Nhai mwari Zim Ichiri nyika here ,,,Aiwa mapurisa Basa renyu ndereiko if u cnt protect the citizens kana dambudzo u hv failed us Zim yakunge SA togara kupiko
Chokwadi vanhu vanopera coz vamwe vanochaisa late kumabasa and unogona kunonoka kuwana transport uchibva kwaunobva. And kana kuchinaya vanhu havaimbonzwa noise plus anenge akangotemwa ka1nekudonha kwakutofa
Saka vhurai your own channel toona professionalism yacho as for all of us in Zimbabwe, Africa, Europe, Australia,Asia we love the The channel and presenter.
@@tafadzwajeranyama9988 Tingadii isu tiriveko? Zvakafanana nekuti mai havarambwe chero vakave benzi. Tinotongoona, hoping one day they’ll decide to get training.
It's sad kuno kuphase 6 vakatema mwanasikana aibva kubasa futi recently. I think it's the same person arikuzviita. She survived akawanikwa achangobva kutemwa.
Hie Sister Stella Muusha one of the best journalist ❤munodzifambiraa
Stella unogonesa thumps up ❤❤❤
My all time favorite best journalist in Zimbabwe
Aiwa this channel kaone sure
Stella❤
Zambia Zimbabwe
Mai vataura avo chokwadi munhu uyu ngaamuka vakamuuraya vabatwe
Zvakangooma veduwee dad vangu vaigara kugazeb vakangofa nanhas hatizive zvakaitika
Zvinorwadza zvikuitika mazuvano 😢 vanhu avachatye kuurayana
Nhai mwari Zim Ichiri nyika here ,,,Aiwa mapurisa Basa renyu ndereiko if u cnt protect the citizens kana dambudzo u hv failed us Zim yakunge SA togara kupiko
Too much drugs in Zimbabwe
Shem Gazebho hanzii
Varume garai mudzimba dzenyu, vofira small house here?
Kkkkkk
Ummm nyaya dzkuuriwa kwevanhu dzakunyanya
Tinokumbira vemhuri yakaponderwa hama yavo vainde kwa sekuru Tasvu kana sekuru Kanengo vamutse mufi kuti vanhu vakaponda vashaiswe mufaro pamwe ne hama dzavo. Izvozvo zvikaitwa vanhu vanozoziva kuti munhu haaurawi .
Tipeiwo kungogara Sekuru Tasvu tingade kivaonao
@@NelliahChapuredima uka search pano pa you tube unovawana zvese ne#
Akambokubatsira here Tasvu
Mbavha idzo talking from experience
Kana kwasekuru Bunzamukombe yohwe vanodhota vagadzirwa shem ndokuti mhondi dzidzidze kusauraya vanhu
Zimbabwe my beloved country 😢😢😢😢😢
Mwari pindirai zvakurwadza izvi
Chokwadi vanhu vanopera coz vamwe vanochaisa late kumabasa and unogona kunonoka kuwana transport uchibva kwaunobva. And kana kuchinaya vanhu havaimbonzwa noise plus anenge akangotemwa ka1nekudonha kwakutofa
mother vanonz sekuru kanengo not kanhengo😅
Batai mukadzi iyeye
Imwe mibvunzo inobhowa nongobvunza zvimwe zvisina bsa nechiitiko
Ndozveku Zimbabwe, zero professionalism and no empathy
Mom mibvinzo yawoinotofizuro
Saka vhurai your own channel toona professionalism yacho as for all of us in Zimbabwe, Africa, Europe, Australia,Asia we love the The channel and presenter.
@@tafadzwajeranyama9988 Tingadii isu tiriveko? Zvakafanana nekuti mai havarambwe chero vakave benzi. Tinotongoona, hoping one day they’ll decide to get training.
Unogona stella
Haaa zvakaoma veduweee
It's sad kuno kuphase 6 vakatema mwanasikana aibva kubasa futi recently. I think it's the same person arikuzviita. She survived akawanikwa achangobva kutemwa.
Yohwe nhaimi munhu 1 arikuzviita chete
Munhu arikuzviita anoda kuroyiwa mhani angopenge afambe achitaura vanhu vaakauraya cz ummm
@@maviskasenivamwe vanhu vatove nemweya yekuuraya. Semumwe akasungwa anga akunakidzwa nekuuraya vanhu especially vakadzi
Umm zve 7 to 8 km makunyepa ngoni anogara padhuze paphase 2 apo munxt door wangu frm mahardware to kumba kwake its less than 2km imi
Zvinorwadza izvi
Moms iyo yaita suggestion yekufamba isina kupfeka yakafita kuzviita.
but why 😢
Vanhu vekuZimbabwe havachatya ngozi nhayi.
Nyika yorema vedu veee😢
Ma1 aya hey vanhu vashata
The first guy thou in blue
Varume ngatisiyei mjolo kana tiine vakadzi
So sad😢
Vatungamiri murikuzvionawo sey veduweeee 😭
Topondwa futi nekuti vanhu vacho varikuuraya🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Uyo ndewe mutoriro uyo
Unozvishaiwa kuti chii,ku chitungwiza umwe akazvicheka ega nebanga
Ende chihure chokuitira zvisirizvo sure
Zvakaoma sure
Hello sisiter
It's not easy 😭 it's so sad news destiny TV
Nyika yedu takuparara💔😭mweyaiko wapinda muvanhu pamwe pacho kungofira mahara usina kana mari
Kkkkkkkk hanzi tifambe takasvumhura
😂😂😂😂😂ndaseka
Dzine ka hate idzo ndakambodzituka kkkk
😂😂😂😂😂anga ayita seyi😂😂😂
Dzichakuponda😂😂
Chokwadi zvinorwadza kumaraini kwangu chaiko
Ko vnhu vapindwa neiko nhaimi shame zvinorwadza izvi
❤❤❤❤
Zvakaoma veduwee kunzvimbo kwedu😢
Firo yevanhu mazuvano kungoita sehuku
That's where I stay
Yah sure mopondwa futi muchinoreporter
Hi sister
Zvakaoma hama
Deformation of character v Defamation of character
Kumaraini kwedu kwave kutyisa weduwee 😢
Eastview irikuside kupi hama? Muri kudhuze nekuMargolis resort here?
Dai paiswa police camp imwe between gazebo & mabvuku police.Even paTafara
❤
Kututovaka police station mabobo imomo……
So sad
It could be a ritual killing/s or a serial killer.
Zvakaoma 😢munhu akutyisa kusatya kuuraya munhu .
nyika ino yaakutyisa shuwa😭😭
Mazi beeds
😂😂😂bho here
Mmmmm
Ko zvatoshata kkkk
Hezvo😢😢
Siyana naye iwe ndozvaanoda
But hamugone henyu ku interviewer vanhu pliz pliz imwe mibvunzo yenyu iri unnecessary pliz