Yaa; he is very arrogant. Dai kuri kune dzimwe nzimbo atorobwa kare akazvirega zvenhu bwekuda kungotyisa vanhu pasina faniro. Chero ndaparamura ndonofanira kungotongwa with respect; inga kumatare makuru vanototi everyone is innocent till proven guilty; even found guilty one still has rights again.
PamaHighlights apo mhepo yakanganwa zita remufi, is that possible? Another thing: kuti murudo murudo haisi slang of nowadays here? Is it possible for mhepo yemhunu akafa kare to adapt to the current language so quickly?
Iwe Tonderayi dzoka nehari toda kubika doro raambuya I love this song
Mambo vakatadzisa kutonga nei vasina kuripisa ngozi ,asikaa musamira Sabhuku endai nenyaya yenyu kwaMukotsanjera ,mukoma Andrew Batsirai sabhuku varipanguva yakaoma kuripiswa zvisipo aaaaa ndarwadziwa ini
Mambo sabhuku mamuripisirei haasi vakataura mhepo usadya zvavapfupi nekureba dzidzai Kuna father zimbabwe mutasa vane justice
nhema dzoga dzoga
Mambo vakavharwa nemishonga here
Chief Nyamaropa haakodzeri kutonga uya arikutouraya nyika
Chief nyamaropa vakaita president tese tinopera kuparara matongero avo sooka its not fair
Yaa; he is very arrogant. Dai kuri kune dzimwe nzimbo atorobwa kare akazvirega zvenhu bwekuda kungotyisa vanhu pasina faniro. Chero ndaparamura ndonofanira kungotongwa with respect; inga kumatare makuru vanototi everyone is innocent till proven guilty; even found guilty one still has rights again.
Pane munhu arikushanya pamba pa sabhuku
Zimbabwe yatoramba kusiya hurombwa here
Eish ma1
Sabhuku ngavazive pekugumira. Nyaya yese ine chekuita nekuda kwemunhu inoenda kwaMambo haitombogarirwe dare naSabhuku.
Ndakatoshamisikawo kuona Sabhuku vachi bata nyaya iyi kusvika pakucherwa kwemabhonzo. Akapfurikidza pa jurisdiction yake
Zvimwe zvacho ifake iyi
Chief vanokara kudya zvavapfupi nekureba
Kuzim chii chaizvo inzara hr kna kt chii kunongozi ngozi yabuda maiwee PANO asvikirwa kuma2021 zvaisavako izvi hayiii
Inga zvakaoma
Maswera seiko
Zvazve kutonga here or zvekungobhadharisana mombe nembudz.......
Ndamirira
Zvakaoma weduwee
Nyamaropa idambuziko chairo. kutoti bvisai camera ari kutoziva kuti aiita zvakadhakwa
Drewmas media munapota muchitipa update dzenyaya dzamunosiira panzira❤
Tonderai dzoka nehari zvako iwe
Waiting
Chief vakuda kubira munhu zvipfuyo sabhuku ngavakwidze nyaya yavo kumusoro,sei vakadzimisa maCamera??
*Drewmas at us to another level*
Thanks Mr Endrew Neshamba
Madzimambo ane hudyire
Andrew ndakakumbira song inonzi mhiripiri inovava kachoro ukandinyima uchiti uchaisa pano asi patova negore chindipaiwo song ndokumbirawo
Machief acho amwe akatoromba zvisingaiti
I saw nyaya yavo sabhuku, ngavadzidze kutaura chokwadi nyaya yavo yaiva pakubvisa mbuya iyo masocks vachinzi vaibatsira mhepo now vakuti ndakubvisiswa mombe nekuti hanzi ndini ndakananga huroi😂😂😂 ayaaa sabhuku kwanai
Hanzi murudo murudo nemhepo 😂😂😂😂
PamaHighlights apo mhepo yakanganwa zita remufi, is that possible? Another thing: kuti murudo murudo haisi slang of nowadays here? Is it possible for mhepo yemhunu akafa kare to adapt to the current language so quickly?
😂kkkkk hanzi murudo murudo nemunhu akafa was
Kkkkkkk vanhu vakunyepera kubatwa nemhepo kune mhepo ingakanganwe zita rayo
It's a true story paakangira taivapo akatopfuura nepabasa pedu
😂😂😂😂ini mazuvano handichateereri tunyaya utwu
Tirikushota nema actors munyika asi vamwe vachitambisa zvipo kunoitira kumatare
Chigodora naMutasa ndivo vanogona kutonga nyaya dzengozi chete
Mukoma neshamba ndokumbirav number dzambuy shumba ya onda vekichiredzi vemanjuzu
Ma chief acho akutsvaga havo mari
Zvakaoma
Vanhu havanzwisisi kana mhepo ichitaura kuti mapfupa, mapfupa kureva kubva paropa chairo, kuti ropa rangu rakaiswa apa
Endrew Neshamba usatijairira iwee ndozvatiri kuona here nhasi nhai hama yangu today kuona mapfupa isu
Torai mukotsanjera nyaya iyi ipere zvakanaka tiri kuda kutoina ichiitwa iyi mukoma
Chief anotonga nedemo or pane kushereketwa hwakaitwa namai awa kuti Yaya yawo itambirike
Tonderai dzoka nehari
Job hileyo mukochajera
Ayas regai ndinyarare zvangu
Nhai vaneshamba sheedzerai amukotsanjera kani
Ko iro shayi ririkuudzirwa sei
Kkkk ndazvionawo izvozvo
Nyamaropa ane dzungu too much
Ko Mandi akazodii
Ko Chief nyamaropa vanoitonga sei riri dunhu raChief Kandeya
Family inogona iro close to the chief or chief mukwasha mufamily Saka vanoendesa Kuna next Chief
Uuuuuuum hatichazviteedziba izvi kunyepera kusvikirwa hakuna ngozi inobuda ichidaro
Hazvisati zvaitika kwenyu kune vanhu vanotsipika mufi kuti asamka,ñgavadane Mkotsanjere maizoona
@@annietakaedza7425 taremba Kani kunyeperwa kkkk
Hamambo avo havagone kutonga
Dai vanhu vanonyepera kusvikirwa vatanga kusungwa😂😂😂
🎯
Zvatopera🤔🤔🤔🤔🤔
Wagona zvako Endrew chief Nyamaropa plsss ityai mwari mazvinzwa here 🙏🙏🙏
Ko sei vachiripisa sabhuku yet mhepo ndiyo yakataura asi chief vakatengwa kani zvavaita hazvina musoro he is abusing his power. Its wrong.
Chief is misusing his post imbavha chaiyo
😂drama
Ngozi dzemazuvano dzakutaura slang hanzi murudo murudo🤦♀️
Nyamaropa imbavha iyo mxxmm
Wadii Nyamaropa ahatore mombe dzevanhu uye ari kubha munhu aipomherwa wacho
Waiting for you drewmas team
It's fake ngozi
Waiting
Ichikuenderera mberi nhau iyi nhai