What a nice archeological evolution concern drumas media today is today keep well our tears of blood freedom is coming tommorrow the rise of bones❤ you zimbabwe and our ancerstors arise and arise we proud of you
That is so clear. As far as i know and heard is when the war began they were in war they got powers they were being led by chaminuka mbuya nehanda kaguvi and others. Why vasina kuchenura vakomana nevasikana vakafira muhondo kuti nyika igadzikane.
It is another Level 💯🌍,Drewmas media is doing a great job keeping people informed,the History of Zim has a deep foundation in its inherited Culture, keep it up hopeful Peace and Tranquility embraces the Country 🙏🏾.
Hatishore chivanhu chedu, kunyangwe mumusha matatenda anofanirwa kuitwa, mudunhu, mabiko haachaitwa ekutambira mvura, uye kuita matatenda after harvest. Chaakungonetsa varikuromba vavanda, it's hard to know who is saying the truth, and it's been causing a lot of spiritual confusion.
Why is he sounding like muporofita vekumasove... kumazuva, kumazuva nemwaka ndichirarama, vagere pasi.... imika imi ndaseka zvangu ini. Anyway you are near kumaraini kwangu kunonzi KuTanda.
Nyika yedu ichatongwa ne vayera moyo Sana Mambo asi vachaimhanya ndanga Shumba mutupo wanamambo ,anamoyo ndiwo Waka vhura dzimbahwe asi hutongi ne humambo vakasiya a ,Hutongi unopfuura uye chero Ani anotonga Asi humambo wakagara munana Moyo asi Ana Shumba vachagara pachigaro
Drewmas media I told you in my comment earlier on that Mbari resided at Matapi now called Mbare.I'm in the lineage of the Hwata,mhofu or shava dynasty.
Zgood questions mkoma Andrew , chokwadi why doro kuda kuzobikwa nhas after more than 30yrs , this is another vesion of madzibaba bond , manje isu tirikungoti ngaapinde mukomana
I didn't get the explanation of Chaminuka origins and Mufakose. Can someone please point some book/text that clarifies and explains all this😀 a lot is lost in the translation.
I am very skeptical when it comes to dzimu speaking in the language of the muvuyi...also, matatre enyu aya anoitwa nguvai uye nyangwe zvikanzi vakumbirwa, zvekubuda pacamera mmmm. Hatidi nhambe yakadai
Mhondoro chaidzo hadzitorwe pikicha hazviko izvo 😊manga makanyararara
43 yrs dzese idzi ratova drama iro 😅
Dzinotorwa picture imi ini ndinotorapa mapicture wani
Ndipo ndikutoshayawo uye dzimo rinowinekwa namabasa my on opinion hazvaimbo mirira kushambadzwa Kuti mukuru wenyika ngaauye pano rinotofamba regai mumhepi like wifr😂
dzinokumbirirwa before maisa maCamera ,,kana musingazivi bvunzai
Rasta vemabhingo😂😂😂😂😂😊
@@innocentkaruma5869kwete chaminuka
Ko kule Chaminuka vanotaura chingzi futi ivo vakafa vasina mabvi vasati vauya. Miracles never cease
😅😅😅 zvinhu zvacho here so confusing ahhhh
Hapana chaminuka apo
😂😂😂😂😂😂
Ngaagare papfumo kana ariye chaminuka anonyeba bvaaapo
😂😂😂 Saddam get a lick him waiting for the next payroll wat a comedy
What a nice archeological evolution concern drumas media today is today keep well our tears of blood freedom is coming tommorrow the rise of bones❤ you zimbabwe and our ancerstors arise and arise we proud of you
Haiwawoo. Seiko muchida kuitisa vanhu. Ko makuishaya Seiko nhoroondo ya Chaminuka. Makukwenya dama Seiko. Mhepo ya Chaminuka haitauri nomutauro wakashadabuda kudaro.
