Asi paChishona /chiKaranga handiti zvinhu zviri kutaurwa - mubhedha, wardrobe, mapfihwa, etc - zvinongo zikamwa kuti ndezvemukadzi zvingofanira kutorwa nehama dzake; kana pane zvavanopavo havo vana ndovanenge vava kugova. Asi havagovi vachipa murume such things - vangapa havo vana nevazukuru may be.
Shumba hwengweza imbwa ye Gorongoza. Chikwapuro che Ngozi nehurombwa. Hapana paanosiya dombo risina kukuduburwa. Vanochibvondora Vanochibvondora chete. Bvondo bvondo. Isa ma likes kana uchiwiriranawo neni.🎉🎉🎉🎉❤❤❤🎉🎉
We Promised to give you 4 Stories today #2 th-cam.com/video/WqEI-2BjrQs/w-d-xo.htmlsi=8JDxAFxJuqAQj_NR Mudare munotambwa Chamupidigori
Danke
pane dzimwe nyaya dzamusati matipa dzese amanaa, mukomana uye weworksui ye green neuya wekuitirana bhej bhej nasekuru , dzawanda veduwee takatembera tipeiwo
Ko tikati tokupai 4 or 5 episodes nhasi ? Siya pfungwa dzako tinzwe
Munenge magonesa 😊
Eh tinoda
Kkkk matononoka
Paneyandakamirira hangu tagara pasofa kuti dheshe
@karanganda amen tipei tiwarairwe
Anawasu woye muriyo yere simudzai maoko tione mambo vanotonga hawo awo
Ndadzidza chinhu 1 kkkk guyz kana tikaita rwendo kwa sekuru kotsa haaa vakadzi simirai zvakakwana hauzivi kwazvogumira 😂😂😂😂😂😂
Taura hako ndatombozvitawo ndega 🤣🤣
Shuwa
Diko ndatozvifungawo ndega haaa kugara wakagadzirira koz hauzivi kwazvoperera 😂😂😂😂
Nyango uchienda kuvanhu even parwendo kanankuchechi munhu ngasimiri zvine hunhu
😂😂😂
Kkkkkkkk ndini nani tofarira nguva yekuputika kwazvoo 😂😂😂😂😂 ndonzwa ndirimudenga rechinomwe iiisssh kirara usazodero veduweew mhozisi wachembera asina mwana nxaaa vanhu musazodero
I like counseling ya Mambo Mutasa watching from South Africa
kahosho ako mmm ma1 sekuru makaipa basa sebasa
KTV + Dr. Mkotsanjera + Mambo Mutasa = Zim Netflix
Haaaaa big up Shamwari yezvipoko Mukotsanjere unoti twasa chete sotai nyika Chiremba
Sekuru ndodai mhani munobata basa mhuri yekwedu yatamburawo veduwe ndoshuvira kusangana nasekuru🎉🎉❤
Asi paChishona /chiKaranga handiti zvinhu zviri kutaurwa - mubhedha, wardrobe, mapfihwa, etc - zvinongo zikamwa kuti ndezvemukadzi zvingofanira kutorwa nehama dzake; kana pane zvavanopavo havo vana ndovanenge vava kugova. Asi havagovi vachipa murume such things - vangapa havo vana nevazukuru may be.
I love it its true chemesty inotengesa zvose sekuru
Makazodzwa Chief Mutasa. Makadziya mudhara wangu.
Sunga one sunga dozen, Dr Mukotsanjera to the people 💯💯
Mambo Mutasa vanotonga nemuzodziwa Mwari vakakodzera kuita mukuru wemadzimamba
Zvine musi vanombotonga sevakagarwa nemugara n'anga sepa nyaya yaTonde haa Havana kuibata mushe kutonga vanotonga chose
True, Chigodora and his cronies need to come here and take notes.
I think anosvikwa chete
Nhombo yngu ..shumba yengozi pfacha
Yes karanganda ngadziuye
...very gud star..thank you
Iro dunhu ra Mambo Mutasa rakatakura yooo
Amai zvangu munhu kuchembera asina kana mwana here. Moses!!!
