Ko Chief veBuja vakati wani Nehoreka haana paari kubuda iyezvino plus Nehoreka anobuda pamunhukadzi ko izvi ndezvipi manje hatichanzwisise manje vakaenda hre ku Buja ava vakanoonekwa kuti ndi Nehoreka zvesure
Iwe tsvaga zvako. Inga wani jesu waunonanata akafa. We pray through mudzimu yedu kuti vatisvitsire Kuna musiki. You pray through Jesus kuti akusvitsire Kuna musiki. Don't be dumb. Moslems through Mohammed. Ko zvamunoti mwari wa isaka, David, Jacob, mai Maria musante vapenyu here vanhu ava. Ko mu bhaibheri mune verse yevaitakura marangwanda ema dzitateguru avo. Nyika ino ndeye dzimbahwe urikuitei muno. Enda Israel. Bible rakauya nevarungu. Mvura yamunonwa yakayereswa nemhondoro.
This man is fake nhohoreka haasi kubuda pamunhu mudzimu kana anenharo ngaauye kwa chief Mutoko.Mukoma neshamba endai pa program yamakaita na chief mutoko ndochokwadi ichocho
Svikiro/mudzimu is supposedly communication with dead ancestors is not of God but of Satan. The Bible says the dead "know not anything" (Eccl. 9:5), they "do not praise the Lord" (Psalm 115:17), and that their thoughts have perished (Psalm 146:4). Satan's first lie was, "Ye shall not surely die." Since then, he has convinced many, even sincere Christians, that when you die, you aren't really dead. If Satan can convince you that the dead are living and are able to communicate with you, he can then begin to use that belief to deceive you out of your eternal inheritance, just like he deceived Adam and Eve out of their garden paradise.
always existed since time immemorial. Ezekiel 47: 12 reminds us: “And on the banks, on both sides of the river, there will grow all kinds of trees for food. Their leaves will not wither, nor their fruit fail, but they will bear fresh fruit every month, because the water for them flows from the sanctuary. Their fruit will be for food, and their leaves for healing.” Isaiah 38: 21 also gives us an account of how Hezekiah, the king of Judah who was fated to die, survived after praying to God. “Prepare a poultice of figs and apply it to the boil, and he will recover,” instructed prophet Isaiah.

Bhaibheri hapana parinotaura kuti Mwari akasikira vanhu muno muAfrica pakati peSudan neEthiopia rinobva rasarudza kuti vanhu vatema vaisavapo pakasikwa vanhu zvinova zvekunyepa bhaibheri rakabva raita Jesu muchena ngirozi chena zvinova zvisinakukwana
Drewmas Ndinokutendai chose nezvamunotiitira ndoda kukupai basa paite zvipatara zvechivanhu zvinovakwa nehurumende nekuti vana sekuru ava nevamwe vavo vanehunyanzvi vevakasiirwa nevakuru vavo hunokwanisa kubatsira ruzhinji rwezimbabwe Imi ndimi maziso nemuromo edu fambirai mberi nebasa,Zimbabwe inyika inoyera iyi matambudziko haaperi kusvikira tadzokera kumavambo kwekuziva kwatakabva
Haa ndadzidzs zvakawanda Sekuru
Ndomunhu wamaifanira muchishanda naye cz isimbi yebasa iyiiii❤❤❤❤❤
Kana munhu anosvikirwa naTateguru vangu Nohoreka asina kuuya pamberi pedare redu tichinzvera mweya uripaari munhu iyeye ndeve nhema. Nohoreka haasikubuda parizvino. Murume uyu ngaauye Buja kumuzinda vedu tibvunze mweya.
Nehoreka mudzimu mukuru weva yera Shumba Nyamuzihwa. I mhondoro hurusa inoshevedzwa kuti mhepo ina dzevapfumi neshoroma. Mukuru uyu ngaasati tambire nedzinza redu isu vaBudja achidai. Nehoreka haana paari kubuda pari zvino ndicho chokwadi.
Thanks a lot for adding the Ndebele language on reporting,but we are looking forward for English subtitles . You taking us to another Level
Nehoreka anosvika pamukadzi kwaCharehwa, this man must not confuse us
Munotigonera Mr ne Shamba rambai muchiendera mberi nebasa iri mwari nevadzimu vakutungamirirei munogona
Ichokwadi sekuru gratitude is very important for abandance
You are my best wena baba isintu sakini yiso esivulinhlanhla zakho not uku romba
Sicela nomuntu okhulumayo isindebele we also need to understand.
Anokwenya muzukuru ndaari kuvaviwa 🤠👍
Ko drop sick ndinoitawo sei ndirikusouth africa
Zvese izvi mogona here sekuru
Sekuru vari sarudzo ndeyako malevels awakening akasiyana
Pano panondidakadza chaizvo
Ko Chief veBuja vakati wani Nehoreka haana paari kubuda iyezvino plus Nehoreka anobuda pamunhukadzi ko izvi ndezvipi manje hatichanzwisise manje vakaenda hre ku Buja ava vakanoonekwa kuti ndi Nehoreka zvesure
Hevo shumba Nehoreka Chikara chikuru chesango 👏👏👏
I wish dai sekuru muri pedyo ini ndine dambudziko rembereko
Huya inbox
Classic best interview ever. Vane live wire rinospaka
Musoro wemwana vakaashaiwa makadii kureva
Aiwa sekuru iyi ichokwadi sekuru ndafara pa karanganda
Zvino rehondo roshandiswa sei
Ndinonzwa kutapirirwa nekudzidziswa ne ve drewmas
Please sicela umuntu okhuluma isindebele lo sisi kakwanisi kamekancane
Havazirivo vaimboshanda nana Tsikamutanda here
Sekuru ndiripano muzukuru wenyu shumba nyamuzihwa chaiyo ndiripano
Ndiri pano mwana we shumba asekuru
Unonzwa munhu achizodzidzisa zvebhaibheri parikutaurwa zvechivanhu kurwara pfungwa ikoko endai munoitira kure uko
Sekuru vakuimba zvekumasowe
Mr Andrew musikana uyu anonzani
Mukoma Andrew Neshamba THANK YOU MY BROTHER NEBASA RENYU NDAFARA CHAIZVO MUKOMA GOOD DAY BYE BYE!
