Amen 🙏 Amen mapositori makasaagwarira ka munorovana misoro kana makayeuka kt mai muvhevhi vakaurayisa vanhu vangani apo vapihwa tsanangudza pamusoro pemwana wavo akazouraya muporofita so becaufull neve nguwo chena
Anamwene idai varoora, you can clearly see that mai havana kuda muroora from day one so she will never do right in her eyes. Muroora is out spoken and I applaud her, vanhu vajaira kudzvinyirira va Chihwanda kuseri kwechivanhu. Lastly muroora Dai ambomira zvemaporofita sandi vese vanovaka. Imba inotoputsika
Ummmm kanatichinyatsoziva chi vanhu chero variovo varikuroya amai havagarwe dare . I have seen vaiurayirwa vana vacho vachiti mai tisunungurei vachitovati takuregererai. Iyi ndiyo ngozi chaiyo state Saka imimi Muri kundiudza here kuti kirimanjaro uya arikutozvipembedza kuti ndino bhina Murume mumba moita machongwe maviri here. Varora ngavaite mushe mune channel inotevedzerwa mu kugadzirisa Nyaya idzi vana vavo varikungotiza kutaura iye mutorwa omira hameno .
Varoora vanodherera ava and vakatodyisa varume shuwa kuuya kuzoita kilimanjaro pamusha wevanhu ka coffin ndeke fake ako ivo vakadzi vasingagare pasi nekunobvunzira everyday Vakadzi imi mbiri yenyu yekugona kutaura mazviparira ngozi nevana venyu aaaah muno sizer big time
Handiskuti gogo hawaroye , maybe she does but i just dont like that muroora.No respect whatsoever kutemba maporofita ake.Be very very careful kubva wa truster muporofita zvekudaro,most of them lie.Even wamwe wanobuda kwa tinashe mugabe wanzi namadzibaba mwana haasi wako,ozobuda ku dna ariwako!!!be very careful imi mhuri imi ,mucharombeswa mukapusa or kubuda mazimari mahara.Boys dzikamisai mukadzi wenyu uyu a respecter mai na baba musat matorerwa ngozi!!!kudza baba na mai no matter what?
@@evasnyamhere4066 so vakarambirei gogo kuenda kumaporofita part 3 kana vakachena inn I'm speaking from experience, 4 miscarriages and 1 child died this June blood tested on all these five preg negative saka handichafambi here kuzvitsvaga more of it zvok9nzerwa nehama saka kana usina kusangana nazvo you dont even understand
At this point hangu Gogo nasekuru handisi kuvachenesa, esp pakuti pano hapauye muporofita or n'anga and yet pachifiwa and all the other mysterious things happening kutozoona varoora vasunga madhuku machena pane nhau wena yekuroorwa iyi zvine nharo
What l know kufirwa kunorwadza ,but hanzi kana wafirwa chema wakavhara muromo,mangwana uchazotadza kugarisana nevanhu mufunge,mroora Dai waedza zvako kuzvideredza even vachiroya still ndiamwene vako vakakuzvarira murume waugere naye
How brainwashed are we nenyaya yekuyereswa kuMasowe, I am confused, people prefer to go to someone to pray. Our belief should be pray on your own.. Huroyi futi uriko nyoka dzese Idzi yooh 🙆♀️🙆♀️🙆♀️🙆♀️🙆♀️
Imi vanhu imi mungatadzise munhu kunoviga baba vake musadaro vana vevamwe .she's holding grudges kana kukupumhai uroi anoita .she's also grieving hamusi kuziva kufirwa nemwana imi you just want some1 to blame the pain is too much
Ngatikudze vabereki Vana kudzayi Baba na Mai mazuva enyu agowanda Tisanyengerwe neVanhu ava Maprofita enhema ndivo vakayisa
Zvakaoma
Ndosaka vachizoiswa pfuti mumusoro ndidzodzi nyaya
Amen 🙏 Amen mapositori makasaagwarira ka munorovana misoro kana makayeuka kt mai muvhevhi vakaurayisa vanhu vangani apo vapihwa tsanangudza pamusoro pemwana wavo akazouraya muporofita so becaufull neve nguwo chena
Vamwene muroyi
Vamwene havadi mapostori cei vanoziva nyaya dzavo havo
Beware of these so called prophets munov engana
Nyaya iyi ihombe panezvakavanzika apa zvirimumusha umu
Taurayi henyu pane zviripo pamusha ipapo chete
Unotyei kuenda kumaporofita kana wakachena kana kun'anga
Vanhu vanyanya kuroya please ko kana wakachena unorambirei mweya
Hapana mapostori matsotsi
Tsvagai carpenter anoveza ma coffin ipapo anogona achitoziva munhu waakavezera ka coffin ⚰️ ikako
Kkkkkkk aurevi nhema
😂😂😂😂😂😂😂😂
😅😅
Varume 2 pamukadzi 1 ummmm
Chitsotsi icho
Amwene avo vane problem hazvishamise varivo muroyi
Ndivo vakadya muzukuru wavo.Nyoka ndeyavo iya.