Mambo Mutasa naMkotsa aiwa ishamhu nyoro ine munyu kkkkk.mashasha
Ndanonoka my Tsoka bae hope hauna kutorwaba😂
Chief Mutasa to the nation 😂
Mkotsanjere ,karanganda ,chief mutasa ummmmmm super
😂😂😂pane wandaona kutsuka kumeso maoko eeeyiii
Kkkkkk maRich Tetes
Garai maendesa zvinhu zvevafi kumamisha awo munozopa vakadzi vanouya matambudziko
My everday crush aiwa mukotsanjera is bae
SekuruBae tiri tese ipapo 😅😅
😂😂😂😂 aah
Amana musandidaroba ndiri mbuya venyu asikana woye😂
😂😂😂😂😂 ndapera nhasi nekuseka kukanganwa kuti ndri pavanhu
Kikikkkk makapedzerwa nema dimples here asikana woyee
Hooooyoooo simboti🎉
Nyika inorema ❤
Chief magona kutonga apa.sando dzenyu👏👏👏
Vnhu ava vanojairira sekuru especially team irori kutoshandisa zvinu zveumwe mukadzi sumudzai chiwepu vaswatuke
Sando dzenyu chief good job nyika yakatakura wee
Ana wasu uuuuummmm 🤚🤚
Taisa maoko tangwena weee 👏👏👏👏 gamba rakabva gorongozi
Kana uchiienda kudare raChief Mutasa mazuvano Enda wakasimira zvakakwana naSekuru Mukotsanjera kunoitwa chamupidigori
😂😂😂
Kunoda kupfeka trouse kkķ chobvondoka uriko
On my way to see sekuru tsoka 😅i hope handibuditswe vababa tps😂
Dakutokuonawo uchita chamupidigori
Haaaaa sekuru ndatenda zvangu , muri kumberi
Nevana vagara vasingatodi mai avaa
Mukotsanjera to the pple 🎉🎉🎉🎉🎉
Huyauyamwise bere rako rachema😂😂😂😂
Hey varume nekuroora varoi. Chiiko. Kusvibisa dzinza nekuurayisa mukadzi wekutanga
Tave ngwena. Hokoyo nengwena. Nhombo yobatidza Moto. Pamberi naTsoka. Rovera kuenda chikomana
😂😂😂😂😂😂 mukotsajera the best one kameterwa hako kehondo hako, Mark hakahimba zvake kuti dzimwe hondo tichadzirega isso
Dzakambondisvororodzawo zvadzaita izvo 😂 😂 😂 😂
Kkkkkk ndimai vani avo
Fambai nadzo Changamire... ndukuona mukoma Josiah, the Chibadzwas Chakambeni newamwe wemhuri 😊
😂😂😂😂 mutasa wakaoma
Kunevanhu vanoti mukotsanjera havamutembe ndotoshaya kt pfungwa dzavo dzirinormal hr zvinhu zviripachena sekushure kwembudzi kudai😮
Nhai zvako iye achiita zvinhu zviri transparent kudaro
Because n'anga hamudzizive
@@madamboss7216 anovhundutsira vanhu
@@mwanawafarmer akuudza ndiani kt handidzizive ko sey varidzi vemusha varikubvuma ende zvakaitika shuwa ndopanenyaya yangu ipapo
@@mwanawafarmer simba akararama nen,anga dzamusingatendi idzi
Kuti dheeesheeee sofa rese kkk ❤u karanganda
Mangwanani mangwanani kuti Chuuu mwaiyepo eree
😂😂😂 chiiko maZimba. Idi here kuenda mbiri yakadii ibvai po
Ndarangarira nyaya yenhombo handei nayo kusvika kumupeto kwayo
Iripapi nhai yelutanga yacho?
@@lisamuz1790 yakaiswa mudare rachief Mutasa ndakanganwa musoro wenyaya yacho dear
Mukotsanjera akuwanza madramma potai muchichinjanisa n’anga idzi
vanhu kazhinji vanosarura vanenge vaine reference
Taura hako ndongoona vanhu vachibigger but in handis kutomboona kugona kwake hangu
Munhu akawandirwa anotanga manyemwe asisashandi zvakanaka
Thot ndini ndega ndazviwona he is investigating amai ava kuvabvunza kkkkkk then drama comedy chairo
He is not investigating her he knows already knows he wants her ataure ega kureurura ndoo kuti vakwanise kubviswa
Anna huya uyamwise bere rako rachema😂😂
Yaaa misha yakatakura chikwadi
Ndaziva nyaya iyi
Iri kupi nd tagewo ka sahwi😂😂😂😂 kuda zviro
Ba taps more love ❤️
Ba Taps mungorine way yekuti Sunday yangu iyendeke soo ❤..thanks u
Apa chief makagona kutonga sando dzenyu🎉
Sekuru evry evil spirit ingozi hr,mhepo dzese makungoti ingozi. Sekuru makatanga zvakanaka wani,mazuvano why makutuka varapwi😢
