Mambo magona vakutoita Madhiri ekuwana mombe kana iye Dube wacho anenge arimo mumadhiri aangati anovaregerera achivada vakadzi vake ,ngavaripiswe ivo vakadzi ava kuita zvakadaro mumusha me vanhu
Mkomana kutora vese vari 2 ndokuzotadza basa😅. Keep your wives occupied mkomana. Unotorerwa. Ppl are renting their wives out c'mon ndozviripano. Family business murume azobhaiza apa saka hapana mbocho kana jonge rinopiwa munhu
Fair judgement Mambo Njelele🙏
Chikomba anofanira kusungisa maiguru namainini ava vamuripe mombe each nekumuitisa kuti aite munhu anodanana nemukadzi wemunhu. Vakadzi vanofanira kuripa
Tbank you chief. You re the first kuita judgement yakaita seii. Vamwe vanobva varova nyakurongerwa.
...this is a hustle; entrapment
Thanks sly kusvika kwa chief Gotami
Magona mambo hapana muripo APO
Vakadzi avo ipfambi but it's a family syndicate yekutsvaga mombe nxaaa. Murume aitoziva dhiri rese.
Poor sound quality
Hama yangu kana unedzakakwana pfungwa siyane nemahure ayo aende kumba kwawo .
Naiye i hure fut zvichimboitirweyi zvevakadzi hobhoo
Pa barika ukaona vakadzi vawirirana kaa
Woziva kuti ma1 ako atanga
Vakadzi vari mudzimba matora mukombe 😢
Mambo dare renyu ngaripindewo madzimai
Coz tinemafungirewo akasiyana nemi vanhurume
👏👏👏👏👏👍
Zvinhu zvekugokwe so kana ma jenarisiti acho haaa kusure chaiko ndatomboisa ma na earphones kuri kutoshabda the left one chete kkkkkkkk.
Gokwe yazviita zvekare mhanje mhanje tabva mudare rachief Chireya nenyaya yemadna vese anababa 2 vaita ma0%😅zvino tava munedzimwe futy dzemjolo haaa idzi tadzijaira kwaBushu
Ngavataurise
Volume please , poor recording
This was a setup.maiguru wanted the other woman to go.
Kana akatenerwa nyora dzekuhura haana level ramaimini ava with assurance from naiguru, anyhow kuGokwe saka inotambika 😢
Murume nevakadzi vakaita zheti..vaida mombe pamusha
Varume vari kuhurirwa vane ruchiva rwekuda mombe idi chaizvo ungagare nemukadzi wawabata nechikomba unoti acharega here kuhura mambo imbomirai kuripisa zvikomba timboona kuti varikubata pfambi dzavo nezvikomba vanouya kudare here uye vacharamba vachida vakadzi vavo here
Bombo class
Vanamambo mukasachenjera panyaya idzi ka vakadzi vachatumwa nevarume kunohura nekuda mombe kwamambo mutemo Kana uchinge wabata mukadzi ahura ngayende kumusha kwake hapana imba inozombopfuta Moto Kana mukadzi ahura
taurai zvenyu rinenge ratova business kuvarume
Chokwadi chakadzama
Mambo magona vakutoita Madhiri ekuwana mombe kana iye Dube wacho anenge arimo mumadhiri aangati anovaregerera achivada vakadzi vake ,ngavaripiswe ivo vakadzi ava kuita zvakadaro mumusha me vanhu
sly media udzai vanhu kuti kana vachibuda pa mhepo ngavakwidze mazwi nxaaa .apa noise apana chirikunzwika
Tsano journalist taurisai amusikunzwika
Pamwe murume ndiye akatuma vakadzi Kuti agopihwa pfuma .Sei ari kuda kuripwa nekuda kwevakadzi vasina kuzvibata.
Iyi yandinakidza nyaya iyi sooka 😂 zvakaoma hazvo sure 😂😂😂
Uyu haasi Dube handina kumboona yakapusa seizvi
Mainini vanotoziva chikomba chamaiguru futi
But mukadzi wacho akanaka sei ndanzwawo kumuda
Kana achida kupiwa nhaaripirwe nevakadzi vake
Mkomana uyo chikomba haana mhosva nekuti akanzi handina murume ndirikugara pa tete .
Ngavagare vese vakadaro mahure vese kusanganisa murume vakadzi two unovadii gutsikana nemukadzi mumwe
Kugutsikana hatirambi but hunge achigutsawo
@@isaacmapondo5861 chinoita kuti Mumba mubvire rudo hunge iwe murume usina kumbohura love kwatirii sevakadzi inoramba yakabaka hura uone kuti kana respect unoishaya
Ngakuiswe mutemo wekuti ahurirwa wese kana achirikuda mkadzi hapafanire kuripiswa munhu.
Madzimai maviri Aya vakaitahutsotsi hwekutsvaga Mari ndosaka iriraiwe zano rehutsotsi kuda mari
Energy please presenter
Atiteereri zvakadai azvinzwiki regai tisiye
Vatongi avo havana pfungwa zvachose mibvunzo yenyu ndeyechitsaga tsaga motopinza busy munhu atadzirwa
Cameraman itai serious nebasa
Nyika yavakuguma zvokwadi
Magona mambo
Type yaDube muriko here🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Kkkkkk jeso gokwe
Taurisa iwe presenter. Camera man chii nhai
Hamuna mukadzi bamnini imharadzi mukadzi wenyu mukuru huye vane diploma rekuruka nyaya vaida kuti urambe mukadzi mudiki satani wemunhu
Volume
Poor sound
Maiguru vatorinechikomba chavo uye murume iwewe vakadzi vachakuuraya
Uyu murume kt haana kudyiswa hr. Or else I business rekutsvaka mombe
Team makomba ine drama🤣🤣apa muface achirikuda maladies ake.
Talk about mazirudo🙆🏾♀️
Dube kunyera kuzungaira ihasha here idzi 😂
Ko vanhu vacho vanenge vasirikuda kutaura wani
Ko asi vaitonga husiku pasina malights
poor quality cameraman uye noise
Ko mbudzi dziri kuchema ndedze muripo here
Vakadzi vako vaviri vako hanzvadzi yangu mahure
Iye ayivadii vakadzi vaviri asina njere regai varoorwe ukaona vakadzi vowirirana kusvika pakadai ziva kuti murume hapana hapana
Chikorokoza chamumatare kkkkkkk
Mkomana kutora vese vari 2 ndokuzotadza basa😅. Keep your wives occupied mkomana. Unotorerwa. Ppl are renting their wives out c'mon ndozviripano. Family business murume azobhaiza apa saka hapana mbocho kana jonge rinopiwa munhu
murume uyu arikugara nemahure ose
Boring panyaya dzevolume
Poor sound cameraman Isa camera kumhunhu arikutaura not kunamambo vakanyarara nxaa
Twukadzi utwu twunzenza vatori nehombe dzavanovhura dzisat dzabuda