Lazarus u are a real soldier ramba wakadzvanya muroi ngauye asiye zvakaipa zvese nyika ichene takamirira mutungamiri mutsva manje manje... Zimbabwe yakuzonaka manje
Cheers to you Mr W Matasva zvamaitidzidzisa zviya kuti love one another yaa tazviona manji ,lead by example ,,munototyawo kufa ,keep with the good work , happy to see you on social media makura zvenyu,chigadzirisai musha mudzidzisi muyamure vana avo
Headman Chigodora so wise,since I started to follow your courts,l've learned a lot , you're so wise may God lead your paths Sir l respect you you're so generous..
@@jeoffrey40jm yes biological mother nyakutumbura. Vakaita mimba nehanzvadzi yavo same mother same father vakazvara Lazi..paakazvarwa kwaakunopa Lazi ari 2 weeks old semuripo ku n'anga yakavarombesa. N'anga ikati ndaida mwana musikana not mukomana ndobva yanopa vamwe business man kuti vamuchekerese. Business man vaye kwaakurwara musi wavauya na Lazi kuti vamuchekerese. Akazodzoserwa ku family yake. Paaikura achivhunza baba vake mai vake vaiti n'anga iyoyo ndivo baba vake. Vachinyepa havo.
Karanganda to the world, ❤th Anks baba taps Is it possible Elder Chigidora to replace Chief Zimunya, he talks sense uye hushing, Tht giy iz very angry muchazomutona mauraya vanhu
Nhayi baba Taps ko gudo riya rekunzi richasvika rakapfeka magirazi rakazosvika here kana kuti ka sekuru kaya kakato samurai ne bhegi rese neka laugh kadzo keku vhara vanhu Kane skilful vakuru manje ka kule kaye😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Headman Chigodora mune mutoro muhombe. Musha wenyu wakatakura kurema. Munotonga nehuchenjeri plus muri inclusive hamudzvinyirire munhu.Chengetedzwayi naMwari👏👏👏
Inenge itori calling, vanotonga zvakanaka
Sekuru Tasvu is a Saviour asingatengwe. Keep up the good work Sekuru Tasvu
Thank you sly for helping our brother angaatambudzwa uye zvipini sando kuna skuru Tasvu
Lazy is a real man haatenderere pazvinhu zvake wisdom yaKing Solomon ❤long live bro
Say again the word WISDOM
Very humble and strategic
Muroi ngaafe mhani
Zvakaoma ko munhu akafa sei vakadii kubvisa zvikwambo zvacho
Ane mudzimu ndosaka hondo.nhorohondo yake ndeye munhu ane vakuru
Musoja kana atsamwa anenge atsamwa haade zvema jox
Taura hako
A principled soldier 🪖, guided by principles.
He is still defending but when pressed can fight back.
Thank you headman chigodora you are excellent pakutonga kwenyu ndairwadziwa ne nhau yaLazzy matasva
Baba taps basa murikubata zvinodakadza diko ,asi endesai musikana uya wekushanduka kuita boy tione kuti zvinofambasei diko .
Thank you Laz nekumira kudakuziva chokwadi zvinova zvinhu zvakakushungurudza kubva pahudiki hwako urambe uchinamata Mwari vanokuda
Amen
Oh yes
Sekuru tasvu vanopedza masports ese. You are in good hands. Wayambuka muchinda
Chigodora Dai Ari chief Umm vanhu vaiti TASAAA !! IN PRESIDENT 'S VOICE
Lazzy usaita zvinokupinza mu Jeri irwa hondo dzako uripanasekuru tasvu namambo chigodora
Varoyi ngavafe mhani,sunungura I munhu uyo.
Kkkkkk ndangoziva chete kuti first speaker ndimagirazi he never disappoints
😂😂😂😂😂and achitaurawo zvedi😊
Magirazi ahachabvi kudare akugonesaa
@@chemplexboard482 kkkkkk ndofunga aakutoita zvekugarepo inini🤣🤣🤣🤣
@@dorcasmushango4713 taura hako kana asina kutaura padare handitinzwi boe 🤣🤣
@@linnetgambura9943 kwaaaaaa
What I'm happy with is your health now baba Chiedza thanks to sekuru Tasvu
Musatambe na sekuru tasvu varoyi unopera
zimbabwe needs soldiers like Lazz kwete mabonga anoswero shandiswa naMnangagwa kurova povo
Ambo havana nyayaba ava
Lazarus u are a real soldier ramba wakadzvanya muroi ngauye asiye zvakaipa zvese nyika ichene takamirira mutungamiri mutsva manje manje... Zimbabwe yakuzonaka manje
Thenk you headman chigodora maratidza mweya we humanity chaiwo rambai makadero muchigona kudero
Real soldier Lazzie can stand for him self...
