Kutaura kunoita maZezuru ikoko it's not that she is admitting to be a witch. She is simply saying that even if she could be given a chance to be a witch, she would never become a witch that will hurt a loved one. In other words she is saying if you want to call her a witch she wouldn't be as hurt as being called a witch that kills a loved one. MaZezuru ane matauriro avo avanoita zvekuti unogona kunzwa zvisiri izvo. Mbuya vaitoti zviri nani kunditi muroyi pane kunditi muroi wekudya muroora Kwete kuti vaiti vanoroya.
Thank u for connecting The North, East, West and South..Mativimana 👏 👏 👏..Asi dai mambobatira muri kumapiripiti kumachonyonyo uko se Kanyemba-(Chikunda people), Binga-(BaTonga), Chikwalakwala-(VaChangana),Jambezi-(VaLozi/ Nambya) e.t.c , these are marginalized saka zvobatsira kuti tizive mandudzi akasiyana siyana ari munyika medu uye zvinoitikako.
Only God knows what really transpired, chakauraya muroora ndiMwari vanoziva, isu vanhu tine maonero edu sevanhu venyama. Tisavenga harahwa nechembere dzisina misodzi panyatwa tichiti idzo ndoodzauraya. Chokwadi will come out one day . Let's not judge. Kazhinji kana munhu apomerwa ,nekurwadziwa anozongobvuma nkt ndizvo zvikuda vanhu ,even if you try to explain they will not believe you. Quote me right, am not saying gogo is innocent neither is she wrong,only God knows
@@batiez.mlambo3215 did I say vanoroya or havaroyi, read carefully before you comment, I did say *Quote me right am not saying gogo is innocent neither is she wrong* moziva zvazvinoreva here. Zvinoreva handisi kuvapupurira or kt ndiri kuti muroyi nkt hanzivazivi , I comment ndisingatori side because handigari navo, nyaya yaibuda pachena if mufi aivepo manje akafa. Read carefully and understand before you comment
Vanokupa wangu usa nyepe sisi vangu vakanga vapiwa asi vakazomu koniwa mom's yangu yakakasira kuzviona izvezvi Mai ivavo vakazopa muzukuru mwana wa sisi vangu ivavo
What a sad story indeed. From what we first heard fm those other pple differs with what gogo & his son are saying. Also gogo & the son hv different stories. The son spoke as if he had an understanding with the inlaws then we see sabuku saying something else. The son said they consulted spirit mediums but it failed. Then gogo says they never consulted. Unless otherwise her son was going with the late without his mum. May her soul rest in peace l also noted that she did not confess to say she is a witch in real terms but admits on the basis that she was accused of such. Drewmas media if this needs clarity if possible kindly ask those sekuru's who catch witches to expose this. Otherwise this gogo if truly innocent they hv now created enemies for her she can be attacked. The granny can deny knowing the truth too. Thanks you drewmas media for revealing this so that people will learn & know. As the bible says darkness cannot hide from light. End times God is revealing all hidden secrets. I support yr media drewmas this will make those who bewitch others stop in fear of being exposed. May all witches be exposed so that they repent & come to Christ Jesus our Lord.
gogo havana kuchena maonero angu asi Mwari ndovanoziva ,drewmas media,taking us to another level
Mbuya iyi yati kuroya inoroya asi haina kuroya mu roora... OH dear!!
Yabvuma hayo gogo.nofunga Havana havo kumuroya vari ivo asi kwavanga vaenda naye,vamujoinisa, ndookwaakanokuvadzwa..
Ndofunga kumuendesa pamberi vanorova ndopaarikubatirwa
Kutaura kunoita maZezuru ikoko it's not that she is admitting to be a witch. She is simply saying that even if she could be given a chance to be a witch, she would never become a witch that will hurt a loved one. In other words she is saying if you want to call her a witch she wouldn't be as hurt as being called a witch that kills a loved one. MaZezuru ane matauriro avo avanoita zvekuti unogona kunzwa zvisiri izvo. Mbuya vaitoti zviri nani kunditi muroyi pane kunditi muroi wekudya muroora Kwete kuti vaiti vanoroya.