Best comedian wemu Zimbabwe bho.here😂😂😂😂
Step yemavendor 😂😂
@@unknownright8315yaWasu ndiyo yandi spaka😂😂Wasu achi traveller😂
Kkkkkk
Ana Lloyd naana Loice muripo here nema stepmother and stepfather enyu kkk
Mutoriro uyo
Kkk😂 funny munhu akagona kutaura shona yakadzika akutoti anesimba remidzimu😂
Amen nyika ngayidzokere payangayiri fighter mwana wevhu nyika yaparara
😊
😊 T😮
😊 😊h😊😮
Masvikiro chaiwo anofanira kuita zvishamiso ndopanotanga vanhu kutevera kwete nhoroondo yavakaverenga mumagwaro😅😅
Best comedy na mdara neshamba bhora mberiii siyaiiii gombwee irooo guys akuda mariiiii ku government
shallow minds. you know nothing about the spiritual
Kwanzi anrchidumbu chekurwa Hondo ngavauye nditaure navo vabatanr pafungisisei apa kusada kubva uku Saka tichavjota hre hazvina kujeka
Good question dzinza rake rakabva kupi vakujamb-jamba
Thanks vaNeshamba taona kumusha kwedu
That is so clear. As far as i know and heard is when the war began they were in war they got powers they were being led by chaminuka mbuya nehanda kaguvi and others. Why vasina kuchenura vakomana nevasikana vakafira muhondo kuti nyika igadzikane.
Haaaa vakuenda kuma gumo regai tinzwiririre zvedu itai henyu basa dreamers❤❤❤🎉🎉
Drewmus Media izvi zvafanana na madzibaba Bond , taneta nawo vanhu ava netsvimbo dzawo,kutengana chete kutsvaga Mari uku, ngaibude chete tsvimbo yacho toipa anenge ahwinha maElection Acho, Nyika yofambira mberi nehuchi nemukaka, taneta kungonzwa nezveHondo🙌🙌
😂😂😂😂😂😂😂😂😂tsvimbo yakaisiswa moto iyo dzimwe idzo mahumbwe kikkk😊
Izvi zvinotoda madzimambo vosangana voita zvirikutawura manje madzimambo acho vazara MASALADIIII havazive kuti BIRA riondiwa madzitate Guru vanasekuru vakasangana pamwe zvinochinja vanhu woyeeee vanhu vakapera nguva yehondo saka vazhinji havana kuvigwa zvakanaka...saka ndiri kudzokorora N'anga dzese dzeZINATA madzimambo ngavamboita izvi ichokwadi zvikaitwa nemazvo tinosvika kure❤
It is another Level 💯🌍,Drewmas media is doing a great job keeping people informed,the History of Zim has a deep foundation in its inherited Culture, keep it up hopeful Peace and Tranquility embraces the Country 🙏🏾.
Indeed. Big up Drewmas and Neshamba crew
Ndezvekupenga izvo
Great job from your media Andrew and others🙏🙏
Point of correction Nyatsimba mutota haana gubva Guruuswa .. Akaberekwa na Chibatamatosi uyo aigara Masvingo .. Nhorondo yavo yedzinza yaimwisi mvura
Tanks for yr questions andrew asihaa dze tsvimbo idzi ngavambomira kkkk bond takasara tanyara
Hellooo Andrew Neshamba My schoolmates my classmate at Ngezi high sch Mamina
Haaaa toziva zvipiii 😂😂😂😂 nhamo yemunyika yaita kuti tiswero teerera vanhu ava
👀👀🤣🤣🤣🤣🤣👀👀👀
yaita kuti munhu wese asvikirwe munhu wese ave gombwe munhu wese ave ne tsvimbo yenyika
Ndirikutsvakao song iyo good bye my friend
Ummm ndozvaiita madzibaba Bond izvi nhasi varipi vanhu vachapera ku penga😂😂
at least uyu akutsuea zvekubatana nekuvakwa kwenyika nenzira yechiwanhu
Kwete bond aidada netsvimbo yakatenga kumbare
😂😂😂😂Kuseka nhamo serugare
Hatishore chivanhu chedu, kunyangwe mumusha matatenda anofanirwa kuitwa, mudunhu, mabiko haachaitwa ekutambira mvura, uye kuita matatenda after harvest. Chaakungonetsa varikuromba vavanda, it's hard to know who is saying the truth, and it's been causing a lot of spiritual confusion.
