacho vainga vakafuhirwa na mainini zvekurasa vana vavo ngekuda vauya😢
Mutukidzi part 2
Tarisai nyaya dzamunosiya vanababa mafuza .
Baba avo munhu asina njere.ngavatsage kumusha kwavo.ingozi iyo musha mevanhu . mumwe nemumwe kudzinza rekwake vana ngavagare vakaziva kuti mombe yekurodzerwa kama vakaridzira.
Mutasa ndomufarira anoudza munhu chokwadiii bambo izwai😂😂
I’m surprised Mambo didn’t take the issue of uprooted crops seriously , I thought someone was going to be fined , besides the issue of disputed ownership of land . I can’t believe someone can uproot crops in our country and get away with it .Those guys really sound entitled . Anyone with common sense knows that they are not entitled to their stepfather,s land 5:17 when his bloodline is there. Why are they finding it difficult to understand . They should have looked for their roots a long time ago.
😅 kana chandambonzwa nyoraio nechishona tikunzweio 😅 takagumira gr 7 D .
Zvivindi zvacho zvekuti uri mubvandiripo wosungisa vana vepamusha wovarambidza kurima chaaaaiiiii. Vakura varume avo ngavanotsvaga madzinza avo. Or ngavadzokere kwasekuru vavo vanopiwa pekurima ikoko.
Taura zvako, kubviswa kwana sekuru kuziva kuti vabva ndiripo vanonetsa vazhinji vacho.
😂😂 Imagen Havana brain vana avo kurwira dzinza risiriravo
Vanorwara varume Ava tsvakai dzinza chizaza Ange akadyiswa
Musatore nyaya zviri one-sided learn kunzwa background yenyaya yese before you start passing judgement..
Don't act as if kumba kwenyu zvinhu zvese zviri right..🤔
Isu baba vedu vakati vangofa hure rakati ndakukumbirawo mwedzi upere ndechirongedza vakarova pasi vana avo vakatonaka isu tangoti kure kwamanyengerwa hamba
Vabvandiripo havangauyeka kuzotanga madzinza avo musiri mumusha mavo. Baba avo vaitora madecisions avo mukunakirwa nemukadzi vachikanganwa kuti vana vanokura from both sides kwavo nevemukadzi. Saka vabvandiripo avo ngavabude mudzinza revaridzi vaende kwasekuru vavo bambo vamai vandovatsvagira kwavo kwekugara. Apa vakasiyana mitupo futi vana vacho haa pakaipa.
But murume uyo akura zvokuti aifanira kutenda kuchengetwa otsvaga pake pokugara full stop
@FelixChigwida taurai zvenyu. Ngaaende anotenga nzvimbo somewhere. Vakuda kutotanga rudzi mudzinza risiri ravo, coz achazvara vanakomanaka apa votowanda vachienda. Haai chivanhu chedu hachina kudaro. Vaakutosvibisa varidzi venzvimbo
Mai vakashupika ava kudaro zvenyu varume vese mahure murume aive hure kutadza kuchengeta vana murume raive hure
@conistancemasanzu8561 yaa ichokwadi but now crisis yava pavana. Takushandisa reality since vana veropa remunhu vakutambura, pakushanda fair gudgement kuvana vose manje kuti pave nepeace.... umwe neumwe kudzinza rake. Zveubenzi hwevabereki takuzviisa paside.
There was no need forMambo to dress that old lady down , that was very cruel . Varume vanongohura wani even when there is no reason . It all depends on who they meet out there when they go kunohura . Mambo please respect old ladies so that young people can learn from you
Who is doing these poor sound videos? Ndatadza kuterera 3 minutes into this
Maita basa mambo Mutasa masunungura isu vana Chizaza ,kurima takadakara
Manicaland Mutasa district takakomborerwa takadzikisirwa mambo Solomon kubva kudenga ❤️🙏🙏🙏🙏
Mambo Mutasa is the best.He has wisdom.
