ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
John uyu haachinje
Hanzi naJohn good luck kuti ndadzoka ndiri mupenyu otherwise maizonzwa makutsvagwa nemapuridi😂.
Kkkkk
@freedomjunior5291 KKK uye ndiye mupengo
Haa John bodo😂
@NyashaMakono-w7y John marara
Baba ava vanoda kutariswa mental health yavo
Kkkkk vakatoonekwa vakakwana ,dai vasina vakaendeswa kunana muvhevhe uko kune ma work suit e grey
Iri team Mozambique kairi..zvinenge zvine kugadzirwa nemushonga mukati
Very good, good
Thank you very much
Chatambura zita rako nderekumama
There is no buuton stick 1m😅😅
John Tambo ihama yaOliver Tambo here😂😂😢😅
😂😂😂 Chitoko ichika zvekuba izvi zvatondi dzotsa mumashure 😅😅😅😅
Kuba kusada kushanda nungo. Akazvipamha ngaafire mujeri aah mbavha haana kusiyana nemuroyi
Hanzi good luck makandiona ndiri mupenyu .😂😂😂😂John haa chinje uyo😅😅😅😅😅😂😂
Sabhuku Havana kudhakwa here
Havana musadaro sabhuku vangu
kkk zita manje ndo ma1. Kunzi John Tambo.
John Chatambura Tambo The Legend
😂😂😂John shinda hanzi munelucky mandiona ndirimupenyu
Umm murume mukuru kusanyara, ishavi here kana kuti kushaya shamhu.
John mbavha hombe
JOHN RAMBO,ma1🤣🤣🤣
Kuzovhundutsira anoda kumuregerera wacho 😂
😂 anenge ane 1 isingasvikire moto
56 years kuba 😂😂 ndanyara 😅
Hakuna mbavha inochinja
He isn't normal i think
Mface uyu anonyeba, akabuda I bet anorova nekubira vanhu achiti ndimi makandiendesa kujeri😂
Akabuda I guarantee kuti achaitwa round 2 repungwe achirowha 😢
😂😂😂Dzinenge dzakatamba nepwere
Kkkkk aaah John pamromo pacho pakaoma
Karingo karingo
Hapengi imhepo yakamugara anotaura zvinonzwisisisa
Akapika makore manganiko? Dzinenge dzine 1 yacho haisi kusvitsa moto kkkkkkkkk
Kungonzi siya ndokunge wakapfumbata chagodza mutsinga ndechekufa nacho.
Manje akabuda kana akazvipamha vanomuuraya nekumurova 😂😂😂😂
john haaaaa vanhu vanemazita aya vamwe vacho kana dzirimbavha avadzoreke 😅😅😅😅
Kwedu ariko John haaa zvakaoma dhimon chairo ..akatombopiwa ma cuffs
Haaaa Jonero John Tambo huye bodo
Marvelous is marvelous
Mental case chaiyo😢
John vuli gate
Shona hwai iyo 😂
Icomedian😂
Kkkkkkk sabhuku vakarohwa havo neSkindo
😂😂😂😂John wandiuraya aah
Ummmmm John anemhepo kuzotoita pamuromo iye agambira kunokumbira ruregerero hazvidi munhu mukuru Jonh Siya pamuromo Enda unobvisa shavi rekuba
Hayaaa kumusha kwangu kuri kupisa these days haiii haii
True
😂chikwata chekumusha kwangu huye bodo😂I surrender
Jonh bodo wani 😂😂
Kkkkk kkkk jonzo aneamuromo
Ndafa nekuseka hanzi kundiona ndiripano inyasha dei makanzwa kt vaye vakarova jonh varikudiwa ndakafa bba vanemadrama chaiwo vanenge vasina kunyatsoperera