ความคิดเห็น •

  • @ktm9853
    @ktm9853 4 หลายเดือนก่อน +37

    Go interview mai Mushonga,teacher,mai Mushonga's son and the police.This is kidnapping and attempted murder and a very serious crime that cannot be ignored.

    • @kennethgomwe1811
      @kennethgomwe1811 4 หลายเดือนก่อน +1

      Vatori venhau ndovavekutoshanda kudarika police mapurisa Ave kungomirira musi we pay

    • @ngonidzashedizha6468
      @ngonidzashedizha6468 4 หลายเดือนก่อน

      Iro Mai Mushonga roda kummamiswa

  • @sarahnyamadzawo5697
    @sarahnyamadzawo5697 4 หลายเดือนก่อน +26

    Ngati protesteyi guys tiende kumba kwamai ava nekupolice kusvika mwana uyu awana justice

    • @GMKAYS
      @GMKAYS 4 หลายเดือนก่อน

      Taura hako. Mapurisa kuita kunge vanoziva zvaiitika

  • @user-gn4ln5rg2y
    @user-gn4ln5rg2y 4 หลายเดือนก่อน +22

    Maiguru she is natural beauty ❤

    • @user-mx7ei7gu4f
      @user-mx7ei7gu4f 4 หลายเดือนก่อน +2

      She is so beautiful havana kufitana nemuface wavo kkkkkk

    • @LuckmoreNyangani
      @LuckmoreNyangani 4 หลายเดือนก่อน

      ndaziva kuti hapashayi anozvireva

    • @user-gn4ln5rg2y
      @user-gn4ln5rg2y 4 หลายเดือนก่อน

      @@LuckmoreNyangani kkkk yah ka meat

    • @user-pd4mj7yp9v
      @user-pd4mj7yp9v 4 หลายเดือนก่อน

      KKKKK, TSVEE ZVEKUNZWIRA MUNHU TSITSI WATOSVORWA NEBEAUTAS DZAMAIGURU. . HAUSI WEGA SHAA KANA INIWO NDAITONYARA KUTI NDATORWAWO MWOYO. SHE IS NICE NATURALLY.@@user-mx7ei7gu4f

    • @evernicekambudzi5636
      @evernicekambudzi5636 4 หลายเดือนก่อน

      Taura zvako shaa

  • @violanyika3860
    @violanyika3860 4 หลายเดือนก่อน +22

    I really wish I could help this family.

  • @takesure42
    @takesure42 4 หลายเดือนก่อน +23

    Your videos are a breathe of fresh air. They are so clear and audible and presenter manyama ❤ . Keep it up Destiny Tv

    • @pellagiamukora426
      @pellagiamukora426 4 หลายเดือนก่อน +1

      True Destiny never go rong

    • @nancyk4303
      @nancyk4303 4 หลายเดือนก่อน +2

      @takesure42 very true ndoyega channel inoburitsa zviri so clear and audible

  • @tarirojahure2926
    @tarirojahure2926 4 หลายเดือนก่อน +45

    Bmnn ngavayende kuchipatara ava vanofita vakakuwarira mukati

    • @mollineshato8442
      @mollineshato8442 4 หลายเดือนก่อน

      Chipata chipi zvimwechete no mushonga

  • @OmegaZvakatiramba
    @OmegaZvakatiramba 4 หลายเดือนก่อน +42

    Mhondi idzo ngadzipinde mukati mapurisa itai basa nekuti kutozonorasa munhu vaitofunga kt afa ska vachatozotaimira futi hawakodzere kugara munzvimbo mune vanhu

    • @maviskaseni
      @maviskaseni 4 หลายเดือนก่อน +3

      Sure imhuka.varikuda kuchekeresa Stella itai vanhu vasungwe pliz

    • @evemudungwe168
      @evemudungwe168 4 หลายเดือนก่อน +2

      Ndofunga vaitoda kuti anodyiwa ne shumba kose kwavaienda naye uko vaiendepi

    • @violanyika3860
      @violanyika3860 4 หลายเดือนก่อน +1

      Problem vanhu vakadai havana anosunga.

