BUSHU: Mukadzi Akanditiza Akaenda KuSA, Hama Dzacho Ngadziuye Dzitore Property Yake

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 22 ต.ค. 2024

ความคิดเห็น • 25

  • @officialfaychi7941
    @officialfaychi7941 2 หลายเดือนก่อน +2

    Zirume rinehutsinye godo Kuti mkadzi akusevenza Joni😂😂 rinenge rinoshusha iro tseke

  • @EvaEva-ku3pl
    @EvaEva-ku3pl 2 หลายเดือนก่อน +1

    Mambo vagona murume uyu godo shame udzvanyiriri yes makarambana uriku supporter mwana ko iye anodyei aenda ka kunoshandira chikafu etc. Zvekuti anofa akuudza kuti iye ndiye achatanga ndiyani. Makagoverwa zvinhu iye akapiwa apa iwe ukatora stand yeTown inga vataura wani mambo kuti don't worry chero akafa hauna ngozi kana kuripiswa musiye agare ipapo hama dzake ndidzo dzinoona zvekuita fullstop zvekuti bva ngaaunze mumwe murume ko asisadi hake zvevarume. Nxaaa

  • @dobbsarthur2182
    @dobbsarthur2182 2 หลายเดือนก่อน

    this is the man

  • @chiyanxchiyangwa5198
    @chiyanxchiyangwa5198 2 หลายเดือนก่อน

    Vanhu vari kuti mambo makundikana muri marudziiko imi, nyaya iyi yakambouya mudare murume achiti haachada mukadzi, murume akati haasikuda kutengesa imba vagovane zvinhu, iye murume akapihwa imba yekuharare mukadzi akapihwa yekumusha pamutemo haupunze imba kutora marata etc. Vakanzi mukadzi unochengeta here akatsenga mukanwa mukadzi akati ndine maoko ekuzvishandira ini nhasi ayenda joni zvarwadza nhaika akuudzai kuti anonoita chikomba ndiyaniko chitekedza imwe isipo

  • @SmillainVengas
    @SmillainVengas 2 หลายเดือนก่อน +1

    I think the man is right

  • @RayMarume
    @RayMarume 2 หลายเดือนก่อน +1

    Mambo munhu kana arambwa arikutsvakei mumusha mevanhu chivanhu chipi ichocho ipapa mukadzi wacho akutokara nemumwe kudbn ikoko this is insane murikuparira vanhu ngozi madziShe musha ngausare kuvene vawo uyo mukadzi ngaadzokere kwavo it's your duty Mambo to avoid zvinetswa mumisha otherwise unodzokazve mudare

    • @chiyanxchiyangwa5198
      @chiyanxchiyangwa5198 2 หลายเดือนก่อน

      Listen to understand, murume akaita hudyire hwekuda stand iri kuharare mukadzi akapihwa yekumusha, yes chiriko chivanhu ichocho iwewe ndiwe dzidza, inga vana vakanga kakura vanokwanisa kudzosa mai vavo mumusha vachivachengeta kana vasina kuzororwa kumwe

  • @KudziMaranga-mc5ce
    @KudziMaranga-mc5ce 2 หลายเดือนก่อน

    mambo apoo makundikana kutonga mhosva chokwadi maita mudiki pakutonga mhosva uyoo mukadzi ngaadzidze kunyarara arikungodaira pa side musaitisa vanhu ngozi

  • @IanMakombe
    @IanMakombe 2 หลายเดือนก่อน

    Ummmm, mambo ka? That was straightforward.

  • @lilianjailos6885
    @lilianjailos6885 2 หลายเดือนก่อน

    Murume uyu arikunzwa godo rekuti mukadzi zvake zvakuyendeka. Anga ajayira kumuwona achitambudzi zvino ma tables achinja. Akatora stand yeku town akasiira mukadzayi yepamusha. Vaka share zvinhu iye paayitora stand yekutown. So kumusha akudeyi aah kuda musha neku town mukadzi asara neyi.

