Mai ava indururani. She is probably the one who was sending her daughter to do these disgusting things Toxic mothers do that a lot And by the way THEY DON'T GIVE A SHIT😢
Technology yapunza misoro yevana.This girl is innocent.Madhara should deal with these cases zvine huchenjeri.Madhara aya anofunga zve 10 centuries baçk.
Thanks for watching-Remember to like, comment and share
Haaaaa Rudairo akaoma zvake shame unomuwanepi murume ari so responsible like this young man
Mhuri ye mskana uyu vese vanopenga 😂😂😂😂 Sekuru, Amai ne Mwana zvese😂😂😂😂
Well presented young man despite the pain you were put through Vanhu vanehutsinyeso And it's both sides men and women 😢😢
thank you chief makoni for this judgement
Kahure kuhura ne hadzwadzi puuuu kusanyara
Amai vanga vauya nehanzvadzi dzavo vachifunga kuti kuchabuda bag hombe redamage,but zvaramba.vanyadziswa nedare
Mapudzi anowira kusina Hari chokwadi.... Ndipei hangu number dzemurume uyu😊
Mambo magonesa kutonga🎉
Haaaa mambo apa ndopekutanga ndaona hukuru hwenyu MAGONA CHOSE
Apa vakatonga havo
Best decision Eva mambo well done
Rudairo urinzenza.sichupeti
Kkk mambo won't disappoint us as a country zvinyadzi zvirimuropa kkkk tinongokudai mambo haaa munopedza stress
Zvakaoma mapudzi anowira kusina hari
Ambuya avo nehadzvadzi yavo vanotopenga
Enda kumaDNA mwana uyo handifungi kt ndewako coz mkadzi uyo ipfambi
kkkkk rudairo haaa ma one ungatumirane manudes pictures nehanzvadzi kunyepa chikomba mface akangonzi ihanzvadzi kuti isazoti chikomba
Katsotsi ako kamkadzi ako 😂😂😂zvawatosekesa dare kwanai mainini
Mambo anopinda nemo nemo 🤣🤣🤣🤣
Va Tinashe Mugabe please help this guy tichengete mwana tichiziya
For the first time according to my analysis, Changamire nhasi vatonga chaizvo
Neniwo ndazviona.
I love the Secretary waMambo:
Lorraine: Ndiwe
John: Ndiwe
Mambo nyaya iri pamberi pedare renyu....
anonzi Muchembere iyeye
Ndaona hama yangu iyooooooo 😊😊😊😊😊😊
Ibasa Rudairo wacho
Thank you chef
Mambooo ava kah 😂😂😂😂😂😂😂😂 sezvazviri
Kana ndiwewo Lorraine, waida kuti ati chii
❤❤
Pamwe urikurapisa mwana asiwako, DNA baba.
Haa mambo hamuna hasha imi,chero makurukota enyu ari weak iyo hanzvadzi yamai vaRudairo vaifanirwa kutodzingwa mudare nekurorwa chaiko
Mambo tinokutenda mangona
Murume anotaura uyu
Mambo taurai shona kwayo kuvana 😂😂
Haaaa mambo waseka kkkkkk ,musikana uyo futi.
Mboro yakamira😂😂 Makoni chibaba
nomo nomo
I think sekuru avo ndavambozorora,
unoudza murume wako kuti nhengo yako haindiitire 😢
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 1:48 😂😂😂😂 mambo vezvinyadzi
Mudzimai anobvunza roora here - hakuna baba here kumusha kwemwana????
😂😂Mambo taurai shona yakanaka
Kkkkk moda atiiko shona yacho😂😂
@@JemimaBhobho-y1c some words anofana kutaura neshona yakanaka
Matsotsi vakadzi ava bamunini tovaziva.
Tipeiwo zvimwe chaachimunya ichi
atidi kunyepa makoni madiro aanoita zvinyadzi iye wacho anotonyadzisa kuti ndine ukama naye uuuumm
Chihure muchachirega nemakunakuna
Makunakuna ayo
Pikitya?😂😂😂😂😂😂
Haa munesimba rekurondedzera fani
Zvinyadzi hazvizoda
Defomation of character mudare kuti hure magirazi urimhata
Mkwash shld go for dna otherwise vachachengeta mwana asiri wavo
Very very rude, tawurayi Changamire Sorojena.
Ma damages echii kuhure rakadai
Hure remukadzi uridofo
Mwana harambirwi amai munenge hurewo futi ...musatsigire mwana pazvinhu zvakaipa mangwana anokunyadzisai
Kutumirwa mapikitya yakamira 😮
Mai ava indururani. She is probably the one who was sending her daughter to do these disgusting things Toxic mothers do that a lot And by the way THEY DON'T GIVE A SHIT😢
🧐🧐🤣😂😂😂😂
Munhu wemurume unotaura nyaya gwaaa gwaaa gwaaa ...kwete kuita semukadzi nxaaaaa
Your Advert is too long mu man ....just go straight to your point vazhinji havana data wangu
Ndiwe usina data bundle, kana ndichikusvota unongobva woenda kuna vasingakusvote kwete kuswera uchitinyaudza, final Warning, I can block u any time
@@manasschibanda Uriduzvi ndosaka musingasviki palevel yaKaranganda coz munoda kuzviita munoziva urimhutter yemunhu Manas basa rekubudisa zvimunya hauna content wakadhakwa Uriduzvi ...unofunga kublokwa newe ndobvei madhaka aya
Tsekk bharanzi ...saka unoudzirei vanhu kuti ...like and share uridatya mupgfanha
@@Trabablasunomanikidzwa here
@@Trabablaskaranganda akatanga kare mhani iwee ini ndisati ndatanga
Mukomana akadii kumhan'ara nyaya take.Musadzvinyirira vanhu.Mambo munongonyadzisira mudare.Mambo uyo is an embarrassment to the justice system.
He is smart because aizoripiswa kuti haana kuroora😅😅😅he made a smart move
Ko avo vemagogorosi idako
Technology yapunza misoro yevana.This girl is innocent.Madhara should deal with these cases zvine huchenjeri.Madhara aya anofunga zve 10 centuries baçk.
Innocent yechii kahure ako nxaaaa
Kushaya Content here why do you rebroadcast you will lose followers
This is not rebroadcast
Imimi ndimi mungotoende, kune wanotodada zvandiri kuita izvozvi
Haupindure muteereri rough wangu ....ko imi vanhu munoti Wanhu ...shona yenyu ndeyekupi iyi?
@@Trabablaswakataure zvakanaka unopindurwe zvakanakewo, hondo inopedzwa nehondo
Kudhakwa tumapage twekutamburira utwu nxaaaaa