You are talking nonsense,if she was abused she was not even supposed to be still staying with the abuser, don't support nonsense, these such things caused by someone who is cheating around,,
Dai babamdiki vakapaza door vawona maiguru vakabata Banga vayigona kurwisa maiguru vari 2 vakavatorera Banga racho. I know it's too late mvura yakatodewuka. Mukadzi uyu family yake ngayiratidze kuti wavo akapara mhosva than to keep away.
Something is not adding up here, how come the brother was just watching through the window until this lady stabbed her husband 3 times, surely he could have screamed loud when he saw the sister in law with the knife. Sad development
Kwavakuda kugadzira eye witness kwacho. Otherwise you can’t just peep through, saw a knife and not intervene in time. Even when he saw mukoma wake achisunungura belt of course to whip his wife why didn’t he do something before someone is hurt?
This father is campaigning for a death sentence for this woman. Death sentence haingouyi zvekumhanya. Pavaviri ava panga paine kubatana huyanga. Abusing each other in their marriage.
Yes and I think anotoda death sentence mukadz iyeye even though paive neku batana huyanga is that the reason yekuti aponde munhu? musango supporter zvimwe ..death sentence inouya apo becoz akauraya achida it was not even a mistake ngaife mhondi iyo
Honestly speaking that woman was abused by both husband and in-laws...no one could just kill someone from nowhere...I didn't like their words against muroora..
Nyangwe ndisati ndapedza zvangu kuterera but baba ava vari kutadza kutaura chokwadi , this guy ai abuser mukadzi and vabereki vacho vaizviona vachinyarara , Mukadzi uyo I'm sure ange aneta nekushungurudzwa nemufi , veduwe kana zverudo zvaramba ngatisiye , May his soul rest in in peace 🕊️🕊️
@@marlonkarstoniwe dai iri hanzvadzi yakoiri kunzi aida kuticgwa a lesson kuti mukadzi anodzoka nguvai pamba? Mwana wake here...what kind of a man hit a grown wife with a belt to teach a lesson? Vadiiko kutiradza ma text messages acho?...... kunyeba kwega kwega...its not good kuuraya munhu but zim men think they have a right to hit a woman...this is absurd....nonsense
Panenge panga pane abuse yemuroora apa then muroora lost her senses. l dont believe kuti akangobvisa belt haana kumurova. Iye kutevrera mukadzi zvoreva kuti pane zvaanga atoudzwa. Things are not adding up here. Anyway, muroora should have just left hake pane kuuraya. Both families have lost
Morega vanakomana venyu vachiita vanavenhu ngoma muchinyarara
Baba ava vanonyepa unga vise bhandi wotadza kurova muuhnu murume ange ajaira .
Mhondoro nerushinga pavupenzi haàaaa zvatora mukombe . Number 1 chaiyo pakupenga sarendi
Rest inpeace hako but maonere angu mukadzi uyu anga ava nenguva refu achitambudzwa
Zvinorwadza hazvo but zvekuti kutsiva ratove drama chairo hamuchatauri kuti mwana wrnyu aigara achirova mukadzi this should be a lesson varume GBV
nhai nhai. he could have killed her too
Vanhu ava vanoziva zvavakaita muroora
Mmmmm mhondoro vanhu varikubaiwa satan ari kutenderera vanhu vagarwa nemweya rudzii
😢so painful 😡💔💔🥵 vanonyara iiiiii zvakaoma hazvo ....kana imba yaramba ngatidzokei kwatakabva vedu weee kuurayana 😢
Zvobva kuti kwaka va kwakamira Cy vanhu kadzi zvinipisei mhepo dzorengwa dzo pfuura munongo tsvaga mazwi akareruka kazvaramba nyarara chekutangu fungai mapodzi asara vacheche ava a mhosva
Pari kudiwa muyananisi pa huri mbiri vaparirwa havakumutuma mugoni vepwere deasinaye
Baba ndova isa mazwi asina ku yati tasa zvemwe vaitaura zvakanaka ye zvoratidza kuti mukadzi anga akupoya saka murume ongo tarisa
Vamwe vabereki ukaenda unonzi dzokera ushingirire musha
One munhu asina humhondi thank you
I am in love with the song❤ keep it up Drewmas
ngaurayiwewo abatane nana makore imhondi mukadzi uyo end wabereki wacho hawana hunhu
Zvinorwadza chokwadi zvakaitika tongoti mweya wake uzorore murugare.mukadzi akabatwa nemweya wetsvina.
