This was quite educational. Nothing wrong about fasting and breaking the yoke asi tinofanira kuziva chivanhu chedu.. For example l thought Nohoreka ndewekwaMutoko chete l didn't know that Nohoreka is everywhere. Thank you sekuru thank you mukoma Robert.
Wow thank you mukoma Robert nechirongwa tadzidza zvakawanda, kwete kuswera muchitipa nyaya dzekare dzinenge dzapedzwa nevamwe this is super tokudai mukoma Robert
Varidzi vesango (Shumba)! Ini hangu ndinodada nemi. Muri kutaura sezvazviri. I salute. History yeGurauswa handingaizivi hangu asi pane zvatakavonavo muri kutaura nemazvo: nemo-nemo. So, you are a very credible AUTHORITY - kwete zvidhakwa zvinongotaura zvinhu zvekuda kufadza vakuru-vakuru vehurumende.
Mukoma Robie apa marova basa .. imbofambirai nhoroondo YeVaLemba paMberengwa apo ,I wish Dai tazikanwawo ... we are a very secret tribe but now we are slowly opening up and we have one of the most interesting History .. although we are a small tribe. Please Sir Robert.
This is pure history. Dambudziko ndiroro hatichina dzidzo yechivanhu chedu. Chatinoziva chete ndizvo zvakanyorwa mu bible. Asi zvakanyorwawo nemasvikiro edu hatina.
Am late here but mhondoro pakuti Tandi aiwe tea boy haaa kkkk we hold our own history which is different to your own speculation I bet urimukwasha plus u are baised I believe makoni akutenga hanty thank you
The second man I have seen talking about things that are in the biblical stories. My question is why don’t you write what they say because kingship ya David was stolen by British people now we are confused who 😊 and where the king should be now British also are not happy with Charles what is hidden…
Mr R. Tapfumanei makaunza makuruvani madhara enyika yeZimbabwe VA Nehoreka Madzimambo Svikiro guru renyika vane nhoroondo yenyika uye ndiro rudzi rwangu zvino ndovana sei phone number dzavo va Nehoreka
Mbira dziri kurohwa haikona zvekunyina zviya. Unonyatsonzwa kuti tadzorwa kumakare chaiko. Mkoma Robert song iri kurohwa apo iyo inoda kuitwa opening song ye Slymedia.
Nhorowondo ye history iripo chaizvo asi yeZvamusikavanhu Mwari na Kristu nedenga aiwa svikiro arina coz handi zvenhorowondo ye history ba. Zvinenge zvoda vanogona kusviverenga kuma vara azvovo saka ngataure zvemasvikiro vogumira ikoko vosiya zvechinamato zvakadaro kana voita research kune vedivi iro vobata mushe semunhu anechipo chekubata chaizvo. Denga handi kunyikadzimu huye nyikadzimu hakufanire kuve musha wevashakabvu vedu saizvo etc.
You need to read about Mutapa state it’s origins( from Sudan) & how it become weaker & weaker. However it was one / if not the strongest state. But it became weaker & weaker as they fight the Portuguese, whites & amongst themselves.
@@nobuhlegumbo9712 that's true , but kana ukakumbiririra kunamwari nemidzimu yako with a clean conscience you will never be lead to the wrong person. What's important is to play a blind eye to these famous and social media traditional healers. What God bestowed on you knows where it's going to get cleansed and awakened.
Madzimambo ose are Kings, varungu pavakauya ndivo vakazvibvisa nekuti vaiti kuna King mumwechete vachireva Britain. Asi Africa yaiva nema great kings asi vakazouya vachitidzikisira pasi.
This was quite educational. Nothing wrong about fasting and breaking the yoke asi tinofanira kuziva chivanhu chedu.. For example l thought Nohoreka ndewekwaMutoko chete l didn't know that Nohoreka is everywhere. Thank you sekuru thank you mukoma Robert.
