Amai Tino vaitengesa pamusika vakapondwa vakasiiwa paside pemugwagwa ku Glenview , witnesses speak
ฝัง
- เผยแพร่เมื่อ 14 มิ.ย. 2023
- Glenview : Amai Tino vaitengesa pamusika vakapondwa vakasiiwa paside pemugwagwa vakagara, witnesses speak
Vagari vemunharaunda iyi vokurudzira hurumende kuti ivharise zvemutoriro
Never rest mama irwai zvakasimba musazorore kusvika mhondi dzabatwa
Amen May those people never know peace till they get caught 😢
Ngawazvirwisire wanhu iwawo wabatwe
Hazvishamisi vakazviita varipo parufu irworu ...may her soul rest in peace
Chokwadi vanhu vakaoma kani
Vanotoripo ipapo u say truth
Ende wanenge watoripo zvorwadza
Zvinorwadza,my deepest condolences to family of the deceased may the Lord comfort and strengthen you…
1
These perpetrators must be sentenced to life in prison, they even deserve death sentence for their evil deeds.
she was a hard working women😢😢😢😢vanga vayarutsa but she never stopped hustling😢😢May she fight the people that took her life
Mai Tino handikuzivi hangu shamwari ..asi you dont deserve to die such a painful death..kudenga kuna Mwari anoisa zvakavanzika pachena .zviri kurwadza izvi .💔💔💔
When mugabe was alive munyika maisaitika madhanganyanya akadai, vanhu kupusa munako, you ran kunodzinga mugabe now muchamama
Ko iwee uneuchidii tichimama nhaiwee usadaro iweekikungonyarara paakuti muchanama yu mean vanomama ndevafirwa here or what usadaro kura hama urwu rufu
Drugs need to be stopped urgently in Zimbabwe and it's going to be like south Africa soon,
It already is... Too late
My deepest condolences to the family😢 chokwadi nyika yedu haisiri safe torarama sei nhy Tenz,,musazorore mai tino rwisai wese aneruoko pakufa kwenyu😢.
Ummm nyika yashata, asi ndofunga vanhu vemudhuze vaifunga kuti vaiva nemari iyo yemukando wacho
I really like this lady, she's so humble. Anoziva zvaanoyita.
Mai Tino rest in eternal peace. Vakakupondai munovaziva, irwai Mai Tino.😭😭😭
Irwai Mai Tino!
Rest in Peace Mai Tino ,dai mwari vapindira mhondi dzabatwa!Apa pamwe pacho dzitoripo parikuimbwa apo zvakaoma weduwee
Taurai henyu Pastor munhu aizvishandira musika wake hr nhy Mwari😭💔
Rest in peace my mai Tino,asi usarare zvachose dzoka kune vakaparadza upenyu hwako
Rest in peace amai Tino zvinorwadza chokwadi may the Lord comfort her family
Hezvoo vakatosiiwa vakagariswa kunge mupenyu aah mhondi ngadzibatwe dzife, zororai murugare mai Tino💔😭
My condolences to the family and friends may her soul rest in peace
Rip mhamha... My condolences to the family
My condolences to the friends and family
Aaah veduwee,vanhu vapindwa neiko kuuraya mai vavo shuwa.May her soul rest in peace
My condolences
Haiiii,This world 😢😢😢😢😢😢😢May her soul rest in peace.
SO SAID may her soul rest in external peace .I'm sending m deepest condolences to Mai Tino 's family...chemai netariro hama Inzira yedu tese ,maendero eduu ndiwo anosiyana Chete..
Mmmmm ndarwadziwa vakafa vachitambura amai Tino R.I.P musafiririre vadzokerei vanhu vakaita izvi
Never rest mama wake up and fight
As long as we don't vote wisely this will keep on happening, youngsters need jobs 😢
Very true ngatibudei tese tinovhota tibvise vanhu vasina moyo nevanhu.
My condolences to the family ... rest in peace mai Tino
Zvinorwadza mhai ndarwadziwa😭😭😭😭dzokai kue wakuurayai mhai.
Ndarwadziwa chokwadi,my condolences to the family,,vachauya vega vakavauraya munhu haarove sehuku
Veduwee,this is heartbreaking,apa zera racho💔💔💔
Nyaya dzekuurayana dzanyanya mwari ngavapindire
Ndarwadziwa nazvo izvi ,yooh zvakaoma
Sorry havo mother ava vakandirwadzisa kufa havo vari kushandira mhuri. 😭 Mhondi ngadzibatwe.
Very sad and painful my deepest condolences to the family
Rest in peace Mai Tino. Vana ngavanyaradzwe. Ishe Jesu tongai vakaita mabasa Aya akashata.