Ini ndinotoisa chii 👍ndisatii ndaona😅😅😅😅😅😅😅😅
Hurumende yamurikuda ngaitarise both side varume vanoshungurudza toomuch .
Kungosiya ndokuzvipedza zvazodai yave ngozi plus Jeri kuuraya hakuna zvakogadzirisa
She has been abused for far too long hapana munhu akangobaya she lost it and SNAPE!!!!!!
I sensed abuse sure😢
😮Asi vanhu ava unovaziva. Pakafa munhu apa kana usina nyaya nyarara haufe
Guys musataure zvamusingazive ok kana akawona kuti ari kutwa abuse akadii kusiya munhu akayenda kumba kwavo pane kuuraya munhu.
Urimbwa iwe nyora zvauneumboo nazvo
You are talking nonsense,if she was abused she was not even supposed to be still staying with the abuser, don't support nonsense, these such things caused by someone who is cheating around,,
Mhuri yemuroora vanozivana nemwana vavo pamwe vane zvavari kushandisa kuuraya mukwashw saka ngaisungwe mhuri yese
Dai Ari mwana wavo akauraya mukadzi Dai vachitiii nhasi mwana wavo kuwana mukadzi asipo zvinorovesa here izvozvo
Yoooo uyu mweya waDyabros chaiwo
Vanhu wee baba varikuti mudiki aidongorera achinakidzwa nekurohwa kwa maiguru ivo vari pamusha pane zvavaka muudza murume kuti atsamwe musatamba nekurwadzisa vamwe mazuvaano kutsvaka rufu uyu mukadzi aishungurudzwa nemusha wese dai akazvibaya zvese zvaivapo kuti vawane zvakakwana zvekutaura garisanai bho mumisha umo taneta nazvo
Mukadzi uyu aivenemhepo
Mkadzi uyu anenge akatobvuta banga iri kumurume vake achida kubaiwa.
Zvinopisa tsitsi mweya wacho sure waweko uuiu anemhepo chaiyo mukadzi uyu uùuii
Vakadzi plzzzzz kana maona kuti imba yaramba murikugara muchirwa rongedza uende kumba kwako izvi zvakaoma izvi now yave Ngozi yawaparira dzinza rose mkdzi uyu nyange ayi abuswer aisafanira zvake kusvika pakuuraya aingofanira kuenda kuvabereki kwake
😢😢 zvakaoma shuwa. Ngavavuraye mukadz wacho akauraya murume kana Anga asingad munhu akadn kusiya zvakaoma shuwa . Demon chairo . Vabereki vemukadz vanoziva zvavakarongona naye nxaah .
Pane kunatsurudza kuripanyaya iyi..Hakuna munhu anongobaiwa pasina mhosva.
Sha izvo hazvisitorina basa, anotongera munhu rufu ndiMwari chete.
Love the song ❤️
Ane mhepo muroora ngozi chaiyo shame achabengenuka hake kujeri.Chiutsi chinopera.
Yooooweee zvakaoma hama dzangu,nyika irikuendepi chokwadi
Even varume vari kushungurudzwa nevakadzi mudzimba umu asi vanhu hatizvitendi zvedu
Ummm mukadzi ange atogarwa nengozi kunyangwe uchishungurudzwa hauuraye munhu
Munhu ngaaende anozvigarira ega hapana anokwaziswa achinzi makadiiko asina murume pane kufira mujeri
I love this song
😭😭😭😭 so sad vanhu mweya rudzii wapinda vana v zim.thank you Neshamba you are doing a great job
Vabereki veMukadzi vanodada uyezve vakadada kutadza kuuyawo.imi tarisai chete acharwa egaaa
Haisi nyore kuuya kunhamo yemukwambo zvinhu zvakadai imi hmmm zvotyisa
Mukadzi kubaya munhu nebanga ummmmm mhondoro inoitika zvakasiyana siyana zvinotyisa sure😢😢😢😢😢
Zvinongoitika nyika yese kungoti drewmas hayisati yasvikako chete
Tanyadziswa veduwee vanhu vemhondoro kare kwaisava nenyaya idzi
Mkoma utaure chokwad svaaaaaaz,kusanyara matotanga kuframmer nyaya imika
Siyai nhema baba imi, ndosaka muchiurayiwa, munin'ina kumira padoor achiona mukoma achipondwa iye ari zii hake, nxla....varume siyai tsika yekushungurudza vakadzi imi
Kana zvemba zvaramba simuka uyende pane kuuraya munhu
Zvinorwadza izvi. Chivigai zvenyu hama yenyu. Vasiye vakadaro kunge musingazive zvenyu mopedza basa ramakatarisana naro iri. Musavanyengerera kuti vauye. Nhamo vachaiona zvavo. Mhunhu haisi huku. Dzinza rinopera.