Nehoreka to the black people all of us not only for Mtoko
Nehoreka wekwamutoko wa1400-1700 ndiShumba Nyamuzihwa atoriwo homwe yaigarwa nemhepo yaNehoreka
Tiise maoko mambo Nehoreka varidzi venyika 👏👏👏👏👏👏 rurururuuuuuu Nyamuzihwa
Tisu vanhu vacho Masibanda ndiripo Shumba 🙏
Nhai veduwe Nyamuziwa ne Nechinanga Shumba tiri pamwe here
Great teachings. Thank you Mr Tapfumanei. Rambai makadaro.
Well done Robert Sylvester Tapfumaneyi Slymedia for the interview, rich history indeed
This is exceptional thank you for this informative interview
Thank you sekuru tadzidza zvinhu zvinofadza ende please keep on teaching us more and tiwudzeyi zvese zvamunoziva zve ZIMBABWE. TAKOMBORERWA
Tinotenda nenhorondo yeZimbabwe yedu yamatipa, rambai makadaro👏👏👏👏👏👏👏👏👏👏
Wow thank you mukoma Robert nechirongwa tadzidza zvakawanda, kwete kuswera muchitipa nyaya dzekare dzinenge dzapedzwa nevamwe this is super tokudai mukoma Robert
Sekuru vakatopoterwa ....varikutaura vakasvikirwa and this is deep ... difference between N'anga and Svikiro ... I relate
So educational. Thank you Mr Robert
Proudly Chipunza Nyati mhenyu
Varidzi vesango (Shumba)! Ini hangu ndinodada nemi. Muri kutaura sezvazviri. I salute. History yeGurauswa handingaizivi hangu asi pane zvatakavonavo muri kutaura nemazvo: nemo-nemo. So, you are a very credible AUTHORITY - kwete zvidhakwa zvinongotaura zvinhu zvekuda kufadza vakuru-vakuru vehurumende.
Chokwadi.murikuti dzidzisawo zvaivapo kare
Mkoma Robbie kindly ask, how does the so called Svikiro Bond relate to all this, where does he come in
Ndanzwa zvichinzi Nehoreka akaberekerwa kuAsia. Saka dai zvaibvira maidzosa svikiro rake iro ritipewo nhoroondo yekufamba kwakaita Nehoreka kubva kuAsia kusvika paakazourayiwa naMambo Solomon kuShamva uko. Please!
😂😂😂
Aaaa
Mukoma Robie apa marova basa .. imbofambirai nhoroondo YeVaLemba paMberengwa apo ,I wish Dai tazikanwawo ... we are a very secret tribe but now we are slowly opening up and we have one of the most interesting History .. although we are a small tribe.
Please Sir Robert.
Hamusi maShona kana munesecretive history. Zvekare kwenyu kuBelingwe hamuna rudzi uko
@@i_love_beer Handitodi kuva muShona ndosaka ndaClassifier .. 😆 🤣.. KuMberengwa titoritori nehushe hwebandauko hwatakapiwa but titori bhoo futiiiiii ..
@@simbathomu6496 wandiuraya kkkkk Simba mzukuru wangu kkkkkk ndiri kubva padhuze newe paMapanzure kunobva muchinda uya uya
@@i_love_beer kwanaTadzembgwa uko .. zvinoroya kuti shuuuuu
@@simbathomu6496 uhuuuu. No comment
Wow, incredibly enriching interview.
Nehoreka is a personal friend. Thanks Robert
Hello. How can I get in touch with him?
Thanks mukoma Robert, Ndadzokorodza ndadzokorodza kuteerera
Nzinza raNehoreka rekumasvingo.. Tiise maoko tateguru
Nehoreka ndiyo Shumba nechinanga here
Ndafara kuziva dzinza Rangu Shumba Nyamuzhiwa Nehoreka l am more happy 😊
this better than zve fake n
Kana usina kusangana nedambudziko unotaura uchidaro. Kana rauya uchavatsvaka. Taura seurikubva kuhope uchidaro
Mbuya used to tell us about this history yemadziManbo ivaya nekuti vaive vemba yeumanbo hwaMakoni. This refreshed my memories
Mbuya vaani
@@pricillamangwende I'm sure you can see I'm talking about my own grandma
@@pricillamangwende tiri vanu vamwe makoni,mutasa ,magwende hambausiku tiri masena
❤❤❤ powerful message Svikiro Nehoreka
Magonesaa rambai muchiita tsika nemagariro. Midzimu iriko 👌. Ini ndiri we Chivanhu 100%
Midzimu iriko and haitukwi. Takazvidzidza kumasowe.
