PahuZanu Zanu apa aaah, we have a serious challenge. Stop it! You are too good you don't need kufamba nembavha nemhondi dzeZanu. Had to say my peace, I love you too much.
Be tolerant. Its his choice and liking. Its not good to describe some people in the manner you do. I can say that about your party also then zvozodini ndikakuona iwewe... ita mushe wanzwa. nyika haisiyako wega..
Muchinda uyu ndanga ndakamuka asi zviya zvekungonzwa vanhu vachishoropodza munhu ini ndikato hakira asi ne zvandaona ne kunzwa pa podcast iri he's doing a job imagine uriwe wabirwa kana kuvharwa.. Batai mbavha dze blah Tafa
Well done mkoma Tafadzwa Chidawa, pamwana wangu ndine vimbo kuti Matrix iri kumubatsira kuva jaya chairo
varikugona basa mukoma tafadzwa rambai makadaro❤❤
Mukoma Tafadzwa you are doing a good job. Thank you Ollah
Olla your questions always makes sense in my head, l respect u Mr Brotherman👍
Thank Mr Tafadzwa tadzidza.... YeEnvelope iyo ndakaiitwa mukempton park muno muSA last year but ndakazongobuda zvangu nenyasha dzaMwari
Tafadzwa is intelligent. I enjoyed watching this.
He is intelligent, enough respect Tafadzwa 💪
wapisa pa harare chibaba bhora mberi i respect you bro keep it up
Tafadzwa l like your work and always follow you.
All that you need is a drone camera..
Finally we get to here from him first hand
Tafadzwa is intelligent, big up bro.
Thanks ola and Tafadzwa yeworld remit it's new to me
unogona Tafadzwa don't give up ❤❤
Kedha anenge akakiyiwa neweti. Great job Kedha, keep it up
I liked the inini handisi mutsvene, I am not pure..... true that Mr Chidawa keep it going, good job
Big up Olla u look natural right in your element
Good Tafadzwa free spirit bata mbavha dzese usaite zve politics pa mbavha be fare
You are doing a great job brother . 👌🏾
Thanks Tafadzwa nebasa raurikuita
i like your confidence.
Thanks boss na ollah tadzidza
Blessings mkoma Tafadzwa
Keep up the good work and may the Lord be with u
PahuZanu Zanu apa aaah, we have a serious challenge. Stop it! You are too good you don't need kufamba nembavha nemhondi dzeZanu. Had to say my peace, I love you too much.
Be tolerant. Its his choice and liking. Its not good to describe some people in the manner you do. I can say that about your party also then zvozodini ndikakuona iwewe... ita mushe wanzwa. nyika haisiyako wega..
Boss kheda an eye opener to Zimbabweans🔥
Pamberi nebasa mwana wamai
Chokwadi
Tafadzwa ,we greatly appreciate you
I dont know you tafadzwa but thanks to this interview.
Ma1 NAMA award for this man
Vanjo ndakairohwa paharare i will never forget
Nice job
Good one
Mutikitiva arikurova basa uyu!!! More Grace upon your life
Well done 👏 good job
Keep on doing a good wrk bro
Tafadzwa uchiri kurowa type ye sprint yako yawairowa here madays ako emboma mafana haaa wairema wakabva kure keep burning
kkkkkkk
Keep it up chamhamha ramba wakadaro .Mwari vakuitire nyasha
Boss Kheda great work
You are the best hama
Nama award yaifanirwa kukuonao wangu
Asi akasubmita maworks akashaya award here?
Respect Mafana keep up
Keep up the good work Chidawa
Haaarotomoke
🤣🤣🤣🤣
I always watch your vedios, itirwai zvakanaka i wish dai ZRP yedu yabatana nemi taingagara zvakasununguka . Keep up the good work
He sounds intelligent
Chadonha is as old as the rocks 90) but thankyou l like this guy so much 🤝👏👏👊🌷💐
Blessed Tafadzwa
shout out for mentioning Vancho vana Boris ndiko kwaiva kwavo lol
Zvakangofanana iwewe Olah wakambosungwa zvamaamanje ka iwe...
