Chief Mutasa bhora mberi the only thing chandinoti shorei zvishoma Shumba murikunyanyoita 1man band mudare Toda kumbonzwavo makurukota enyu achitonga nyaya so they don't look like maguard body vapeivo floor dare renyu rive balanced paonei ipapo penderai vamwevo vachifamba nemi mukutonga 😊
Ndomavhirirwe epfungwa mumatare echivanhu the interaction yemakurukota munyaya inokupai gwara zvinoprotector again judgement matare echivanhu haasi ema 1 man band
Mai vehuku, ava handisi kuvachenesa vakatuma dread kuponda mwana , ko sei vasina kuenda ku police, ipapo pakashaikwa mnhu , zvotoda doctor Mukotsanjera izvi
Mukana unogona kuve uripo wekuti he might be out of the country. Vakavanda vakomana vatinogara navo vasingaendi kumusha. Chikonzero chavo chekusadzokera kumusha kuti ndechei.
The Bible says fear not those who can destroy the body but fear God who can destroy your soul. Vakafunga kuti vapedza naye Macboland but havana kuziva kuti vazvidenhera.
Mambo Mutasa is full of wisdom❤
Our own Mambo in Manicaland ❤️❤️👏 mubvuri vemanyika
Makadii kule mukotsanjera ndanga ndakusuvai ...Maita Mauya kule ......we love u
Mibvunzo ya chief
Uno colapsa pamberi pevanhu😂😂
Chief Mutasa bhora mberi the only thing chandinoti shorei zvishoma Shumba murikunyanyoita 1man band mudare Toda kumbonzwavo makurukota enyu achitonga nyaya so they don't look like maguard body vapeivo floor dare renyu rive balanced paonei ipapo penderai vamwevo vachifamba nemi mukutonga 😊
But vari kufambirana wani nemakurukota avo mukutaura... pane need here yekuti munhu wese ataure or panozoita too much unnecessary repetition 🤔🤔
Ndomavhirirwe epfungwa mumatare echivanhu the interaction yemakurukota munyaya inokupai gwara zvinoprotector again judgement matare echivanhu haasi ema 1 man band
Whee pane need yekuti vamwe vataurewo
@@Beloved5yes there is neeed
nyaya idzi vanodziongorora before pachavo vachodzeya nekuonesana kana pava padare mambo vava spokesman
Well educated in deed kip this up chief
Mambo mutasa akapiwa njere dzamambo solomon❤
Well done for constructing that building
Proud of you mambo mutasa full of god's wisdom
@@Hazvineikambamuri ameen
U mean God right
@@NyashadzasheKadungu kkkkkkkk thank you for your correction, sorry typing error
Vese vanotora pamwe but one edit and post earlier than the other if you notice the story ye vanhu vakashaika T1 was ahead of Karanganda
Baba ava vanotsanangura kunge mkomana uye wekuti ndobva tadii paya 🤣
😂😂😂😂😂😂
Mai vehuku, ava handisi kuvachenesa vakatuma dread kuponda mwana , ko sei vasina kuenda ku police, ipapo pakashaikwa mnhu , zvotoda doctor Mukotsanjera izvi
Mbiya rakaoma moyo chokwadi haambobvuma
King mutasa bhora mberi weldone
Mukotsanjera bvuraudza mhuri iyi ine nhamo. Tamirira pert 3 Tamirira zveku. Shumba ye Gorongoza ndizvo. 😂😂😂😂😂😮😮😮😮🎉🎉🎉🎉❤❤❤🎉🎉🎉❤❤❤❤🎉
mambo you are full of wisdom indeed 🙌
Baba vavamunhu mukuru hangamwa dzinovabata
This chief is educated we pray that other uneducated take a lesson from him our country will grow
Ini ndoda kuona mukotsanjera chete kwete izvi😅
May you live long my king makatishera🎉
Chinonzi njera chii nhy.Kukotsa ndoziva kuviga saka njera ikuvigwa pazita rekuti Mukotsanjera ndoyandikuda kuzivawo Sekuru
Nzera zviyo
Sorry njera zviyo
@@TamareMakwavararakana kuti rukweza
Zviri pachena kuti amai avo vakaponda mwana vachimurovera $600 yavo.
It seems like aunt vakatenga mapurisa avo kutsikirira nyaya inzwai chero paanga achiti svikiro racho irooo
Hapana nyaya yakatengwa apa chibhorani akatiza akaenda Botswana .Varidzi vemwana vakangotsvaga chisvikiro chenhema ,hakuna ngozi inobuda pasvikiro yaifanirwa kupedza dzinza remuurayi
@@josephkagura8255 saka zvazvazobuda pachena
Kuva Mambo kwakanaka hey
Secretary vanochena😂😂
MAMBO MUTASA NGAVA VAKE DARE NEMARI DZEMURIPO, ZUVA NEMVURA YEKUNAYA ZVICHAUYA
Hausi kunzwa concrete iri kukanywa kubackground here or before the court pabuda nevanhu apo pane chivakwa chatova pawindow level.