Varoyi wariko zvedii kna usati waroyiwa haungazvibvumi
Chokwadi
Taura hako
Drewmas media munobata nyaya dziri hot hot hot zviri unique plus mafamba ma Province akawanda mu Zim.. Keep the fire burning 🙌 👏 👍 🙏 😀 ❤️ ✌️
Gogo madhomoka mukati kuroya ndoroya asi handina kuroya nuroora ...nekungwarisa maona kuti marasika makuti nekuti ndakanzi ndirimuroyi saka ndoroya .......gogo munoroya imi vanhu havapengi ....imi nemuroora tag team...
Wakambozviudza kuti ndichachema misodzi yoramba kubuda😂😂😎
Machemero arikuita gogo bho here ayo hanzi mano mano emuroyi kunyepera kutya dzvinyu iwe wakasungira nyoka muchiuno
Vane nyaya gogaz😂😂😂.l feel sorry for the son though.haisi nyore kutorerwa your loved one neumwe loved one.That man must be torn inside😭😭
I love sabhuku,good natured man he is.Proud of my fellow mrehwarians,good humans❤️
Uùuuuuuuuuuuuuuuuuuuuuuuuùùuuuuuuùùuuùuuuùuuuuu
Kana Dhemeti nemroora wangu tanga tisina ini nemuroora wangu akomanakaaa ndirikurwadziwa inin
Haaaaaa vanorima vanhu avo fodya yakanaka iyo
Drewmas Media and Gringo series the best ever in the history of zimbanwe. Salute
Zvakaoma
Kuroya handirambi hangu asi handina kuroya muroora wangu period gogo is a witch Jana ranga rasvika kwenyu muroora achibva adyiwa
Gogo vakanoroya pamusha vakateiwa nezvipikiri zvinobaya mumusoro
Gogo hmuna kudya muroora as makamuuraisa mkamutungamidza mber akaroverwa ska mur kuchema
Asi mbuya havasiivo vakadya mwana. Zvanzi vanga vaenda kubasa akanoroverwa chipikiri. Occupational hazard yakaitika. Zvakaoma
Kkkkkk wandisetsa occupational hazard
Occupational hazard iweka kkkkkkk
Yaa vsnavamwene vakadai vakazara. Vangu havabati mushonga ASI vanoroya nemukanwa mashoko avo ehudyire kutora zvavasina kushandira. Vachifurirana nemahure avo avakazvara manje ini shirikadzi misodzi yangu haisikuzowira pasi mahara . Mirai muone
U can say that again vangu vanogara vachingotaurisa zvinhu zvakaitikakare
Damnit! Kugarisana zvakanakisa marombesa muroora vuroyi - akazofira pabasa? Monoda kuti titi hamunamhosva ipapa??
This is sad ,,,,,,,nice background kagreen ako very nice
Ko misodzi yagogo iri kupi? kkkkkkkkkkkkkkk haana kuuraya asi akamuuraisa full stop.
Shame ihama dzemuraini mangu idzi vese ndovaziva😭
Kkkkk ita vanhu vekuchurch kwedu
Gogo tiwuye naTasvu here. Munoda Nyangatayani imi
😂😂😂😂😂 sekuru tasvu vanobvundutsira chembere iyi
chete akuna munhu akazomboti ndinoroya kunze kwa nhikwi
Nhikwi nemukoma wake ndovakabvuma chte the rest ma 1 havabvume kkkkkkk
Kkkk pamwe watori iwo zvavo sabhuku wakarovera havo chipikiri kkkkkkkkkkkkkkk
😂😂😂
Gogo havana kuroya mroora asi kuti vaitomudao akaroiwa kumusha kwavakange vaenda naye kunoroya gogo vakadzidzisa mroora kuroya vachifamba naye but mkufamba kwavo mroora akaroverwa chipikiri
I agree with you.varikutorwadziwawo.varasikirwa nabhururu wavo wavaibhururuka naye
Shumba dzaguta hadzo nenyama yemurora ha dzine drama ha zvakaoma but hant mufi ndiye akabuda achiti Shumba makandiuraisa
Pakaipa
Varoyii vane kamwe kakurwadziwaa nhemaa Kavanako soo ,,, ipapa mumoyo ibembera rega rega.kurwadziwa nekuti masikati manheru isadaka.
