Culture v Spirituality. Our people are losing their cultural identity due to linking every part of life to spirituality. Christianity is misunderstood, misinterpreted and misused.
Keep on with the good work baba vaTaps. Through your significant recordings you are treating your viewers to a diet of diverse menues of our valuable cultural norms. Bhora mberi, waiyepo here usasoshora
Mambo ona something here hanzi na MUTASA hatimanikidze munhu kuenda against chitendero chake kkkkkkkkkkkkkkkkkkkkk pasina 10 min akuda kufonera bishop kuti ndaku hedhutsa mubvuwi,,,,kurasisa vasingazive mambo anotenderwa kumanikidzwa munhu kutsika dzechivanhu ,,,,,,hazvina mubvunzo ,,,,,ungada zvechikritsu zvauya zuro uno ,,,dzinza rinokosha guys let's unite ne ma families edu pa any move
Ko vanonzi vaende kunoyanana sei .uyo akarasa inzvimbo uye patori ne serious issue yekuti vana vari kudonha .baba ve methodist avo ndaona kunge vauya vakapfungaidza kuti Mambo vasanyatsoona zviri panzvimbo .nokuti mambo vakutoita as if munin'ina akapumha mukoma .uye tete pavada kutaura pekupedzesera varambidzwa apo zvavanga vachitaura zvanga zvichienderana nezve munin'ina.mkoma orasa nzvimbo vana votanga kurwara akanga akadzibata kupi kuti dzakaipa
Best Chief ever...... Solomon of today.Thumbs up to you chief
Chief Mutasa is exceptional. He has the qualities to be a Chief and very Talented
Chief munondigonera zvangu mozoti neka chirungu kuratidza chief vane chikoro ❤ haa hats off to you chief mutasa .uyo mukoma haazi right airasireyi tsvimbo vamwe vasipo
Vana wasu ndozvatinoita tinoisa chirungu
Mubvuvi uyo isuspect mambo anoziva zvaakaita uyo musambomuregerera
My chief❤❤❤
Tatambura naye 😢
Culture v Spirituality. Our people are losing their cultural identity due to linking every part of life to spirituality. Christianity is misunderstood, misinterpreted and misused.
Our culture values also have spirituality as a major component of
The best chief ever...I love his analytical skills and way of judgement
Keep on with the good work baba vaTaps. Through your significant recordings you are treating your viewers to a diet of diverse menues of our valuable cultural norms. Bhora mberi, waiyepo here usasoshora
Karanganda woye, pamberi ne quality, kuti dheshe, perfectly edited videos ❤
Shumba mai wangu mambo Mutasa excellent
Mukoma uyo akanoromba asi mushure mekuromba ikoko Tsvimbo yabambo vavo yakatanga kurwisana nehurombwa. Ndizvo zvakazoita kuti adaidze N’anga yake kuti irase Tsvimbo yemusha yobvayasiya yaisa mbambo dzehurombwa pamusha pemukoma iyeye. Sekuru avo vapiwa basa naMambo ngavaite zvavaudzwa nyaya iyi ichadzoka futi mudare mushure mekunge mukuru abatwa kuti akashereketa.
PaTop 5 Mambo Mutasa vanopinda even discipline plus hawatambise nguva unonzwa vakuti it's ok next case
Yaaa kurova kwamqnge mamboita maidzifambira thanks ba taps❤
Mambo ona something here hanzi na MUTASA hatimanikidze munhu kuenda against chitendero chake kkkkkkkkkkkkkkkkkkkkk pasina 10 min akuda kufonera bishop kuti ndaku hedhutsa mubvuwi,,,,kurasisa vasingazive mambo anotenderwa kumanikidzwa munhu kutsika dzechivanhu ,,,,,,hazvina mubvunzo ,,,,,ungada zvechikritsu zvauya zuro uno ,,,dzinza rinokosha guys let's unite ne ma families edu pa any move
Mukutangirwa naTich sei nhai baba Taps malikes akuenda kusiko😂
Umm kusiriko😮
Nhai nhai
Kumhanya sandi kusvikaba. Karanganda quality is top notch and it needs time to produce.
Tinotenda Chief Mutasa nedzidziso yenyu. Vazhinji tinorasika chose nekuda kwezvitendero toregedza mhuri dzichinetseka. Ndafarira kuridziro yenyu yekuti mhuri dzibatane nguva dzose.
Chief is very fair and thanks to his advice.
Keep it up chief 👌
Murisei baba huchi tokumborawo mutipewo zvikuyitika kuDare rekwa Chigodora
That Afro is Afroring
Mambo mutasa huchi he us very intelligent
Hats off to you Mambo Mutasa🎉
Mubvuwi itsotsi kupedza zvese kufamba matsotsi tinovaziwa baba mukuru vanoobatwa
BaTaps ndakadzingwa basa nenyaya yekuswera payutube kkkk .Handibvepo ndichiona nyaya dzamunotulinzira .Keep up the gd work🎉
Ivo vamusingade kumanikidza ndivo vane hurombwa mambo paongororei ipapo mhuri dzevanhu dzinopera neteam iroro rinoti ndinonamata iye achiviga mabasa ake akaipa.