Truly said
Maporofita ayo arikutsvaka mari yes gogo nasekuru vanoroya but kacoffin kakaiswa nemaporofita uye muroora uyo akangwarisa too mush haana respect uye anowanza ma prophet 😊
Mapostori aparadza mhuri becareful navo I mharadzi
Becareful mwanakomana, itimhu ranatsikamutanda rinouya rakahwanda nechipositori munopesaniswa nevabereki, don't trust mapositori purizi vapesanisa mhuri dzakawandisa, mapositori ndiwo vakauya necoffin to bring confusion btwn mwanakomana nemuroora nevabereki
😂😂😂😂😂😂 ukawona wawana mukadzi anoita zvemaporofita Satan anenge atopedza newe 😅😅😅😅😅
He's,Brian Mazarire ur Mwana wan kwaMazarire
Cowboys football,shirt bho hre mhai😂
😂😂😂
😂😂😂😂😂😂😂😂 macowboys achangodzinga coach uko. Oh ok ndinobva kwamazarire kurenco mokuziva here
😅😅
Varoora kana mapinda mumisha yevanhu dzikamai musapesanisa vabereki kana varoya onai hama dzavabereki kunyanya Mai ummm ona anasekuru hama dzamai ndodzichataura nehana yavo
Zvakaoma muroora uyo imharadzi
Tose taka mutarisa dai kuka wanikwa really person who knows what he’s doing because this is not right
Muroora uyu hey🤦♀️
Guyz azvisati zvavamauri muchazoona kuti muroora aneshuwa arikurwadziwa nemwana wake
Chikofini chemaprofita kutyityifzira kushaya njere😂😂😂
Ehe mapostori ndovakachiisa pafair. Mbuya vakuti ndopinda Roma Ivo vovamanikidzira choto pamba Pavo plus mwana uyo murume mukuru. Ane musha wake adii kunoitira ikoko....zviripachena kuti vakatonanga vabereki vemurune huroyi kare. ....varora vamwe vanopindira mumisha yevanhu kuvashayisa rugare
Tune murora akadaro mbavha. Akakubira. Murume wacho anotoita team up nemukadzi wake kukushaisai mufaro pamba .....takuvaIva varoora ava
@@antoniodomingo7433 Mapositori vakaoma vanoisa zvinhu zvavanozobata
Coffin ngeyaba porofita they brought it
Very true that coffin was brought by those baprofert
Mai Mercy vanenge vane Drama kutaurisa kwacho bodo munhu ngaadzikamewo mumusha mevaridzi. Kacoffin kakaiswa nemaprofitawo😂 Amwene vane Drama hombe chairo 😂😂😂
Hausati wafirwa
Anamwene idai varoora, you can clearly see that mai havana kuda muroora from day one so she will never do right in her eyes. Muroora is out spoken and I applaud her, vanhu vajaira kudzvinyirira va Chihwanda kuseri kwechivanhu.
