No man ,this man itsotsi guru and anorikutodhrera vanhu awa even matauriro ake you can see arikutoti inotorova mari iyoyo ,a big conman, hey endesai munhu ku jeri or kumuendera kunomugadzira azviitire madhodhi chaiwo nxaa mhani
Vamwe vanhu vanofana kutongwa ZRP yakatomira paside atori ne l dont care attitude ko yawakapiwa wakaisakupi l hope chief wil read macomments edu anekakuti auna zvaunondiita
This guy is a crook and arikutemba the fact yekuti its illegal on both sides. Imagine how many people he has crooked like this. Nekurwadza kurikuita mari.
Hezvoo Conman NdiMagaya anotengesa maairtime ne getsi paWatsomba padhuze pana Love Mandimutsira😢
Apaa arikutodheerera zvake chedo.ne Dare ra Mambo Mutasa nxaaaaaa
Chief mutasa anenge achiziva vanhu vake vese, anozongobvunza kuti hausi we here unotengesa airtime 😂😂😂
Ndombavha dziri kubira vanhu mari ,thx yu my Chief Mutasa ,deal with him
I hope chief Mutasa will follow this case up. The guy is a professional conman.
Very closely
Uyo anopinda mkati
Sure
Ko yeku Nyanga yacho anga achanobhadhara nei iye mari angaa atopedza kare uummmm he ha chairo manje ne mambo Jimmy munotwasuka bambo
Uyo anongoda kusvikirwa paanotengesera airtime womudira acid kumeso zvoenderana nemari yacho toona anomama nxaaaaaaaa
😮
Ndirikutofunga hngu business idea kwakupisa kudai panoita chief matare avo woenda nemafrizits nemaputi
😅
Good idea😅😅😅
Kana wasvika utange kupa 1 re free secretary wamambo uyo hanty ka
That guy imbavha he new kuti it's not allowed so it will b difficult to claim back his money
Pakuzotengera Secretary table makagonesa wel done
That's why vanhu vachiroiwa
Pay first investigate later. Musape vanhu mari zviri nyore soo
No man ,this man itsotsi guru and anorikutodhrera vanhu awa even matauriro ake you can see arikutoti inotorova mari iyoyo ,a big conman, hey endesai munhu ku jeri or kumuendera kunomugadzira azviitire madhodhi chaiwo nxaa mhani
I like Chief Mutasa, he knows law very well?
Baba ava vaifanira kungopengeswa zvovharana kudya dhodhi chaiko
This man is a Big conmen, ngayende ku JERE
Anoda kuroyiwa mutumireyi nyuchi
Akaoma
Even the buyer is wrong ,how can u verify land after watobhadhara.these days land is a problem ,
Murume uyu istotsi chairo...akarohwa anoburista mari uyo an he us not remorseful mbavha!
Mmmm mbavha senior chaiyo aatovhunduki
Yes Papa magona munhu ngaavharirwe uyo imbavha akadya mari yedu
Zvakaoma
Matsotsi vanhu vekwagucha ava ndovaziva nekuba vanoba
Mambo ko madii kuti atoiswa marikiti arare mukati paanomuka makuseni anotaura zvinhu chaizvo zvinemusoro
Uyu mface uyu anoda kuurawa zvigare zvapera
Kokuti ndeyesilver iwe wanzi irudzi. Pretending not to understand haaa zvakaoma hazvo
Kkkkkk chibaba Ichi chachichizvisimbisa nekabepa AKO kakanzi case dismissed kkkkkkkkkk dzorerai vanhu Mari dzavo baba usd3000 it's a lot of money
🤣🤣🤣🤭🤭🤭 chiregai
Ohh mazivanhu makobvu aya chitsotsi hai..zikumbavha remurume
Zitsotsi iro gurusa 😊
Munhu uyu haafanirwe kugara muvanhu,he is a Chikurubhi material
Very true
Pamwe akabhadhara mari kuumwe munhu waakatsotsa futi.
mbavha iyi inodherera
Zvamaita vanhu vekuziva mese. Ko Magaya wakazoita conman riini?