    • @user-nb1hf3bx2o
      @user-nb1hf3bx2o 4 หลายเดือนก่อน +5

      Vanhu ve zanu speacialy chimai mushonga icho chimbwasungata

    • @MaxwellMunyayi
      @MaxwellMunyayi 4 หลายเดือนก่อน +4

      Ini ndinoona kunge mweya wehutsinye huna Mnangagwa ndihwo huri kukonzeresa zvese zvakadayi izvi mapurisa çhaiwo hatirimuke zvawo aaaa zvakaoma

  • @enesichitauro6846
    @enesichitauro6846 4 หลายเดือนก่อน +19

    Veduweee munhu ngaaendeswe kuchipatara anofa uyu veduwee

  • @alfrednyatsambo5385
    @alfrednyatsambo5385 4 หลายเดือนก่อน +9

    Ummm Police?
    Destiny tv is good at interviewing good jounalism but, but please help this young man to get treatment for this young man.

  • @user-qq6tk6mk2x
    @user-qq6tk6mk2x 4 หลายเดือนก่อน +19

    Maimushonga ngavasungwe please

  • @mutsaipmuguta5954
    @mutsaipmuguta5954 4 หลายเดือนก่อน +10

    Mai Mushonga ndabhowekana am coming 4 you mune drama risina basa

  • @user-qq6tk6mk2x
    @user-qq6tk6mk2x 4 หลายเดือนก่อน +25

    Mapurisa edu emuximbabwe ahasi mapurisa vakajaira chioko muhombe ndosaka vachipfeka bhutsu dzakabenda uniform dzine zvigamba

    • @lisamuz1790
      @lisamuz1790 4 หลายเดือนก่อน

      Makatsamwa shuwa😢

    • @ethelsawadye4023
      @ethelsawadye4023 4 หลายเดือนก่อน

      😂😂😂😂

    • @ethelsawadye4023
      @ethelsawadye4023 4 หลายเดือนก่อน

      Zvinorwadza chokwadi police yesu yawora shame

    • @dorcasmatanha7099
      @dorcasmatanha7099 4 หลายเดือนก่อน

      Taura hako zvonobhowha zvepolice yeZim

    • @user-uq4ok3sy8c
      @user-uq4ok3sy8c 4 หลายเดือนก่อน +2

      Hakuchisina police ku Zim kwasara mhondi chete dzisina kana 💓

  • @christinekumirai2105
    @christinekumirai2105 4 หลายเดือนก่อน +16

    Dayi ari Tilda tayiwana ma results arinani ava sisi havabatsiri kungoda news chete

    • @ssam1430
      @ssam1430 4 หลายเดือนก่อน

      Hoi nabreaks cde, dai ariTilda zvainzi musataure nazita 🙊

    • @CathrineMakuvire
      @CathrineMakuvire 4 หลายเดือนก่อน

      Taura hako nyaya dzake haape help anongoperera panzira

    • @melodymusasanya6247
      @melodymusasanya6247 4 หลายเดือนก่อน

      ​@@ssam1430😂😂😂

    • @mamarue2542
      @mamarue2542 4 หลายเดือนก่อน

      Endai munoterera tilder mosiya stella pliz..