😢😢😢 Asi chiii ko pasi psno nhai mwari
Madzibaba Magirazi spoken about this spirit of murder coming. Now it's here
@@juliaherbet2063 ndewekupi iiih zvakaom takutotyirawo kwedu kubig raini
@@TafadzwaMuhlanganiso Harare Highfields. He is a prominent prophet of Johanne Masowe
Hapana zvatingaita Mwari tigonesei Mhondoro ndokumba
Kana vanhu uchishungurudzwa siyanayi ikozvino mhepo iriko irifamba zvinesimba zvekuda kushingirira zviya hazvishande. unofira mahara mosira vanhu ngozi ngozi hayina kuti wayishungurudzwa zvekuzoita zvikomba muri pavarume kana pavakadzi zvimwe zvirukonzeresa.
sou teu fã , brother Neshamba
Haaa Aya mashura chaiwo ummm ngatinamatei hama
Vabereki musanyanya kupindira nyaya dzevana hongu muroora akatadza but panoratidza kunge paiva nenyaya hombe
Uuum zorora murugare mukoma asi makoti hokoyo nengozi
Murume akauraya mukadzi zvinonzi murume ane mhosva uye aishusha mukadzi asi murume akauraiwa anongonzi ane mhosva. vanhu tisapusa zvekusvika pakudaro mukadzi uyo aishushwa nani uyo aitoita zvaanoda mukanyatsa kuterera anenge aitohura uyo. chokwadi ndechekuti vakadzi nevarume vakavengana kuroora varume chiregai nekuti mhosva inongonzi ndeyako chero uriwe uri kushushwa. mukadzi uyo aisashushwa but aitoshusha ndiye. vakadzi vari kudefender mhondi pano vangadaro asi uyo auraya ngozi yapinda mumba uye iye haana zororo kusvika afe.
Mukoma neShamba tiudzei kuti song toyiwana sei iyi
Mai abuser muroora ini.
Zvakaoma mhondoro yapindwa ne mweya wechii Mwari pindirara😢😢😢😢
Mhondoro mugariro wayo wekuuraya .
Ndokumbirawo nziyo inoti
Ndirimusango hwenje😢😢😢😢
Dai babamdiki vakapaza door vawona maiguru vakabata Banga vayigona kurwisa maiguru vari 2 vakavatorera Banga racho. I know it's too late mvura yakatodewuka. Mukadzi uyu family yake ngayiratidze kuti wavo akapara mhosva than to keep away.
Mhsrip, Edison 😢, zvirinane kusiyana pane kuurayana chokwadi
Nhau dzekurwisana mudzimba dziriko uye hadzina kunaka, hazvinei uri murume kana mukadzi. KUbaya kubaya humhondi uyo zvakashata
Asi afa anaka hake.kana zvotaurwa kudai zvenge saint and demon were staying together asi kazhinji handizvo
Ko munin'ina wo sure akadii kukasika kubatsira 😭😭😭ummmm
Something is not adding up here, how come the brother was just watching through the window until this lady stabbed her husband 3 times, surely he could have screamed loud when he saw the sister in law with the knife. Sad development
True akanyarirei, vanhu ava vakarwa saka mukadzi yaiva self defense
I also don’t get it kutodongorera Nepa buri instead of helping his brother 😢
Kwavakuda kugadzira eye witness kwacho. Otherwise you can’t just peep through, saw a knife and not intervene in time. Even when he saw mukoma wake achisunungura belt of course to whip his wife why didn’t he do something before someone is hurt?