True the history of chaminuka is not well documented it's so sketchy
Isu kwedu toita hapeno kwenyu. We still value chivanhu chedu
Why is he sounding like muporofita vekumasove... kumazuva, kumazuva nemwaka ndichirarama, vagere pasi.... imika imi ndaseka zvangu ini. Anyway you are near kumaraini kwangu kunonzi KuTanda.
Kana kuti vemasowe vanopamba mweya wemasvikiro vachiuisa kumasowe
Nyika yedu ichatongwa ne vayera moyo Sana Mambo asi vachaimhanya ndanga Shumba mutupo wanamambo ,anamoyo ndiwo Waka vhura dzimbahwe asi hutongi ne humambo vakasiya a ,Hutongi unopfuura uye chero Ani anotonga
Asi humambo wakagara munana Moyo asi Ana Shumba vachagara pachigaro
mukoma Andrew this man is correct,zvaifanira zvakaitwa nyika payakatorwa ,but nekuda kwenguva hameno kuti pane makombwe achabvuma kudzoka here
I love this song hangu❤
Baba Harare song iyo
😂😂😂😂😂Andrew chibaba kkkkkkkkkkkkk wamubvunza zvandada ngaataure dzinza rake tinzwe kkkkkkkl
Lol mudzimu unotaura chirungu hanzi tumaVote,Kusignirana pasi,Kavote kenyu😂😂😂😂😂ndafa I couldn’t finish it lol mafunnies aya
Nhaizvako
Pandinetsa ipapo 😂😂😂
Dzimu iri nderefake m,mhepo haitaure chirungu kana chizezuru
mudzimu wechirungu kkk
Ko madini kuburisa mudzimu wakuenda taonawo
Ka song bhoe ke jiti aka
Chingo unganidzai ana chaminuka vacho vese😮
Shuwa Im confused
Haaa mataurire anamadzibaba awo vana Chaminuka vakazomazivirepi ivovakafa kare
Mhondoro dzacho dzinobvuma kutorwa video umm ndine Ka doubt nazvo ... Kana ari iye chaminuka chamz mbude anodii kuita something Kut vana vake tisarasika gwara uye anofanirwa kutonhodza hondo kunova kupandukirana kuriko nhasi umm .
Anyway thanks to our drewmas media .....
We need to hear more Changamire Dombo...we are still waiting for part 2.
Wonders shall never end shuwa matsvagiro edu mari matateguru we have suffered 😂😂😂
Masweracei shumba nemhuri yenyu uko👏👏👏
Mega mega amumubvisi kkkkk ndiyan akurehwa apa aaaaa yaaanyama Kani ausisiri mudzimi😂
Kutungamirira nekutonga nyika zvinhu 2 zvakasiyana!
Sekuru ava vanyepa padzinza apo Nehanda chaiva chana chaTovera akauya vachirwahondo kubva Tanzania chaminuka aiva chizukuru chatovera nehanda avamurume asi akanzonzi kasikana nekuti aigara pamusikana mhandara. Kti azonzi nehanda pauuya handa yeshumba kana asvikirwa ndopakabva Zita rekti nehanda
Yowe 😂😂😂😂😂😂😂wht a question ndopane nhau padzinza Adrew Andrew 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Masiya ini mkoma Endrew
I like the intro song more than the whole show , haaa kubva ndafunga kumusha chaiko 😂😂😂😂😂😂😂😂
Drewmas media I told you in my comment earlier on that Mbari resided at Matapi now called Mbare.I'm in the lineage of the Hwata,mhofu or shava dynasty.
Mbare is Gurundoro not Hwata, Gurundoro Shumba weDzivarasekwa svikiro raigara muchikoma cheKopje. Shumba Mbari Gurundoro.
