Ndafara kuti wakaroorwa baby girl, you look good I salute your husband..ndozvakanakira kurara nemunhu mumwe chete panguva imwechete . I like the way you talk girl you are soft and sweet. Mwari havanyadzisi. You rock
I am happy for you mwanasikana Kuiita move on ndizvo and you are looking good I am sure kwauri wakachengeteka Vabereki vemusikana tinokutendai nokunotora mwana wenyu kubva kwaishungurudzwa ndokuchengeta zvose nemwana wake Iwe mukomana unenge wakatoruza munhu kwaye apa
Proud of the mother in law nekutora muroora wavo kwakuchengefa even mukomana airamba. And providing for her in times of need. Murume katsotsi ketsambara futa
Musikana uyo soft as wool , she escaped shuwa . Ako kakomana nhema kanodziwanzwa wena . I applaud vabereki vemwana vakatora mwana wavo out of a loveless situation. Now ave kuglower . And the paternal grandmother, sando dzavo amai avo .
Andibhowa kamukono aka. Mukadzi manyama. She’s glowing. So beautiful. Enjoy your marriage mainini. Pays wausadiwa shame. You dodged a bullet muninina. God bless vamwene vedu.
I could tell from the onset nikka was lying. Player too even wanted to eat her bestie. Mainin vakanaka & she's humble too, very soft spoken and logical.
Baba varikuti vayidzivirira haaa zvakaoma shuwa i salute this lady her calm,humbles me may the Lord God give you a good husband you deserve a good man in your life
Correct, even when sahwira said, ' ayizvidawo," she answered correctly. " I was waiting for my o level results. With not much to do.'" implying she was young and did not know much.
Amwene hamuna mumwe mwana mukomana here ndiitewo muroora wenyu u are one in a million kakomana ako kanoratidza kungwarisa kkkkk Hanzi naiye Aida kuvharirwa 😅😅😅😅😅 maikuru u are also wise vanhu ngavasahla bota for FREEEEEEEE kakomana kazviruza babe rakaenda kune vanoda zvavo ende varikuglower
What a great mother, sorry mama you lost a very good daughter in law. Your son is someone else, he is now happy to have a kid yet he used protection all the time. I m sure Tinashe must now impose a punishment for those who lie in the case
Chero ini ndafara this girl haana kunyadzisa or kunyadziswa. She is not only beautiful but seems well composed. Sorry hako chikomana wakaruza wife material. Akamuwaba seems to gevtaking good care of her akashambidzika chose. God bless her marriage. Maiguru thank you for standing by mnin'ina wenyu. Amwene God bless you. You are a good woman. Sahwira komborerwa uri shawari kwayo inotaura chokwadi. DNA man. You never disappoint. God bless you
The girl is beautiful &calm. Muface uyu anonyepa nhema is written all over his face.apa African culture, African culture kuita sei You are African brother .
She is very lucky haana kuzoroorwa nemukomana uyo... May God bless the marriage she is in right now, may they be peace, love and genuine understanding in her marriage.... I think apakuda an awareness to the male gender, kuti vari kukwadza the female gender mentally and emotionally....unenge uchiti ukugwara gwara when in actually case you're busy damaging someone.
Mbuya vemwana thank you very much and vasaheira venyu vaikuudzau chokwadi. Kubereka hapana zvekuita , mai vemwana thank you nekumira panzvimbo nechokwadi. May God bless the little boy
Thanks vaMugabe for this episode. Munotigonera. Which brings me to my request. Munguva inotevera mungatiitire 2 or 3 Xmas episodes emhuri here. Tino tenda
am i the only person akuona marturity kuside kwemurume uku. thank you mom iiii mune rudo chairwo. im sure akazoroorwa neuya aimira pagate kkkkkkkkkkkkkkkk vese vari 2 vane problem. its a lesson to us all vasikana kana wamumba siyai zvima unnecessary chats nemamwe maface ndozvinopa vakomana kuzoita doubts.