  • @carolmakaza9625
    @carolmakaza9625 4 หลายเดือนก่อน +10

    Wese ane chaakaita pamurume uyo dai ndirini ndaivaendera ku Moza muno mama chete

  • @TendekaiChibanda
    @TendekaiChibanda 4 หลายเดือนก่อน +10

    Bamunini ngavamboendeswa kuhospital please tete Stella

  • @alicybakeki9803
    @alicybakeki9803 4 หลายเดือนก่อน +15

    Mukoma vaTinashe vakanyanyawo kuti nyarareyi itai changamu changamu

  • @lillianassan1872
    @lillianassan1872 4 หลายเดือนก่อน +5

    A mukoma musadaro manzwa kuti mininina arohwa motorara hope seriously mandibhowa shame musadaro

  • @geraldineteera9811
    @geraldineteera9811 4 หลายเดือนก่อน +4

    Miss Muusha thank you for the work you are doing. Your interviews inform us about real life scenarios. However i think you need to help facilitate for this young man to the hospital for assessments ,physical examination by a trained doctor ,He also needs investigations like scans ,blood tests ETC ,He has obvious signs of PTSD. The young man looks very very unwell anotogona kufs so please help.

  • @user-hg4dy7he3n
    @user-hg4dy7he3n 4 หลายเดือนก่อน +16

    Well done sekuru maimushonga ndivovakazviita she must be arrested attempted murder

    • @user-tm7sb6gw9l
      @user-tm7sb6gw9l 4 หลายเดือนก่อน

      These police are too pompous and display negligence to the community.
      Ava mapurisa vanoda kusungwa.-they are very irresponsible
      Hama ngatibataneyi for Justice

  • @mutsaipmuguta5954
    @mutsaipmuguta5954 4 หลายเดือนก่อน +4

    Stella Muusha you so mature and some good questions as well

  • @madamdelicious3183
    @madamdelicious3183 4 หลายเดือนก่อน +3

    Interview maiMushonga...interview police...toda kunzwa nyaya yese tete...musasiya nyaya iyi isina kupera😢

  • @user-pk1cp8nl9t
    @user-pk1cp8nl9t 4 หลายเดือนก่อน +1

    Mai mushonga ngavabve vanhu vakundikana thank you ladies mataura mashoko anovaka chikoro chavo bvisai vana venyu ngavadzidzise vana vavo pachikoro pavo

  • @alicybakeki9803
    @alicybakeki9803 4 หลายเดือนก่อน +13

    Yooh munhu akarwisa avekunzi enda unotsvaga mhondi dzako Zim police yaora

    • @rufarosharonborerwe3689
      @rufarosharonborerwe3689 4 หลายเดือนก่อน +1

      Ndakambobirwa ufunge ndikatovaudza kut mbavha ndaiona yakandibira zvikanz enda unouya naye

    • @alicybakeki9803
      @alicybakeki9803 4 หลายเดือนก่อน

      @@rufarosharonborerwe3689 iií zvakaoma aaa saka basa ravo ndérei,ko ukanouraiwa ikoko

    • @madamdelicious3183
      @madamdelicious3183 4 หลายเดือนก่อน

      ​@@rufarosharonborerwe3689yooowe unouya nembavha sey nhaimi

  • @chipokambanje7044
    @chipokambanje7044 4 หลายเดือนก่อน +11

    Cc Stella endesaiwo bamdk avo kwaDoc 😮

  • @shupichimedza7218
    @shupichimedza7218 4 หลายเดือนก่อน +17

    Destiny Tv mukomana ngaaendeswe kuChipatara please

  • @charitymatewa-ym3jd
    @charitymatewa-ym3jd 4 หลายเดือนก่อน +2

    Hamutye ngozi Mai mushonga sei muchifunga kuti munhu anongopondwa ndimi mabhinya anetsa mu Zimbabwe arikutora MA parts evanhu,

  • @rosechigama6562
    @rosechigama6562 4 หลายเดือนก่อน +1

    Imhondi Mai mushonga mumujere. Hazvinei nematongrerwe enyika pliz torarama Cy kana munemativi Kuti uyu ndewe chakati tongai nyaya

  • @lucynapwaro5725
    @lucynapwaro5725 4 หลายเดือนก่อน +7

    😢zvakaoma hazvo , nyika yedu yakutyisa, get well soon 🙏justice for him , amai Mushonga avo ngavasungwe vataure vanhu vakarova nekukwadza munhu kudai.

