Nhengo Yababa Inotombomira Vakangoda Kupinda Yobva Yarara Zvese Nekwamaiguru
ฝัง
- เผยแพร่เมื่อ 2 ก.ค. 2024
- By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849
Chief Bushu is very wise
Siyai ruchiva pane kungoda kukwira vana vevanhu muchisiya
Aaaah zvakaoma
Chief kwenyu kunenge kwe mabishi Hakuna dzimwe nyaya here
I like chief bushu nematongero
Muchiitirei barika vana vadiki barika moto
Mash central ayiwa huchi pa barika
Vashandi veNyaradzo let's gather here😅
Chief mareva
Side iro chihure nebarika inumber one ( barika tribe)
Chief vemahure mjolo tribe
Sorry mammie vakafirwa nemwana
Well done mambo
Sure pamwe kumwe kurwara
Motipedzera nguva kuona zvemabhishu izvi every dare ringori izvozvi
Kamukono ketsambarafuta kutoda barika
Zvakaoma
I remember nyaya iyi ndekechi 2 vanhu ava vachipinda mudare
Really
Very sorry maiguru vari kurwadziwa sure
Haaa Bushu yakaoma. Kune vanochemberera mudzimba here uku
Kudharaa ikk zvaikozvino hazviko
😂 kune mabhishu akazara
Ndokunonzi kutonga
Nenyaya yechihure ane akamugadzirawo ndokunge kana asina zvinana diabetes zvinoitika
Nematambudziko maiguru very sorry
Mainini haidii kurambwa chamuchadira kuramba mofonera chii 😂
Mupini ukavhunika demo haritemi kkkkkķkkkkkkkkkkkk .fambai pamwe chete muri vatatu mutsvake akashereketa .