Gogo vanga vasina kana dhemeti nemuroora
Mai drive mese chisero muchitungamidza muroora dzikamai waroyi wanonyepera kuchema ndoona tete wangu pakafa baba wangu kuchema gogo hamuna kumuroya asi moshanda mese husiku
@franciscademberere680 taura hako dea
Misodzi kana kubuda ha Shumba ana Shumba makaoma ah makadya murora Gogo hant murigroup kana umwe wenyu afa momudya here
Andrew usadaro inzwa manje Sabhuku secret bvuuu padrewmas media famba Shumba good job
Thank you Mr Andrew Neshamba Drewmass media sabhuku thank you so much
Ma 1 nyika yaamai.. thanks for all the stories. Great Job both of you 👍
Thank you so much
Kuroya handirambe kuti ndinoroya but handisiri íni ndakadya muroora wangu
Thankyou fellow Homeboy Mukarakate Kari mazondo....
Thank u for connecting The North, East, West and South..Mativimana 👏 👏 👏..Asi dai mambobatira muri kumapiripiti kumachonyonyo uko se Kanyemba-(Chikunda people), Binga-(BaTonga), Chikwalakwala-(VaChangana),Jambezi-(VaLozi/ Nambya) e.t.c , these are marginalized saka zvobatsira kuti tizive mandudzi akasiyana siyana ari munyika medu uye zvinoitikako.
Zvinorwadza izvi kuurairwa mkadzi namai
@@fortula.tichwagoramuog8784 awesome ,that would be a job weldone👏
Chihera unoziva Chivanhu more than u think 😀😀😀
Shame mbuya vandisiririsa nyangwe zviri zvechokwadi kuti vakaroya muroora
Vabvuma neshungu gogo
chihera vatya kuroiwa varamba kutaura
Kkkkkkkkkkkk
@@rambochauke710 🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Kurushinga tiritese Team range Thank you Demmas media data riri thiiii
Murehwa it's the word kukarara for me 😂😂😂😂😂
Andrew unozonyanya aaaaaah hunzi bvaaita misoro muviri kkkkkkkkkkkkk
I love Drewmass Media. They are REAL.
Thank you Mr Neshamba.chimbotienderaiwo paWedza
Yepa wedza inoda mapurisa vapedza
Kkkkkk Havana kumuroya sure coz vaimuda that's why wakamujoinisa huroyi, nekut waiwirirana
Kuroya ndiroya hangu asi muroora handina kumuroya what a strange statement
Vareurura mhamha
Kkkkkkkk
Wapanzwawoka dear, tiri tose for sure, zvimbuya zvinonyepera kuchema
Sure abvuma, vati kuroya ndinoroya asi handina kuroya muroora vangu.
Ndanga ndati ndini chete ndazvinzwa
aizve gogo boe here handina kumuroya asi kuroya ndoroya zvangu ,,,, huku yazvidyira mazai ayo
Thank you Mr Neshamba n crew you are always taking us to another level😊
Big up
Achembera wose ava muroi zvinwe vanhu kunyepa asi zvimwe chembere imi moroya chokwadi
Ko sei ivo varidzi vemufi vakauya nagodobori wavo? Iri tricky nyaya iyi zvikada vanatezvara vaida kudya apa nekuti ngozi hairipwi half half kubvuma mombe 2 kuchisara 10 ...hongu gogo avo varikupotsa kutaura but maonero angu vanatezvara vaita udyire avo mwana wavo akagara achiroya kare and pamwe shumba vanonzi wandiurayisa munhu akatoendera muroyi uyo akafa kumagodobori.......inoda kuongororwa nehungwari ngavatsvake godobori ari nutural nyaya inogona kupindukira vanatezvara iyo
Eheka Gogo muroora wenyu ndiye aikufambirayi , masikati , Chero husiku futi ..ndiye aifambira Gogo .
Vana Gogo vakachi master chi game chekuramba zvese .