Drewmas wagona kubvunza you are professional ... ambokwenya musoro paavhunzwa patsanuro arikutondandama haazivi nhau iyi arikunyepa
Kana Pasina kutaurwa zita rehomwe huru yaChaminuka ainzi Pasipamire wekwaRwizi Mazarura tinoti garai pasi. Iyeye ndiye aisvikirwa nemudzimu waChaminuka akauya na Gabaza road kudzamara achisvika paChitungwiza. Akazourayiwa nemaNdebele pa Shangani
Chaminuka pachake aive werudzi rwana Tovera uyezve aine hukama na Nehanda. Kana muchida kunzwa zvaChaminuka endai kwaMaodza kwaRwizi kuMhondoro. Monotaura na Chief Tsuro
Vodzika zvekare here Chaminuka ava. Mhukahuru
Mudzimu here urikutaura kana kuti ihomwe. Nekuti Chaminika haazive zvekuti "Tuma vote twenty utwu'. Apa it's a "?"
*Tuma vote twenyu utwu
Thank you Drewmas media ..But explanation ua Chaminyuka is not make sure
Kkkkkk dzikunyepa idzo dzanga dzapererwa nemubvunzo wekuti wakabva kupi
Zgood questions mkoma Andrew , chokwadi why doro kuda kuzobikwa nhas after more than 30yrs , this is another vesion of madzibaba bond , manje isu tirikungoti ngaapinde mukomana
😂😂😂VaNeshamba mubvunzo wedzinza wakwenyesa munhu musoro😂😂😂
Wakwenyesa mhondoro musoro
😂😂😂😂
Sahwira woye gara muberere💃💃💃
Anonyepa uyo... Hakuna chaminuka anorega vana be Zimbabwe vachitambura.. Ngaatinyarewo
ndivo chaminuka here vatakakura tichiimba kutraditional dance kasi vadzimu havachemberi here
Chaminuka ndiye akatanga matangira asati aako ko chaminuka anozoita muzukuru sei wamboti iwe uridungwiza rovai uyo haazive zvaanotaura
Dremas Media chikumbiri chemu bvunzo wangu nevamwe nyanye nyanye kune vanoti Guru-uswa kumbori kupi uye inyika ipi iyoyo
Guruuswa is Matopos area
Tateguru , ini ndobve Mhondoro, kwanzi Chaminuka aigara kumuromo wefumo. Ayibaira fumo. Padombo 20:50
Saka tichavhota hre or tangomirira achatambidzwa tsvimbo😂😂😂😂
Kkkkk mamayo
Chimboenderai Sekuru Makoni chiredzi pamwe tingazive chokwadi pahistory
Dzese nhema dzichapera mhepo chaidzo dziriko uye hamuone homwe dzacho pazvivhitivhiti apa kanganwai muchirikutamba nhoroondo yechivambe hakuna kana mumwe venyama anayo muno kutandara idzo ingozi dzenyika idzo ....kana vaera mwoyo varivo varidzi ngavagadzirise nyika .....kana anahungwe .....kuti zvifambe tsvagai vambedzi vaera dziva ndivo mhuriyamusikavanhu chete ndatenda
Point vanayo asekuru avo asi pakuti ndini Chaminuka ndine mubvunzo.
Haa, tiri pano isu ngaayitonge tiwone , ndisu tayiridza ngoma nedemo,
Masvikiro chaiwo, maTateguru chaiwo, Mhondoro chaidzo, dzinobuda pama camera here.??? I thought zvinofa havadi izvozvo.?? But apa zvikunyatsoitasei
Drewmas to another level, waakuinterveiwer chaminuka
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 sekuru vanoda shamhu
Mkuruuu vnofira mariiii avooo
I didn't get the explanation of Chaminuka origins and Mufakose. Can someone please point some book/text that clarifies and explains all this😀 a lot is lost in the translation.
Pane bhuku rakanyorwa na Isiah Kwaramba rakanzi Nhoroondo dza Chaminuka. Raimbowanika muKingstons hameno mazuva ano zvaisisiko
Vanonyepa avo chaminuka wekuromba uyo
Ngawambobudisa gold tiziwe kuti imhepo yechokwa Sambuya were we diseal pa chinhoyj towa believer SEkuru Chaminuka awo
Mutungamiriri wenyika ngaanzwe mashoko ayo ngaagadzirise chivanhu chedu chirungu chanyanya bcz nyika yakatorwa nemasvikiro nemhondoro ska ngaaende pasi pemondoro iyo zvinake... Todawo kuuya kumusha tizoshanda. Ikoko.