Yooh vanhu ngavaende kumusha kwavo musha ndewachizaza
Mambo vanoteerera nyaya ava ❤
Mambo varikutonga zvakanaka ava mhani but varikutora pliz mukaona mhepo yawandaka chiregai kuchi Kanda pano zamai nepamuno gona mugadzire basa renyu ndatenda asi mukugona henyu takutozivao zvataisa ziva kubudikidza nemi
Please, Tichkach you are a disappointment. Why cant you fix your sound issues. Do something to prevent that wind problem
Sound sound
Ava mambo siyanai navo vakapuwa njere murume uyu anotonga nyaya sezvairi handingatongwi mumusha nemubvandiripo
Your mic 🎤 is severely affected by wind. Can you buy better quality mic that is Protected against the wind
Chizaza akanakirwa nebhinzi dzamai vavabvandiripo zvisina akamboonaba kkkkkkk kusvika pakupa vabvandiripo nhaka😅
Chief vana ndavaende kumusha kwavo vabvunze ana Sekuru vavo voratidzwa kumusha kwavo kwete Kuda kutonga mumusha nevaridzi zizi kugara nehuku hazvireve Rava huku they must move away
Chief excellent ruling it’s very unfair munhu ngaapiwe nhaka yaBaba vake.
Hamusi kunzwisisa nyaya
@@LorraineMutukudzi-j6diwe mutukudzi wadii wadana chief asolve dispute yekudzinza renyu 😊
Awo wakomana watatu awo hawana chawo saka ngawanetsa wanhu wekwa Chizaza ngawatoterera zvinoda waridzi we munda kana wachida zvekugara .
Hatingatange kutsvaga dzimwe kodzero🎵, kodzero yekutanga pamwana kuziva dzinza rake,🎶 pamberi ne Closure DNA Show...🎸🎵🎻🎶🎤🥁🎷
Karanganda is the best in terms of video and sound quality
True
True
Sound please,tigagadzireiwo
Mambo titongerei nyaya yeku lodge zvakanaka ye Kwachiteka
Mambo Mutasa wedzerwai makore ekurarama
Nhayi kumangara nyaya kwamambo unobhadhara marii
yes you pay
Hanz mariii@@Michykeay
10dollars
Wise chief
APA magona ASI pa CHIGODORA 😢FAILED TOTALY
The father married a woman with 3 kids lol 😆 😂 🤣 akarowa nejuju straight
Mambo mutasa baba Ava vakangokura mahara Havana pfungwa vakapusa zvokuti
Murume mukuru idofo kuchena musoro musingatsvage baba venyu
Ana Daisy Mutukudzi vauraya nyika
Vana ava vakato kanganiswa brain apa Mai vaive mukadzi wechi 2
Chief nyatso udzai madofo 3 ayo akaoma musoro kuti nhaka sandiyavo
Ko pfungwa dzavakange vanadzo dzekusiya musha waChizaza vakarambidzwa naChizaza dzanga dziri dzei ivo vapiwa mastands naChizaza. Sezvo chizaza akavarambidza kuenda zvino zvaazofa pfungwa dziya dzekusiya musha uyu ngadzichiuyaka vabve pamba pevanhu.
Ma families mazhinji ari kutorerwa nhaka nevabva ndiripo
Mahure anofanirwa kuziva kuti mibvandiripo haina nhaka mumisha yevanhu ...ngavaende kwababa avo.
Hey Hey Hey sound yenyu haiite zvachose plz kana musiri kuziva zvekutora nhau siyayi vanogona kuita vaite
Nharo hamuchengeteki kana musingade kuzviisa pasi panaChizaza rovai pasi boyz rangu
Ngavauye kwedu kuzere mahekitas nemahekitas eminda. Kwete kurwira pasiri pawo.
Varume Don't make decisions and promises uri pakati pekudya bota, uchinakirwa, unotengesa dzinza nekuda kwebota iri
Panoti magatsi😂😂😂😂😂
Mambo tsvagai mumwe anotora mavideos uyo zvimushini zvake zvakadhakwa
zvirikutorwadzisa maziso
Vana madununu ava vangabvuma kupiwa imba pamba pastep father tsve kuenda kunana baba vavo
I'm the first one here❤
Hamusi megaba ,tiripo
Haaa vafana vanoita law vanofanira kuuya kuuya attachment padare iri. Kwete zvi ma captured courts zve Zanupf 😂😂😂
Vakomana ngavatsvage ana baba vavo kana kudzokera kwa Sekuru vavo
Gadzani boys find a new homestead ibvaipo.