My brother Robbie muno ndipasa manyemwe. Munogona mhani 🔥🔥🔥
Proudly muroora wa Nehoreka tiise zvanza nhai changamire
Why don't we have a king in Zimbabwe
We have a king Munangagwa
We don't need one
Information is power
Shumbaaa,Nyamuzihwaaaaa ,nehorakaaa,nechinanga,chiurayi gara resango
Nehoreka ❤❤❤❤
This is pure history. Dambudziko ndiroro hatichina dzidzo yechivanhu chedu. Chatinoziva chete ndizvo zvakanyorwa mu bible. Asi zvakanyorwawo nemasvikiro edu hatina.
JOB DONE 💥💥💥💫💫💫
Ndadzidza zvangu Tatenda King Nehoreka nehistory yenyika yedu thanks Mukoma Tapfumaneyi nekuti unzira zivo yakadai
bigman live longer you are the one and only mukumberi mukoma Robbie
Chaminika, Nehanda Nyakasikana,,Nehoreka Nyamuzihwa ,Biri na Ganyera ndiwo masvikiro ezimbabwe.
Chaminuka and Nehanda Nyakasikana haasi masvikiro. Makombwe ari level repamusoro pemasvikiro. Mhepo dzavo hadzina mutupo hadzina tribe
Wasiya mutota
Nehanda nyakasikana harisi svikiro
Proudly Nehoreka muBuja. Nyamuziwa
This is priceless
Am late here but mhondoro pakuti Tandi aiwe tea boy haaa kkkk we hold our own history which is different to your own speculation I bet urimukwasha plus u are baised I believe makoni akutenga hanty thank you
Zimbahwe rine nhorondo
Proud of our culture Zimbabwe is rich
Nice Mbira song at the end ,Mhuri yangu.
Thanks neadvise
I enjoyed that
Ndaita muvhunzo sei makagadza President Muna November
Aaaaa ndivo Mkoma Robert ava ndaingoziva voice ravo chete tinotenda nebasa renyu
Thanks mukoma Robert neprograme iyi. Can you please try to get information yedzinza nemutupo weBere bcz pane nyaya yehumambo inonetsa kuRushinga
Thanks Sly nekutinzwisa history.
Mukoma sly thanks nechirongwa chamauya nacho
Ko Bond akazondi
Ndiwo masvikiro enyika chaiwo aya mukoma Robert tsvagaizve mai va Charles Mabika ndirozve tsvikiro rimwe rekare vane nhoroondo ye Zimbabwe
Please ask him about Makombe chieftainship
What is the name of the mbira music
Gogo Mavhu mbira grp
Please mutipewo ma song amunoisa pama video anondisvitsa kure
Tiunzireiwo mutasa paplatfoam iyi.its educative
Tiripo asi vasly takuda party 2 yemukadzi wekuchinhoyi uye wokudyirwa mari namadzimai plzzz
Chandoziva achangorohwirwa izvozvo
Ndipewo number dzanehoreka avo ndiro dziko rangu ndiri masvingo
The second man I have seen talking about things that are in the biblical stories. My question is why don’t you write what they say because kingship ya David was stolen by British people now we are confused who 😊 and where the king should be now British also are not happy with Charles what is hidden…
National archives has the documents
Vana Charles Ava kupinda humambo asi vasina kukodzera
Mr R. Tapfumanei makaunza makuruvani madhara enyika yeZimbabwe VA Nehoreka Madzimambo Svikiro guru renyika vane nhoroondo yenyika uye ndiro rudzi rwangu zvino ndovana sei phone number dzavo va Nehoreka
Ska Bond akabva kupi???
Chokwadi hurumende is not supporting chivanhu
Tipeiwo full song yamavhurisa chirongwa mkoma Robert
Go to channel ya Gogo mavhu mbira group
@@SlyMediaTv thanks mkoma Robyy
@@SlyMediaTv Maita basa regai tinotsvagako. Koo vanonzi vakatorerwa Licence nenhau yekudhurisa ichokwadi here?
