Ini ndofunga kuti havana chavatadza apa vaitira kuviga mapfupa chete kuti asarambe aripachena asi iye kana achimuka akuzomuka manje achiratidzira kune vekwake or kana akaurawa akuchinobudira ngozi ikoko maonero anguwo ayo
Kudzika kweguva bhoo here, ko jira re lack iro, ko masvikio adii kutsvaga dzinza nemutupo wemapfupa. Hazvizonetsa futi here mangwana. Chivanhu chiiko idi.
Ini ndofunga kuti havana chavatadza apa vaitira kuviga mapfupa chete kuti asarambe aripachena asi iye kana achimuka akuzomuka manje achiratidzira kune vekwake or kana akaurawa akuchinobudira ngozi ikoko maonero anguwo ayo
Ukateerera song yaJames Chimombe (Jemedza)ukaronda nhoroondo yacho, unoziva kuti chivanhu chiriko uye ngachikosheshwe.Mwari akagumbuka chaizvo nezvirikuitika mazuvaano
Imi mese murikuti vatadza madii kuyenda imi munoziva
Dzidzai kunyarara panekuda kudakungoshora
Taurai zvenyu vaSahwira. Munhu anotonetsa shuws
Yanguva yevadzimu. Chinyakare chakudzoka. Hakuna kwamunoenda.
Ndinoziva mapfupa achivigwa nejira jena pamwe zvinosiyana
Mukotsanjera muripi Mupedzise basa
Semaonerewo angu, vakuru venzvimbo vaifanira kutsvaga vanokwanisa kuronda zvakaitika apa,
Munoronda sei musiri wedzinza, since aive akatsipikwa now ngozi yave kunorwa
❤❤thanks to all vabatsira
Black may be kuti havamuziwi RIP MUDIKANI
Izvozvi vakazviita vakafa kare nhamo kune vapenyu manje 😢kuvaviwa chaiko nemagaka ausinakudya
marangwanda aya arikuzikanwa here kuti ndeaani uye akafa sei munhu uyu
Hapana hari dzakaenda naTonderai, Tonderai dzoka nehari todakubika doro raAmbuya pamusha pangu 🎙️Zvigubhu boe here
Hoyo Tonderai nehari dzaakaenda nadzo
Hmmmm apa patadzwa chivanhu apa
Sei? Vaifanirwa kuita sei
Matadza kufemba kuti muzive kuti ndiani here ataurawo kuti akavigwa ipapo pamwe aneshungu
😢unosuma sei kuchikuva kune zvigumbu izvo
Kudzika kweguva bhoo here, ko jira re lack iro, ko masvikio adii kutsvaga dzinza nemutupo wemapfupa. Hazvizonetsa futi here mangwana. Chivanhu chiiko idi.
Ko chitema icho chinofusirwa nemunhu hre ringava plastick or mucheka zvinodiwa hre muguva zvinhu zvitema
Chivanhu ngachiitwe
Nhasi ndafarawo muri kumaraini kwangu ndatoona vekuziva
Batsirai Sekuru avo. Vanotaridza kuti zvitsva kwavari zvekupira izvo
Sengikhona
the burial was no descend
Kosvikiro ratadza kuronda dzinza remnhu uyu hr paresveka
Mabumbwe
🙏🙏
Ko munhu uyu haana kana hama here zvichanetsa futi
Chandinoona, iri ndiro danho rekutanga. Midzimu yake yarwisa kwazvo kuti mapfupa ake aya awanike. Pane wehama achatanga kufemerwa kuti nditsvaveyi pandainge ndakavigwa ndkawnikwa uye pane vanoziva pandiri.... zvave nyore kupfuura apo pavabviswa painge pasina anoziva asi vakamuuraya chete. Atova manake chaiwo aya. Nepfungwa dzangu, hazvina kuperera apa, pane zvichatoitika kuti hama dzavo dzifambe vagoudzwa pavaiswa apa.
Misumo muzvigubhu ko hari dziripi
Dzinenge dzakaenda na Tonderayi
😂😂😂😂😂😂😂😂dzoka nehari@@tmaktmak1464
Ko masvikiro atadza kuronda dzinza remunhu uyo here uye jira re black pakuviga?
Maita henyu chokwadi
Kubata nemaoko here, ko maGloves
So varikuviga mapfupa avasingazive ko dna ndeyeyi
Unoiita nani pasina kana 1 anofungirwa wotesta dunhu rose here..sakei vakumbirira kt zvisaite gahadzo asi dai matoti varonda rudzi rwake kumweya yes
Vachauya vokwavo kuzovinga mafupa iwawo.. Vachavaratidza kt hongu tangakamaona tikamaviga panzwimbo yakadai.. Vochisuma zvekare kt vedzinza rako vasvika isu taisaziva tikakuisa apa. Zvino ava manake nekt verudzi rwako vasvika vakuchibatao ravo pamarangwanda ako...
Masvikiro ayo ndee nhema chete azvisizvonizvi
Pakaresveka apa uyu aifanirwa kurondwa zita rake nedzinza achirikugununguna mufi hanakuzikamwa
Hakuna kuviga kwakadaro
Tinotenda zvikuru chinyakare chakakosha chivanhu
Ndiko kunamata kwechitema kwatinoziva uku kwete zvenyu zvokuti mutema ,Jesu then musikavanhu iyi ndiyo fake .Kunamata chaiko mutema ,midzimu then musikavanhu .Zvemachurch enyu akauya aya ndiwo auraya chivanhu .
😊😊chivanhu chiriko mufunge asi munhu anobvuma asangana nazvo kana zvichakanaka vanoramba.
Mhepo mumapani regai zvematv mhepo idzo uuuuiiii muchadzoka muchifukunura henyu mufi nemufi havaringani uuuuuu dambe iro idzo inyama
KO Jira reblack bhoo here
Ndojira reSvikiro
Zvakaoma
Skul ine Crack kunge munhu akapondwa sei
cause of death chiiko nhayi
Saka chivanhu chiriko zvemashuwa shuwa
Maiti achiko 😅😅 bible rakatirasa
Sure kna in ndaiti hazvichamboshande
Ndini umwe wacho eish
@@nomattermudzivo6967 achitiziki chero mukarira nendimi sei kwendimi idzodzo kune chikaranga chiriko bt mapastor aya haatiudzi chokwadi Kkkk tichangwara hedu
@@Tinto4490 very true zveshuwa umm Ivo kuto pirofila vakagadzirisa ve kwavo or else ndovanotoshanda