Lastly muroora Dai ambomira zvemaporofita sandi vese vanovaka. Imba inotoputsika
Anodika sei akachenama kudai
Muporofita anotaura number dzechitupa matsotsi aya
Misha yaparadzwa nemapositori iwaya emagemenzi uuu .... muroora akangwaruruka haana respect nababa namai.....musaroorwe nevana vevaroi kana wazvionawo tiza nehupenyu hwako
Yes muroora anotaurisa but nyaya dzavana vamwene vapedza vazukuru dzawandisa ,and vanoramba kuvagochema vagozviita vatsvene ivo vachidya zvavo vazukuru vavo ,
Team raana vamwene ava ini handiri pepedzi ,vano pretender but at the end vanozobvuma kuti yes ndini ndakadya vazukuru vangu .Musha uyu watove damage 💔 ,ngavaende kwaSekuru Shumba kuSly Media
Endai kwa muchinjiko sowe
Zimbuya iro rinotoroya😂
Ummmm kanatichinyatsoziva chi vanhu chero variovo varikuroya amai havagarwe dare . I have seen vaiurayirwa vana vacho vachiti mai tisunungurei vachitovati takuregererai. Iyi ndiyo ngozi chaiyo state Saka imimi Muri kundiudza here kuti kirimanjaro uya arikutozvipembedza kuti ndino bhina Murume mumba moita machongwe maviri here. Varora ngavaite mushe mune channel inotevedzerwa mu kugadzirisa Nyaya idzi vana vavo varikungotiza kutaura iye mutorwa omira hameno .
Maporofita ndovakaisa.bhokisi.iro.
Mai ava vanotoroya zviripachena ndiko saka vaipota vachimboroonora nemuti uripamba pavo ,vakatopedza vazukuru vese nemurume wavo matsotsi chete Mai havagadzwe dare
Maposyoro ndovakakanda. Asi hazvina kinaka vasatsvage mbiri nekipesanisa mhuri. Shuwa mbuya nasekuru. Bhanai vmnhubu idzo pamba penyu. Mapostori enhema awanda pasi rino. Vamwe vanobata vana vadiki zvibharo. Plus vakadii kuenda kumba kwarozi pane kumanikidzira vanhu pamba Pavo. Kiabuser vanhu vakuru so. Busted
Gogo bhanai nhunzvatunzva mbiri idzo pamba penyu. Ngavagare kudzimba dzavo varora avo
I have discovered kuti zimbabwe vanhu vane mishonga mudzimba umu, pple like to pretend kunge witchcraft ant real ivavo vanoda kuramba huroi kuti hakuna ndovari kuroya vanhu mumhuri umu 😂😂😂 vachinyebedzera kuzungaira
pakuda chief kuti vape go ahead yeve mweya vatatu vakasiyana kuti vaongorore chanetsa pamusha uyu . DREWMAS TAKING US TO ANOTHER LEVEL INDEED 👍👍👍
Vabaya dede nemukanwa munhu vamwari. Uyo muroora akavangarara
Mai Mercy vanotaurisa shame makadi kuenda kuHospital nemwana. Huroyi huriko asi mazonyanya
Kkkkkkk taura zvenyu akangwarisa mukadzi uyo
Varoora vanodherera ava and vakatodyisa varume shuwa kuuya kuzoita kilimanjaro pamusha wevanhu ka coffin ndeke fake ako ivo vakadzi vasingagare pasi nekunobvunzira everyday
Vakadzi imi mbiri yenyu yekugona kutaura mazviparira ngozi nevana venyu aaaah muno sizer big time
Ndoblamer murume wemuroora uyu kutongerwa musha nemukadzi 😢😢
Chokwadi vanakomana musatongwe kusvika pakadai kushungurudza vabereki😢
Mukadzi ndiye anotakura 9month hakusi kutonga ishungu anenge achitambudzwa ,ndingoti ngaashinge kunamata ,Akasapenga anozvarira pasi kunge mbeva
Ndevekwedu chaiko vanhu ava asi kana wakabereka mwana komana itongoziva kuti muroora anongokuti urimuroi
Severe pneumonia inogona yakadhonza mwana vanhu vachingofamba, however muroora yep yep too much 😢😊
Ka Coffin ako katoi kadiki diki aaa mapositori ndiwo akaisa kutsvaga kupesanisa vanhu
Mabasa evaporofita venhema ndivo vakaisa chi box icho dai uri munamato waiitirwa pamba Pavo avo nekuti vava nemusha wavo uye ndivo vari kupinda chipositori
Handiskuti gogo hawaroye , maybe she does but i just dont like that muroora.No respect whatsoever kutemba maporofita ake.Be very very careful kubva wa truster muporofita zvekudaro,most of them lie.Even wamwe wanobuda kwa tinashe mugabe wanzi namadzibaba mwana haasi wako,ozobuda ku dna ariwako!!!be very careful imi mhuri imi ,mucharombeswa mukapusa or kubuda mazimari mahara.Boys dzikamisai mukadzi wenyu uyu a respecter mai na baba musat matorerwa ngozi!!!kudza baba na mai no matter what?
