MT DARWIN.....GUVA ROTSEMUKA VANHU VOPIWA MAZAMBIA
ฝัง
- เผยแพร่เมื่อ 2 มิ.ย. 2024
- WE HAVE A NEW CHANNEL. ITS GOING TO BE AN ENGLISH ONLY CHANNEL. NDOKUKUMBIRAI MUENDE MUNO SUBSCRIBER KU " MAGICAL TV AFRICA" KUNYANGWE ZVAZVO PASATI PAVE NEVIDEO MUSATIONE KUNONOKA TANGA TICHIUYA. THANKS FOR YOUR CONTINUED USUAL SUPPORT / @magicaltvafrica
- บันเทิง
Hamuna munhu muguva umo vakatora
Vakwasha avo vakaromba uye vano dheerera
Mazambia kna matotambira hama yenyu yato tsipikwa
Umm family iyi ine vanhu vakafanana zvekudaro.
Mufi akuda kuzviratidza ega kuti ndakauraiwa ,mka muroora uno bata vanhu vako ratidza hama dzako gwara
Mazuvano ndakasara ndozoona chimunya
Drewmas Media taking us to another level ❤
Guva harina kutsemuka asikuti rakavhurwa vakatora munhu kare varikutotsipika munhu makapusa imi musha wese maiendepi musina kufamba mukayi mhani semhuri
Fambai moga mhani chii madhara imi
Unoti havasi kuziva zvikuitika here vakatopedzera vanhu vavo kare
Dzokerai kumusha kwenyu vabereki munofamba mega,vakwasha havana kuchena. Mwana wenyu akafa neshungu jekerwai nezviratidzo
Endai kwa tasvu
Haa vakarombera pamwana we vanhu, aramba kutsipikwa uyo. Mhuri iyo ngaifambe yega. Ncxaa varoi havanyare
😮 kukhona okutshaya amanzi
Drewmas Media taking us to another level ❤❤❤
zvoda sekuru Mukotsanjera
Mazera enyu aya momirira kupihwa mvumo nemukwasha munodawo zvinhu imi maitambirirei zvimazambia izvo
Musakumbira kuvakwasha ndimi varidzi vemwana fambai
Yeah mt darwin for you
Ndezvemishonga kuuraya mutorwa nxaaaa varoyi vevanhu
Pakutora zvepaguva moisa mumba apo mmmm ,but guva rinongotsemuka
Zvimwe zvinenge zviine chirevo, hakusi ku makuva emu town munopihwa sora coz nguva yekubhemba graveyard yose vanenge vasina
Hamadzemufi dzakapusa idzo mazambiya avatogashira awa vadzorerwa mufiwavo zvichavanetsa
Fambayi mega pahukama hwenyu Ivo vakakwana kumba kwavo
Drewmas media taking us to another level
Mbudzi vakaigadzira mufi ndiye aita isawanike mazambia akauchirirwa vane zvavakamuita muroora uyu.
Sekuru mukotsanjera hero basa
Chatobvondoka.
Mmmm zvakaoma shuwa, ndivo vakauraya vakuda kuvhara zvinhu zvavo ne kupa hama dzemufi ma zambia.
Panoda mukotsanjere apa doctor wezvipoko
Mhuri iyo yaakuda Mukotsanjera akupedzereyi dare renyu vanoita order
Endai kwaMukotsanjera vanatezvara
Makanyanya kupusa zvisingaite, saka kubva zvakafa hama yenyu hamuna kuita nguva yekufunga kufambawo kut munzwe chakaparadza hanzvadzi yenyu. Munojairirwa kuitwa zvituta chaizvo
Mkwasha uyo ne family vose vadheerera musamirire kupihwa mvumo fambai mega
Family iyi inodheerera zvinorwadza
Ngavadzokere kumusha kwavo vavasiye vapedzerane nechipositori chavo
Ngavasiye zvese zvakadaro vadzokere kumusha kwavo. Vachatevera kana vasvinura, after vapedza mari vachizama kutsipika mweya wemufi iyeyu
Kanengo basa iro
Imi pepukai imi chiiko chakaderoo
Pavekuda Shumba yengozi Mukotsanjera achibvondore
❤❤❤❤❤
Musagamuchire mazambia ayo munenge mabvuma kutsipikirwa mufi
Maitambirireyi maZambia kwanai imiii
Shoko rinoti munobvirei vakafa kuvapenyu mwari ndiye mutongi vakafa havana chavanoziva
Vapenyu ndivo vanoziva kuty vakafa
Ngavadzokere kumusha kwavo uye ndiro yavakatora paguva vanoidii nhaimi vakwasha vanoziva
Dharuweni chihure varoi nxaaa tseq mhani
Hapana chiripo apo, guva harina kutsindirwa zvakanaka. Kana makachera tonera yepakati, isiri yepa side, rinodhirika guva panonaya Mvura, Ivhu rinoserera.
