Shumba 😅😅 aiwa ini regai ndiise maoko kuna vakoma vangu mai Shumba 👏👏varambe vachikubikirai zvinonaka nebota murambe muchitonga kusvika Jesu achiuya❤King Solomon of our days.🎉
Mudhara after so long maivepiko,vanhu vakuda kutengesa minda chete...pakafa sekuru vemukomana uyo dai paripo pakugarwa dare vachitaura zveminda... Mambo help dat young man plz
You can't win while you don't have enough evidence uyu akuda kuita udyire baba kuchena musoro asi usingafungi . Good job chief Mutasa with you wise and wisdom
Iiii mambo mutasa ne team renyu munogona nekuti shuwa munhu avaka makore ose aya momudzinga chiiicho ,vanhu vava kutsvaga mari nenzira osiyo yekuda kutengesa minda
Isu tiri loyal from the beginning of Karanganda TV.. Hatibvi pano, tiri epano. Ma loyal fans woye, vasingakwate kumwe woye 🎉🎉🎉
Ahoiii. nyangwe tikazviona zvaiswa kumwe hatitombodongorere tinodarika tichimirira karanganda ❤
Yes we are here 🙌
Taurai hako very loyal
Loyal to the fullest
I am new
Shumba munokodzera kuva president weZimbabwe.....munotonga zvinehunyanzvi mukati....hamutore divi❤❤❤❤❤
Aaaah aaah in chief Mutasa voice . Magona chief Mutasa zimudhara kuda kuuraya mwana kuda kumutorera munda . Aaaah aaaah hazviite
Vakatorema hamuzviwone
Shumba 😅😅 aiwa ini regai ndiise maoko kuna vakoma vangu mai Shumba 👏👏varambe vachikubikirai zvinonaka nebota murambe muchitonga kusvika Jesu achiuya❤King Solomon of our days.🎉
Simple and straightforward Mambo Mutasa. Nhamo yapinda kuna tsano avo. Varikutsvaga vekudheerera votora nzvimbo votengesa.
Baba taps ndozvandokudirai munogona sound chete muri chikwapuro 😍🔥pano hatibve even ma videos haaaaaa excellent
The best and quality videos , keep it up the good work🎉
Magona pamberi neKaranganda mambo inobuditsa nyaya ipapo ipapo 💝💝💝💝💝💝💝💝💝💝💝💝💝💝
#8 yeeeeee like my comment veduwee ndakasika
Chief I salute you mogona kuronga thank u chief well done
Welldone Mambo❤❤❤❤
Mudhara after so long maivepiko,vanhu vakuda kutengesa minda chete...pakafa sekuru vemukomana uyo dai paripo pakugarwa dare vachitaura zveminda... Mambo help dat young man plz
Chief mutasa vanotonga zvakanaka ❤
I can vote for chief mutasa to be president any day 😊
One Nyaya Chief waratidza wisdom pakunhadzirisa. Kkkkkk bambo Sahumani kwamaita ndokwatinoti kuhumana chaikoooo. Better kuuya wakapfeka worksuit. Honai maanje muchanyarirepikoooo
Good mambo ,mutasa ,mutasa batsiria vanhu vayambuke thank u mambo
You can't win while you don't have enough evidence uyu akuda kuita udyire baba kuchena musoro asi usingafungi . Good job chief Mutasa with you wise and wisdom
Mambo mutasa kumberi chibaba baba 🎉
Thank you vema Cort handina kuti kumamisha kune nyaya dzakadai yoo unogona kungomuka wakadzingwq
😅sekuru vane godo shuwa tokadaro kuti wakapihwa nasekuru vangu munhu wese anoshaya pekugarazve
İdi zvedi
Well done chief manyama, you must be a president 😊😅
apa mambo magonera tese.mwana haana mhosva ngarime
Karanganda TV ❤❤❤
,😂😂😂😂 ndavanyarra Baba ava
Chief Mutasa makanyanya mwari ngaakuwedzerei Njere.Mambo.Solomon wanhasi
Apo ukauya Uchitel vanondinzwa ndiwe unonyura kkkkkk hapadi bag redzungu kkk
Kuchinja mutare peyakawakirwa😅😅😅😅mambo kumberi
Best chief 🎉🎉🎉🎉
rwendo runo nyika yekwedu inoita bhoo 😂,tina Mambo vane wisdom isu vagari vekwa zongoro ,tongai henyu shumba nekupa vanhu justice ,vanhu kuda hudyire .Long live Shumba🙏
Mambo Mutasa Ahoi❤❤❤
Ko kuzouya vakapfeka siut kuzvidzipa nhando hapana chinozikanwa kuda ku pamba😂😂😂
1 Chimambo chinotonga❤
Shumba , chief Mutasa munogonesa mapedza masports panyaya iyi.
apa mambo wapedzera munhu
Mambo magona😂😂
😂😂😂😂4 magwere kkkkkk unomama
Thanks Karanganda ❤
Mdara mapindwa nei😂😂. Siyai mwana
1st ❤❤❤❤
😂😂😂Mwaiyepo ere. Tipei chitupa Bambo😂😂😂😂
Pa Karanganda ndepangu ndogara pano handina kumwe kwandoenda
Mutasa is an intelligent man. He is honest
Thank you mambo haaa mwari wenyu unokupai wisdom suwa
Chief Mutasa is a good leader
Mambo Mutasa magona uye mune basa guru vanhu vanoda kudzidziswa havana zvino zikanwa marima oga oga
Chief batsirai vanhu , Mwari vakugonereyi Amen
Chief Mutasa you number one
Mambo dai maitwa mutungamiriri wenyika yainaka nyikayedu munogona kutonga
Mambo Mutasa muri WISE!!!!
