Hausi kuziva zvakaitika rakarambidzwa kuona mbuya vachiri vapenyu, so what's the point yekunoona mutumbi nyaya yaka enda kudare ikasafamba zvakanaka, madzitete edu akazungaira zvekutadza kugadzirisa nyaya parakarovana nababamunini taitonobata maoko evamwe tete tichinoona mbuya bamunini vakarova my brother, akadzoserawo mushure me kunge abudisa banga rekuda kuuraya bhudhi vangu aiwe aine Ndande akazoshaya dombo ndopaakazotora banga, nyaya home apa babamunini vangu ane Godo chairo every thing was OK before taidya tese ma Mas holidays as a family, hondo yakatanga pakatenga my brother TV neDvd ne radio paruzevha, babamuni vakati ndashanda paSheba for many years ndakundwa nemwana mudiki, he is jealous I know ndaira Kure ndaida kumufura,
Kana madzimambo ane uchenjeri se hwaMambo Mutasa ko kupolotikisi vanopinzwa sei ivo vari vana baba vemunhu weeeeeese mudunhu??? Zvinorwadza. Mambo uyu ane uchenjeri. Mitongo yake yakanaka fani.
Sei hama dzamai dzichinetsa especially anasekuru vanekakuomesa kavanoita so but hanzvadzi dzamai vangu vanhu boe asi vana vavo anasekuru vadiki vamwe vacho ummm pakatoipa vanoda kutonga nekuripwa
Musa netsa munhu mukuru ne we uchakurawo wht goes around comes around musati mwatadza dzekumba kwenyu mukati dzekwasekuru munodzigona kanganwai mwese vazukuru Muri Vana phinga chaivo nhau iyi ndeye kare why Musina kuita izvi pakashaya mbuya vacho musada kufadza vanhu ne nhema dzenyu mwakadiyi kuno mhangara kwamambo .Iko zvino mamgangara Vana vaSaMagota Thomas hapana ko kana Ane BP akadonha ipapo pa mambo munomuitaseyi vazukuru Muna ngware musasevenzeswa navana Mai venyu Muri mboko dzevanhu vazukuru Ini siyai sekuru imi torai sekuru venyu vadiki mugare navopasi imbwa idzi
Vazukuru vekwa Magota mapenzi vanotevera side one ava nhau iyi hamuizive kweyakabva sekuru vakuru havana mhosva na mambo wacho hapana zvearikuona apa nekuti zvanzi vaSamagota Thomas vakashaisha mwana manje samambo watinyi vazukuru vakaitadza kare sekuru Thimas avo vachanasogona kuzvifambira nhau iyi ine makote pakashaya mbuya vazukuru vakafii kunotaurira mambo kuti tinenyaya vapedza mbudzi dza mbuya nasekuru vadiki nhasi havachina vakapedza kutenhesa mukoma asikuziva vava kuti tavakuroiwa ndizvo ere kana wapedza zve nhaka ukati ndaroyiwa vazukuru mapenzi chaivo navana mai vavo havana madoro mitsipa basi
Mwanakomana waBambo Thomas izengenene kkkkk akutotsigira Bambo ake Thomas 😂
I'm addicted to Chief Mutasa , I love this man 's wisdom.
Me too
@@peggymujuru6590 ndini iyeye
Mwanakomana vaThomas anengevo murwere chaiye
Me too hey
Mambo Mutasa sando dzenyu. Chengetedzwai na Mwari.❤❤❤❤🎉🎉🎉🎉🎉❤❤❤
This man called Chief Mutasa is very powerful. ❤❤❤
May god bless this chief Mutasa he is the best
Not powerful
Bambo Thomas vakutotanda botso😂😂😂kusachema mai ummmmm chiwindi chacho, ndatya.
Imagine
Nhasi padare ra Mambo Mutasa parikunakidza .😂😂😂😂❤❤❤❤🎉🎉🎉🎉❤❤❤❤🎉🎉🎉❤❤❤
Zvekuti
Dzungu ramuinaro baba nderemunhu anoziva zvaanoita uye zvaakaita
Wisdom wisdom bambo Jimmy more years azere nenyasha
Bambo Thomas amusi kuwaziwa ba imi😂😂
Haiwa mambo Mutasa munogona kuyananisa kubatanidza vanhu
Haaa nhasi madira wena.. thank you. Ndaswera pano 👌🏾😊
Haaa pashandwa.
Especially kamubatanidzwa 🎉🎉🎉🎉
Chief Mutasa is clever.