Amen
Amen and amen chaiyo
zvemaporofita izvi
Very true
True maporofita emamuzuva ano haachagona kutsanangura zvine hungwaru if gogo vachiroya iwo mapostori ayifanirwa kuita mhiko yemunanato unoita kuti gogo huroyi hwavo hwovasvikira vachireurura vega but apa vakaporonga.
Very true vamwe vacho varipo pakutoputsa dzimba dzevanhu
Kudai mbuya ava vairoya mungadai muchiganza kudai here asikana musadaro vabereki vevmwe 😢
Hamusi kuziva chinonzi kufirwa imi shame srry mwari pindirai
@@nyashamasaka2569 x
Endayi kumatest eHIV muri varwere achiiri vakasimba ucharomba nenyaya yemaprofita
Murume wacho ari kutooneka kuti murwere chaiye, vakanonokera mwana kumuendesa ku hospital, pamberi nema ARV
No offense bt ndozvandinovengera maporofita akuna anopinda postory asina vamwene vanoroya 😢😢😢
Ayiwa wese asingapindi church dzavo utori muroyi
Why didn’t they go to hospital 🏥 ayiiiiiiii guys itai zvishoma zvemaporofita izvi
Vakamboenda naye wani
Ahh uyu mkadzi akangwarisa uyu haa mapostori anopesanisa mhuri shuwa
Vamwene neshamwari dzavo ,panenyaya.
Varoi vese avo
Ndinorwadziwa kuona Vana vanoshungurudza vabereki zvakadayi
Varoora ndokutendai nekudanana ❤
Munonyadzisa mapostori kusowe kuri kuitwa chihure chinosemesa masowe ese vanoti kuromba kutora vakadzi vevanhu
Kumakuva hanty kusango here ndiko kunowanikwa nyokazve kkkk...haa muroora ma1
Muroora pamuromo pasinga mharwe ne nhunzi ,chipostori chakamupinda mu brain
Pamuchafirwa ndopamuchaona kuti munotaurisa zvisizvo zvamakaberekwa muri
Mukaona zvadzokorora 2 times or so hamufariba
@@patiencekumirai2931 what do you mean kana muchiti pamuchafirwa" tiri ku commenter zvatiri kuona pano kubva pakatangira nyaya
@@evasnyamhere4066 so vakarambirei gogo kuenda kumaporofita part 3 kana vakachena inn I'm speaking from experience, 4 miscarriages and 1 child died this June blood tested on all these five preg negative saka handichafambi here kuzvitsvaga more of it zvok9nzerwa nehama saka kana usina kusangana nazvo you dont even understand
Iwe muroora ndiwe wakaregerera mwana wako wakaregerei kuenda naye kuchipatara plus tuma believe twechipostori
Varoora ndivo vakaronga nemapositori Kuda kupesanisa varume vavo ne vabereki vakadzi ava ipfambi dzeku masowe mumwe arikutodada kuti anorova murume
Ipfambi dzekumasowe shuwa why vachingoinda kuvarume maporofita ose iwawo
Ngatinamate Mwari mumweya nemuzvokwadi titsvage chokwadi Kuna Mwari kwete Kuma profita ..kumbirai wisdom mumachechi enyu ayaa
Murora vazvika vanhu vachivirirana mumusha kwavakabva kune huroyi kwauri kune huroyi saka dzikama.maporofita aparadza misha yakavanda imi
Chokwadi
Chinonetsa hamufariri ma doctors munoda maporofita enhema
Yes their attitude is appalling. Why rub salt when u can go to the doctor. Seriously....
I love postole churches they do back to sender
Ukanyanya kuteerera chipositori pane pakaipa
Mapostori aya zvakaoma mmmmm.Misha ichaparara sure.