Tanzwa kani 😢
Ndaona nyaya idzi dzakawandisa ivava vanoti church too much ndiwo ma suspect. Honai mapisitori ekwa Duri . muranganwa
Mukoma wanezvawanoziwa
Karanganda you are the best ♥️
Chief Mutasa ,mutongi Gawa❤❤
I really love what this Channel is doing keep it up guys
Mukoma isuspect
Mambo Mufasa I number 1
Maiwee hakuchina gumbaba mazuva ano kwakubvira kuzvionera nekuzvizwira 😂😂😂😂
Chief Mutasa ❤❤ Sando dzenyu
Ndavapo ndakazambira zuva
Our own chief ❤❤❤
❤❤❤❤❤❤❤ karanganda to the fullest 🎉🎉🎉🎉
Ndiri kudzidza chiVanhu ❤
❤️❤️❤️❤️ Mambo Mutasa
Dzavhurirwa na bb taps .. thank you great job
Yaaaa mkoma anohwanda nechigunwe
Karanganda TV our Netflix ❤
Hama inhikiti usazokange
Church ne Bandiriya mu Wardrobe kusvika magadzirisa nyaya ye Tsvimbo
Mukoma mune dzungu😂
First🎉
Yeah paipa
Mambo wedu vanondigonera kwamutasa fambai shumba
Mkoma suspect
Mubvuwi ane nyaya....
Musha wedu mhai zvakaoma. hazvo
Karanganda ndizvo. Hama inhikiti musazokange
Uuuumm mukoma mukuhwanda ne church
Uri we church ko kun'anga unoinda wani uri benzi
Baba Taps svikaiwo kwaMusikavanhu mumbotipawo zvinobudawo matunhu ekwedu
Ari kugopa tsvimbo uyo. Kuita kubvunda.
Ini hangu handisi wasu asi dare ra Chief uyu nditeera vanogona kutonga manje
Vane Afro Havana hukama na Lovemore Manjaivhana
Kkkkk
Chatibwege huya uone mutwin wako😂
Usazooshoraba✨
Mambo 👏👏👏👏👏👏👏👏👏👏👏👏🙌🙌🙌👏👏👏👏👏👏👏👏👏👏👏👏
The narrator is eloquent
Headman chigodora nyaaaa
Ko baba taps mhepo iya yakaita sei yekubudira kumutorwa iyaa
Khule pindirai mubatanidze vazukuru venyu, kunyanya elder one ane problem anobhema asi ahamwe zvake😂😂
BaTaps mukutigonera
Ba Taps tibvunzireivoo va chigodora kutii ziii chitikuda nya
Chiri kupisa ichi .. ngati Like ma video edu pliz
Comment ndizvo
❤❤❤❤❤
Thank you ba taps
Always following king Solomon
Chief Mutasa ishasha iyo
Dare manyama😂😂😂😂😂😂😂😂
Kuraswa nemhosva😂😂😂😂
Kubhema Bute
Zvakawanda zvinoitika mukurarama
Chimudhara chine Afro rakapenga icho.ndatenda zvangu
Kkkkk
Pfeeee hngu
chiremba wechikadzi aiti satanism akanyepa. vanamagumbo havasi vana chiremba vaya.
Ko vanonzi vaende kunoyanana sei .uyo akarasa inzvimbo uye patori ne serious issue yekuti vana vari kudonha .baba ve methodist avo ndaona kunge vauya vakapfungaidza kuti Mambo vasanyatsoona zviri panzvimbo .nokuti mambo vakutoita as if munin'ina akapumha mukoma .uye tete pavada kutaura pekupedzesera varambidzwa apo zvavanga vachitaura zvanga zvichienderana nezve munin'ina.mkoma orasa nzvimbo vana votanga kurwara akanga akadzibata kupi kuti dzakaipa
Makutangirwa Karanganda woyee
Kkkk sure kudo dai tikuona history..
pano ngepedu parepo.
Chief Mutasa ndino LIKER ndozoteerera❤
Mubvuwi itsotsi Ari kufamba Kun,anga achirasa tsvimbo achiti haaite zvechivanhu ,bute akaputa futi
Ngepangu ndogarepo
Saka tsvimbo dzichagara kusvika rini
Apa muri vaviri chete mumba menyu,Yananai veduwe kuitira vana venyu.
Chigodora haagone
Vakuru vedu havadi kugara pasi muchitaurirana .. zvakaoma
imagine, kuhwanda nechigumwe chaiko.
Isu tiring pamuzvare apo muredzwa
Saka maizotengerei machira nembudzi nhema muchinamata
Ndokumbirawo contact yachief ava vanondigonera
Nhy mkoma makut tsvimbo dzakashata asi urikufamba mun'anga maurikuudzwa kut tsvimbo dzakaipa. Unoziva zvaurikuita. Urikuzviita mubvuwi imi ka
iye ane dzakewo tsvimbo futi. kkkkkkk
BaTaps rambai muchitipa nyaya dzekwaMambo Mutasa
Changamire he is a joke this man
Chikristu chinoda varidzi vacho kani, isu chinotitosvora seutsi tobva tatovharika kani😢😢
Karanganda tv
nyazura ina chiremba upi ?? muchanyeperwa imi
Mbuya Mutambirwa if you dont know dont rush to judge
Pane kagogo kechidiki kaye kanoda.mari mahara @@djmaxmillitarysideempire6266
Mu salady gogo Magumbo
@@djmaxmillitarysideempire6266 kkkkkkk sorry uchapora hako
I am a commercial farmer doing amazing job inspiring and educating those interested in farming and Sustainable agriculture.please follow for more
The narrator is eloquent