Mambo avo is a true legend and ndiko kuti Mambo and you can tell kuti he is not a ZANUpf type of chief …. Well done munogona kutonga mambo wangu. Very respectful too
Mambo ava vanenge vasingazivi zvekuita, mkwasha ati iye "in response to what the wife says refering everything to mai, ndopanozobuda mashoko ekuti iwe ukuti unoterera amai chete saka urimudzimai wa amai here?" Listening is a skill Mambo
Vakangofanana vanhu ava mambo Mutasa is Mr I know it all but vanorasika and dzimwe nyaya vanotonga vane answer already like ye stand yevanhu veku Bulawayo vakasiya land nguva yechando kwakudzoka 2024 Hondo yakapera 1980.
Mai vemusikana handivachenese. Vanenge vari kuda kuita mari nemwana sikana wavo. Dai vaida imba yemwana ibudirire vakadzosera mwana kumurume wake
Zigo your sound quality is super professional ❤❤
Problem vanhu vakuda kurrodza vana kuti vanhu vapedze nzara. Mothers always get in the way me vana varikudanana. Shem. Great video Zigo
Mambo avo is a true legend and ndiko kuti Mambo and you can tell kuti he is not a ZANUpf type of chief …. Well done munogona kutonga mambo wangu.
Very respectful too
Kana vari Chief Chiweshe vanogona
@@aidynkwakwa6768ko kana vasirivo
Ndinobvumirana newe
You see me short you think me children 😂😂😂
Zigo ndasakuziva bt ununza nhapitapi dzenyaya❤❤❤
Plz DNA mambo 🙏
Zvinonzwisa tsitsi izvi, hupenyu hwakaoma. Vana baba vemumisha miviri iyi vari kupi. Ko vana bamunini, bamukuru or hanzvadzi varipi 😢
Nxaaaa mahumbwe awo naiye mumhangari ungato mhangara nyaya yakapusa kudai uchitadza kuti mwana adzokere ku chikoro vanobvepiko vanhu avo
Zvechikoro zvinozivikanwa here apa 😂😂😂😂
Tuvanatudiki itwo ngatuende kuchiblue hills
Apa mambo mukuvaraidwza nechikwata ichi chekumapurazi😂😂😂😂
Bengisa uzathi nxaaaa
You see me short you think i am a children😂
Kkkkkk
😂😅 ndachema zvangu
@@TariroNyakabau 😂😂😂😂
😂😂😂😂imi
@@cleofay9346 🤣🤣🤣🤣🤦
Mwana uyu mucheche anotoziva baba vake her uyu veduweeeee kana kumbotambirawo pana baba vake
😂😂😂😂 Bhoo o here apa ma voice chaiwo kuita etuvana kumahumbwe.
😂😂😂😂😂
Mambo ava vanenge vasingazivi zvekuita, mkwasha ati iye "in response to what the wife says refering everything to mai, ndopanozobuda mashoko ekuti iwe ukuti unoterera amai chete saka urimudzimai wa amai here?" Listening is a skill Mambo
second mambo anotera pana mutasa
Ko mkwasha arikuita kunge akapfeka school uniform wani🤣
Angatadze seyi iko karume kacheche.Nyika ino yeZimbabwe
Akura uyo he is 23😂😂
Mubhero ukasasimba kutsvaga unononga uniform ukaipfeka usikazivi
😂😂 mandisekesa uniform mubhero hauishaye sure@@comfortdodzo2777
Zvinhu zvacho
Gore ne 8 years😂😂😂😂😂 wawu
God bless mwana wangu ari kuchikoro...vamwe buzy mumatare vamwe tiri bzy kufunga kuti fees todii yeA-level...upenyu hunosiyana chaiko😢
Don't judge you're only casing mwana iyeye Tommorow ndiwe be prepared
Tenda Mwari inyasha hama yangu hakusi kungwara
Saka mafunga kuti munogona fani? Dzidzai nezvenyasha
Zviriko kana kwenyu zvisiko haisimhoswa,maroorerwo anosiyana ,Inyasha mugoni wepwere
Ahhhh😮 munovhaira fani
Mukuwasha munhu muhombe kungoti ndi pipiro chete
😂😂😂😂
😂😂😂😂😂 pipiro zvakaoma
Ndipipiro kkk
😂😂😂
😂😂😂 pipiro
Hakuna MURORA ane 17yrs vana kuchikoro
Mai vemwanasikana avo havasi serious. Vanoreva pfuma pamwana wavakagara Naye for 11 months
Kkkkk zvemakutiwonesawo 😂😂😂
Grocery ndimai vanotaura macase esugar nezvese izvo zvanga zvichitori bhoo
Aiwa grocery rinocharger Imi mambo muriwepi yuuu
True chero kwedu list ye grocery inobva kwana tezvara
😂😂😂😂😂😂😂😂😂 chimarriage ichi kah, surrend!