    • @LilianLilian-fi1br
      @LilianLilian-fi1br 4 หลายเดือนก่อน

      Mai Mushonga ibinya maybe wakatouraya wakawanda

  • @rosechigama6562
    @rosechigama6562 4 หลายเดือนก่อน +1

    Arikushandisa chi Zanu. Pachisingade musadaro ngatibatanei sevana. Vezimbambwe 😊

  • @memmsempiree2350
    @memmsempiree2350 4 หลายเดือนก่อน +1

    Stella i love u and ur so good at what u do.
    Plz someone take bamnini ku hospital and admit him . He is not well at all. He is showing symptoms of hypothermia and his heart, nervous system and other organs can't work normally. Left untreated, hypothermia can lead to complete failure of your heart and respiratory system and eventually to death.
    Plz plz plz
    Pamba apa wont help
    Plz plz
    We can help with costs tobatsirana

  • @MufarowasheMinzwa
    @MufarowasheMinzwa 4 หลายเดือนก่อน +1

    Mai Mushonga nevanhu vavo ngavasungwe.....mapurisa itai basa

  • @user-qq6tk6mk2x
    @user-qq6tk6mk2x 4 หลายเดือนก่อน +13

    Justice please

  • @PreciousChimbo
    @PreciousChimbo 4 หลายเดือนก่อน +3

    Target inosvika kana maimushonga kana vachinge vasungwa

  • @OptimisticPuffin-ck3xj
    @OptimisticPuffin-ck3xj 4 หลายเดือนก่อน +1

    Am in tears umhh ndabatikana zvokut

  • @rudogashira4298
    @rudogashira4298 4 หลายเดือนก่อน +5

    Endesai munhu anorapwa uyo...mapurisa edu zvakangofanana na guard. Futi guard akatove nani

  • @user-oe9rw8os6w
    @user-oe9rw8os6w 4 หลายเดือนก่อน +1

    Hama dzaPanashe hanuna rudo mokoshesa mabasa enyu kukunda munhu ,he was fighting for mkoma wake bt seems like mkoma hawana hanya ,
    Police yeZim haibatsiri ,muri kugarirei pamba nemwana achirwadziwa , waiting for media inokubatsirai nei ,munhu achirwadziwa nxaaa

  • @constancematsika4758
    @constancematsika4758 4 หลายเดือนก่อน +3

    Panashe ngaaendeswe kuchipatara huyai naye ku Arendale clinic panorapiwa mahara zvese zviripo

  • @admirari1
    @admirari1 4 หลายเดือนก่อน +10

    Imimi chienda kumapurisa mobvunza zvakaitika ndiyo journalism yatiri kuda.The guy needs help medically

  • @mutsaipmuguta5954
    @mutsaipmuguta5954 4 หลายเดือนก่อน +2

    Mai Mushonga vadzimei muArea imomo everyone must turn against her vanoda kumamiswa

  • @nettiemafunga9400
    @nettiemafunga9400 4 หลายเดือนก่อน +1

    Attempted murder chaiyo. They dumped him thinking he was dead. Justice is needed here. Mai ava imhondi nemhuri yavo

  • @Nakathabo
    @Nakathabo 4 หลายเดือนก่อน +4

    Mukomana akakuvara uyo. Ko what's this delay nemapurisa yekurapisa munhu? Handiti kuBanket kwacho akatorerwa pa police? Could they not see that this person needs medical help? Why could they not even provide a basic report to facilitate initial treatment? Munhu anofa uyu. Hupenyu hwemunhu does not mean anything in Zimbabwean institutions chokwadi. This is sad 😢. Mwari tibatsirei

    • @OlaOla-uu8gx
      @OlaOla-uu8gx 4 หลายเดือนก่อน

      😢 marwadzo

  • @smartchidyamuti2437
    @smartchidyamuti2437 4 หลายเดือนก่อน +4

    Amai mausha itai kuti munhu aende kuchipatara mapurisa vano zivana ana amai mushonga