👏👏👏
Mambo manyama knows the law iro utsotsi chairo
Vamwe vanhu vanofana kutongwa ZRP yakatomira paside atori ne l dont care attitude ko yawakapiwa wakaisakupi l hope chief wil read macomments edu anekakuti auna zvaunondiita
Mutumireyii nyuchii enda unomugadzara😂😂
Hahaha chimirai
@@nhimbetv kkkk serious ndozvaanoda
Big up mambo pasi nematsotsi
Marigona gudo iro Mambo...ngarivharirwe zitsvina
Ngaamuendere kuCivil court anotorerwa zvinhu
Mambo wega wega ane zvaanofarira kuhla kana achitonga. Shumba ndewemasiwiti
🤭
Imbavha iyi mambo munhu ngaasungwe uyu Tsotsi iri
Zijuzi mbavha iyo batai munhu mukati
Iro itsotsi
Paita zi Gevha, Goronyera
Anodherera
Saka mari wakaisepi
He is very ignorant and rude
Zimbavha iro bhadhara munhu 3k unoti inonhongwa here fuseke
🤣🤣🤣🤣
Ngaaasa noraramo changamire arikushora dare
This guy is a certified criminal
Certified😂
@@ElizabethManyararahe meets all the standards of a criminal lol
Kkkkkkkkkkk
Aaaa uyo ngaape vanhu mari yavo apedza kubhadhara oyenda kujeri futi zimbavha
🤭 manje so
Zimbavha iri nxaa
Nhimbe irikuzvita guys...ngatipi ma likes ayo🎉🎉
Thank you...
Ko ari kungohetsura uyo ndianiko haaahhh 😮
🤣🤣 kunenge kuchitonhora munhuwashe
Mambo kunge maakunyengerera mbavha iyo wani ? Mmk
🤣🤣🤣🤣
Unopamama chete u dont mess around naMambo James
🤣🤣🤣🤣
zimbavha
Ngaaende kujerii
Mari haidzoki
@@ChishongoMadhuve zvitori nani pane kumuona achifamba panze 🤣🤣
Sei isingadzoki Mari yacho@@nhimbetv
Itsotsi iro mbavha ngarisungwe uko
Guruvhaaa
Isai dhayi mumutsipa moti zviparaffin tsvoti moto ugone batira.taneta nekushandira mbavha .ini andina tsitsi pambavha
Aaaa ndabude majuru
Pakaipa
Kutopfeka ring nemari dzevanhu.
Moda Aite sei kana hurumente iri iyo vakatanga hutsotsi
Mambo muri kudya zadzadama here? Hazvisikupa chiremerera chenyu ndapota.
Hahaha
Vava vanhu vakuru vakuda zvinotapira tapira, mataste buds akura 😂
Ahhhh zvinei newe😅
Zitsotsi remunhu imi yoo
The Magistrate erred otherwise akabhadharwa. It's a clear fraud case. Saka dzechadonha Magistrate uyu haatongizve.
Chokwadi
Mambo Mutasa pfira dendy
🤭🤣🤣🤣 ahhh
C section sooka
Hanzi ngaadirwe acid k
Gudo 😂😂😂
Zitsotsi
Musape vanhu mari nyore😂😂
Best mambo muZim
taura hako
This guy is a crook and arikutemba the fact yekuti its illegal on both sides. Imagine how many people he has crooked like this. Nekurwadza kurikuita mari.
Zvakaoma kani
Hezvo kuhotsira here kuback ground.
Ndofunga abatwa nasekuru kkkk
@@RudoMukombe kkkkkkk ndaseka hangu
Con-man.not even remorseful.
Buyer beware, musape vanhu mari please.
3k its a lot guys ngasungwe , munhu akapihwa cash oti chitorai mota uri benzi.
He must go to jail,
Kuhotsira or kubudirwa😢
🤭
Itsotsi uyu
Mbavha
Zvakaoma
iyi imbavhaiyi😢😢😢
🤣🤣 hombe
@@faraimazhindu850 hombesa
Umm shame
Very arrogant and a crook the accused
He is. Ari kutoshaina kuti it's illegal iue akatoba hake.
Akaoma
Zitsotsi iri
Imbavha muchinda uyu
Akaoma
Mkoma waMrLap Tv arimudare
🤣🤣
This guy is arrogant
Sterek
Kusimba nemari yekuba nonsense
😄😄😄😄
Ko arikuhotsira ingangq kayi zvaarimabasa asvutisa bute 😂😂😂😂🎉
Unogona kuhotsira mweya ukatobuda😂😂😂
🤭🤣
Hahaha chimirai
Haasi Mukotsa here asvuta bute😂😂
Gumaguma rakadya 3000 in 3 days 😂
🤣🤣🤣🤣