Yoweee vana ngawambokura awo chiichakadaro😢😂😂
Tawura hako chichakadaro
Haasi munhu mukuru hre uyo I think kushaya muviri chete
@@linahkasirori4220ndewa 2000
@@linahkasirori4220 munhu mukuru uyo kkkkk 24 years
Tazowirirana kuti nharo dza baba chii😂
Mmmmmmm mai avo vanonyepa kuti list yabva kumusha kkkk itsotsi chairo
Itsotsi chairo. Ndiwo wanyora, kungotaura nezuro pepa rotouya pabhazi
Mwana anongona asiri vemurume Uyo
Mwanasikana namai vake vanemadhiri nxa
Ana mai hatichakurudzire vana chikoro chokwadi 😢😢😢 takuita kupa mwana kumurume iro rombe risina kana "the ".
Vana baba vemisha iyi varipikowo
Grocery rinonyorwa list
But Mambo hamungati hazvina basa izvo zvekufirwa...hazvinei nedare hazvo but dai mangorerutsawo mashoko enyu
Sheet mambo
Iiih aah madzimambo mune basa weduwee kuitirwa drama irori sure 😂😂tuvana tutuku twakadai kuto vhara door kukumura hembe ah zvakaoma
Hpana zvamaikwanisa kuita pakudii nezera revana avo sure musadaro amwene chipurazi chakakupindai
Vabereki wevana ava vanoda kusungiswa vose kwamai nekwababa chii chinenge ngozi
😂😂😂😂😂
Vanhu ava vanodanana but Mai ve mkdzi tsotsi vari kuda kuti mwana vavo ayende pane mumwe murume fut nekuti ivo ndizvo zvavakaita
Ini handiiti kungonzwa kt Mwana wangu arikwanhingi under age ndono dismissa fast .ndokabaisa jadel
Anodzokera shem😅
Kkk anodzokera ne jadel.irorp
Its mukwasha for me 😂😂😂😂😂😂😂😂😂 haaa am dead
Ndanga ndisingade kusiya comment asi panharo dzababa pandipedza 😂😂😂😂
Ambuyah vanoreva pfuma sei ko baba varipi? Mukuwasha imbeu diki tsvee kuenda kuchikoro muchimbokura.
baba vakashaya teererayi vdeo rese
Nhai hako iweeè
Chokwadi wangu ambuya avo vanotonga mumusha mwevanhu kana bb vemwana sikana vakanyambofa asi bb ava vane hama anamai siyanai nekupwaya dzimba dzevana
@@matthewfrankchonse9800 baba havashayi zve? Dzinza rose rakapera here
Mukuwasha akatodzera ma tokoloshi
Ko mukomana haadi chana here, ko chikoro, zvematare makurumidza brother
Anoda kubhadhara pfuma basa racho haasati ambopinda achiri kuforere 😂 yooh
Bt roora ravo rakachipa pamwe kushaikwa kwana baba
Ngavadzokere kumba
Imi mikwasga uyu hasi mwana mudiki here
Mai Ava ndakatadza nhamo yenyu ahiperere pamukuwasha
Nhaì zigo mukwasha ahasi mwana mudiki hrr
Under age marriage and bota when musikana was 17 and guy 22 yrs. Mambo vazvitaura here izvi?
Veduwee vana vacho vanonzwisa tsitsi dzimba idzi
Haaa makasara mambo nyaya ndeyekutvaka mariii kurepwa.munokuziva imwi nekuti .hamunaruzivo
Mbuya inopururudza iyo inobhowa ahh
Kkkkk inobhowa zvisingaiiti ndaifunga ndini ndega
Ndarwadziwa nemwana wavo akashaya akutanga lyf yakanaka rest in peace brooo 😭😭
Mkati muzimbabwe kuchine imwe nyaya kunze kwedzechihure here mumadzimabo umu
Kubirana chete uku.
Zvakagara zviriko makanga musina anokuzivisai chete.
Wataura chokwadi kunge kwa chief nyamaropa uuum mujolo wega wega
Utu tunongoda kubatwa misoro twobhurwa nxa kutipedzera nguva uku in fact vese vari munyaya iyoyo vanoda kurohwa everyday makseni kutanga neanyora list
Dramer chairo.