  • @LivisonChimoni
    @LivisonChimoni 2 หลายเดือนก่อน

    Ita mushe mkoma wangu handiti makarambana here akuudza kuti anofira sausi afirika ngubani

  • @lettaseipeilouw8299
    @lettaseipeilouw8299 2 หลายเดือนก่อน

    Murume uyo Ari right munga mushora hemyu vatongi Ava havaende kuchirp chekutomga vanhu vavo

  • @Tingzytakestyme
    @Tingzytakestyme 2 หลายเดือนก่อน +1

    The first judgement was biased. For sure this is a trap. They were not supposed to give that stand/house iri mumusha mevanhu to his ex wife. Vafana kumupa iri kutown or whatever and then voti murume uyu aite half yake pakuvaka imba iyoyo kwete kuti mutorwa agare mumusha mevanhu. Pakatadzikwa apa . This chief nezvimadhara zvake vanofana kuchinja judgement yavo, even kusuprem court chaiko majudgemnt anochinjwa wani kuzotiwo yavo judgement yekupgunha dzemuswe haiwa they are just adamant zvisina basa. Makaresva makaresva chete haiwa.

  • @dorothymtetwa3844
    @dorothymtetwa3844 2 หลายเดือนก่อน

    Vanhu vese varikuti mambo vatadza kutonga muri madofo. Hamuzive chirudzi chenyu, tererayi kana vanhu vachidzidziswa chivanhu. Mukarambana kana kurambwa sei vakadzi vachiti chinogarira vana vangu? Zvenyu zvekuda kubatira chirungu padenga izvi mobva mada kubata chenyu chirudzi netugunwe kunge chikorobho cheweti futi 😂😂ndicho chidofo chacho manje ichocho.

  • @Bvanyangu352
    @Bvanyangu352 2 หลายเดือนก่อน +1

    Mambo munoda kupinza ngozi mumusha memurume uyu here? Mukadzi haachisiri wemumusha umu. Nyangwe guva rake anovigwa Pedyo Nani? Murume arirtight uyu

  • @YonathaMakanda
    @YonathaMakanda 2 หลายเดือนก่อน

    Icho chitete, chataura😁 dare rese rikati nyaya yapera😁😅

  • @BrendaManganga
    @BrendaManganga 2 หลายเดือนก่อน

    One pano

  • @frankmoyo7267
    @frankmoyo7267 2 หลายเดือนก่อน

    Bushu anombodhomoko zvake

  • @fungisaimasiya6383
    @fungisaimasiya6383 2 หลายเดือนก่อน

    Putseke iwe warwadziwa kuti mukadzi akushanda

  • @MaryLikhoto
    @MaryLikhoto 2 หลายเดือนก่อน

    Akuudza kuti achafira ku south Africa ndiani zibenzi remurume nxaaa varwadziwazve kuti aita move on ne life yake akushandira mhuri yake uri benzi

    • @MaryLikhoto
      @MaryLikhoto 2 หลายเดือนก่อน

      Uri mhondi iwe unotooneka ziface rinenge gudo pfutseki

  • @rejoycezinyama7963
    @rejoycezinyama7963 2 หลายเดือนก่อน

    Murume uyo inini hangu .One way or the other. Takatarisa tsika dzedu dze chivanhu. Ingozi iyo in the event the wife passes away. My own opinion 😮

    • @dorothymtetwa3844
      @dorothymtetwa3844 2 หลายเดือนก่อน

      Saka hauzive tsika zvedu dzechivanhu kana uine mafungiro iwayo ekuti ingozi. Bvunza vakuru vanokuudza kuti hapana zvengozi apa.

  • @frankmoyo7267
    @frankmoyo7267 2 หลายเดือนก่อน

    To be honest murume uyo ari kudzvanyirirwa and ari kunyatsopa ma reasonable facts but patongwa chidofo

  • @NanastaniaEmanuel-gp6fw
    @NanastaniaEmanuel-gp6fw 2 หลายเดือนก่อน

    Iwe une shanje controlling freak . Godo rinokurwadza. Mambo matonga