Mambo mutasa makatumwa ndimwari kuiyanisa mhuri❤❤❤
Chief mwari akuitirei zvakanaka
Apa Mutasa anga asati arohwa chekuseri nemuchinda uya wekurombesa mwana kumuita mukadzi. Kubva zvaakasangana nachedumbu Mutasa akabva arasika njere
Munhu akapa sekuru Jacket re Prassa ririkutsvagwa Joni😂😂😂
Kkkkk taura hako ndivo vana vanomuvavigira nhumbi dzanzi dzaivigirwa mbuya
Nyaya iyi pane kakuhwandirana nyaya haisi yekuti hawasi kuwirirana nyaya uripo ndeyekuti Thomas anenge akabatwa Bata saka vazukuru vauya vakaita kuhwanda nyaya yawo hawasi Kuda kupumha Thomas
Dhlakama naChissano
Uyu haasi Chief ariega uyu
Rambai muchitipakurira chief Mutasa🎉🎉🎉🎉
Sound quality is not consistent T1, please work on it. You are improving though ramba uchishanda
Ndinotenda nyaya yabatwa zvakangwara iyi thumps up kuvazukuru
Eish Mambo Mutasa kutemeswa musoro chaiko na bambo Thomas
Bambo Thomas hamusi kuvaziva 😂😂😂 vari kurasa nhau yekuti sei musina kuzoviga mai !!!? Heeee mwana wangu akarohwa heeeee ndakadzi nemufana wangu usauye kumba aaaagh futi trikuti why Thomas usina kuuya kuzochema mai pamba paitoonekwa kuti apo pane rufu
Mwana wadhara Thomas ngaende kunovhiya mbudzi ukooo haana zano😂😂😂😂😂
Chimwana cha Thomas imhata
Mwana wa Thomas uyu ndiye anofanira kuenda kunovhiya mbhudzi padare uyu.
😃😃😃😃Bambo Thomas dzikamai kni
Sekuru makachena here😂😂😂in Magada's voice sorry sorry maningi
Kkkkk ini muzukuru wekwa Sakupwanya regai ndiite order kkkk sekuru wangu hanzi ibotso kkkkk
Neniwo ndiri muzuk wekwa Sakupwanya
Thank you my chief.
Benny Magota anenge anotorwara nepfungwa....ibenzi
Mwana wa Thomas akapedzerwa kare na Thomas arimuhari
Hhhhhh bambo Thomas vane nharo vanoita se mwana mudiki sure Saka ndivo vane dambudziko ava
URI mago mumba mako nemukadzi wako 😂😂😂
Ndisati ndazwa zvangu nyay yese ndatovona hangu kuti , vana sekuru ava varoyi. Full stop! Havasi raiti zvachose.
Sando dzenyu Mambo ,asi Thomas hamuone here paruzevha vangu vakaita sana tete vachenjerei
Yaàa amafamily ku rough bantu
Bambo thomas😂 dzouya chaiko
Uumm ndisamaita asi uchenjeri uripo ishe wedenga ngaawedzere . Ndotyora mzura nekukumbira denga riwedzere zivo negoneso yedenga
Bambo Thomas kkkkkkkkk mune basa
Nhasi taswera tiripano pa TH-cam
Picture quality ne sound mugadzirise ipapo good work thanks
Vana sekuru kudakunamatwa 🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Ibenzi iro haana kunoviga amai vake uyoooo
Baba vatanga kutaura avo ungati ndi Tyson kasukuwewe😅😅😅😅
Bambo Thomas😅😅😅😅
Bambo Thomas vane zvaanoziwa semukomana mukuru ndiye ari kuteteda wamwe
Nharo dzina Thomas ndedzemunhu akatuka mai arikutanda botso. Apa botso racho raakubatsirwa nemwana wake aakutomhanyawo sango
Hausi kuziva zvakaitika rakarambidzwa kuona mbuya vachiri vapenyu, so what's the point yekunoona mutumbi nyaya yaka enda kudare ikasafamba zvakanaka, madzitete edu akazungaira zvekutadza kugadzirisa nyaya parakarovana nababamunini taitonobata maoko evamwe tete tichinoona mbuya bamunini vakarova my brother, akadzoserawo mushure me kunge abudisa banga rekuda kuuraya bhudhi vangu aiwe aine Ndande akazoshaya dombo ndopaakazotora banga, nyaya home apa babamunini vangu ane Godo chairo every thing was OK before taidya tese ma Mas holidays as a family, hondo yakatanga pakatenga my brother TV neDvd ne radio paruzevha, babamuni vakati ndashanda paSheba for many years ndakundwa nemwana mudiki, he is jealous I know ndaira Kure ndaida kumufura,
Bambo Tomas ma one 🤣🤣🤣
Mwana wabambo Thomas haunanjere zvachose
Vanhu vose vanonzi vana sekuru most of those Havana order. Vanongoomesa zvinhu nepasingadi kuomeswa
Truth..plus very cruel kuva zukuru
Uri kuita kunge muni’ina wangu tiri kushungurudzwa nanaSekuru
Aaaaa vana sekuru havasi vanhu mhani vari rough zvisingaite 😢😢
Munhu wese ndisekuru😂
Chii nhaii
😂😂😂 nyaya yawo ndeiri
Mdara blaz vane kuzvitutumadza kuda kukudzwa zvakapfuurikidza pese vese varikungodzi ha auye kumba kwangu Koo iye kufambirao vamwe handiti ndiye baba yasara.