Ndosaka vachizo pfurwa
Saka gogo vari kuswera nana Kilimanjalo😂havatadze kubatwa Bp ,Pamusha pane more fire kunenyaya ,ndapera strong yese
Kkkkkk
Mukatevedzera mapofta muchapesana nehama maporofita aikozvino ave enhema
Pakaipa zvimwe zvinhu hazvidi kudaro so, varoora ngatizvidzorei nhai. Chenjerai kuparadzirwa Misha iyi vehama, amwe maprophets hapana choziikanwa ba
At this point hangu Gogo nasekuru handisi kuvachenesa, esp pakuti pano hapauye muporofita or n'anga and yet pachifiwa and all the other mysterious things happening kutozoona varoora vasunga madhuku machena pane nhau wena yekuroorwa iyi zvine nharo
Plus Gogo is too dramatic it leaves a lot to be desired, kana vakachena ngavangodzikama ko zvekungochema kunge munhu abudirwa ndokuita sei
Varoora kana mapinda mumusha mevanhu dzikamai chokwadi mubereki otambura nepamusana pekuti pauya mutorwa
Teaming up kuoaradza musha wevanhu
Ko Havana mabasa ekuita here..gardening trading pane kuswera uchingotomoka netsvina kubani.
What l know kufirwa kunorwadza ,but hanzi kana wafirwa chema wakavhara muromo,mangwana uchazotadza kugarisana nevanhu mufunge,mroora Dai waedza zvako kuzvideredza even vachiroya still ndiamwene vako vakakuzvarira murume waugere naye
Vanoda kurohwa maporofita Aya Shem hunhu hupi ihoho
The Prophets planted that coffin😂😂😂People must be careful with those people
Iwe ndiwe munhu wataura chokwadi ma porofita ndovakauyane kofini
I agree with you
Definitely
Yes chokwadi panenyaya yekudomboshava vaiuya vachiti tinoda kubata nyoka vachiuya nenyoka mummabhegi vonyepa kuti taiuraya nyoka 😯😯😯muridzi we nyoka oti haisiyo hamusati maibata
Kudakuzviparira ngozi kupumha vabereki huroyi muchinyeperwa nanamadzibaba
Zvema positori izvi muchazvirenga cofini nderema porofita kuda kutyityidzira vanhu pfutseki . Havanyari kurwadzisa vabereki
Murora is so brainwashed nechiporofita hmm pane nyaya hmm murora uyu arikuda Hondo nevanhu vane musha wavo ngaavasiye nemusha wavo nehuroi hwavo aende hake
Exactly!!wasiye nehuroi hwawo uende kumba kwenyu full stop
😂😂😂😂 you must be Drewmas Drama madea coz zvamosangana nazvo🎉🎉🎉🎉 eeeeeeeh malevels high higher highest¡¡¡!!!
Muroora uyu pane basa and coffin rakaiswa nemapostiri takuvaziva vanhu ava
Murowora uyu anotaurisa . Plus varoora musapumha vamwene .zvinonetsa mangwana.Mapostori anoparadzanisa mhuri
@Maxwell Hondo ko ini ndaita sei .ndaroya Ani nhy owe.pfungwa dzinosiyana
Zvakaoma varoora ava ngavadzokere kumba kwavo
Muroora nana prophet vakr
Well done Sekuru makaramba kuvapinza pamba penyu. Mroora unotaurisaa... asi ziva kuti wauri kumisidzana naye ndiye akazvara murume wako and murume wako achamira namai vake...hazvichinje ufunge
Ko munamato vaigoitirwa kumba kusiri kwemunhu vavakasangana naye. Zviripachena kuti iri raive dhiri.
Exaclty bcz vakati havadi maprofita ndosaka vakazochisiyaa chicoffin
Rose surrender you can talk muroora hai aah 🙌 maporofita aya ngatingwarirei
One day i will be a journalist through The General Neshamba .Standard questioning keep up 👋 good work sir
Vana musadaro vabereki chero wanzwa kuti muroyi unoita zvinhu zvako chinyararire ingamazuvaano kwava nemaback to sender
Uchayiona zvako nhamo yekunaga vabereki uroyi ndopamuchaona Kuti Makandiwa ahasi Mwari
Muhera Humba wangu
Sis vangu
Imharadza musha iyi
Pamusha apa pane nhau dzakawanda, vana varikufamba vanenge vachibata nhau dzakawanda dzemusha, Matare akadai haadai maporofita e 2 cents , zvinoputsa musha .... I think deliverance yatotanga asi zvava kuda vakuru vanogona kuenzanisa, for clouser panozoda vemweya kuti kupumana kupere. Mwari nevadzimu ngavapindire
My people perish because of lack of knowledge..Mwana akapindwa nechando kuchoto....