  • @SmilingGamingHeadset-ep2ww
    @SmilingGamingHeadset-ep2ww 3 หลายเดือนก่อน

    Missing person iye arohwa haa imi blaz makapusa imi

  • @tabethmukombe
    @tabethmukombe 4 หลายเดือนก่อน +3

    Mai Mushonga muchasangana nazvo hamuno moyo

  • @user-qm4ut2fe6q
    @user-qm4ut2fe6q 4 หลายเดือนก่อน +3

    Uuuuummm zvakaoma shuwa saka muchagarisana cy kana zvadai kwakutoroyana chete uuuuummm ndarwadziwa nabmunini😢

  • @user-eo6wm4ip3o
    @user-eo6wm4ip3o 4 หลายเดือนก่อน +2

    makadzungaira baba imi mwana wamunogara naye sure musadaro

  • @user-pg2ts8wk9f
    @user-pg2ts8wk9f 4 หลายเดือนก่อน +5

    Mai mushonga ngavasungwe

  • @elizabethmunenga4874
    @elizabethmunenga4874 4 หลายเดือนก่อน +2

    Haaa Nyaya dzekuita interviews munhu achirwadziwa nemarwadzo Chimbo endesai munhu kuno rapwa; this is heartbreaking, people are so heartless.

  • @jamesmutero7865
    @jamesmutero7865 4 หลายเดือนก่อน +3

    Doctor's report first then police second. Nyaya yoenda kudare remhosva yakatsigirwa ne Doctor's report. Shandisai chiremba weku public hospital like parirenyatwa. Vanopinda mukati Mai avo

  • @user-nb8fs6fo9u
    @user-nb8fs6fo9u 4 หลายเดือนก่อน +4

    Pakakanganisa maiguru pekudzoka kubva kupolice,vorega kutsvaga munhu wavasiya achisvipa ropa,ivo mukoma wacho mosvikorara kuzomuka kuma 12,hamuna kuudzwa here kuti muninina akange arohwa zvekusvika pakusvipa ropa,so vaiti noise yakazopera sei?even ukanzwa matauriro aita bmnn ekuti maiguru vakabva vatiza ndichirohwa nezvidhinha ndiye munhu aifanira kuzo witnesser,so vakazosviko rara sei vachiziva kuti vasiya bmnn vachirohwa nezvidhinha apa vairwira ivoo,hapana kundiitirawo zvakanaka ipapo,ok tomboti vakatiza vaakutyawo hanty,ko vadzoka vakazoita sei vachiona bmnn vasipo😢😢

  • @patriciachamanga5075
    @patriciachamanga5075 4 หลายเดือนก่อน +3

    Mai mushonga vacho vakambozvara here ndarwadziwa

  • @pellagiamukora426
    @pellagiamukora426 4 หลายเดือนก่อน +2

    Mhuri iyi ndarwadziwa vana adiki vasina ruzha nevanhu ndarwadziwa hangu

  • @fortunatekashambe9796
    @fortunatekashambe9796 4 หลายเดือนก่อน +3

    Mmmmh vanhu dzamhuka muZim inhamo here so much bitter

  • @vivianmugowa3918
    @vivianmugowa3918 4 หลายเดือนก่อน +7

    Ummmm ngavadzingwe munharaunda imhondi idzi

    • @maviskaseni
      @maviskaseni 4 หลายเดือนก่อน

      Sure imhuka

  • @janetafadzwa496
    @janetafadzwa496 4 หลายเดือนก่อน +2

    Tiri kuda divi remapurisa. Vatitaurire kuti ndicho chipurisa chacho here.

