Ndoo zvakaita kuti South Africa ishaye mutwemo kuti munhu Auraya munhu anopiwa bail ED is loosing control on that country Nguva yaMugabe zvanga zvisiko zvese
Hurumende yacho ndiyo iri kuburitsa wasungwa ma murders ma rapers ne Amnesty mhosva iri ku hurumemende neku buritsa magororo muma jail thx Stellah God bless you
Ndiko kutonga nyika here uku. Mnangagwa must go..mhondi dzinopiwa bail out.Sikala is not a murder but is in jail.. Don't vote Zanupf wake up shamva musatyisidzirwe .vote CCC for change
Thumbs up for Destiny T.v presenter munobvunza zvine hunyoro zvakadzikama👏🏼👏🏼👏🏼
KuShamva vanorwa kusvika vaurayana and kwakazara maZanu vane pamuromo
Ndoo zvakaita kuti South Africa ishaye mutwemo kuti munhu Auraya munhu anopiwa bail ED is loosing control on that country
Nguva yaMugabe zvanga zvisiko zvese
Very true
Hurumende yacho ndiyo iri kuburitsa wasungwa ma murders ma rapers ne Amnesty mhosva iri ku hurumemende neku buritsa magororo muma jail thx Stellah God bless you
Ndiko kutonga nyika here uku. Mnangagwa must go..mhondi dzinopiwa bail out.Sikala is not a murder but is in jail.. Don't vote Zanupf wake up shamva musatyisidzirwe .vote CCC for change
Kungouraya munhu sehuku zvavo
Murume akuimba pavakadzi uyo anehungochani
Gorvement iyi yakadhakwa ikuburitsa mhondi
Vanhu varikuyita zvekuuraya vanhu most yavo maYouth eZanu, so imhondi idzi.
MuZimbabwe mave nehigh rate yekuurayana ko zvikumbofamba sei vanhu havachatye kuuraya nhaimi kuuraya munhu kunge huku kudaro.. Mwari pindirai..... Rest in peace bro.. Mwari vanyaradze mhuri yasiiwa
Hamusisina mutemo muZim munhu akungoita zvaada..ngativhotei nehungwaru
Wauraya munhu ngaurawe naye 😢
Ndoochii ichochi chavari kuratidza vana. Mofunga kuti vana ivava vanozokura vari vanhu kwavo here.
MaYouth eZanu , Mnangagwa urimbwa yemunhu haunyari here manje kumira pamberi pevabereki chitaura zvisina basa vana vachiparara so
We are here
Sad story but title has the effect of deepening regionalism.
Life is spiritual, brother. Be vigilant
Zvakaoma
Iyo hurumend ya ED.Vakomana vacho vanenge vachishandira gold mafia (ana Mudha)remukuru......saka haa anogadzirisa hapana. Tichameme senyika
Zvakaoma hazvo
😢😢sad story
Very sad story indeed. May his soul rest in peace.
Kurandusa mmmmazuvano ma1
Vanhu ava vakungoda kurohwa majoins maoko nemakumbo vasafambe futi
Nyika iyi ichadzoka nyaya dzema binya dzaìitika kuma1970 yashata nyika iyi
Izvi zvakatotanga naMugabe aripo , Mugabe akatitangira zvimwe. Zvino mnangagwa is even worse mnangagwa ndiye mushurigwi mukuru
Well dressed reporter
MHSRIP 😢😢very sad indeed.
Very sad
Teni okloko tinenge tarara isu Ana madhumbe
Rlp😭😭😭😭😭
Rip
Ko ambuya vakutamba vachi zunza masawu
Mmmmm zvorwadza kana Paine anozivawo vanogadzira ndibatsireiwo ndirikurwadziwa coz vanhu ava vakauraya murume wangu vane imwe futi murder yavakabvisa bail vamwe vacho havasati vabatwa vatori kunze asi varikuziikanwa
Sorry dear enda kwasekuru Kanengo.
Rest in peace 🙏 🕊
So sad. So people celebrate during funerals or what was happening?
Zunza
TiVote neungwaru pa ccc tikavhotera zanu tichapera kuurayana nekupondana kujeri kwacho havagari...vono gongonzi buda Monouraya vamwe
Sawu razunzwa apo
Kutamba rudziiko zvimwe zvinhu chikomboni chaicho.Pamberi pevana sure.
Bhoo hr mkomana akutamba background
😂😂😂😂 musikanzwa zvake kutevedzera vakadzi
@@tariromuduzi6407😂😂😂 kuchema asahwira
Kkkkkkkk ndisahwira
Army haina basa rairikuita mazuva ano hakuna hondo. Let them go and instill discipline ikoko
Nyaya iyi yakabuda 3 wks back kwa baba va Taps.
Yakabuda ku drewmas dear
@@TsverukaiDube ooh ok just remembered kuti ndakaiwerenga.Thank you.
ko zvekuzozunza masawu pakuvhara was it necessary though??
Stella Muusha, what type of journalist are you? You did not give your audiences the burial arrangements.
Ndripo takamirira
Amai vekuzunza masau ibishu iro varkutozvimarketer havo avo
REGAI KUFAMBA KWADOKA. 😢😢😢 NYIKA YEDU YASHATA
Uku kutamba kunei nenhamo please ummmm 😂
Rest in peace
Sorry zvenyu but ukangoitavmukorokoza unenge wakatarisana nerufu kukorokoza kunofambirana nekupedzisira wPondwa.
Mweya weupombwe pamariro.Who’s culture is this?
Aah shame zvimwe zvacho anouraya hakwanisi kubata anouraya saka kutambisa nguva ku coplainer.
Why call them mashurugwi when it was ma shamva? Mhsrip
Madhandzi aya ndiwo anokondzeresa
Shame
Ndiyo jive yerudzii pamberi pema minors🙄
Kuzunza masau kt mashurugwi anhonge😂😂😂