Kuchoto kwakaendwa mwana akutorwara let's see both side
Kuchipatara kwaisatosvikwa...kuchiendwa kumativi
Gogo ndandichida fani kuvapa mhosva but ukaona mufamily maita munhu anoBeliever muzvipostori postori munoswera muchirovana chete ...akatozoita muroora munoparadzaniswa mukati eke ...muroora uyu sooka ...vanakomana becareful mhanimi nevakadzi vanokupesanisai nana mai venyu imi ...
Kuzvininipisa kune pundutso muroora. ...dai wangogashira kuti ndozviripo at yr age nhongwa nekupomedzera nekunongedzana waita mudiki
Mudokosa!!!she is too too disrespectful
Good muroora usataura newe unoita senge haubve kunoroyiwa usabvunzurudze zvakanyanya unourayisa vana nevaroyi avo
ko iye aienda kunoitira munamato kumba kwevabereki iye ane musha wake sei wooo
Ummmm Mwari ndibatsireiwo Vana vangu vasazoroora anakilimanjalo vanenge Ava vakanyanya Shem ndine BP
We have to respect our parents.mapositori endai zivai pekugumira.
Tru
I love the way u ask Shumba, munonyatsobvururudza mibvunzo chaiyo I'm here because of u, and u train the girls nicely too ❤
😊😅 see ft
Kunanga amwene uroyi it’s wrong but mbuya ine drama iyi 🙌iiiii
ndavanyarira pakazara kudaro plus kunyange muroora achitaura hake BT Gogo avo kana vachida nhau yavo itsetseke why varikuti havadi mapstori kana n'anga pamba Pavo ipo pakawanikwa kacoffin ako
How brainwashed are we nenyaya yekuyereswa kuMasowe, I am confused, people prefer to go to someone to pray. Our belief should be pray on your own.. Huroyi futi uriko nyoka dzese Idzi yooh 🙆♀️🙆♀️🙆♀️🙆♀️🙆♀️
Vanoroya zvese chikwata chirikutsigira mumwe wavanoroya naye
Zvakaoma izvi mukatedzera masowe munoradzaniswa nehama navo vaprofiti ava
Vanhu vekumasowe akangomburwa chete even nedombo zvaro anototi ndaroiwa akutomhanya kunoyereswa
Imagine!!!!!!!
Kklkkk true
Ivo why vakati mwana achengeterwe pamba pavo,ko varidzi ve mwana vanga vasina musha wavo vega ere
Why kuramba chivanhu zvese nemaporofita kana vakachena
Taura hko kana vakachena vakarambirei mapostori nen'anga kana wakachena unorambirei asikana kurasikirwa nemwana haisi nyore
@@tafadzwamamodongo4155 kuendera kufadza muroora. Kufa kwakagara kuriko and zvirimo mubhaibheri. Kana asingaroi haaroi. Iko kutombopiwa plumpy nut kuhospital says a lot. Muroora akadhuva kuramba ongotevedza mapostori kwakusiyana nechipatara.