Varidzi wenyika masvikiro nemadzishe madzimambo akagadzwa namwari hurumende inosarudzwa nevanhu chivanhu chiripo ngavabiswe vasingazive nhoroondo vanopa ivhu madzishe nema sabhuku kwete hurumende
Ko ichokwadi hr chakataurwa namadzibaba Bond kuti ndiye ane tsvimbo yenyika chimbobvunza mkoma Sly kuti svikiro rinotiiwo kudii.
thank you for this question, neni wanted to ask the same
Makadiiko sekuru mukanya vaisa zvanza rudzi rukuru makwira miti
Very vivid memory frm this man
😂😂😂 bond hameno
??????
Wonderful mbira & music traditional group
Mbira dziri kurohwa haikona zvekunyina zviya. Unonyatsonzwa kuti tadzorwa kumakare chaiko. Mkoma Robert song iri kurohwa apo iyo inoda kuitwa opening song ye Slymedia.
Ndiyani wadaidza Nohoreka ndiyani wadaidza ndiyani wadaidza baba nyamuzihwa vana mbuya vangu paNenguwo apo ndatenda hangu
Interesting. I didn't know there is a relationship between Nehoreka and Makoni, Chiduku, Katerere, Mutasa. Tadzidza.
Nehoreka haisi Shumba neChinanga here ,,l used to hear my dad vachinzi nehoreka vanhu vachitamba
@@amaramudi1068 Nehoreka iShumba nyamuzihwa and shumba dzese dzakabva Pana nyamuzihwa
Ahhh apa paitwa zviriwrong pakuona kwangu ....momz avo havana kodzero dzekuripa mai avo for wat reason ...headman vavhunduka ndimi apa 😂😂😂
🤝ndinotenda
Iyi iprogam yevazukuru chete here?Asi ndiko kwako kanhi nhai Robert?
Nhorowondo ye history iripo chaizvo asi yeZvamusikavanhu Mwari na Kristu nedenga aiwa svikiro arina coz handi zvenhorowondo ye history ba. Zvinenge zvoda vanogona kusviverenga kuma vara azvovo saka ngataure zvemasvikiro vogumira ikoko vosiya zvechinamato zvakadaro kana voita research kune vedivi iro vobata mushe semunhu anechipo chekubata chaizvo. Denga handi kunyikadzimu huye nyikadzimu hakufanire kuve musha wevashakabvu vedu saizvo etc.
Mataura zvamakarava hama, mukasangana nesvikiro redi muchaona kuti hamusati moziva mwari. koo momboziva here kuti mhepo dzemasvikiro dzainamata mumweya nemuzvokwadi kudarika zvatawakunzwa mukore uno kuti mufundisi anofambidzana murudo nemadzimai evanhu? Ukatora svikiro redi woriti apo tsvee wotora mufundisi ari paidi womuti apo tsvee uchashaya musiyano. zita rekanamatiro sandiro rinodiwa namusiki asi mafambiro, magariro, mabatiro nehutsvene koga
Ngaisaperere ipapa nhau iyi inodzidzisa chokwadi
Maaaayiwe dzorai Moyo nehoreka vapwere varasika
Watched to times in hopes to get part 2
Haaaa taurai henyu wena 👍👍👍 reach history
Good one.
Aaaa anamukanya Havana kupusa muri mkanya nhai mkoma vangu Tapfumanei ,Well-done mkanya
Mazonyanya kutaura dzevazukuru we wanted to know more about nohoreka himself and his kingdom
You need to read about Mutapa state it’s origins( from Sudan) & how it become weaker & weaker. However it was one / if not the strongest state. But it became weaker & weaker as they fight the Portuguese, whites & amongst themselves.
Also because he is lying!
@@lisapeters5114 marasika tinoda kunzwa naiye mbune ini ndiri nyamuzihwa ndinenge ndichitoda kudzidza kubva kune vakuru
Sekuru must train vanhu vanoda zvemasvikiro vaite zvawo nyika yedu yaparara nekushaya midzimu
Chokwadi
Ndipoooooooo👏👏👏👏
Mugabe akatiurayira nyika .Since 1980 masvikiro akaraswa .