  • @nyaraichisuko807
    @nyaraichisuko807 4 หลายเดือนก่อน +2

    Bamunini ngavaende kuchipatara vatariswe before it's late

  • @user-vl9mq2sh4n
    @user-vl9mq2sh4n 4 หลายเดือนก่อน +1

    U will fine my brother.

  • @TeclaFrankson-lh6zh
    @TeclaFrankson-lh6zh 4 หลายเดือนก่อน +2

    Stella batsirai mukomana uyu aende kuchipatara

  • @user-eo6wm4ip3o
    @user-eo6wm4ip3o 4 หลายเดือนก่อน +7

    Mapurisa Mapurisa Mapurisa please sei muchidaro ichokwadi havachaita basa

    • @tinochigumba2585
      @tinochigumba2585 4 หลายเดือนก่อน

      Vakatengwa namai Mushonga

  • @ethelsawadye4023
    @ethelsawadye4023 4 หลายเดือนก่อน +4

    Saka muri kuregerei kumuyendesa kuchipatara

  • @user-mt7gj9qf3l
    @user-mt7gj9qf3l 4 หลายเดือนก่อน +2

    Haaa mapurisa havachashanda nzara ndoirikuva kuvadza vakapihwa mari ne mhondi idzi better varege dze basa vaive pajuti madofo

  • @simbarashemusekiwa1542
    @simbarashemusekiwa1542 4 หลายเดือนก่อน +1

    Apa monofanhirwa kunobvunza mibvunzo yese ku police kwete kushungurudza vanhu watori padambudziko

  • @consymuri479
    @consymuri479 4 หลายเดือนก่อน +2

    Mai Mushonga must be behind bars.

  • @ashleyronald7843
    @ashleyronald7843 4 หลายเดือนก่อน

    Eish, this is so sad what is going on with our police justice for this guy and this family 😢😢

  • @Chikatsa
    @Chikatsa 4 หลายเดือนก่อน +1

    Weduwe dai nyaya iyi ikutotaurwa mwana ari muchipatara,ari kuoneka kuti akakuvarira mukati ari kurwadziwa

  • @logykays2673
    @logykays2673 4 หลายเดือนก่อน +4

    Mapurisa achirikushanda here nhaimi inga zvakaoma hazvo

  • @faraisithole7751
    @faraisithole7751 2 หลายเดือนก่อน

    Honestly speaking Zim Police is as useless as ever, this is bcz of the leadership we have dai vaitambiriswawo mari yekanaka huhori hwaiita ushoma
    This is so heartbreaking to watch all this but thank u so much Destiny TV for bringing this shows out to show how corrupted out nation has been 😅

  • @juliehandityi5784
    @juliehandityi5784 4 หลายเดือนก่อน +2

    mai mushonga ngavasungwe mhondi yemunhu

  • @jane99802
    @jane99802 4 หลายเดือนก่อน +17

    Maiguru nyaya yenyu hainzwisisike makasiya bmnini vachirohwa vachirutsa ropa but SEI kusina kuzodzoka kana nevamwe vanhu pamba pairohwa bmnini. Makandobvisa vana venyu asi bmnini hamuna kuzovatsvaka munhu wa manga maona achirutsa ropa aaaaa maiguruka

    • @user-nn7to1qf3v
      @user-nn7to1qf3v 4 หลายเดือนก่อน +6

      Arikutaura zvirikunzwika wani....anyatsoti ndakatiza cz panga paipa ..waida avarove vanhu vayirova bamnni 3 varume against 1 ......pamwe pacho zvongoda kushandisa pfungwa

    • @ethelsawadye4023
      @ethelsawadye4023 4 หลายเดือนก่อน +8

      Inga ataura kuti akamhanya kupolice,Police ndiyo isina kubata nyaya zvakanaka dai iriyo yakauya namaiguru kuri kuitika mhirizhonga and vakatovaudza kuti vayende kune imwe police vachitopedza nguva