Mwari rangariraiwo mwanakomana wenyu Lazy achengete mhuri yake
Cheers to you Mr W Matasva zvamaitidzidzisa zviya kuti love one another yaa tazviona manji ,lead by example ,,munototyawo kufa ,keep with the good work , happy to see you on social media makura zvenyu,chigadzirisai musha mudzidzisi muyamure vana avo
Thanx baTaps. Mwari akuitirei nyasha🙏🙏murikugona nekubatsira vanhu awa.fambai zve nemusikana wekuchinja sikarudzi
Ngavayende kwasekuru Tasvu nemusikana uya
Well-done Lazie well disciplined
I like this Chief. He has Justice. He knows his job. He does his job to perfection. Not sure how he manages. All day talking mmmmm.
thank you vekubasa kwaLazzy makamupa nguva yekunorapwa vashoma vanonzwisisa zvechivanhu
Lazzie is a fighter. He fought for his life.
Real fighter. Agadzirisa musha as a one man band. He is a hero mumusha ma Matasva.
Lazzie is going to kill people and go to jail there is lot of psychological problems he is dangerous anouya nefuti uyu
Ikezvino he is healthy he is at peace
Remember he is a soldier
Wakashinga wangu,, ur a man. I can feel your anger but it's over. The old Lazie is dead and gone. Ur your new version. Wish you all the best in life
Uyu imutongi chaiye anotofanirwa kuita chief chaiye
May God continue to bless you forever Lazzie
Karanganda family kwakumberi ndiyo irikubvira zvamanjemanje🥰😅
Lazy you’re a real man hautendereri munhu
Thumps to sekuru Tasvu murume akaoma uya
Sekuru tasvu ka one vanopedza maspost
Unofirapo pana Tasvu kkk
Magrazi my guy ❤❤
Well done Lazy naHeadman matonga apa ndinoda kutoendavo kwaSekuru Tasvu
Neni ndinangeyo
Baba vedu , head man , if families were chosen by choice before birth, I shld have been your daughter. Thumps up baba.
Keep your bravenes Lazzy.haa nyaya iyi hainakidzi.Chishakwe chakatakura veduwee.mupurisa wamambo wekudya mari yechiokomuhomwe ngaasuspendwe.Keep praying Lazy .
I repeat again, Lazzy, the Solomon of our century
Yaaaaa NDASARENDA.... mukomana akashinga zveshuwa......
Lazarus wakaoma chokwadi, iwe urimurume pavarume😂
Nhai part 1 yacho yakanzi chii ndirikuishaya
Baba Taps nddzo nyaya idzi kwete kadara kaye kegudo remagirazi kkkk ndainakirwa nekuseka kwakedara kaya katsotsi. Sekuru Tasvu ndigodobori mukuru
Thank you Headman for your contribution
Haa young man I am moved by your boldness but sad nekutambura kwavakaita...I am so touched .umm vanhu vakaona mukurarama kuita hutsinye kudaro .😢😢
Salute to Lazzie you fought a good fight well done.
Hugs Lazie, weduwe zvinorwadza izvi pliz sununguraiwo mwana
This guy is so confident. I like the ego kumira pachokwadi.
Haaaaa chigodora dai uriwe mutungamiri wenyika dai tisinga tamburi muzimu
Mwari vari kudenga ropafadzai Lazzy musoja zvedi muzodzei neropafadzo dzinza rese ngaritofa Lazzy achembere kusvika Jesu auya mkomana akatambura uyu thank you sekuru Tasvu chiorora varoi .mkoma sly Ropafadzwai.baba Taps komborerwai ndakanzwa kuti pane akasvikofira pagate ra sekuru Tasvu semunhu ndakambo svikapo nyamba ndevekumba kwenyu mkoma Lazzy minus one problem kuganza nehuroi
Gunners vakashatirwa kwete mbichana. Mambo wangu batsira mukomana uyo apiwe twake
Ngaaitwe back to sender ari kuramba wacho
Yaaah Lazie wega unomira hooo, ma points acho yaah 🙌🙌🙌
Lazzy une wisdom ramba wakadaro
Havaroye Baba avoo ,very good man with a humble heart ,, that's my grade 7,1997 teacher ,musavashungudzawo
Cz of was yr teacher azwireve Kuti ariholy kwauri
Kwasekuru Tasvu unotasvuka chete🙌🏾
Haa uri mkono hanzvadzi Yaa god is great and mucheri wegomba ndiye achawira mariri mwari ngaakuchengete urambe uri muushingi
Eish mumadzinza makaoma umu
Keep it Broo Lazie
You are changing Manicaland to another level ,thanks u baba Tapus.
Ishe ngawabatise shupai asungwe nepolice ouya padare raheadman
Vanehutombwa ngaubatwe hwese
Police ngaibate vanhu wasungwe nyaya igadzirisike
Lazzy, yu are a real soldier, my the Lord & your ancestors continue to protect yu & give yu wisdom
Vano gona headman kugadzira nyika ❤❤❤
He is a brave soldier Lazzie. May the Almighty and his ancestors continue to protect, guide and empower him.