Team umwe naumwe ngaanange kuropa rake, kamani hamba makutoda kupamba
Ndapa kutenda kutonga kune chi vanhu chakazara.Mambo Mutasa sando dzenyu
Nekukura kwese uku sure uchigara mumusha wawakauya uri mubvandiripo apa wakutotonga varidzi vemumusha imomo uuuum ndanyara,maita basa mambo mutasa
Kudzi pakata handi kuti dziridze vanga vakutoridza challenging varidzi we nhaka, trouble makers let them go.
Makapihwa but mave kutokwira matare imi muri vana mubvandiripo
Vapambepfumi kkkkk hambá kakhle
kkkk saka you mean Chizaza married a second wife with the famliy land???
Nyaya yacho handisikuzoiteerera imi ma bvandiripo musaite pamuromo murikutozopabva asi dai maamakazvininipisa taiti vagurireio
Ungadya pfuma yaBaba vemumwe here? Ha ha ha varume ava ngavangitsvaka kwavo vondovaka havo!!!
Kurera imbwa nemukaka inofuma yokuruma varume ava ngavaende kumamisha kwawo mai evana ava yanga iri nzenza yayishandisira varume mushonga
Haaaaaaa chief vanotonga ava ndatenda hangu
Hazvigoni here kuti ndigovere upfumihwangu kuvatorwa nekudajwekuti vana vanosara vachizodaupfumi ndoonasekuty zvandagova ndagova zvasara ndozvavo haungazotevera vanhu kuty makapihwa nababa vangu ndakuzvida. No
Varume musazoita zvakaitwa naChizaza zvekugova nhaka yemhuri kuvatorwa. Musakweva masanzu, nemashizha
Vana vehure vavekuda kuba Munda.
Tichkach gadzirisa sound pliz mavedios ako ese haasi kubuda zvakanaka
Tichkach sounds yako matuzvi chaiyo nxaaaa every tym sound yako hainzwike kana zvichinetsa regedza recorder mhani zvosoda asi dzevamwe dzohwika
Ko imim madi kumupaw sound 🔊 yamunayow inonzwik
@FaraiRuzvidzo 😂😂😂😂😂😂
Kwangu zvese bhoo video very clear sound bhoo but there's a wind but not bad myb it's your network
Varume endai munotsvaga ana baba venyu. Musapuse imi. Saka vana venyu vanokura vasingazive dzinza ravo nekuda kwekuti makapusa musadaro guys shandisai pfungwa. Endai kumusha kwenyu munotsvaga vabereki venyu becoz muchatambura muri pamusha pasiri penyu. Musatambe nemadzinza evamwe guys.
Mubvandiripo uyu idununu aitofanira kutsvaga dzinza rake kwete kurambira mudzinza revanhu
Mdara aive akadyiswa nefoshoro, vakadzi vanevutsinye Uuuuuuuuum
Sekuru Choga vaiti Mai Muri GEVHA
Munhu kumusha kwake mambo chizaza pambapayo
Ish murikudzidzira here sound yenyu kunge muchiri kuma70s
Sound
Mabvandiripo tsvakai madzidza enyu.hamuna nhaka mudzidza risiri renyu.
Mambo muri kutadza zvishoma. Uyu haasi Stepfather. Uyu akange ari chikomba chaamai.
Madzimambo ese anofanirwa kuyenda kuma lessons kwaMutasa
Iwo mai wasvika pakufa asina kuudza vana kuti baba wavo ndiani ,kunyepa chailo 3 adults not keen to find out about your roots at that age ,baba awa ngawakwane .Ngawaende kundotsvaga baba wavo not kupa waridzi wemusha peace order .Akapusa ngaaripe koroni yaakarimira pasi .Their mother was stupid cabias chaiyo 😅
Ngavadzokere kumadzibaba avo ngozi mumusha vanhu ava hamuna rudzi navo kwavanobva hapana anokuziva mambo Mutasa yeti ngozi mumusha ngavaende
Chawakadya Chanukah hey! Inga Zvakaoma nhai.
Huyai kukaroi tikupei pekugara hobho
Israel vs Palestine 😂😂😢 maibata
Nhawarowe pasi wachadzoka dzawe ngozi idzi
Mutasa to the world
Team iri ngarinopihwa munda nasekuru vawo