Vakadzi zivai kuti iyi inonzi peace of mind test munhu haarambidzwe kuita ma doubts.kuita 99% doesn't mean mukadzi haana kubhishura zvongoreva wakuchengeta mwana usina doubt bt mukadzi anogona akatohura zvemashuwa
Young lady well done. You asked really good questions kuti saka kana waiprotecter why go for DNA nxaa nonsense. Makorokoto hope wakawana the right person for you. Mother in law good on you, you are a great mom. Mothers friend thank nekutaura chokwadi. To lady's sister well done, vataurirei vechidiki why kudya bota muzoramba nhumbu dzenyu hazvina kunaka.
😂😂 Blaz yatadza kupindura muvhunzo, why did you buy pregnant test if you uses protection 😅😅😅, haa dzadzana dzana wena kushaiwo mhinduro apa he knew kuti dzaipinda machena zvadzo, mupositori 😅😅😅😅
mface haasi tsotsi please. 1. he suspected something. 2 they had a pregnant test which came out negative. 3 how can someone tell you after 7 monnths achiti ndakamirira kuti ndione kuti mwana akafanana nani. he was just having doubts and zviriko zvinhu izvozvo. Scan of course came out positive but kana msikana anga achireceiver ma anonymous calls what if yaisiri yake. Mukadzi i respect her . hameno ndotambira sei coz ndiye ega
Kungwara kwemuface uyu kupusa in real terms, anoda kusvotesa yet apana chiri kudadisa paari . He lost a good respectful lady there. Good for the lady actually kugara nemunhu akadai inoshungurudzwa.
Am so happy kuti mwana abuda ari wemukomanae uyu ugoona mastatement ake atomboita kuti ndidoubte mskana uyu. Thank you Mr Mgabe for settling this matter in peace pasina kumbovhikana nezvidhinha😂😂😂
I fully understand the guy,though ainekakunyepa nyepa...haisi nyaya zvayo it's in every man's DNA.....aiwaaàaa tinonyepesaaa.... Thank u Mother in Law n Sahwira.....salute
Tumikono twetsambara futi tunoshusha tuchinyepa futi pamusoro pazvo twusingachengeti bambini makarasikirwa apa mudzimai chaiye ndiye uyu all qualities of a good women ari tii apa muchademba
And no one is going to say anything about Tinashe's skills in exposing traits and characters? Mange musina zvekuita but ndobva maona kuti bota ndoroita? 🤣🤣. Maiguru, such toxicity, that was not necessary, kwahi mwana achaziva kuti baba vaisamuda, i dont think there was a need to mention that. Well done mommy for your wisdom and kindness and giving direction in all this.
Sisi vane ronda mumoyo vanekodzero yekutaura zviri mumoyo mavo nekuti vari kurwadziwa rava basa renyu rekuvanyaradza nekuvabatsira munhu wese kana akarwadziwa ukasazvigamuchira unozviita kana kuzvitaura
@@MavisChifumuro-w3o sis vapi wakarwadziwa neyi ? Ndiwo wakapihwa mwana here or munin'ina wawo ...manyemwe emunhu ari pacamera chete ayo...hongu wakarwadziwa ko zvekuti mukomana akaramba mwana wazviwana kupi mukomana aingoda closure plus akati anoda mwana haadi mai ko zvekuti mwana ndichazomuudza kuti baba wako wakakuramba wakazviwana kup...vaviri vanoziva zvawasina kuwirirana pamafambiro zvakaunza doubt kuna baba
Huyai Tiungane Tipe VaMugabe Sando Dzavo 💯💯💯
Vanogona Basa Mhanhi , kuita Kugadzirisa Mhuri So 💯💯💯
Huyai Tivabaire Bhatani Rekuvafarira Vazvione ✅✅✅
✅✅✅✅✅✅
Karume ako kamukono ke tsambarafuta chaiko , kane nhema chaidzo
Ndafara kuti wakaroorwa baby girl, you look good I salute your husband..ndozvakanakira kurara nemunhu mumwe chete panguva imwechete . I like the way you talk girl you are soft and sweet. Mwari havanyadzisi. You rock
Takadzidza naye musikana very humble tikatopedza course tese muna March
Muchanyepa
I am happy for you mwanasikana Kuiita move on ndizvo and you are looking good I am sure kwauri wakachengeteka Vabereki vemusikana tinokutendai nokunotora mwana wenyu kubva kwaishungurudzwa ndokuchengeta zvose nemwana wake
Iwe mukomana unenge wakatoruza munhu kwaye apa
I hope he doesn't live to regret it
The lady is very beautiful and so humble
Beautiful lady indeed. . . good muriwo
Muriwo kwawo❤
Muskana ataura point why do a preg test if he says they were using protection murume uyu arikunyepa
Kunyeba zvake
Stereki
Ane guhwa zvokuti rinosemesarume uyu
Karombe kemurume kungwarira paduri sehuku
Musika, afanira kuita gweta.