Tinotenda sekuru nedzidziso dzenyu
Mwaita va shumba nedzidzso yenyu
Favourite question from Drewmas; Pane here zuva ramusinga kanganwi uye chii changa chaitika 😂 😅 👏 🙌
I am a Christian but I love such topics. Thank you Drewmas
Very good
Thanks very much sekuru 👋 ko isu vanhu kadzi tingazviitawo here?
ngendlela eqondileyo zamani ukujiyisa ulimi lwesindebele
Ho kune vana Nehoreka vangani? Pane arikumvurwi anonziNehoreka zvakare?
Hayi siyabonga kuthi lisitshengise omkhulu bethu nokuthi bengasincedisa njani
Wal true identity is chivanhu chedu
rekorona munopedzahere
Drewmas media tinotenda nebasa ramuri kubata tiri kudzidza zvakawanda.
mbavha iyi
Nehorekaaaa
Imbosvikai Kwabulawayo
Love zii song🎶🎶
Ndikukumbirawo number dzasekuru shumba
Wakaiwana here
Tsvagai Mwari wachada repent hakuna mushonga inopfuura tenzi hannah prayed to God akapihwa mwana
Kuchivanhu Mwari ndiye Musikavanhu vanotomunamatawo
Everyone is entitled to worship and believe in what they want. If you dont agree with their choice you are free to jog off.
Haha Haha kune vabatwa nacho😂😂😂😂🤪🤪🤪🤪🤪🤪🤪🤪🤪🤪🤪🤪
Iwe tsvaga zvako. Inga wani jesu waunonanata akafa. We pray through mudzimu yedu kuti vatisvitsire Kuna musiki. You pray through Jesus kuti akusvitsire Kuna musiki. Don't be dumb. Moslems through Mohammed. Ko zvamunoti mwari wa isaka, David, Jacob, mai Maria musante vapenyu here vanhu ava. Ko mu bhaibheri mune verse yevaitakura marangwanda ema dzitateguru avo. Nyika ino ndeye dzimbahwe urikuitei muno. Enda Israel. Bible rakauya nevarungu. Mvura yamunonwa yakayereswa nemhondoro.
Drewmas stories is based on Spirit mediums or svikiro so if you are against masvikiro it's better to unfollow drewmas media .
Sekuru ava vakafanana na silent killer ve zimdancehall
🤣🤣🤣
Iweekaa kkkkkk
Haaaa sekuru shumba mbiri yavo ndakainzwa Nehoreka kkkkkk
Wakandzwa chiyi utiwudze
Vanogarepi nhai
What is bikiro?
mafembo or bute
Why do you ask the same questions every time?
Because he is asking different people not the same people, so those answers we still wanna hear
Chii chinonzi bikiro ko zvabwa chii
zvambwa ndizvo zvinobikiswa bute, bikiro ndiro bute kana kuti mafembo
Groom us media lol
This man is fake nhohoreka haasi kubuda pamunhu mudzimu kana anenharo ngaauye kwa chief Mutoko.Mukoma neshamba endai pa program yamakaita na chief mutoko ndochokwadi ichocho
Svikiro/mudzimu is supposedly communication with dead ancestors is not of God but of Satan. The Bible says the dead "know not anything" (Eccl. 9:5), they "do not praise the Lord" (Psalm 115:17), and that their thoughts have perished (Psalm 146:4). Satan's first lie was, "Ye shall not surely die."
Since then, he has convinced many, even sincere Christians, that when you die, you aren't really dead. If Satan can convince you that the dead are living and are able to communicate with you, he can then begin to use that belief to deceive you out of your eternal inheritance, just like he deceived Adam and Eve out of their garden paradise.
Imbodzidza Bible wosiya isu takadaro. Takabveko. Bible rinoti shandisai mushonga wani
Mwari wa Abraham, isaka vapenyu here
Bible rino revised every time. Book of Enoch, James, Thomas v akabvisirwei. Vhura maziso.
always existed since time immemorial.
Ezekiel 47: 12 reminds us: “And on the banks, on both sides of the river, there will grow all kinds of trees for food. Their leaves will not wither, nor their fruit fail, but they will bear fresh fruit every month, because the water for them flows from the sanctuary. Their fruit will be for food, and their leaves for healing.”
Isaiah 38: 21 also gives us an account of how Hezekiah, the king of Judah who was fated to die, survived after praying to God.
“Prepare a poultice of figs and apply it to the boil, and he will recover,” instructed prophet Isaiah.

Sekuru Nehoreka Shumba Nyamuzihwa ndimi Sekuru vangu dzinza ramai vangu