Mambo Mutasa muri maenzanise chaiye. My request is let people find their own Chirembas. What he can do is give deadline. Mukosanjera anovhunzitsira kunge ana Madzibaba. Muchafa muchapenga haaaaaah. Pane asingafe here?
Learning a lot . On a different note uyo akagara kuleft kwamambo nearikumashure kwake vese vanemablack jackets makafanana , are you brothers am curious 😂
Hahahaha uyo aneka sheti not shirt aneka sheti ke peporo haana kana musoro kana nyaya munhu wemurume kupusa dai ariye arikutoti zvinhu zviite zvipere zvidhara izvi zvisati zvafa bcz vachasara ne dambudziko baba vavo vafa
Panoti bota apo Mambo havadi munhu anonyimwa bota, Thanks Mambo nekutonga nehuchenjeri
Mambo Mutasa is a national treasure and his calmness is great.
Mambo Mutasa Shumba mai wangu chikara ❤❤ wedzerwai makore nehuchenjeri ❤❤
Secretary ...smart always ❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤
Chief venyika komborerwayi nedenga u are helping a lot
MUTASA TIRIKUDA NYAYAYAMUFUNDISI HAUSATI WAPEDZA HERE UMBOWO HWAHWAKATAURA KUECONT KWAKATAURA
Ndomatauriro aunoita namambo ere Finiasse vakomana😂😂😂
Kkkkkk @@St-G2
Respect inogodiwa kana uine dzakakwana
Respect yakangonaka and andisati ndakambonzwa munhu anotaura achidherera sezvawaita izvi nyaya yawabvunza yakanaka yakutoshatiswa newe usina respect
@@St-G2😂😂😂😂😂😂 Taura hako
Vanhu ngavatsvake chiremba of their choice Mukotsanjera is working with information inobva padare
Umm any ordinary person would not have dissected this case to this level. Mai Winnie anga achitamba vanhu smart. Next episode tiripo. Mai Winnie huyai
Amen
Pamusoroi Chief Mutasa.
Inini ndinodawo kubvunza kwamuri kuti zvamuno ita izvi kuenzanisa nyika yenyu yese izvi ndazvi farira zvakanaka chaizvo ndozvi farirawo asi kwedu hatimbo zvinzwa zvichiitwawo.Mumhuri medu hamuna kuwirirana asi taidawo zvamunoita izvozvo asi hakuna Toita seiko.
Mwana uyo akaromba akungovhiringidza vhiringidza uyo
Mhai maWinnie
Mambo mutasa makadiiko uko basa mberi mambo wedu watching from durban
Tichkach some of us we have unlimited data please give us the option of Full HD or 4K videos. 720p is not healthy for my eyes personally
Mwana uyu baba Ake wakaromba wanoshandisa munin'ina
Umwe chiremba weiko baba vasingarambe nyaya dzavo
Word rekuti summon rinotonetsa kudana shuwa....vanhu vazhinji vatambura
Mai Winnie murikudiwa
👏👏👏
Nyararidzai uyo tati mari seimusingabatanidzi
Vanoshandisa zebhedhia vanomushandisa
Hooo ndosaka mukomana arikuramba akaoma musoro..ndapabata.Chief munogona kuongorora
Vakadzi vechiTwo maone ,Mai winnie
Weshirt ye purple ndiye arikumisa zvinhu ibenzi
N,anga ichiripenyu here mama mawinnie nazebhedea ngavauye surtday
Takudzwa Madhina
🎉
Chief makanyanya
Mawinni😂😂😂😂😂
😂kwamutasa dzinouya chaiko
Murikubata bsa mambo
Mkomana uyu aripamwe nababa vake asi anoda kuvanda nechurch arikukwana papi pakuda umwe chiremba iye achinamata unozoenda ndian ibenzi mkomana
Ndivo here varume vanonzi regai anababa vataure uchireva baba veshirt yepurple uyo asingagone kuita semurume haiwawo ngaagare pasi anemabhora ekutambisa.
Resistance yacho inotaura yega. Avo ngavagidzire zvifambe tione. Saka vekuchurch vanoti basket ngaichengetwe🤔. Varamba dare rekwaMukotsanjera.
Siyai vanhu ava vachakaura kana madhara ayo afa. Uyo muchinda haazikuda nekutemba chechi siyai zvakadaro imhuri ichagara ichitambura
Vadare murume uyo ambotaura kuti anoziva nezvebhasketi
Muchinda uyo ngaite mushe
Munhu iyeye aritori ne reasonable capacity mambo wamupa mukana not that
Waida kuunzwa urimwariiii
Mambo Mutasa muri maenzanise chaiye. My request is let people find their own Chirembas. What he can do is give deadline. Mukosanjera anovhunzitsira kunge ana Madzibaba. Muchafa muchapenga haaaaaah. Pane asingafe here?
Wwtaura chokwadi
True I hate his behaviour anotuka vanhu kunge ndovakapara mhosva yacho plus akadanirwa ngozi at the end dzobuda dzawanda and confusion
Mukoma avavanonetsa chero kukereke kwaanoenda maone
Avava anatinonamata ndovapedza madzinza bhururu
Learning a lot . On a different note uyo akagara kuleft kwamambo nearikumashure kwake vese vanemablack jackets makafanana , are you brothers am curious 😂
Yaa mutasa brothers 1 on right
Karume ako kanewo kakwati kaaurvanza bcz nharo dzacho hadzina kana direction
Akatogadzira zebhedhiya
Hanzi baba vamulast quarter hanzi kosara imi nechechi yako haa huye bodo.Zvinhu zvoda kugadzirwa vakuru vachipo sure.
Potai muchitipa recap tione mahighlights efirst episode kuti tifambirane
Mhai MaWini 😂😂😂zita racho manje . Surrender
Shona yacho
Kudza vabereki vako nekuti ndivo mwari wako wekutanga
N' nga yenyu iyo ummmmm yakabva kumba kwedu mazuwa apera yaya imiwoye ummmm munaona zviriro zvacho 🤫 🤐 mazita ndiwo aneyi hawo
Chitendero chinomboiswa paside modealer neprblm after that modzokera henyu kuchurch
Yah veku harare havabhadhari mari szema scam ekunyepa aya
Vane flue ngavasauye kudare, nxa
KwaMutasa vanhu vakaromba ndabvuma
Zvese neubhinya nxaaa
Not mutasa chete vana vevhu vapera kuromba ava
Hahahaha uyo aneka sheti not shirt aneka sheti ke peporo haana kana musoro kana nyaya munhu wemurume kupusa dai ariye arikutoti zvinhu zviite zvipere zvidhara izvi zvisati zvafa bcz vachasara ne dambudziko baba vavo vafa
Naye akarombawo Satan
Hello mutasa mambo
Iwe we shirt ye purple ita order ukatanga kukura musoro uchakadai pauchachemberera uchanetsa
Mambo munodadisa wasuland,musaiisa ma indicating lights
Chero kumasowe kunonzi endai munorova makuva asi musazoita zvekuuchirira
Mawin 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
King Solomon mutasa
Makhe vandinyadzisa
Weshirt yepurple une zvaanoziva nharo dzisina basa
Mutasa munhumutapa
Wasting my money kutsvaga chiremba umwe😊
Bota harinyimwe munhu and if you deny me sex then ndotsvaga mumwe.