Vakaviga mwana pasina mambo nasabhuku we know kti pane vanenge vachimiririra sabhuku namambo vanotumwa kuzoita stand in sasabhuku namambo ndozvazvinoitwa
Mkadhakwa imi munhu afirwa motoda mari yamunoda aripakuchema mkutofara kana pafiwa muchiti makuita mari vamwe vari pakuchema murivaroi imi saka maramba tsikamutanda matya kubatwa
Munhukadzi anozoita ishe kana sabhuku sei uye anenge ari mwana wemumusha imomo here kana kuti muroora mungandibatsirawo ipapo ndava nenguva yakareba zvichindinetsa coz hushe kana usabhuku kana humambo chinhu chedzinza
Munhukadzi anoita ishe kana akazvarwa mumba yehumambo uye akaroorwa mudhuze nepaakazvarwa kana kuti achigara imomo mudhuze nemaakazvarwa asi asina kuroorwa
Tsikamutanda mbavha dziya magona mamboo❤❤❤❤❤❤sando dzenyu
Mambo Mutasa muri "BHINYA" re Justice we love your ways may God Bless you
Mambo good munhu, matsika mutanda matsotsi
the wisdom of this man is a pleasure to listen to and very educative.
Ngatimboitaiwoka kanyaya kedu tingonotongwawo naMutasa. Anotonga zvinotapira zvekuti nyangwe ukabatwa nemhosva zvinenge zvichitova sweet
Vana Tsikamutanda imbavha good decision Chief Mutasa
Love you mambo mtasa from mashwest
Mambo ndibatsireio tsikamutanda nen'anga nemuporofita zvakasiyana papi
Tsika mutanda anoita zvekubata varoyi nezvidhoma modhara mombe n'anga inorapa
But nyaya yekuti kana munhu akafira Mumba udzai mapurisa kuruzevha mapurisa Acho anenge arikure zvakanyanya. APA wafirwa awuna Mari musangopanicha Vangu plse tiri ma Zimbabweans tose madzimambo musaita like kutungamira Vanhu matova varidzi vevanhu nyika ndeya mwari iyi nwaaa. Tungamirai Vanhu Boe kwete kuzoita like ivhu IRI nderenyu
Ndarwadxiwa ungati havazive kuti nuzvipatara hamuna mushonga zvimwe kuda kuomesa
aiwa mwana akafira munzira,at that point vaidei vakaenda kupolice naye,the vaindopihwa tsamba yeburial order vobva vapfuurira kuenda kumusha,but ivo vakaita zvemusoro wavo,vasvika kumusha vakaita nyaya nemadzitezvara,Mambo agona,mutemo mutemo unofanirwa kuteedzwa
Kamuroyi kambuya ako
Havasi muroyi iwe ungafare mhepo yetsvina yapiswa makona uchiuya pamba Pako , vanhu vachigezera munzira painofamba ,
Muzvare ngaadzikame.kungorepota zvinyaya zvisina basa saka vamwe vachitsingwa mumaruzevha
Yaa
Nhaiwe hko muzvare ane wara uyu
Karikudawo mbudzi dzirikudya vamwe. Ngakanokwesha vana nhova
Ndibatsireiwo nyaya iyi . Munhu ukashaikirwa nemwana unozivisa kunaSabhuku nemari hre. Ndiyani angandibatsirewo apa
Ehe unozivisa nemari
@@lukemunhumumwe7719zvinosiyana nenzvimbo, kwedu hazviko.
Munhu akafirwa nemwana ndiye anochera guva here... Pane vanofanira kudzifambira nyaya idzodzo hazvirevi kti kwaidiwa iye yakufirwa zvimwe zvacho ngationeiwo veduwee.. Afirwa akambonzi bikirai vanhu here.. Varipo vanobika varipo vanochera guva varipo vanogeza mufi everything goes well vanhu vachinatsirana saka handizivi kti murikutii.. Padare panodiwa spokesperson anotaura akamirira mhuri baba vari kutaura ava ndivo vaitwa spokesperson clear
Chief murizuva redu Dai matonero amurikuyita payita programme inobuda pa ZBC vanhu vachidzidza chivanhu chedu. Ndotenda Chief Mutasa
Kambuya ako hakagone kugara nevamwe zvakanaka
Rambai mambo. Vaya vanhu imbavha vabereki vanzwa navo anambavha ivava.
My advice is gather masabhuku ese n give them a refresher course coz masabhuku awanda ari kutyora mutemo
Sure vakawanda vacho havazive mutemo ava
Nyaya dzisina kana basa dzavanomhangara mbuya iyo
Nhaimi vanopenga mbuya avo kuda kutonga mahara
Mhosva ndeyei apa sabhuku mamusipo mambo imbosva here kuti munhu anorara mumba
Pachivanhu hakutenderwi kt mwana arare mumba 2 days unless kana panezvikonzero zvirikuzikanwa kumapurisa kana kwamambo- munogona kutadza nekusaziva asi inenge irimhosva unongoripa zvakadaro
Zvakare vakaviga mwana vasina burial order
Zvakare vakaviga mwana vasina burial order
Vakaviga mwana pasina mambo nasabhuku we know kti pane vanenge vachimiririra sabhuku namambo vanotumwa kuzoita stand in sasabhuku namambo ndozvazvinoitwa
Mbuya iyoo asi yakafumurwa kni
Mambo mutasa you are intelligent so much am here praying for you long life to you am a Zambian but am asking for your number please stay blessed .