Good work heard man chigodora anotonga zviri fair
Sekuru Tasvu NO 7 undersone meabourine
Thank you karanganda tv😍👏👏
Mwana arikutambura uyu ndarwadziwa dai Mwari vamubatsira
Kuti Chuuuuuu. Well covered baTaps. Tikuda follow up yacho yevakatiza.
Am happy to see you doing well Lazzy 😊 long life to you
Karanganda tv you are the best ❤❤
Lazzie I salute you,you stood on the ground fighting for your life
Nhasi headman maudzwa chokwadi , headman you are always biased , mambo Zimunya vakatengerwa fty
Thumbs up headman
Keep on going Lazzie,,,u are the freedom fighter,,,u fight for your life,,,,,,
Sekuru Tasvu tateguru venyika yose
Lazzy to the world
😭😭😭 yoooh ndarwadzirwa , you're a real soldier Lazzy ❤❤❤
Lazzie to the world....such a hero.
Long live headman Chigodora
Lazzy murume kwete twurume twakanyorwa pamatoilet Mwari sunungurai mwana uyu akatambudzwa kubva kare mhani aaaa
This is a Hero
Well done Mr H Chigodora
Kuti chuuuu watching from Durban
Mwana aka fanana na Baba avo vatanga kutaura , ari kutambura mukomana uyo
Headman Chigodora so wise,since I started to follow your courts,l've learned a lot , you're so wise may God lead your paths Sir l respect you you're so generous..
Mhmm nyaya iyi yandibata, its almost familiar. I think i need kumboyenda kwaSekuru Tasvu. Anoziva pekuwawana ndinokumbirawo mundibatsiro. Maita
Lazie is a great man , and m sure they are no longer going to gain ground against him coz akupisa thats why kwaTasvu akapfuta moto
Ndabatikana chokwadi vabereki musatidhandisa please tokuisai matemo mumusoro chokwadi
Ava ndibaba chipanga mazano , chengetwai nedenga baba.
To be honest Lazz is a man true
Chokwadi chichakusunungura
Lazzie u r a man stay blessed
Haaaa zvakaoma.mai kuomesera mwana wavo kudaro shuwa😢
Imagine vakaita mwana nehanzvadzi yavo
Imi, vaari kuti mai ndi mai vake vekubereka here?
Sorry zvenyu am trying to catch up nema episodes aya
@@jeoffrey40jm yes biological mother nyakutumbura. Vakaita mimba nehanzvadzi yavo same mother same father vakazvara Lazi..paakazvarwa kwaakunopa Lazi ari 2 weeks old semuripo ku n'anga yakavarombesa. N'anga ikati ndaida mwana musikana not mukomana ndobva yanopa vamwe business man kuti vamuchekerese. Business man vaye kwaakurwara musi wavauya na Lazi kuti vamuchekerese. Akazodzoserwa ku family yake. Paaikura achivhunza baba vake mai vake vaiti n'anga iyoyo ndivo baba vake. Vachinyepa havo.
Mambo mutonga haaaa bsa munogona
Veduwoye upenyu mutoro mwana uyu Lazzie igamba guru Bata varoyi kunyangwe variivo vabereki
Karanganda to the world, ❤th
Anks baba taps
Is it possible Elder Chigidora to replace Chief Zimunya, he talks sense uye hushing,
Tht giy iz very angry muchazomutona mauraya vanhu
Amen ipapo
Tasvu Chimdhara
Uyu Lazy uyu ndiMataswa Taswa chaiye, mapoints ake Surrender 😮
Deniva budikirao timbooneo face inezviwindi zvakadai
Lazzie uri murume iwe great man
You are the man Lazy. Mwari ndewedu tose. Zvino naka chete
Lazzie arikuda help shame vanhu vanodarireiko
Your camera is nice...unoona bho and the sound nxaa
Nhayi baba Taps ko gudo riya rekunzi richasvika rakapfeka magirazi rakazosvika here kana kuti ka sekuru kaya kakato samurai ne bhegi rese neka laugh kadzo keku vhara vanhu Kane skilful vakuru manje ka kule kaye😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
😂😂😂
Kkkkk iyayaiva mbavha yemombe 😂😂😂😂
Muchakaurakutambisqmari kunganga DNA Mugabe is there tofind out yoparents
Uuuuummmm kasekuru kaye katsotsi inga kakazobudiswa wani kari kumba kwakene mukadzi wacho akatotaura kuti hakarapeba ako kambavha 😂😂😂😂😂
I think BaTaps vakatoteera kumba vaona humbavha hwese. Handiti kana vakadzi chaivo vainzi ndine 7 wozobvunza mudzimai akatonyara nazvo.