Ollah arohwa counter. Ajaira kupisa vanhu
😂😂😂😂😂😂😂 Ndapaonawo ipapo
😂😂ango gutsurira musoro zvake
Olla can you pliz invite Dr vere int the studio
Tokuwanai sei tinoda kushanda nemi Mr Chidawa
25:30
Haaaa mkomana anga abhoo nekubvunzwa of mapast discretions
kkkk taura hako
Our very own from Mzarabani Secondary School. Chenesai maStreets mkuru
Whose Tafadzwa Chidawa .With Ollah we will acknowledge the unknown this year
Waiting for khama billiat interview
Whose this guy
Vanogadzirisa nyika mkoma Tafa
ndirikudawo number dzenyu mukoma Tafadza
pane varikunetsa
Pautori kuinterview phone dzikutobiwa dzoka kubasa
😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂
😂😂😂
Tinokumbirawo kuti muise malong video ekubatwa kwembavha please Boss
Wakushandepi Tafadzwa
Good job mukoma
Keep pushing Ollar zvinoita
baba maka up up bredda
Mwari vakuwedzereyi makore mkoma Tafadzwa murikuita zvakanaka
❤
Muchinda uyu ndanga ndakamuka asi zviya zvekungonzwa vanhu vachishoropodza munhu ini ndikato hakira asi ne zvandaona ne kunzwa pa podcast iri he's doing a job imagine uriwe wabirwa kana kuvharwa.. Batai mbavha dze blah Tafa
boss kedha, am first here
Improve volume ollah
This man Tafadzwa is very wise 😂
Ndakaitwa IYOYO Ollah pana Chinhoi payaa wangu ndatumwa nemari yekunohodha shiri dziya dzekuveza dziya ndakaita senge ndichatsvikwa nemota kkk😂😂😂😂😂
sound was a bit bad
Vanogona mkoma Tafadzwa 🎉
Rambayi muchidzibata mbavha Mukoma Tafadzwa
keep going btother
Wakazvigaya sei Tafadzwa kkkk
Ndovanhu vekudeedza ava not zvana mai denzie😂😂😂😂
Tafadzwa kuvanhu 👊👊👊👊👊
the late soul jah love ft jah master ndovakaimba bhomupindu
Heavy Boss Kheda
Great interview
Tafadzwa unopisa ramba uchishandira nyika
Yeteam risingataur shona ndakamboitambwa pajoina cty ndina bro 2021takasikir kuonera takaramb apa vanenge vachitaur mari yakankisa
Yanaa nyengistoo kuseriii
VaChivhayo ipai Tafadzwa mota yakushandisa achiita basa rake guru
How do you tell or know that this is a mbavha guy
Big up mkoma Khedha
Mmmm pazanupf ndopawaka dyirwa ipapo
❤❤❤❤
Yananyengisto yandibata kkkk
Kumujolo kuna gondo harishaye sibling naryan skits
Ndakamboitabwa iyoyo 1992 yekuita kunge munhu asingagone chirungu
Yemassage ndakapotsa ndakairohwa pajoburg ndakazobatsirwa neumwe mdara soo haaa ndikufana kumuitira something ndikamuona😅😅
Ngavabate mbavha dzehurumende
Ndakaitambwa yedoor kuramba kuvhurika
Ndadzidza zvakawanda apa
@tafadzwa go and cee victor😂😂 for great work 😂yechadonha,ye envelope,yemdhara e Mozambique,yebasa dzose ndakasangana nadzo😅
Ngaaende anoona Victor uyu
Boom
OLLA SEAT YAKO IRIKUPISA .NDAONA KUSHIRINGINYA KURIKUITA BOSS KEDA
Seems like isiri comfortable
Aaah ndazvionawo 😂😂😂
Boss Kheda neighbour yangu
Haa Nyengisto yandipedza redbull