Nyaya yatongwa chaizvo iyi
KwaChigodora huroyi chete,KwaNyamaropa chihure KwaBushu chihure zvakare.....
😂😂😂
pamutasa mabhinya neminda mahure Ari low they need motivation kkkkk
😂😂😂 wabaya dede
@Chinogiya wapedza 😂😂😂😂😂
@@thekisonomsa2826
Kkkkk pakaipa
Mambo takambokutukai panyaya yaMufundisi asi chokwadi mune uchenjeri chose hwokutonga zvakarurama kuposha kowanikwa chose
🙏🙏🙏magona Mambo ndyire chibambo icho iko kuzosunga tie azere nemanyepo rubbish.varatidzei comment yangu 😂😂😂ngavagutsikane bambo avo ivo vave kuda kutaura stand yasekuru vake vakadii kuramba pakapihwa sekuru munda
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
😂😂😂😂😂😂😂 vaivepi nguva yese iyi
Hamusi kunzwisisikA zvamurikutaura mdhara munemhosva
Aiwa mambo Mutasa namambo Bushu muri pachena sadriver we tractor
Haaa mutemo unonetsa akomana 😅😅😅😅
Haayas.... Mudhara apinda busy uyu..... Nyaya yemimba nemiganho siyanai nayo iyi... Vanhu vacho vakatofa kare and iwewe uri kuchemwra munda wacho uchangofaqo futi uchiusiya...
Dare ra chief Mutasa unoita dzungu nemibvunzo chete 😅😅😅
Mwaiyepo ere
Sa Mutasa best chief so far pakutonga
Muporofiti wedu James ❤❤❤
😂😂 madzibaba James ❤❤❤
Vanhu vanonetsa mambo magona
baba Sungai tie yenyu mudzokere Kumba kwenyu kunokanga maputi musiye hudhlire marowha ne dare😅
Mambo Tsikayi Mudhara uyu Khonzi. Anoda kujayiirira dare with Zero Facts. Ndo vanhu varikutengesa minda. Investigate Him, Catch him.!!!!!!!!!!!!!😂😂
Murume wetie anotorwara zvake nepfungwa
KwaMutasa minda nengozi ndozvedu😂😂😂❤
KwaBushu kwakazarawo mabhishu😂😂
Karanganda ❤
Mutakati chaiwo sekuru awo
Nemakore awo haaaziii
Chibaba icho chakashata kumeso nemoyo, kusanyara chaiko magona mambo
The land issue in Zimbabwe must find a permanent solution. This is getting out of hand. Why now this guy after almost 2 Generations???????
Mambo mutasa mune hunyanzvi
Baba ava ndavanyarira kkk
👏👏👏
Haaaaa kumamisha uku vanhu vane godo kani,unoroiwa shuwa
❤❤ thanks for posting cz Ana tivhkach sound system yakadhakwa so posting baa taps
Munovaterereiko
Iyo speed vanayo yeku poster ma showers
@@judx34 it's not about kutevera addicted ne nyaya dzekudare kwa mambo mtasa
Bambo vacho nharo kni aah
Mambo vatoti mufana hakuna kwaanoenda
Mambo Mutasa munotamba hre neteam renyu
Uyo mudhara ane udyire haasi kuziwa zvaari kutaura
That man is very heartless😢 vange vakamirira kufa kwabba vavo kuti vazoshungurudza vana avo hutsinye
Top 10 🎉
Mambo Mtasa munogona kutonga
mdhara anonyadzisireyi vanhu atori former councillor ,akuda kutorera vanhu munda nhasi uno ko aimbovepi
Karanganda yooooooo
Chief for president kkk
Aaaa Cheaf Mutasa kumberi mberi
"Ndikanyepa ndichabatwa nemhoswa" anyepa makore
Mambo Mutasa munogona kutonga
Bambo
Huvhi Mambo havachakwainisi kuchinjaba
Mambo munogona kutonga pamwe nemakurukota enyu.
Kadhara ketie aka kane udyire
Mukwane mudhara imi
Famba baTaps
Chief mutasa mukagurire uno SA munditsvake ndode kumutengera ma drinks,makaropafadzwa ne wisdom
ASI Mukuru yakavharwa hre Bambo 😅😅😅😅😅😅
@@HanahGade-s5f bambo vapi ita mushe iwe
@@preciouschabayanzara4696 sorry Sisi ndafunga kt Muri bamboo tumirai Mari nemukuru kkk
Uyu anopenga uyu arikuda kubvisa vanhu ko makuva ewakapihwa munda achazomaitasei nawo
Iiii mambo mutasa ne team renyu munogona nekuti shuwa munhu avaka makore ose aya momudzinga chiiicho ,vanhu vava kutsvaga mari nenzira osiyo yekuda kutengesa minda
😂😂😂how many years vanhu vachigarapo nhasi moclaimer munda.ivo baba ivava vaivep vachirega mhuri ichipiwa ipapo
Chief mutasa vanhu vakuoba land yakuita ma3000 vakuda kudzinga vanhu thank u murisuga pakutonga
Suit yabva yachipa kuita ye 2 dollars 😅😅😅
Yaa baba ava vanepamuromo