Christmas party musical kuwana mwana shuwa munopenga
Honde valley isusu tese hatina zero nayo
Macborani kana urimupenyu budikira please. Phonera mambo,pamwe urikutya mari yausina kupa muridzi.
aaah mambo ndabvuma hangu
Dare raMambo Mutasa. Taurai pane nyaya yenyu chaipo
Mutasa naMukonzanjera bhande nebhurukwa mukushanda kkkkk
Zvino muDare redu rechivanhu toita zveRoma/... izvozvo futi: Muzita BABA bula, bula? Haaaa; ini zvondinetsa ini! Seiko tichigozhengwa nekungoita chivanhu chedu pazvinhu zvedu zvatinotaura tichiti ndezvechivanhu?
Mambo ane ka computer kanobata mazwi
Mambo Mutasa vakachenjera
Mukana unogona kuve uripo wekuti he might be out of the country. Vakavanda vakomana vatinogara navo vasingaendi kumusha. Chikonzero chavo chekusadzokera kumusha kuti ndechei.
Nayo ndima aMkotsanjera.
But honestly toda kuona kuti mukotsanjera anoti ndaziva tichkach anonyeba kuti mukotsanjera achibvondora
Mambo Mutasa makapenga
Basa sebasa
Head line dzenhema dzinonyangadza imbwa dzevanhu
Mukotsanjera ndaarege kuwanza nhorondo ndaangomhanye panyaya kwete kubvunzurudza munhu
Haiwawo he crossed Limpopo
Honde yanetsa nemabhinya. Ndatya zvangu🤦♀️🤦♀️
Inindototya kurirwako chero munhu akati hande kwasabuku ndoto funga kuti ibhinya nekuti unofvuudza nemabinya kwaipa uko iiiiiiiiii mawa 1 😢😢😢😢
Makauraya
Jegwede rechirimi rikunyepa iri
Vanhu ngavasungwe ava
Chief ndoidawo wisdom yamuinayo
Makasimba here mambo mutasa.....murambe makadaro
Number 3 mashur chaiwo
But y do yu repeat what has been aired by karanganda, I think mambo have more stories, y not record your worn,
Haurevi nhema ipapo kukopera
True@@mutsaipmuguta5954
Mmmm Mai vehuku suspect
Mambo solomon mutasa
😊
First mukati
Mukosanjera anopedza maspots
Kutibvondo bvuuu
Ndowanawo sei number dzasekuru Mukotsanjera
Endai munotora paChannel yes Karanganda tv
Musi wa16 mambo buditsai pachena kuti kamukadzi aka kahure kaiendepi kuma8 usiku, sei muchipanzvenga
Rujeko Rujeko Rujeko
👏👏👏
Zvakaoma
The Bible says fear not those who can destroy the body but fear God who can destroy your soul. Vakafunga kuti vapedza naye Macboland but havana kuziva kuti vazvidenhera.
Next time usaise musoro wenyaya usiriwo
It's for more views I guess but this time BaTaps is ahead
Mambo uyu akanyanya uyu anoremekedza mwari abvisa hat
Rujeko haindisi kukuchenesa mufi akutopfuka vakuti hausi kuramba kuuraya mwana mune ruoko panyaya iyi svikiro was right but imi makatsipika mufi vakangwarisa rujeko hakuchenese
Bvondo Bvondo
Ini ndafunga kuti ndimukotsajera hahahahahahahaha
Tatomirira part 2
Taurai mambo pakatoshanda muti mapurisa aka bribha apa
" musamupindurire muri gweta here??
Dheshe no 6
But 2018-2019 ndiyo time yakaiswa maBond notes….600USD is questionable 🤔🤔🤔🤔
Can someone tag me kuparty 3
Kkk nhasi ndanakirwa neintelligence dzamambo pakubvunza unlike zvaakamboita Pana Tondee
Bvondo bvondo
Kanadaka wurayamwana adisi kuramba 44.47
Confidence
Very tricky
Munotonga mabo
Muchaiona henyu nhamo yacho nenjozi ya macbhorani
Tete imi makuda mapurisa nekuti pakuuya svikiro asi mwana ashaika amuna kuda kuita report 😅
Markborani got missing for 14 days after failing to bring $600 to the aunt!!! Pakaipa
Mukadzi uyu imhondi nehanzvadzi yake mhondi vanoziva zvakaitika
I hope ahasi kuno Joni mac Bee uyu
N,anga idzi should be banned mumatare aana mambo. Zvakuita kunge syndicates dzaana mambo.
Chokwadi ichocho
Kwa magistrate yes but TRADITIONAL court mmm think we need them bcos black science is real
Muchadzida kana maita problem henyu
N.anga dzinotodiwa as long chokwadi chizobuda chakaipa kubatirwa nyoka yausingaziwe kuti yabvepi zvekuti uribatirwa nyoka yacho inotoshamisika
Second
Ndavepo
😂😂😂44:47 telling🙌🙌
And it's true a full grown up man contains 5 .5L of blood
Mhururu uko madzimai
Ko vakuti vakamuona kubotswana madii kunomutsvaga ikoko
Nyaya yako inonakidza Chitsvaka part2 Tinzwe zvizere Kuna Mukotsanjera
uuuuu matsotsi ayaaa kwanetsa kwaHonde ndokumusha kwangu wese
Part 2
Number 15 dheshe
No volume 😢
Ifn yako volume bhooooo
mambo.munogona
Iyi ndamboyiwona iri under Karanganda,iyi varikuti Mukatsanjera wani
Tauyawo
Maita shumba
Bvondo bvondo