Drewmas media taking you to another level❤ fambai hama dzemufi matsemukiro eguva ayo anechirevo.
Endai munomhangara kwaMambo chinhu chabva paguva hachidzokere mumba
Thank you Drewmas.e
Ndaona chimunya sei nhai imi
Imi fambai mega mhani imi muchasairirwa. I dnt think mkadzi akafa achine mabiological parents
Endai mofamba mega semhuri vakwasha avo vari kuziva nyaya dzavo
Muguwa-amuna munhuu 'chaakutwa chikwambo chawo
Haaaaaaa tavaziva mai ivavo mai bee vakafa zvorwadza
Hanzi munotara Guva ne Uphu kana maona kuti hama yenyu haanatsarukano Hanzi anomuka openzerana ne vakauraya
Ko ndiro ne nemuchichikwa vaizvitorei.matsotsi ayo.vakaromba avo
Zvinoti kudhirika kweguva mbiya neikowee zvaive paguva zvodzoswa mumba mbudzi yobva yati bara kutiza yobva yashaiwa mazambia zvose zvanetsa
VANOZIVA ZVAVAKAMUITA VAKAURAYA MUMHU
Endai kwamambo bushu
Sekuru Nyangatayani hero basa
True
Vakadya munhu vari busy kutsipika sis venyu. Maifanirwa kutotanga mafamba musati maendako
tamirira
Zvese izvi zvine chirevo
Ngavaende kwamambo kuisa ndrro nemuchinjikwa wepaguva mumba chisionekwe humhandara wamai
Fambai mega ka nhai dzokerai kumusha kwenyu musvifambire
Mwana ndewenyu fambai munzwe chakaona mwana kana achipfuka arwise kune akamuraya
Vakwasha vakauraya muroora uyo
Sekuru Tasvu hero basa or Kanengo or Gonavaroyi
Ko sei musiri kufamba mega pahukama😢
Uuuuuu ende mukuwasha uyu anozvidaa
Zvino tyisa
Vari kuzviziva imi fambaiwo semhuri yekwaChisuvi muwane chokwadi
Tibetsereivo ini ndakuurairwa mwana unoita cei kuti arwise kuvanhu vakamuuraya
Asi vaneshamba makanynya munozivachivanhu sezvachiri sando dzenyu
Muisirei nyemba paguva
Zvinoita hre kutara nguva racho nehupfu munhu avigwa tibatsireivo
Uuuuum guva haritarwi nehufu hama yangu vaitosimudza mufi nekt hapana zuva ramusingabiki sadza
Cheers to us tinotanga ta liker tozo watcher zvedu
Nxaaa ndakashanda nevamwe mai vai namata kuva Dzidzi vakandiroya uye vayi ba mai ivavo kunanama zvipi satanism chete chete
Zvakaoma
Ko kuzova mbudzi iri iyo yakanangana nekudyiwa pakuvakwa kweguva mmmmm something fisshyy dai mazvifambira mega tione kuti vachaita sei
Mmmm mafiro acho ndobva mangonyarara,mabiological parents ariko hr,and why mkwasha aikutungamirirai kana munhu afa atove wekwabarwa. Why mukwasha limiting number of family members. Mkwasha is first suspect. Vabereki vemwana plz mukai pfungwa munotakuriswa
Mwana hamuchina vekuvadziidzi varombwa Zebron akaromba uyo akapedza vana nemhezi paMadziva apo
Obvious guva rikadhirikira hamuvake musina kufamba, ndivo vakauraya munhu
Vakatora munhu amuna munhu mbiya ayidzoswe Mumba vakaromba manje azviramba mbudzi kushayikwa vachazvirega havo zvekuroya
Mazambia kanjani
Vakamagashirirei
Vaende kwaTasvu
Itai action muudzirwe zvekuita zvamakapusaa imi dai akakupedzai
Endai kwaTasvu munobata muroyi
Sekuru mukotsanjera ndovarikudiwa apa
Apa ndipo pasina kana nyaya apa
Pakaipa
Haa ndanyara ihama dzangu vanhu vekwaMatimura ava ko vanodarireiko nhy
Zvine nharo
Chakutadzisayi kufamba mega chiii svinukayi. Hamaifanirwa kutokumbira maifanirwa kutanga mafamba mega mapedza mofamba nevamwe masvika ikoko futi
Imi fambai mega kugadzira guva remwana wenyu
Vana tezvara mukai ,svinurai
Bamukuru vakatenga mazambia vane chekuita nekufa kwemunhu
Vakagona coz hazviiti KT muvake musati mafamba
Varikuramba kufamba kureva kuti vakabvisa munhu muguva hamuchina chinhu
Kwangu kumusha Mandawe
Rest in peace tete
Pari tricky apa
Zviri pachena mufi akatsvamwa
Umm pane nyaya apa
Muroora muka uyite basa irwa hondo dzako wega