    • @logykays2673
      @logykays2673 4 หลายเดือนก่อน +2

      Chii chisiri kunzwikwa ipapa

    • @carolmakaza9625
      @carolmakaza9625 4 หลายเดือนก่อน +3

      Iwe munhu uyu mukadzi akanga atomborohwawo unofunga aizogona kukunda vanhu vese ivavo .. pamwe pacho munhu terera mushe kwete kungomhanya.. pamhondi dzakadaro maida adii mukadzi uyu

    • @user-nn7to1qf3v
      @user-nn7to1qf3v 4 หลายเดือนก่อน +3

      @@carolmakaza9625 nhy hako tinemadofo pano kwahi akatizirei bamnni vachirohwa

  • @LoveQueen564
    @LoveQueen564 4 หลายเดือนก่อน +1

    Destiny TV mozotiudzawo kuti mabatairawosei munhu arikurwadziwa veduwe. I hope akaendeswa ku hospital. Mhondi ngadzisungwe idzo veduwe.

  • @Faith-vc4vc
    @Faith-vc4vc 4 หลายเดือนก่อน +4

    Mkoma vane kakupusa soo..havasi serious 😢

    • @user-mx7ei7gu4f
      @user-mx7ei7gu4f 4 หลายเดือนก่อน

      Kkkkk ndotoshaya kuti wakawinner sei chimoko ichi.Mukadzi wacho akanaka havatoenderana kkkkkk zvakaoma

    • @EMILYxx6173
      @EMILYxx6173 4 หลายเดือนก่อน

      hakuzi kupusa, he's just a gentle and soft spoken.

  • @PricillaChidhanguro
    @PricillaChidhanguro 4 หลายเดือนก่อน

    Vaida kumuchekeresa Kuda vakawana Asiri iye wavaida ncaaah ityai ngozi

  • @user-qq4eo8cg6q
    @user-qq4eo8cg6q 4 หลายเดือนก่อน +1

    Police shame on you🙆‍♀️😪😪

  • @lilianmadzore9043
    @lilianmadzore9043 4 หลายเดือนก่อน

    ahhh mapurisa soo ka munorwadzisa munonokera nanyaya vnhu vachifa

  • @user-qq4eo8cg6q
    @user-qq4eo8cg6q 4 หลายเดือนก่อน +1

    😭😭😭😭😭 Panashe veduwekaaa rapisai mwana vanhuweee😭😭😭😭😭

  • @ladyk.b.2257
    @ladyk.b.2257 4 หลายเดือนก่อน

    Mmmmm zvinorwadza izvi

  • @user-qq6tk6mk2x
    @user-qq6tk6mk2x 4 หลายเดือนก่อน +6

    Ngavasungwe vanhu I avo

    • @everjoygutu288
      @everjoygutu288 4 หลายเดือนก่อน

      Mwana ngaaende ku hospital veduwee. He is in so much pain.

  • @user-eq1yp5xx3y
    @user-eq1yp5xx3y 4 หลายเดือนก่อน

    Mukoma namaikuru hawaenderani mukoma wakabirira mukadzi awooo maiguru makanaka

    • @amandafish3022
      @amandafish3022 4 หลายเดือนก่อน

      Musadaro veduwe munhu wani

  • @veronicamarowa6584
    @veronicamarowa6584 4 หลายเดือนก่อน

    Thank you Banket ZRP

  • @user-nn7cc9qj5t
    @user-nn7cc9qj5t 4 หลายเดือนก่อน +3

    Panashe ngaaendeswe kuchipatara ndapota

  • @user-tn4uc5lr2o
    @user-tn4uc5lr2o 4 หลายเดือนก่อน

    Maiguru makakuvadzisa mwana imi .