Ko zvakunongotaurwa vakafira ku Mozambique,Inga kune vakafira kuZambia avasi vanhu wo here?
Emanuero ndiye Mambo kwete mbudzi idzi.
padzangoti ndina macorner mana 17:43 zvekuti chaminuka zvabva zvaramba. mudzimu hautaure chirungu, mhondoro haitaure chirumbi. Vakavabinha vakomana vanotaura havo asekuru kuti vakagarwa nemhepo ipi chaizvo :p
Aaaaa sekuru pamhondoro apa pamusha we Mhondoro ❤
Ha Chamisa haatonge , hapana apa, Zanupf tinayo kusvikira zvinhu zvagadziriswa
Ana mbeva Hwesaa masango tiripo
endaka kuState house unovaudza😂😂😂Musatambise mazita eMhondoro muchidaro imi
Vanonochekwa musoro uko
Mbira nehosho ndozvangu anodawo kuenda neni kumapira ndiudzewo
🤣🤣🤣The comedian 'killed' me.
Hahaha. Andrew chibaba che journalism. Chinobvu mibvunzo chaiyo
Iye Chaminuka anoda camera kana kuti kutsvaka attention kuda kurasa vanhu focus.
Shumba mucharohwa paDzinza vakwenya musoroo kkkkkk vedewuu regai kutamba nevasharukwa imi ndachatya kuda marii here kukunoshandaa
Vaneshamba mapererwaka nemibvunzo
But svikiro ne camera zvakatanga rinhi kuwirirana
Drewmass media taking you to another level. Neshamba Shumba haisi mhuka huru varidzi wemasango asi Nzou ndiyo mhuka huru. Thank you for all updates
Kumusha kwangu
saka shumba muchaenda kustate house kunoudza purezidenti here zvataurwa izvi
Kkkkk imi, tichiri kuda kuona Drewmas media isu. Anozoenda kana data raakudhura tisisaone
@@PaloSant kkkkkkkkkkkkk nyaya unodzida hama
Tateguru ava or Baba ava daiwo vakaonekwa ne vari ku Campaigna zvema Elections nguva ichiripo
Thank you Drewmas media you taking us to another level
Nhai Andrew Hwata Mufakose haana kubva Buhera here. Vakasvika nzvimbo ye Harare muchigara vana ani vainge varimo.
PaHistory apo khule avo tichatamba fight chete😂
Nd9kumbirawo number dza Sekuru chamunuka
Pawati ndodakuziva dzinza ndaona avakudikitira ziya 😂
Drewmas wazosiya kukwazisa MOYO ndoomutupo mukuru hapana mhuka is inorarama isina moyo
Nice History
Uyu muC10 mamuwana kupi. Hakuna mudzimu unoti 'mawords'. Taakushandiswa takatarisa manje.😢
Uummmm hañdifungi kuti ichokwadi,
😂😂😂😂😂Content creators around the world TH-cam money ikudiwa kwakawanda
Vanomboerei baba ava ko iyo mhepo yacho inomboerei. Mascatches ayo
Even if I don't know how to dance for this song and people singing the one beating the drum I can also try to dance
Hiii kuda zviro here baba imi
Tateguru vabvunzwa mubvunzo vakabata shaya
Havasi ana bhondi here weduwe
I am very skeptical when it comes to dzimu speaking in the language of the muvuyi...also, matatre enyu aya anoitwa nguvai uye nyangwe zvikanzi vakumbirwa, zvekubuda pacamera mmmm. Hatidi nhambe yakadai
Anopenga muface uyo, ndewe Zanu uyo.
I agree with you...hakuna dzimu rinotaura chingerengere sepanzi " mavotes"..".kuvhota"
@@odrichmavanda3580wakangwara iwe
Mupeiii ngoma nedemo aridzeee
😂😂😂😂😂😂....yes...tione.
Drewmas media taking us to another level ❤