New husband, your wife is faithful and beautiful, keep your gold.
Faithful maiwana kupi
@@TawandaSawi listen again with the Holy Spirit s 👂.
@@margarethnyamushonongora7522 haaaa pa faithful apa menge mazviwanepi
Makorokoto guys ndafara ❤thank you mai vemunhu nerudo... as mama vevakoma ndoda kuitawo semi mother....komborerwai mother in law ❤
Sisi I like that you are supportive kablazo kaitsvinya aka
Proud of the mother in law nekutora muroora wavo kwakuchengefa even mukomana airamba. And providing for her in times of need. Murume katsotsi ketsambara futa
Kkkkkkkkkk kamukono ketsambara futa😂
Kastupid aka kanoda kurohwa nxiii,,,
Kasaskam kanoda kuendeswa kumapenzi bcoz hakana kikwana
Mkomana aida kutsanangurirwa chii apa
Madadisa sisi chero imba yenyu nyowani iyo yatova happy happy 😊
That lady is a wife material,,, cool and calm,,, telling the truth,,,,wish her the best in life
Kungwarisa bmnn zvino muchanyarirepi manje nemashoko enyu thank you mom for standing with sahwira alongside muroora wenyu❤❤❤
"Waida kutestei iwewe waiziva waidzivirira pese"......good question mami
Nyundo chaiyo
Her calmness after all those accusations . I salute❤
Baba kuhwanda neculture zvino wanyara
Amai vakazvara mukomana vane nhamo chaiyo, igudo, jachacha, chidarika nzira, urikuti mwana it's a blessing apa iwe uchimuramba kabenzi kemunhu
Alleged father : munongozivawo zvazvinoita
Tinashe : aiwa handizivi
😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂
😂😂😂Tinashe ungati haazive
Tinashe anenge achida kunyatsohwa hake
ndaseka, hahaha
Haaa baba Bota ibasa chairo😂😂😂😂
You're a gud and wonderful mother in law, may God bless u mama
Musikana uyo soft as wool , she escaped shuwa . Ako kakomana nhema kanodziwanzwa wena . I applaud vabereki vemwana vakatora mwana wavo out of a loveless situation. Now ave kuglower . And the paternal grandmother, sando dzavo amai avo .
Mukomana escaped. Munhu anga aakutorohwa nyoro maResults eO level asati atombhobuda. Kabenzi kemusikana kanofunga neBeans.
@@babava2263I pity the woman you are going to marry...
Kanonyepa katsotsi
Kkkkk soft like wool kkkk
@@tafadzwanyika9301 I married your mother.
Andibhowa kamukono aka. Mukadzi manyama. She’s glowing. So beautiful. Enjoy your marriage mainini. Pays wausadiwa shame. You dodged a bullet muninina. God bless vamwene vedu.
Kamukono kadzambarafuta😂
Murume uyu ndagara ndatomabata manyepo ake, ende for a guy he is so mouthy🙌
Same here. Body language speaks louder than words. Mouthing rubbish.
@@prizvinyam8356 apa anga akuuda shamwari yake futi
Same here ndamuona kuti anonyepa
Dzinenge dzisina kunyatsoti hesvu tinotaurwa twacho takawandisa😂
iyewo anenge asina baba futhi!
The lady is beautiful and humble
Kwekwe ndokumba ♥
Face yekakomana aka ikutooneka kuti akunyepa
I love the way tinashe listens nekubvumira apa achitoziva hake chokwadi kuti apa ndikukangwa nenhema😂
Asi arwadziwa kuti mudzimai waka akatoroorwa apa anepamuviri
God bless u baba vemusikana makatora mwana wenyu haagarira benzi iro 😂😂
Correct, thank you.