  • @nyashaluciagutu1156
    @nyashaluciagutu1156 4 หลายเดือนก่อน +2

    Vanhu ava vakashaya hanya nabamunini nekuti maiguru vakasiya munhu achirohwa zvekusiya munhu achibuda ropa apa makashaya hanya apa

  • @titusmoyo6964
    @titusmoyo6964 4 หลายเดือนก่อน +1

    Its so sad worse wth our police..i went almost through a similar situation..they failed to arrest ppl who had robbed at 300m radious..ndakakuvadzwa zvekuendeswa kuhospital ne ambulance at my own expence.something must b done lyk crious

  • @GamuSixpence
    @GamuSixpence 4 หลายเดือนก่อน

    Baba avo ndovane mukadzi akanaka kudaro ummm imi mai mushonga mukufanhira kusungwa or kutozonyimwa stand iyoyo

  • @user-eo6wm4ip3o
    @user-eo6wm4ip3o 4 หลายเดือนก่อน +1

    ndarwadziwa ini sure mhondi ngadzibatwe please

  • @nettiemafunga9400
    @nettiemafunga9400 4 หลายเดือนก่อน +1

    Mapurisa huori chiiko? Docket rinoda murume pakudiii? An adult needs a husband for a docket to be opened here? Shuwa chiiko me Son Police?

  • @user-ec2jx3tj1k
    @user-ec2jx3tj1k 4 หลายเดือนก่อน

    Haaa vanhu vane hutsinye veduweeee ngavafire mujeri vakamurova vacho

  • @user-ue6zh4jp3j
    @user-ue6zh4jp3j 4 หลายเดือนก่อน

    Mapurisa akadakwa vanoda mari sepfambi mmm

  • @maviskaseni
    @maviskaseni 4 หลายเดือนก่อน +1

    Munhu uyo anofa vanhu makatarisa vanhu ngavasungwe ...munhu arapiswe

  • @sukaimasvingise2051
    @sukaimasvingise2051 4 หลายเดือนก่อน +1

    Sisy Stella di something or kutsvaga help kune vanhu aendeswe kwa doctor ini i think police yakatengwa why kusatora matanho

  • @user-ky9xl9xi2k
    @user-ky9xl9xi2k 4 หลายเดือนก่อน +4

    Mai mshonga ngavadzingwe ummm mganhu hre. What is mganhu kurova munhu kuda kuuraya

    • @maviskaseni
      @maviskaseni 4 หลายเดือนก่อน

      Kuda kuchekera

  • @shuvaimakwanya8760
    @shuvaimakwanya8760 4 หลายเดือนก่อน

    Vanhu ava vaidakuti mwana afe uyu.#Justice for Panashe

  • @dasilva8081
    @dasilva8081 4 หลายเดือนก่อน +2

    Mhondi mukati hama no negotiations pakadai .

  • @user-nt3qu3oc7v
    @user-nt3qu3oc7v 4 หลายเดือนก่อน +1

    Uuuu bamunini varikurwadziwa veduwe vaindesei kuchipatara

  • @user-is6je6pn7q
    @user-is6je6pn7q 4 หลายเดือนก่อน

    Justice plz Mai ivabo ndimai chaivo here Mai mushonga ivavo ngavapinde mujere

  • @maviskaseni
    @maviskaseni 4 หลายเดือนก่อน +1

    Inga zvakaoma zim yakanyanya mapurisa musadaro vanhu ngavavharirwe

  • @evernicekambudzi5636
    @evernicekambudzi5636 4 หลายเดือนก่อน

    Zvakaoma hazvo bamunini ngawaende kuchipatara maiguru you're beautiful

  • @daisyhuni8630
    @daisyhuni8630 4 หลายเดือนก่อน +1

    Veduwe ngavatame havo apa hapachina kumira mushe

  • @dianaishemunyoro2582
    @dianaishemunyoro2582 4 หลายเดือนก่อน +1

    Zvakaoma veduwee imwe itiro yemapurisa inopedza power😢

  • @ladyk.b.2257
    @ladyk.b.2257 4 หลายเดือนก่อน +1

    Mhondi idzi ngadzi sungwe please