Mmmm another level 💯
Vanoroya avo,ndivo vakatopedzisa,kunyembera kuchema asi chokwadi anacho mbuya avo
Drawmas Media take us to another level how are you
Mmmmmm paita rudo apa. Shumba cannot hide 🤣🤣
Mbiri yenzvimbo yekwa mkarakate yehuroyi yakanyanya kune varoyi pachokwadi
Dzishoma mombe idzo varoi varikupusa chaizvo
Haa chihera vanofire mubvunzo than Andrew
Andrew anenge achiwanza kurezva chihera
Tasvu ndewe chokwadi hre ndipindureivo mhuri yezim ndabaiwa nekutsotswa
Team murehwa varoi isu ,ukagarako wawirirana nemabasa avo ,kana mudzimu yekwako yakavata, kuberekedzwa zvikwambo ndozvavanongona ,kuridziro garai muchinamata chaedza chivhenekere muoneswe zvakavadika
Only God knows what really transpired, chakauraya muroora ndiMwari vanoziva, isu vanhu tine maonero edu sevanhu venyama. Tisavenga harahwa nechembere dzisina misodzi panyatwa tichiti idzo ndoodzauraya. Chokwadi will come out one day . Let's not judge. Kazhinji kana munhu apomerwa ,nekurwadziwa anozongobvuma nkt ndizvo zvikuda vanhu ,even if you try to explain they will not believe you. Quote me right, am not saying gogo is innocent neither is she wrong,only God knows
Iwewe unenge muroyi why defending zvakapata kudaro
How do you know she isnt wrong though?
Well said...ngavatsvake n'anga or vaporofita vari nutural not kuenda neyavo these days umbavha hwawanda pamwe its a game
@@batiez.mlambo3215 did I say vanoroya or havaroyi, read carefully before you comment, I did say *Quote me right am not saying gogo is innocent neither is she wrong* moziva zvazvinoreva here. Zvinoreva handisi kuvapupurira or kt ndiri kuti muroyi nkt hanzivazivi , I comment ndisingatori side because handigari navo, nyaya yaibuda pachena if mufi aivepo manje akafa. Read carefully and understand before you comment
@@maiyeukai9346 I did not say she is wrong or right, handivazivi gogo ava, maybe vanoroya maybe havaroyi ,Mwari ndiye anoziva idi chairo
Umm ndambonzwa dzewamwe ndayiona kunge kunyepa .iyi ndeyemurani mangu ummm
BigBoy mmmmmm Chipikiri mumusoro mmmmmmm yaaaaa is not a dream muthakathi misoro miviri yaaaaa kkkkkkkk Shumba yoooooweeeeee mwandiuraya
Shumba hadzisi kutarisa hadzo vanhu mumaziso ah maimuroya sei Mai famba mese but still nyama yake makadya
Chihera you are back siyabonga ntokazi yezi ntokazi
Chihera special
Kunyepera kuchema kanoroya kachembere aka
@@moseschapuka5638 kabvuma hanzi haarambe hake
Drewmas media taking us to another level
Tinozviziva kuti varoyi vanoramba mabasa avo
Drewmas media mbuya yaichema zvechokwadi chokwadi hr ava ndimi murikuona maziso ambuya
Kkkkkk ngavafambe vazvichenese kna vachity vakachena
Chihera happy to see yu
Team murehwa vanotungamidza varoora ,nokumberekedzeswa zvikwambo .kana wada kuwanikwa ikoko wotosunga dzisimbe nokunamata .
Shame sorry henyu gogo Mwari ndivo vanoziva chokwadi
Drewmas media taking us to another level sure
Hanzi nambuya kuroya handirambe ba asi handina kuroya muroora wangu
Hakuna muroora anosvikopihwa huroyi iye kumusha kwake kusina huroyi ichokwadi kuti amwene avo havasirivo vakaura chakaitika ndechekuti muroora haana kugona kumhanya saka akabatwa akaroverwa chipikiri vaitowirirana avo nemuroora wavo itsaona yakaitika iyo vanga vaenda pasingapindwe gogo varikutorwadziwao nemuroora wavo kuti afa
Vanokupa wangu usa nyepe sisi vangu vakanga vapiwa asi vakazomu koniwa mom's yangu yakakasira kuzviona izvezvi Mai ivavo vakazopa muzukuru mwana wa sisi vangu ivavo
Usanyepe iwe unotopiwa iwe
Thank you mukoma Andrew
Kkkk Andrew MATEPATEPA NESHAMBA unondinakidza
Gogo vanenyaya ava havangabvume kt ndirimuroyi imi musiri muroyi..kana musiri muroyi bvumai kufambwa nemi nehama kt muzvichenese kt hamusi asi mubvumiro wenyu uyo hausiwo makaurayisa muroora imi
Andrew MATEPATEPA NESHAMBA nhasi ana shumba makudya vanhu
Nanhasi fambai gogo
Gogo's face is not innocent . You can see the way she is pretending to cry
Kuroya ndoroya but kwete kutii ndingaroya muroora wangu kkkkkk
Vabvuma havo kuti vanoroya😂😂😂.Tinozvikudza izvozvo zvekutombobvuma kwacho
It could be not pretending. May be she has dry eyes and she doesn't have tears.