Rich history
Tateguru Ganda Nyamuziwa vadzimba wedondo vakabva guruuswa Tanganyika vakapinda zululand vakapinda dzimbahwe vakaenda moza tatenda shumba vaudzei kty bhaibheri harishande dai raishanda rakavabatsira kare
Nyaya iyi yandinakidza nekundidzidzisa
Well done
Ini hangu ndakazvi mirira ndinoti zvemasvikiro zvinonetsa nekuti hatina kugara tazvidzidziswa saka ndotangira papi ,ko kana ndika kangaisa chivanhu handi ndapare mhaka ,chivanhu chinoda pane anoziva kwete kungoponda pausi ngazivi,better kunamata handina chandinganzi ndatadzira varipasi
Learn slowly. I know a bit. Kunamata kwese kunoda tsitsi rudo ne kuregerera
Kutonamata kuchurch kwacho usina kugadzirisa chivanhu chako nekukumbirirwa imhosva inoyenzaniswa ne ngozi.
@@horus4742 aah chinogadziriswa uchichiziva kana kuchigona mazuvano vacho vanoti vanogona inhubu dzega dzega unomutsirwa zvirere
@@nobuhlegumbo9712 that's true , but kana ukakumbiririra kunamwari nemidzimu yako with a clean conscience you will never be lead to the wrong person. What's important is to play a blind eye to these famous and social media traditional healers. What God bestowed on you knows where it's going to get cleansed and awakened.
Chivanhu hachinetse, kudzidza kwatikaita kunamata ndiko kudzidza kwatinoita chivanhu kana tisingazive.
Kwamutoko ndiko kusango ranhohwereka
Ndiyo region yacho inobata Mash East, Central and Manicaland
@@pearlmambinge451 nohwereka anoenda kugomo rake kwete region
Tanzania Guruuswa uko. Pari kutaurwa chokwadi, tirikuramba tsika dzedu, hatichaziva mafambiro ehupenyu. Hurumende ndiyo yava kuita sekunge ndiyo maSvikiro enyika. Zvakaoma
Mapabata here apo, hanzi neSvikiro nzvimbo nenzvimbo inematongerwo ayo akatarwa naMusikavanhu
Aizve saka chiwenga akatongotambiswawo front netumadhara utwu
Uumm vnhu vamukomarobert kkkk mwari wanzayi nyasha
Nyika yedu mkoma Robert yakasorasa chivanhu chedu kare kare pakapera hondo hapana akada kudzokera kumidzimu yedu kuti zvino zvatapedza hondo tochidii akava mazvake zvake.
Taura hako, asi nesuwo vana veZimbabwe mumhuri dzedu vanhu havachita mabira, kurova makuva etc unotonzwa kuti tava kunamata. Hey pakaipa
Great Chief Sekuru VeMbizi...kkk
Mambo vanotaura chokwadi
changamire nehoreka vane dzidziso.. ndafarira Havasi biased.. he speaks his mind vachitaura chokwadi
25:23 batai mazwi hanzi nyika yave yechiii??
🤣🤣chigunwe
ndingafare Bond Gombwe rikasangana neSvikiro Renyika Nehoreka.Slymedia yakatadza kukumbira kuziva Svikiro,gombwe nejukwa
mitupo misere yekutanga kubva pa1 kusvika pana mhazi .Toda kuiziva
Taura hako thot he will ask the difference between -Svikiro, Gombwe and Jukwa?
Zimbabwe ndeyeropa hauna kuuya nyore inevaridzi wayo vanhu vari kutamba nazvo nyanya iyi inoda madzise kwete vari Kuda kutongao
?????
Hapana hapana
My uncle murisei sekuru
Varikunakirwa ne sugar ne motor ichokwadi ichocho
Madzimambo ose are Kings, varungu pavakauya ndivo vakazvibvisa nekuti vaiti kuna King mumwechete vachireva Britain. Asi Africa yaiva nema great kings asi vakazouya vachitidzikisira pasi.