This lady is very humble as well as the mother in law
Bota harindliwe mahara!! Munhu anodyirei bota remunhu waasingade.. kuti apo ondhla apo ondhla ..in sister’s voice🔥🔥🔥
pandinakidza ipapo i dont think there is never a dull moment with gulez avo
Anenge achidyiwa bota asipo here
Bota racho richimbopakurirwei 😂😂😂
Munhu anombhodyiwa here or munodyanana?
Kkkkkkk
She is so beautiful shem, thanks my sister for make us proud
Yes a natural beauty
This is a good mother in law
I like the way the sister told it as is no beating about the bush
Hanzi naiyewo ayida kuvharigwa sahwira never disappoint
Kkkkk haaa veduwee sahwira uyu
Panebasa panasahwira awa ko kuzoti azvidawo zvekuvharirwa xaa anga akatomirira kuti pamwe zvichanzi haasi mwana vake xaa
Good mother you are so loving , Mwari akuitirei nyasha 🎉🎉
Beautiful and humble lady she is
"Come alone" uyu mukomana uyu itsotsi 😂kwekwe ndokumusha❤❤❤❤❤
She is so beautiful and humble,tsano avo vachenjere kuhunga matombo vachirasa ngoda shame
Ndini ndega here ndaona kuti ninez vakatsika mwedzi
Looking good ninez❤❤❤❤
Karume aka kazanga chaiko
Aah uyu African culture,African procedure zvakwana tazvinzwa
kaBlaz ako kanonyepesa zvisingaite. Salute kunamadam your calmness says it all.
Well done girl child watipasa manyemwe ❤💃🏾💃🏾
I could tell from the onset nikka was lying. Player too even wanted to eat her bestie. Mainin vakanaka & she's humble too, very soft spoken and logical.
The lady is so humble ❤ thank yu
Baba varikuti vayidzivirira haaa zvakaoma shuwa i salute this lady her calm,humbles me may the Lord God give you a good husband you deserve a good man in your life
Thank ù mainni nekuramba uri pachokwadi mrume uyu akangwarisa ainotengerei preg test kana aidzivirira nxa kungomanyisa meso zvenhema
Svibenzi zvemurume
@@rumbidzaimamhungo4332 ko kuzoti ndaida kusara ndri clean kkk
Munhu wemurume haadi kuwanza kutaura kani. Kushaya nyadzi kwacho kwonyadzisa
this beautiful lady is so humble. That guy too much pride.
He has a disgusting ego
Where is the pride
What a humble lady ❤
Very humble
😂😂waida kutester chii iwe waidzivirira 😂😂😂this lady anema points mface akuramba zvaanoziva
Correct, even when sahwira said, ' ayizvidawo," she answered correctly. " I was waiting for my o level results. With not much to do.'" implying she was young and did not know much.
Amwene hamuna mumwe mwana mukomana here ndiitewo muroora wenyu u are one in a million kakomana ako kanoratidza kungwarisa kkkkk Hanzi naiye Aida kuvharirwa 😅😅😅😅😅 maikuru u are also wise vanhu ngavasahla bota for FREEEEEEEE kakomana kazviruza babe rakaenda kune vanoda zvavo ende varikuglower
Ndini hangu
Zvairiyo last born yavo mama amwene kwavo
What a great mother, sorry mama you lost a very good daughter in law. Your son is someone else, he is now happy to have a kid yet he used protection all the time. I m sure Tinashe must now impose a punishment for those who lie in the case
impose a punishment akamira saani ekizekiri?