Saka iyo Honda fit yemushika shika ndiyo yavakutocharger pfuma. Kachafa kaMota ikoko vana vakafa nenzara. Varikuda kuvhura tuckshop
Iyi nyaya ndeye kuma mhuza iyi😂😂😂
Haaaaa imikaaa mwar pindirai kuvana vangu vakure zvakanaka kwete zvandiri kuona izvo vana vacho havatogone kutsanangura kwacho kurikuda murora hr nhyimi mhy
Sando kuna Mambo guys vane patience sheam ndokutonga kauku kuita kunge ini
Kutungana kwembudzi vana vadiki ava
Ngavanotestiwa mukadzi itsotsi namai vake
Chief pagrocery bhooo here ,amai vanotaura zvavanoda 😮
Haaa Mambo grocery rinonyorwa muri mukorere kore here imi
Isu grocery tinotonyora unotengerwa zvausingadi
Taura hako kwedu tinonyora wo grocery
Ndozvandino xviva kt mukuwasha anopiwa list ye grocery...ko akauya nedoro isuuu tisingaride panoitwasei?@sharaichiwara-oj9qg
Mambo izungairwa
Yah hupenyu hwakaoma!!😮. Kamukwasha kani ako😅
24 years
Ambuya vati vanoda pfuma kkkkk ndezvekupi izvi
vana awo warikutoda rubatsiro wagare wese
Haisi Gokwe here iyi
Generation iyi... Zvakaoma chokwadi
Kamurume ketsambarafuta ...ngakachengete mhuri
Seka urema wafa
Mambo vazama kuda kupa mai vemukomana mhosva bt zvaramba
Kkkkkkkk 😂😂😂😂😂😂 ndaseka hangu vanhu musadaro soo hanzi mkwasha ndi pipiro zvikanzi akapfeka school uniform yaa vana vezimbabwe soka munonakidza
Nyaya idzi dzotandadza nekunakidza kukunda vanaJatiwero
They love each other maparents ndo honzeri
Anamai musamira pandau/nzvimbo yabb Mai hamuroodzi mwana kutobudisa list kunge tezvara
kkk mahumbwe misha yaita yaana mai chete pasina kana vana baba,vana ava vanongoda dzidziso chete it shows hapana arikugara nevana pasi achivarairao chete kuti imba inomiswa cey coz dzichiri pwere idzi
Hezvonesi🤔zera racho veduwe kani😢
Kkk umm, chii chakadai....
😂
😂😂😂Mari yekumara mwana 🙌🙌🙌pfuma yadiwa apa .
It's kutara mwana vakangokanganisa kunyora
@learnsonmuparadzi2116 Hoo okay 🤣🤣
Nyaya yokuroorana haisi yamambo Kanazvakadaro sakavanhu vave kuroorana kana.kurambana vanoda.mambo.mudare
Its Hamuzi mubhawaka munomu for me.😂
Kkkkk
😂😂😂
Ma ardevets awandisa zigo
Saka amai ndoo vanobvunza pfuma here ivo baba variko
Dai Mambo vangoti iyo yeakashaika ngatimboimirei. Kwete kuti hazvina basa . Aaah kutaura kwanzvengawo ipapo
Pandigumburawo ipapo the boy who died was only 18 years old
Murume arikuita kunge grand P
Ko vakadzi vanoreva pfuma ko vana baba vevana varipi
Vanoda counseling vana ava vachiri vadiki zvakanyanya
Love this chief
Mambo hamusi sadombo kana hama ndakamboona muchiti vanhu vapane gupuro mudare menyu gore rakapera
Jinda ramambo manyama❤❤❤❤❤...
Itai hongu kwete Ameen 😅😅😅😅😅😅😅😅
Mambo ndaimbokuonai kuhetfeld kubasa kwenyu kwaDeas complex ndandisikuziva kut muri mambo
Aaaaaah imi 😂😂😂ndiye ari kunzi mukwasha iye mwana uyo chii chakadaro
😂😂😂Vana awaa. Vanoparira chokwadi kutonzi ndiye mukuwasha mukuru mumusha😂
Ndanzwa kunge anzi qne 22 years
Ko unoshora mumwe munhu sei iwe Uri chii dako Iko iwe
@@beatricekayiya9270he's 24 now , he was 22 by the time he gt married
Oh ok19 and 24 haakure mkwasha
Uuummm mambo uyo Hana zvanoziva ngakope Kuna mambo mutasa
Vakangofanana vanhu ava mambo Mutasa is Mr I know it all but vanorasika and dzimwe nyaya vanotonga vane answer already like ye stand yevanhu veku Bulawayo vakasiya land nguva yechando kwakudzoka 2024 Hondo yakapera 1980.
,😂😂😂😂😂 Hemeni kkkk sorry mambo Hongu 🎉🎉🎉🎉😂
Kķkkkk😅
Mhururu iyo bhoo here😂
😂😂😂😂😂😂😂 mhururu ikungobuda chero ikuita kunge ikukwetsurwa nemwana mudoko
my question but ino bhowa😅
Nxa inobhowa
Mambo manyepa grocery zvinosiyana kunoku totonyora list koukaunzirwa 1kg rice iwe wabikira vanhu 5kg
Angove madyira chete mukwasha ndiye anoita madanha. Asi nokupinduka kwepasi nekudisa kwehupfumi vanhu vapinduka