Kana munhu achembera fungwa dzinodzokera paupwere...why vanatezvara vakauya nen'anga yavo? Isue iri tricky iyo guys
@@walterngwarai3722 gogo was hurt her partner is gone ...vanoroya others but not muroora
Mazvinzawo vachiti kuroya ndinoroya hangu asi handina kuroya moroora
Gogo ava vanoroya
Uyu murimi anenharo mufunge
What a sad story indeed. From what we first heard fm those other pple differs with what gogo & his son are saying. Also gogo & the son hv different stories. The son spoke as if he had an understanding with the inlaws then we see sabuku saying something else. The son said they consulted spirit mediums but it failed. Then gogo says they never consulted. Unless otherwise her son was going with the late without his mum. May her soul rest in peace l also noted that she did not confess to say she is a witch in real terms but admits on the basis that she was accused of such. Drewmas media if this needs clarity if possible kindly ask those sekuru's who catch witches to expose this. Otherwise this gogo if truly innocent they hv now created enemies for her she can be attacked. The granny can deny knowing the truth too. Thanks you drewmas media for revealing this so that people will learn & know. As the bible says darkness cannot hide from light. End times God is revealing all hidden secrets. I support yr media drewmas this will make those who bewitch others stop in fear of being exposed. May all witches be exposed so that they repent & come to Christ Jesus our Lord.
About the son , hazviite kuti ati Mai vake muroika darling that's why achingoti mhepo dzakanzi dziri kubva mumusha medu hazvitauriki.
Yeah true
True
Gogo vakadya muroora wavo havo shavi rehuroyi rinobata ugodya anokuchengeta
Ma1
Ndezvemajana musakanganwe vamwene vakabaya shavi ranga rabata
Murehwa ine nharo ndofunga ndosaka yakanzi Murehwa
Maskwata #vauyi ndovarikubata bata munzvimbo yeMurewa
Sabhuku bvuuu pachena zvanzi ndakagadzirisa ,vakaromba kkkk
Pakarimwa fodya apo
Makadiii Drewmas team kusangana zvakare nhasi rava rimwe zuva
Ndoudawo wechipikiri uyu varoyi vanoshurungurudza ngavafe havo...ko wekubatwa kubocha uyo Drewmas hamuna kuifambirasei
Nyaya dzevaroyi yapedza musha wedu wekwa Mrewa
Shuwa tirikutovaona muno muAmerika🥰
Varikowo ikoko varoi
Gogo suspect
Kakuseka ka sambuku hamusirimi hr makarovera munhu chipikiri
Hanzi nanhasi ndirimuroyi gogo bho here😂😂😂😂😂😂
Dzokororai Nyaya iyo Neshamba alongside Chihera Gogazi iyo inoziva Nyaya dzayo
Gogo varikurwadziwa awo havasi muroyi varikunyeberwa chete
Nyama vakadya paakafa murora nekuti aive mugroup mavo zvekare airoya navo
Vakatsigira sabhuku asi ngwarirai mangwana zvogona kupanduka
Siya zvinhu zvekumba kwevanhu
Gogo nyaya yakudai iyi
Kana murimi gogo makadya muroora next vachausai chipikiri.Misodzi yenhema apa iri kuramba kubuda kunyepedzera kuchema gogo
Tapinda tapinda🎉🎉
Neshambaka 😅...hanzi munogobvuma sei imi muchiziva kt hamusi muroyi
Chimbuya chimurooi ichi chonyepesa ndicho chakatemera nyora muroora dzeuroi