Kwete Tinashe gvt inofanira kutora matanho dai vangoisa mutemo wekuti arara nemunhu ngaatore munhu wake kwete kurara nemunhu wausingade
@@gracembewe3091hazvibude anorohwa kaa
@@gracembewe3091 kkkkkkk ndozvandangifungawo
@@gracembewe3091nhaii..ende vanhu havazive mutemo
What a loss kumurume ... Tht woman is so respectful and humble... I'm sure he is even regretting ...
true
True
true
loss chaiyo, ndizvo zvinoda type yemboko idzi
zimurume mboko and kwaunoenda you will never find peace
Loss to the last number mface akangwarira pasina
Chero ini ndafara this girl haana kunyadzisa or kunyadziswa. She is not only beautiful but seems well composed. Sorry hako chikomana wakaruza wife material. Akamuwaba seems to gevtaking good care of her akashambidzika chose. God bless her marriage. Maiguru thank you for standing by mnin'ina wenyu. Amwene God bless you. You are a good woman. Sahwira komborerwa uri shawari kwayo inotaura chokwadi.
DNA man. You never disappoint. God bless you
Amen❤
Blaz vane nhema avo vakuti it's a blessing Ivo vaidyira bota mupepa
Nhai zvako ibenzi uyu
Kunyepa ukoo blaz vainyepera msikana kuti ndaipfeka condom 😂😂😂
This lady here is very very beautiful and cool. I’m glad she is with someone else I hope he treats her well.
The girl is beautiful &calm. Muface uyu anonyepa nhema is written all over his face.apa African culture, African culture kuita sei
You are African brother .
Thanx Amwrne naSahwira from day 1 makatambira muzukuru also mainini nekuvimbika kumira nechokwadi.
So in love with the mother in law, Sahwira & Muroora.... Sorry mama you lost a gold daughter in law, you seem so loving.
She is very lucky haana kuzoroorwa nemukomana uyo... May God bless the marriage she is in right now, may they be peace, love and genuine understanding in her marriage....
I think apakuda an awareness to the male gender, kuti vari kukwadza the female gender mentally and emotionally....unenge uchiti ukugwara gwara when in actually case you're busy damaging someone.
Sahwira kuseri kkk hanzi aivharirwa uyu naiye aitodawo ❤
Muface uyo aida kurohwa ,he took advantage yemwana
Well, how can he lie with such a straight face......? 😮
These are kind of fathers who should never see mwana
Imbiti 😂😂😂😂doto last
You beautiful and humble my baby gal enjoy ur marriage u are one in a million .....siya munhu uyo
The wife is so beautiful. Ma DNA will humble ana ngwarise . May God will.bless you with a loving husband.
Mbuya vemwana thank you very much and vasaheira venyu vaikuudzau chokwadi. Kubereka hapana zvekuita , mai vemwana thank you nekumira panzvimbo nechokwadi. May God bless the little boy
Cute and Honest girl, thank you so much hauna kunyadzisa, ndaitokutyirawo neni
Thanks vaMugabe for this episode. Munotigonera. Which brings me to my request. Munguva inotevera mungatiitire 2 or 3 Xmas episodes emhuri here. Tino tenda
Am l the only one akuona kuti mfana ane matraits emadrugs
I see it 😢
Anosvuta ndazvionawo
Even me I see it
Mutoriro
am i the only person akuona marturity kuside kwemurume uku. thank you mom iiii mune rudo chairwo. im sure akazoroorwa neuya aimira pagate kkkkkkkkkkkkkkkk
vese vari 2 vane problem. its a lesson to us all vasikana kana wamumba siyai zvima unnecessary chats nemamwe maface ndozvinopa vakomana kuzoita doubts.
Vakadzi zivai kuti iyi inonzi peace of mind test munhu haarambidzwe kuita ma doubts.kuita 99% doesn't mean mukadzi haana kubhishura zvongoreva wakuchengeta mwana usina doubt bt mukadzi anogona akatohura zvemashuwa
Young lady well done. You asked really good questions kuti saka kana waiprotecter why go for DNA nxaa nonsense. Makorokoto hope wakawana the right person for you. Mother in law good on you, you are a great mom. Mothers friend thank nekutaura chokwadi.
To lady's sister well done, vataurirei vechidiki why kudya bota muzoramba nhumbu dzenyu hazvina kunaka.
Lately it's been too calm with these honest women......where are the ghetto queens vema zero %. I miss the drama and chaos lol 🤣
Mukuda that's not it
Hya, missing timu remaZero percent. Taakumbhodawo kuona drama.