@chisongomadhuve true hameno zvakuita sesekuru.mazuvano
@@MoreblessingMashizha-gc2rtchokwadi cuz mayb kwakuwandira
But apa pane ngozi waani
Ngozi iripo apo pachivanhu chedu hazviiti kuti mukadzi auye ashandise zvinhu zvemukadzi akafa Mai avo vakabatiswa nasahwira wavo awave kuona nhasi akavabatsira kutsipika Mai vakashandiswa avo nekupusa vachinzi ndokubatsira uite mwana
Hazvisi zvese zvanzi ingozi wani pane group revaroyi kozoti ngozi yemkadzi akafa uyooo amai vevana vauya avoo..vamwe zvikwambo mushonga yeraki ..pakuda nhau dzakasiyana apa ngozi i1 rimwe ingroup revaroyi kozotiidzimu wasekuru vemusha
Tamukirwa nhasi tichangomuka kudai sesunday soo. Tichanonoka kuchurch nhasi
😂😂😂
Haa kumukirwa karikekuseni chaiko 🤣🤣🤭
Muchiri kuenda kuchurch? Ini ndakazvijata ini. Handichadi kupedzerwa nguva nchinyeperwa kkkkkk
Namatai Jesu anouya
Ini ndoona chachimunya hangu
Batai basa Chief takaterera nadzo nyaya idzi vanhu varikurerukirwa
Ndirurwadzirirwa vanakadzi ava
Haa kuvhurira number one chero 7
Chibaba ❤❤❤❤❤
Cuthbert sazita wangu wakaromba kkkk wandinyadzisa
Panopisaaaaaaaaaaaaa😂
Dzimbadzemabwe 😂😂😂😂😂😂😂 kanyika aka so ndiBobo akasimidza mhepo yese zvaisavako izvi 🤣🤣🤣🤣🤣
Simboti yangu iyoyo nheva tsoka mukoma basa mukurova. ..Tangwena kni
Mai avo havatauri zvonzwika, kusvoda uroyi hwavo hr
🤣🤣🤣🤣🤣 hona adhakwa akutaura zvisina basa
Kuno kuNetherlands tinoti kandai imwe. ...
Chaya maningi😅😅😅
Nyaya yenhombo ndaiziva
Tabva kuSvondo regai timboti Dheshe❤😂🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Panguva yakadai iyi ndinotosarudza ku ignore musikana wangu... Ndoona hangu karanganda na mukotsanjera
😂😂😂😂😂😂 muchamu ignowa achiti mhama imba irikutsva
Tinotenda unobva kupi kwamutoko hre
Ibasa chairo haaa
Kkkkkkkk our crush Mukotsanjera or nditi my 😅😅
"Kazeni" in my Mhozisi's voice 😂😂😂😂
Wild track 6speed petrol 😂😂😂😂
Baba taps nhas atiii akuna anoenda kuChurch
😂😂😂
Love you kule munogona basa
Ngavataurise uko zimuroi kusanyara
The power of social media
Chibaba icho😂😂
Ko mai ava vainatiswa kudaro zvechihwai hwai vakazungaira here
Sekuru Mukotsanjera chimbomirai kutungamirirwa nemhinduro, tsanangurirai vanhu varege kukupai clue on every point.
Ita n'anga iwewe uite saizvozvo
@@TaMa-xd6ut😂😂😂
@@TaMa-xd6ut😂😂😂😂
@@TaMa-xd6ut😂😂😂😂😂😂😂😂surrender
😂😂😂😂😂😂 wandiuraya @@TaMa-xd6ut
Sekuru vatsamwa.
Yaaaaa vana avaa vagona kudzokera kwaChief kuti vabatsirike
Vakagona shuwa mai avo vachiripo kudai ende kamkadzi ako kanenhema futi
Karanganda TV + chief Mutasa = Netflix ❤❤❤❤❤
KTV + Dr. Mkotsanjera + Mambo Mutasa = Zim Netflix
Mambo munotonga zvenyu sezvazviri komborerwai kwamuri ikoko
William shapurwa iwe
Ini hngu i dnt believe mudzimu wese ukuuya uchiridza mhere
exalant mukotsanjera
Mbereko ne choto zvakambofambirana rinhiko 😂😂😂
I wonder
MaDemon I wayo ndoarikuita kuti musaroorwe
Mukotsanjera haikona kubvunza 'munhu shopera iawewe
Anobvunza kuda knzwa.munhu hapasi pose.panoda kushoperwa
Seiko varoyi muchizoita nyadzi kana mabatwa kkkk musanyareba uroyi hwenyu Mainini
Karanganda munotigonera ❤
amai vane rasta vasimudza moto combination makatsonjera
Shumba hwengweza imbwa ye Gorongoza. Chikwapuro che Ngozi nehurombwa. Hapana paanosiya dombo risina kukuduburwa. Vanochibvondora Vanochibvondora chete. Bvondo bvondo. Isa ma likes kana uchiwiriranawo neni.🎉🎉🎉🎉❤❤❤🎉🎉
Shumba chikara chegorongoza batai bsa tateguru
Mukotsa chibaba chibaba ichooooo