Endai kwasekuru Tasvu vanobatwa chete vakaita izvi Zimbabwe yaenda kumawere..RIP mummy
Yaaaaa ngavayende ikoko
Rest in peace mama zvorwadza ndarwadzi kunge amai vangu
Shame may God comfort them 😢😢 this is just gruesome
Rest in peace mamy ndarwadziwa kani
Rest in peace mama, we are pained.
Nhai Mwari zimbabwe yotyisa ummmm. Ndivo Mai vakange vapiwa Mari yavo yemarounds ndarwadziwa😢😢😢😢😢 vedu veee kani
Mai tino dnt rest until waratidza mhondi ddzakakuuraya,
Akamuuraya achaivona nyaya yacho ropa harirowe
Ummmm ndarwadziwa samai wangu
Rest in peace mai Tino, motor yavakakwira kuenda kumba ndoine vanhu vakavauraya
Mai Tino musazorore zvirwirei musarare amai😭😭🗣️🗣️
Don't rest mai Tino irwai kusvika mhondi dzabatwa😢
Very sorry about the incident
Rest in peace 🕊️
Mwari tinzwireiwo tsitsi.torarama seiko ndarwadziwa RIP mai tino
Rip Mai Tino 🙏 😢
Rest in peace so sad
This is heartbreaking💔. Rest in peace mama.
Kuuraya munhu shuwa 😢😢😢😢
Mmmm zvinorwadza izvi.Zororai murugare netsitsi dzaMwari😢
inenge yangova dai dai may her soul rest in peace
This is heartbreaking😢😢
Rest in peace mama
I hope ma Tino get justice
😭😢vaonesei moto vakakupondai
Ummmm nyika yaenda kumawere,rest in peace mai Tino
Andikuzivii mai tino asi ndarwadziwa
ummmm Mwari nyika yedu yapindwa nemweya hwai veduwee. zvinorwadza izvi zvirwire mai Tino vanhu vakutojairira
Zvirwadza- chokwadi vanhu vapindwa neyi? Ishe nyaradzai vana baba, hama neshamwari dzasara. Ishe pindirai. Mweya waMai Tino uzorore murugare. 🙏
Nyika yedu yeZim yaipa vanhu havachatye kuuraya... Mwari pindirai...
Vhoterai shanduko vana vawane mabasa...zanupf has turned Zimbabwe into a zoo vanhu kuurayana semhuka
So painful
Haaa zvakaoma hazvo💔💔💔Mwari tibatsirei
😢😢marwadzo
Ths is heartbreaking ndizvo zvinoita nyika ikaita nzara
Rest peace mai tino
Asi chii guys vanhu vakadai ndi Mwari chaivo here vari kusika those kind of people havina hana vasingatye💔🙌
Haw can she rest in peace please zvorwadza
This is so sad...may you rest easy mai tino
Nyoka dzakaita izvi hadzirarame. Ndarwadziwa. Panoitika izvi ndipo paunofunga kut PROPHETS vangadai vachibatsira mapurisa straight to get the wicked arrested but unoshaya kuti vana Makandiwa, Magaya, etc, chii chavanobatsira?????
Shame so sad may her soul rest in peace God is the only one who can judge the killer
so painful 😢😢😢
Uuuu nyika yedu yezimbabawe yashata uuuu zvinorwadza ,zororai murugare amai
Vanhu vakauraya Mai Tino Mwari ave nemi chokwadi
Ndarwadziwa sure Rip mai Tino
so sad heyy tinoti nematambudziko kumhuri yafirwa Mwari akunyaradzei panguva yakaoma kudai ,, akuridza ngoma uyo anogona
My condolences to the family,rest in peace Giant
😭😭 rest in peace
Ahhhhhhh veduwe zvinorwadza zvokwadi mwari ngavanyaradze mhuri
Rest in peace mama 😢😢😢😢😢😢😢
Mmm vakafa zvinorwadza veduweeee kurepa woponda wotema tema wobaya munhu panhengo yake mhondi ngadzibatwe dzifewo
May her soul rest in eternal peace
Ndarwadziwa
Sorry boys ndazviona moyo yaka tsemuka 💔 dai mwari vakusimbisayi😭
😢😢Nyaya yarwAdza iyI
Rip mai Tino😢
Zvakaoma rest in peace mai tino mkadzi vasahwira wangu vadzokererei vanhu ivavo
Rest easy mama ndine kafeeling kekuti vakazviita varipo panhamo ipapo irwai mega mama varwisei vashaye zororai vakakupondayi ndarwadziwa zvangu 😢
Rip 😢
Ndasiriswa wena uuu kuzotyora sure maoko Mwari pindirai bataiwoo mhondi idzi
Its so painful 😢
So sad indeed may her soul rest in peace
May her soul rest in peace 🙏 😢zvinorwadza
Zvakaoma wena,,mwari nyaradzai mhuri iyi