Havachada kuuya. Vakurambira kunze.
Kkkkkkkkk, "Saka ndewunyu imi Vamugabe."
Zvinoda netu drama
😂😂 Blaz yatadza kupindura muvhunzo, why did you buy pregnant test if you uses protection 😅😅😅, haa dzadzana dzana wena kushaiwo mhinduro apa he knew kuti dzaipinda machena zvadzo, mupositori 😅😅😅😅
Sahwira could not miss the chance to be live, she must be a top gossip pusher in the countryside there.
Mamgobhoza
😂😂😂 you can that again
😂😂😂
😂😂😂😂😂
Ko iko kuzohwanda kuseri kwaGogo, kuvhara kumeso ngeHat zvese ngemaGlass, Aljazeera zvayo payakati tiii. Dayi ndiriyo KweKwe ikoko Sahwira ndaimuvharira mumba.
Mwari akakurwira mwanasikana. Apo pane kamukono ketsambarafuta in making. Full of i know, yet chozikamwa hapana
This lady she is beautiful
Ndazvionawo izvozvo
True and its painful that the guy just used that girl.
Kwekwe ndokumba ..madadisa mainini.very humble
Very cool lady, kamurume aka kanedzungu
Vamwene seems like a very good woman asi mwana wavo itsotsi. Sorry amai, you lost a good daughter inlaw. Very humble. All the best in future mainini.
Sure the lady is very humble and beautiful
mface haasi tsotsi please. 1. he suspected something. 2 they had a pregnant test which came out negative. 3 how can someone tell you after 7 monnths achiti ndakamirira kuti ndione kuti mwana akafanana nani. he was just having doubts and zviriko zvinhu izvozvo. Scan of course came out positive but kana msikana anga achireceiver ma anonymous calls what if yaisiri yake. Mukadzi i respect her . hameno ndotambira sei coz ndiye ega
@@simbakwanai4200 Anga achitaura ngano blaz uyu. Aidya bota pasina protection apa akuda kuramba nhumbu.
Thanks sis, for your support. You are blessed.
Ndafarira Amai vemwana hauna kunyadxisa sisi vako,Vamwene Mwari vekudenga vakuitirei nyasha munotaura makadzikama chose its a good thing kusupporter chokwadi chero chiri kunerimwe side thank you ,Asahwira ahh mumogona chose ,handina kufarira kamurume ako kana kuti srr kna amai vemwana chokwadi,zvakaoma ,sisi thank nekumira nesister yenyu God bless you❤
Kungwara kwemuface uyu kupusa in real terms, anoda kusvotesa yet apana chiri kudadisa paari . He lost a good respectful lady there. Good for the lady actually kugara nemunhu akadai inoshungurudzwa.
IMAGINE. IBENZI.
Am so happy kuti mwana abuda ari wemukomanae uyu ugoona mastatement ake atomboita kuti ndidoubte mskana uyu. Thank you Mr Mgabe for settling this matter in peace pasina kumbovhikana nezvidhinha😂😂😂
Thank you young lady. You are innocent
Noncense ungati its a blessing will throw a part for who iwe wati ndaidzivirira ,,,
Kaidiot kemunhu nxaaa
Munhu akamitiswa kuChitungwiza kana chipinge anotukirira vanhu vekuMasvingo sei,asi ndivo chete vadyi vebota😂😂😂😂😂
The young lady is so beautiful and humble, the truth is like a lion it will defend itself, you lot a good lady
you represented us well sister well done ,you deserve better than that guy is too arrogant for your liking .you are also beautiful
Arrogant??? He deserves better too. He is a real man 💪
thank u for standing with our gender bro. us as men we are always wrong torwards these women@@tingztakstym9269
I fully understand the guy,though ainekakunyepa nyepa...haisi nyaya zvayo it's in every man's DNA.....aiwaaàaa tinonyepesaaa....