@@pearlmambinge451and vajaira kuti mukadzi aingorohwa zvopera zvakadaro vomuseka akuvadzwa
Nhai....kudongorera vanhu vachinetsana
Problem ndeytkuti most inlaws treat varoora sevasiri vanhu nxaaaa
Saka brother yacho aitodongorera hake mukoma vachiurawa
Nhai achitadza kupinda mumba macho
Zvakaoma wena
Anenge ayitodongorera gulez vachirohwa
Aifunga kuti maiguru ndivo vacharamba vachirohwa namukoma ,akazoona kuti mukoma vakurirwa akazovhura door but anga atononoka mukoma anga atoparadzwa kare
Vanga vakajaira kuona maiguru vachiputitswa
In love with the song
Handy kana muroora achikuudzai imi hama kuti hatis kugara zvakanaka handy imi monga muchifevhera mwana wenyu .maybe muroora akaita self defence.I don't believe varume they very abusive
Taura hako munhu ari normal hangangotore banga something fishy abt the deceased aiva abusive
😂
Murume aishungurudza mukadzi but wakazongoresva hake kuuraya but vabereki garai pasi nevana kana vasingahwisisani
😭😭😭 ini ndachida kunoroora Haaa ndakutovhura bhucha chairo mangwana chaiye
Roora shamwari avasi vese vakadzi vanodaro
😂😂😂😂😂
Azvinorwadza veduwe 😭😭😭😭😭😭😭
Iyo Mhondoro Ngezi ndokunongoitika zvinhu seiko
Mhondoro inotyisa nyaya dzayo
Mukadzi akabaya murume ndomuziva anoshandiswa ndoiziva family yacho
Anoshandiswa nani
@@agnesjokonya1405kkkkkk ithink mweyawetsvina
Aigara zvakanaka hre pamba apa
Zvakumaker sense it's true anenge ayibatwa rough
@@pascaliamugwagwa8428 saka tikabatwa rough tobayana here?
Uu
Saka iye akangobaiwa pasina zvaaita muneshuwa baba imi
Nyaya yemukono wetsambarafuta ichauraisa varume vakawanda,varume chenjerai vakadzi vapanduka,RIP mukomana
Ko mweya rudziiko wapinda vanhu veZimbabwe 😭😭😭😭😭 Mweya wake ngauzorore murugare zvinorwadza
We zanu
Ini andirorwe nekut ndingaguramunhu nhukiti andid murume. Anondikwidzira voice ndinonzwa kunyangadzwa
Zvemhondoro zvakunyadzisa mmmmm
Kubva January mhondoro yaita zvinogara zvakadaro ummm kune machief here vanhu vangoita zvavanoda kumhondoro ikoku
Shem zvakaoma
Nyikaino yakungida jesu
Kuuraya munhu haisi solution mukadzi uyu anemhepo dzake
This father is campaigning for a death sentence for this woman. Death sentence haingouyi zvekumhanya. Pavaviri ava panga paine kubatana huyanga. Abusing each other in their marriage.
Mukadzi haapiwi death penalty in Zimbabwe
Pamunhu wemurume he's being dramatic and we understand their pain but aaah mwana wavo was an abuser havachazvitauri
@@tsitsimunzwangewenyu8074 😂😂😂 He’s a drama queen 😅
Nematambudziko may his soul rest in peace 🙏🏾
Yes and I think anotoda death sentence mukadz iyeye even though paive neku batana huyanga is that the reason yekuti aponde munhu? musango supporter zvimwe ..death sentence inouya apo becoz akauraya achida it was not even a mistake ngaife mhondi iyo
Family yemuroora makakanganisa. Ngozi ichakupedzai
Haibo .chete zvese zvakareva shoko nemazuva ekupidzisira tichaona zviratidzo
😢😢😢😢😢zvazonyanya weduwee
Tinokumbirawo muzotiudza kt zvakazofamba sei akavingwa here uye kt Hama dzemukadzi dzakazouya kuzobata maoko
The song is 🔥
Baba warwadzowa kani imi uuiii zvinopisa tsitsi Mwari pindirai kani
Mhondoro yatora mukombe yagara inezvinotyisa zvirikuitika mukati
Makunatsidzira kuti haana kumurova maivapo here imi bambo imi ranga riridzenga mwana wenyu kana angajaira kumurova akazowana mhepo akachinja ukaonawo mukadzi kusvika pakudai ziva kuti akatambudzwa nguva refu dzidzisai vana vagare zvakanaka munopera nevakadzi
Hauna kurohwa asi wobaya munhu.... Ingozi basi basi
Honestly speaking that woman was abused by both husband and in-laws...no one could just kill someone from nowhere...I didn't like their words against muroora..