Bambo Tomas is so hardened
Apa ndasuwa Karanganda, sound clear not mambuse Aya, hapana chattinonzva sound matoto
Bambo Tom's ndovane yose
Hamupabudi bambo Thomas pana Chief Mutasa
aaa bambo Thomas kani kkkkkkkkk
Uyo wanzi mago Uyo pane nyaya waregererei kuuya kwamambo
Thomas ane hubatwa batwa...tine vanhu vakadai kumhuri varikutonetsa...ndichatoenda kwaMambo Mutasa
mambo mutasa sando dzenyu however your camera men guys are amatuers pls improve
Bambo Thomas makachena hre ummm
Kana madzimambo ane uchenjeri se hwaMambo Mutasa ko kupolotikisi vanopinzwa sei ivo vari vana baba vemunhu weeeeeese mudunhu??? Zvinorwadza. Mambo uyu ane uchenjeri. Mitongo yake yakanaka fani.
Sekuru mukuru ndiye mukuru wemusha ko sei imi muchitingamidza sekuru mudiki
Sekuru mudiki ndiwo vanozoturira mukoma pachivanhu ukatanga kuenda kumukuru anoti mandidheerera chivanhu chedu chakaoma
Prasa pazim 😂😂
Shumba mambo Mutasa ❤❤
Lol😂
Sei hama dzamai dzichinetsa especially anasekuru vanekakuomesa kavanoita so but hanzvadzi dzamai vangu vanhu boe asi vana vavo anasekuru vadiki vamwe vacho ummm pakatoipa vanoda kutonga nekuripwa
Mambo mutasa kumberi chaiko
Vana sekuru ngavanzwisise
Chiremba ndi jesu chete
Thomas waizochema mai vake seyi musikamudi asvike pana maivake vazukuru vana tete vacho nababamunini ndimi vatadzi gadzirisai
Musa netsa munhu mukuru ne we uchakurawo wht goes around comes around musati mwatadza dzekumba kwenyu mukati dzekwasekuru munodzigona kanganwai mwese vazukuru Muri Vana phinga chaivo nhau iyi ndeye kare why Musina kuita izvi pakashaya mbuya vacho musada kufadza vanhu ne nhema dzenyu mwakadiyi kuno mhangara kwamambo .Iko zvino mamgangara Vana vaSaMagota Thomas hapana ko kana Ane BP akadonha ipapo pa mambo munomuitaseyi vazukuru Muna ngware musasevenzeswa navana Mai venyu Muri mboko dzevanhu vazukuru Ini siyai sekuru imi torai sekuru venyu vadiki mugare navopasi imbwa idzi
Thomas tokurova zvese nevana vako une disrespect ende unoroya futi listen to the king.
😂😂😂😂
Bambo thomy😂
Vazukuru vekwa Magota mapenzi vanotevera side one ava nhau iyi hamuizive kweyakabva sekuru vakuru havana mhosva na mambo wacho hapana zvearikuona apa nekuti zvanzi vaSamagota Thomas vakashaisha mwana manje samambo watinyi vazukuru vakaitadza kare sekuru Thimas avo vachanasogona kuzvifambira nhau iyi ine makote pakashaya mbuya vazukuru vakafii kunotaurira mambo kuti tinenyaya vapedza mbudzi dza mbuya nasekuru vadiki nhasi havachina vakapedza kutenhesa mukoma asikuziva vava kuti tavakuroiwa ndizvo ere kana wapedza zve nhaka ukati ndaroyiwa vazukuru mapenzi chaivo navana mai vavo havana madoro mitsipa basi
Vazukuru ngavainde kudzinza ravo, not kuswera vachida kuita toss to and fro vana sekuru vavo. Vachazvionawo kana zvazovavinga.
👏👏👏
Mikosho yenyu vazukuru ka 5 every morning na 7am. Endai ku dzinza kwenyu nyoka dzevanhu
😂😂😂😂😂😂Ok 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Vazukuru havana chavatadza, varikuedza kuumba anasekuru vavo, plus musha usina muzukuru wakafumuka.
mwana wa Thomas ndi Thomas
Intelligance
Hohohodo pakaipa iweeee
Don't use people's faces as thumbnails, I think it's a bit disrespectful. Can you use canva templates or something
I like this!! Kubatanidza mhuri ndizvo. Munogona Chief Mutasa.
Chief manyama maruva takupai
Turaburu chaiyo
Mdara anoda kumamiswa uyu haaaa
😂😂😂nhas parikunakidza padare apo
Ngavaende kwa shumba yengozi dhemeti
Ma camera ako akadhakwa iwe improve ipapo or else siyaii baba taps vatore
Pamwe kwaakukura
Shumba mune basa zvedi 😂😂😂😂
Sando dzenyu Mambo Mutasa
Uyo wekumira ari pa corner sit down.
Mugapu renyama imheremhere zvakaoma
Sound yako yakadhakwa iwe
Hurombwa ndohunopesanisa vanhu
Thomas muroi😂😂😂😂😂
Hi dream lollll😂😂😂😂
Haina musoro wazukuru itai order
Zvadigwa shuga nhasi padare nyaya dzanhasi dzirikunakidza weee
Mambo is a shona name of chief
Mmmmm sorry, sorry sorry sorry sorry, sotry chaiko sorry, idi sorry 😢
Thomura ane mahwani😂😂😂😂😂😂😂😂