Thank u Mother in Law n Sahwira.....salute
This guy saying African culture like he isnt one of us 😂😂😂😂😂😂 hanzi "vakazoita zveCulture zveforce"
😂😂😂😂😂😂 zvakaoma
😂😂 zvandinetsawo...ndaiti pamwe kamuMosken
Unopera strong 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Kkkkkkk
@taumlambo91😂😂😂Mu Mosken haasi mu African here nhai
mupfana anonyepa, run girl, run
It’s the love of English from bmnn for me 😃😃
Apa achinyepa hake kkkkkk
Mapenzi ndozvaanoita mufunge kkkk
Yeees ndafara 🎉❤ this guy anonyepa 😅
She's beautiful 😍 ❤amwene good mother in-law 👨🍼 ❤️
Mwana wavo ndobenzi
Baba ava vanenge vanowanza nhema. Well done sis
I don't want peace,I want problems always
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Ndagara ndazviona kuti mukadzi uyu ari correct ari very humble
Tumikono twetsambara futi tunoshusha tuchinyepa futi pamusoro pazvo twusingachengeti bambini makarasikirwa apa mudzimai chaiye ndiye uyu all qualities of a good women ari tii apa muchademba
Apa akaruza ndandi yemukadzi mukomana uyú 🙌
Ndafarira Vamwene vanoda mzukuru wavo chero muroora vaimuda zvavo. Mainini makazomhanya mu second marriage dai makati mirei anywhere zvakatoita hazvo. Sisi mashoko enyu haavake mwana haazode kuudzwa mashoko akadaro anoda rudo. Sahwira namai ndarara kuti hamuna kuenda side reku supporter mwana wenyu. Asi vamwene musadyaidza kuchengetera mwana aita mabasa ake ngamhanye mhanye sababa mukadaro anokuzadzirai vazukuru.
Well said.
Well said
Mainini fast like wifi tinotenda mwana ndewababa ava
iiiii guys mainini havana kumhanya ava pa4years dai aida munhu wake akaita plan kare. Regai mainini vaenjoy 2nd marriage.
Four years akusi kumhanya,,,akaita zvakanaka kamkomana Ako ka rubbish
Uyu muface uyu anonyepa. I believe haafe akawana mukadzi ari cool kudai
And no one is going to say anything about Tinashe's skills in exposing traits and characters? Mange musina zvekuita but ndobva maona kuti bota ndoroita? 🤣🤣. Maiguru, such toxicity, that was not necessary, kwahi mwana achaziva kuti baba vaisamuda, i dont think there was a need to mention that. Well done mommy for your wisdom and kindness and giving direction in all this.
kkkkkkk porridge substitute for idleness
nhai the sister is bitter
Kids don’t even need to be told which family member loves them or not
They know
Maybe her sister was abused and troubled .
You are relieved apa waishandisa protection waakuti mistake kudii kwacho kunge waipfeka nxaa
Mashoko asisi wemusikana haasi right akaipa mate avo haana kunaka zvachose...so varikuda kudyara mhodzi yeruwengo pakati pababa nemwana..hongu mukomana anga asiri sure sometimes mafambiro edu anounza doubt interms of paternity so everyone ane right yekuda kunzwisisa for peace of mind and closure ...mukomana haana mashoko akaipa aambotaura of coz he's wrong pakuzoita nyoka inoruma chaisingadye bamunn kana mazogara dzidzai kuruma zvamunoda kudya Sungai chiuno dzikamai bamunimi
Sisi vane ronda mumoyo vanekodzero yekutaura zviri mumoyo mavo nekuti vari kurwadziwa rava basa renyu rekuvanyaradza nekuvabatsira munhu wese kana akarwadziwa ukasazvigamuchira unozviita kana kuzvitaura
@@MavisChifumuro-w3o sis vapi wakarwadziwa neyi ? Ndiwo wakapihwa mwana here or munin'ina wawo ...manyemwe emunhu ari pacamera chete ayo...hongu wakarwadziwa ko zvekuti mukomana akaramba mwana wazviwana kupi mukomana aingoda closure plus akati anoda mwana haadi mai ko zvekuti mwana ndichazomuudza kuti baba wako wakakuramba wakazviwana kup...vaviri vanoziva zvawasina kuwirirana pamafambiro zvakaunza doubt kuna baba
Beautiful young lady,smile mahara