I'm not saying the woman did a good thing it's so sad 😭😭 zvakangooma hazvo MHSRIP
But jere nengozi ndizvo zvavapo ko kungoenda kumba kwenyu
If you are abused you move out..yaakaita ndoinonzi Chawagona Hapana Jeri reBindura.
@@noelmatemedhandabanda8726 mhepo kana dzauya haukwanisi kanakuzvidzora, you regret later zvashata
Women are in denial that they are overtaking in everything including cheating and violence
anga asingambomurovi hre mamwe mazuva seems as if something was going on mumba mavo
This man is alier
You are insane
Azvinei zvose izvo ndinzo mhosva dzinotongwa pachiwanhu, azviti wauye ko mukaita musindo
Yoooooo weeeee sorry rest in peace 🕊️
Zverwadza kudzokera ndewamwari but munhu anenge aonawo zvanyanya.varume vanonyanya kurovaa vakadzi.
Dai asina kumboteera mkadzi asina kufa ayishusha mrume uyo rest in peace though
Nyangwe ndisati ndapedza zvangu kuterera but baba ava vari kutadza kutaura chokwadi , this guy ai abuser mukadzi and vabereki vacho vaizviona vachinyarara , Mukadzi uyo I'm sure ange aneta nekushungurudzwa nemufi , veduwe kana zverudo zvaramba ngatisiye , May his soul rest in in peace 🕊️🕊️
True kazeni coz noise yayave yei iye aona mkadzi ane huni nemriwo zvemashuwa.... Akafa hake but ndizvo zvaaitsvaga
Ko kuinda kumba kwenyu pane kuparira vamwe ngozi vakadzi chii chakadaro dhemeti
Even aiabuse ,zvinoreva here chiuraya munhu?zvino zvaauraya agonei,atongozvitsvagira ngozi mumusha mavo nezvinhu zvekuti aingofanirwa kurongedza oenda kumba kwavo.
@@noelmatemedhandabanda8726 anenge achinzi shingirira imba Yako , vazhinji kumamisha uku vanonyanyobeliever in marriages even achiona kuti haishande .Also usangoti Vakadzi chii handiti wanzwa kuti kune murume akatourayawo mukadzi wake ,Mweya wacho wave kungobata zvine Simba hazvina kuti mukadzi or murume , dai vanhu tanzwisisa kuti rudo runopera zvaibsira
But hazvichareva kuti uraya kokusiya zvino wagonei wauraya panyika watadza kudenga watadza uchatizirepi
Woman can take the abuse for long time but one day is one day
Chero zvakadaro cuzen kuuraya here 😢
True
saka unoti zvakanka hre kuuraya munhu kana dai aive asisade aidzokera kumb kwavo not kuuraya munh
Ndiro basa reve mitemo why kutsigira mhondi
@@marlonkarstoniwe dai iri hanzvadzi yakoiri kunzi aida kuticgwa a lesson kuti mukadzi anodzoka nguvai pamba? Mwana wake here...what kind of a man hit a grown wife with a belt to teach a lesson? Vadiiko kutiradza ma text messages acho?...... kunyeba kwega kwega...its not good kuuraya munhu but zim men think they have a right to hit a woman...this is absurd....nonsense
Mukadzi aane anger nemurume uyu
Munhukadzi ukaona osvika pakutumbura nebanga anenge apinzwa pachimonyauswa chaipo nekuti mukadzi wese anoda kuti imba imire ndosaka achishingirira zvakawanda
Let stop violence kana zvaramba ngatirambane
Ngavaende kwa Chief kuitira kuti mhuri iyo isungwe pachivanhu.
Shemu zorora murugare Edison
No vabereki vemukadzi vadii ngavaendese nhumbi ndivo vasisade yekuuraya asungwa
Panenge panga pane abuse yemuroora apa then muroora lost her senses. l dont believe kuti akangobvisa belt haana kumurova. Iye kutevrera mukadzi zvoreva kuti pane zvaanga atoudzwa. Things are not adding up here. Anyway, muroora should have just left hake pane kuuraya. Both families have lost
True zvinenge zvakatobvira kare mkadzi achirohwa nemurume iye amva azobatawo banga anyway kuuraya kuuraya
True
Munhu haaurayiwe unosiya ari mupenyu akatadza murora but pane nyaya apa dai vaNeshamba mazoita tinzwe divi ranyakuuraya
U cant justify murder
❤song maone iyo