Vana vaifanira kuronga pamwechete nevabereki kuti ngatifambei pamwechete nekuti zvecoffin zvinoratidza kuti vanamadzibaba ndevemashiripiti, ngavabatwe vatore coffin rawo kwete kupesanisa vanhu. mwari haapesnisa misha sezvizvi
Ichokwadi maporofita ndiwo aputsa misha yevanhu ndivo vakaisa coffin ravo dai patogwa ma finger print evanhu ivavo vakauya naro hapana chiitiko apo asi kuti rakaisigwa
Mwana ayigara achirwara mai vemwana vazvitaurira Vega saka vanodirei kupumha vabereki ko Inga vanhu vanofa wani
Imi vanhu imi mungatadzise munhu kunoviga baba vake musadaro vana vevamwe .she's holding grudges kana kukupumhai uroi anoita .she's also grieving hamusi kuziva kufirwa nemwana imi you just want some1 to blame the pain is too much
Maporofita aya anopesanisa vanhu 🙌🙌 gogo vari innocent maonero angu hangu
@Maxwell Hondo ukudei pa comment yangu nhaiwe,hanti ndati maonero angu saka unondirambidza kutaura maonero angu here?aikaka dofo ndiwe nxaaa
@Maxwell Hondo nyora dzacho wakadziona here dzaunotaura,ndiwe utori dofo manje nxaa
Sure henyu gogo vari Innocent hapana pandanzwa panzi vakaramba kut mapositori aite munamato wavo
@@memry7369 you see plus why kana munhu angochembera atova muroyi,maporofita ngavambobata varoi vechidiki tione
Baba was right kudzinga zvimapositori ndozvinoparadza dzimba dzevanhu !!
Munhu wese anoita zve chipositori handimipiwe mushe !!!!😔😔
Nokuti ndimi varoyi vacho 😊
Hausati waroiwa
Ngaritorwe mafingerprints coffin racho
Zvakaoma kani hope idzi dzinopunza musha muroora uyu can talk hukama hwavo nemwanakimana nemuroora huchanetsa kuti vawiwirane futi
Veduwee mai ava muchanzwa vatisiya. Muri kuva tambudzireyiko. Weight yavo nemaBP zvinofambidzana. Mapositori ndiwo kaisa coffin. Musadaro vabereki. Zvakaipa.
Yeah definitely truly speaking drewmas media taking us to high level
Ini semudzimai ndoona kuti muroora dai adzoka kumashure zvishoma haungaite 50_50 namai plus chumwe chinhu mhuri iyi ngaione vezveutano vanogona kuvabatsira nekuti amwene ndimai zvimwe zvacho vanongotaira plus ngavasaita kunge varikupumha vanhu huroyi ndarwadziwa nambuya avo vachitaurwa nemuroora kudaro varipo ndoona muroira anoda kukudziswa kugara chaiko namai ngaende pasi zvishoma
Ko Imi kana musinga royi madiiwo kufambawo nemuroora kuti chiiwo chauraya muzukuru
Exactly
Murora uyu disaster chaiyo munhu haudi kusapikira mumusha me vanhu kwamambo anoripiswa straight
Mmmmm Vamwene vanenge vasingade varoora asi hqvo
Maporofiti aparadza misha
mbuya ngavabvume pauye sahwira vachenurwe kana vasina zvavainazvo zvogorambirwei
Gud makhoti dont tell them the names tomorrow you will be in trouble.ini ndotofarira family inofarira machurch emweya
Mwana wamai Mercy akazvarwa achirwara nemoyo Uyo
Coffin nderemaporofita asi mwana akadyiw navamwene
😂😂😂😂😂😂 amwene nemuroora surrender
Respect inongodiwa chero vachiroya or vasingaroye dzikama nekuti tinozokanganwa kuti ndiwe wafirwa ,chipositori kana chichisimudza mutauro ko kungorega motsvaga dzimwe church munonzwa neni azvina zvainoshanda nekuti anochema ndiwe unopedzerwa vana nekuda kunzi andinzwaro heeee ndozvitaura ,inini hangu I say DNA irikudiwa nekuti hondo dzema positori mumusha dzinenge ndodzakanyanya
Rova mapositori aya abude munzvimbo vaparadzanisi
Babamukuru vacho vakaruma mbaura, vakafa ipapa zvinonzi ndigogo. Asi gogo vanogona havo kuekta, award vanoiwana ava moisa peKufenda.
education is very important.....this muroora was married at 13, her only type of education has been these postori things
😂😂😂😂😂😂😂
Ignorance is dangerous...ko kuhospital vanotadzasei kuenda...
Very true hudofo chaihwo
Asi chii chaitadzisa amwene kna Tete kutevera muroora kuchipatara imika zvimwe onai
@@sibongilemupinda1211 yes ndomubvunzo wandatobvunzawo why kusatevera pane nyaya apa