Mambo munogona vana tsikamutanda vanouraya musha
Tsikamutanda ari right anoranga varoyi
Hapana chaanogona tsikamutanda itori mbavha
@@thomaschiwomba3752mbavha idzo misha yaparara nana tsika mutanda vanhu hawirirane mudunhu nenyaya Yana tsikamutanda
Zimbuya iro rinenge rinoroya iro
Muzimbabwe hamuna chinonzi chako zvakangoomawo
madzi Madzimambo anebasa ini ndoteera matare aya mambo Mutasa vanotonga nehuchenjeri uye havana hudzvinyiriri . ndobve gokwe mambo ndaakudawo kutamirako varipedyo ndisvitsireiwo
Mkadhakwa imi munhu afirwa motoda mari yamunoda aripakuchema mkutofara kana pafiwa muchiti makuita mari vamwe vari pakuchema murivaroi imi saka maramba tsikamutanda matya kubatwa
Haaa Mai ava kushaya basa here kumhangara izvozvo
Kuda kuripwa mbudzi idzo kukara
Naivo ishe vanoda zvinhu
@@LastSanyanga-m6r😅😅😅😅
😂😂😂this guy
Sabhuku mwaomesa zvisizvo mwadyira munyu
Americo machekanzombe waka,oita nangs rini
I use to school with this man pa Pafiwa kkk
Kkkk mambo Mutasa mune dzidzo
Apa mambo varasika mwana haana kufa before 12 saka akarara day 1 mumba
Hazvina kumira mushe
Ambuya avoka ???
Haa uyo muface anenge achidairira mambo vachitaura uyo izero chairo ini anondibowa uyo
Same neni anomara muface iyeyu anoda kumbonamwa nerekeni akati kozwa ipapo nxaa
Ko iwe uri kudzokorora nyaya 1 nemhaka yeiko.Tich kachi ita mushe iwe
Mambo Mutasa munotonga justice endee hamuna hudyire
👏👏👏
Ma chief munebasa yoooo uye muri patient
Zvakaoma yoh
Asi mhuri kana yapindwa nedambudxiko vakashaya mari yekusuma munhu haatovigwi hre
Udyire
Sabhuku uyo nyini yake nxaaa
Mbuya iyo muroi chaiyo tunyaya tisina basa mbuya muri dafi chaiyo imbwa satani zimhanza mu
Vanotya kutorerwa zvitupwani zvavo
Sabhuku we chidzimai anomangara chero kanhu kadikidiki. All the time hanzi ndadhererwa 😅😅
Kude mbudzi ne huku dzevanhu
Wadini kunyarara.
Anenge achiziva mutemo
Mapurisa haabatsiri, Honde Valley varikuvigisa munhu achekwa nemabhinya achinzi aribho😡.
Tsikamutanda MA skits
Makuhwa mbuya iyi uku munhu wa sabhuku
Ndinoramba ndichidzidza kuburikidza nemi mambo mutasa. CHIRANGO CHATIMBA ngachitedzerwe kumburai mvumo kuvaridzi venzwimbo kwete kuzviitira mazvake mazvake mudunhu rinevanhu. Ignorance has no defense ripa mhosva yako😂😂😂.
Apo pamwana matadza kutonga musade kudzvinyirira vanhu nezvinhu zvisina basa mungati munhu afa na 3am mototi husiku 1 hakuna zvakadaro ivo varikuti vakasuma wani
Iye sabhuku kana anga ari 200m away chii chakamutadzisa kuuya handit vatori munhu wemuraini munoda kuripisa zvinhu zvemahara
Why people need lawyers hauzosiye mambo achiverenga kunge husiku husipo uho
Munhukadzi anozoita ishe kana sabhuku sei uye anenge ari mwana wemumusha imomo here kana kuti muroora mungandibatsirawo ipapo ndava nenguva yakareba zvichindinetsa coz hushe kana usabhuku kana humambo chinhu chedzinza
Munhukadzi anoita ishe kana akazvarwa mumba yehumambo uye akaroorwa mudhuze nepaakazvarwa kana kuti achigara imomo mudhuze nemaakazvarwa asi asina kuroorwa
Nyaya dzehusabhuku nehushe ndezvemudzinza hunotenderera mumba imomo ndakatozvidzidzawo mu family mang izvezvi brother yangu yakazvarwa 1991 ndiye sabhuku hwaiva hwasekuru vakafa hukauya kumadzibaba angu akabarwa na sekuru vedu ska hwakambotorwa neveimwe imba vakahudzosa mumba masekuru vangu but vakuru hamuchina hwakapihwa brother yangu
Husabhuku neumambo since huri hedzinza .unoenda chero pamwana sikana
Kambuya ako kanehuroi kutotya kutorwa uroi nxaa , Inga dzimwe n'anga dzinongoshopera wani ende padare ipapo , apakungoti haana kudyawo chete , let's be fair nyika ndeya Mwari iyi , zvimambo izvi zvajaira kurarama nefufuro nxaa
Toda mukotsanjera
haaaaa mukuchema 2 days kwedu mai vangu vakaita 5 days vanatezvara vakatsika chepakati 😂😂😂😂
Ndapota musatidzokereraba takazviona kukaranganda please STOP IT. Don't steal from Karanganda
Uyu imbavha haana content yake
Madzishe nemaSabhuku vanofanira kuziva kuti rufu haruna formular mari moda dzei. Chimwe chivhanhu sooo.
ignorance has defense mambo matare echivanhu aya,just correcting you
Kupi ikoko
Asi Muzvare ane hunjire anoda kuripisa to much
Maverengerwo acho emahours amana 3am ka izuva iroro atomambakwedza anyway mahours echivanhu
Ma hours haisi nyaya, kana manyatsoterera, ava vanhu havasi kuwirirana nahutongi hwemudunhu.
@@goldenjowa6087 ooh ok
Vana Muzvare ndozvavari. Kuda kutonga too much nepasina nenyaya yese
Ko myaya iyi makudzokorora futi why nhi lai Tich
Copycat from Karanganda