Svikiro rinobatsira vanhu mahara - Pachena- For free

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 16 ต.ค. 2024

ความคิดเห็น • 202

  • @ruvimbopenlope5351
    @ruvimbopenlope5351 3 ปีที่แล้ว +3

    Idare guru ndinotenda nerarehwa. Ndangoti ndirevewo Mwari izita chirevo chinoreva Mukurukuru haana rudzi kana kusiyana Dai tarega kurwira zvinamato takoshesa nheuro dzedu.Toziva vanotambira nheuro ndiMusiki naVadzimu nevose Vanoyera vakakodzera kusvitsa Kuna Musiki.Matare anokosha kazhinji kana tichikoshesa kwakabviwa kana toshora kwabviwa zvinonyadzisa nokuti kurasa identity.Dai tagona kutekaidza nerudo muzvinamato taziva kuti rudo haruna kuti Culture ipi kana Ganda kana zera kana ripi asi chinhu chinovapo kuumbira kunzwisisana mumatare angave eVadzimu kana pfugamidzo ndangorevawo Zimuto

  • @SamSpadeLives
    @SamSpadeLives 3 ปีที่แล้ว +25

    Well done for keeping our traditional beliefs alive.... christianity is for the white men

  • @victoriazimbao6756
    @victoriazimbao6756 3 ปีที่แล้ว +22

    Mudzimu haisi mweya yetsvina uye hakusi kutambisa nguva uye handi kuda kwavo munhu wese anemashavi iwaya zvinoyenderana ne kuti zvakutambudza sei

  • @kudakwashemukumbi3949
    @kudakwashemukumbi3949 ปีที่แล้ว

    sei iwewe uchibhadharisa uritsotsi Mwari awe newe

  • @sherondube3462
    @sherondube3462 3 ปีที่แล้ว +4

    Jesus for Zimbabwe. Jesus is free and the best healer.

  • @gloriamandaza2347
    @gloriamandaza2347 2 หลายเดือนก่อน

    Muhara ndizvo bcz Mari dzedu dzapera pasina chinofamba

  • @pastormvhvoices
    @pastormvhvoices 3 ปีที่แล้ว +2

    Saka baba vanobuda pamuri vatotama musha wavo kuuya kwasekuru Shumba zvafamba sei,

  • @ladyk.b.2257
    @ladyk.b.2257 3 ปีที่แล้ว +5

    Mudzimu mudzimu..wemusha (njuzu or machembere ndevemumvura) zivai .. chivanhu guys..

  • @beauforty.mposhi4208
    @beauforty.mposhi4208 3 ปีที่แล้ว +8

    Chemudziva, masvikiro ariko musikavanhu ndiye akazvisika, Andrew wakuseri chembere dzemvura

  • @memorygoche2574
    @memorygoche2574 3 ปีที่แล้ว +7

    Nothing is impossible with God

  • @briantinashecharova8508
    @briantinashecharova8508 3 ปีที่แล้ว +3

    nice trees around the homestead. i like nature , even though l dont subscribe to his works.

  • @violetsibanda3995
    @violetsibanda3995 2 ปีที่แล้ว

    U are doing well brother neShamba

  • @charlesphiri4150
    @charlesphiri4150 3 ปีที่แล้ว +7

    Please don't judge our culture. We are black people, this has happening in times of Sekuru Kaguvi, Mbuya nehanda, Chaminuka, Lobengula .God has been there through out before white settlers came to Africa to steal our land in the name of bible.These people are true, honesty and they dont hide.They are not like fake prophets who also consult masviko ne madzimu for powers during the night and thereafter call them selves Man of GOD to steal from people and enrich themselves.Masvikiro and Vadzimudzi they also talk to musikavanhu (GOD).

  • @paulinedube9076
    @paulinedube9076 3 ปีที่แล้ว +1

    Honai njuzu dziya zvodzoita..ndicho chii ichi ....vaendesei kuna tokwe mkosi mapenzi aya

  • @regreatdoreka
    @regreatdoreka ปีที่แล้ว

    Guruve wooyeee @Drewmas Media muri rudadiso @Andrew🎉😊

  • @KudziMaranga-mc5ce
    @KudziMaranga-mc5ce ปีที่แล้ว

    vaneshamba ndaikumbira kubvunza kuti hamukwanisi hre kuisa Date ,mwedzi ne gore ramatora vedio

  • @pedzisairukodzi2823
    @pedzisairukodzi2823 2 ปีที่แล้ว

    Mwari haasi mudzimu wevarungu vanambuya nana sekuru
    Chivanhu totevera asi Mwari ngatisarase nekuti ndiye mutenderi wezvose

  • @jeffreykaturuza3159
    @jeffreykaturuza3159 11 หลายเดือนก่อน

    Chivanhu chiriko. But this particular series is making me raise questions

  • @pastormvhvoices
    @pastormvhvoices 3 ปีที่แล้ว +3

    Kufara nemadhimoni zvenyu vana sisi muchatendeuka chete kuna Jesu, apa matozvipira kufa musina kuroorwa

    • @patiencethelisiwe9759
      @patiencethelisiwe9759 3 ปีที่แล้ว +2

      Hazvitaurwe mangwana ndiwe ndambodaroo bt ndakadzidza zvinhu in life

    • @modestermakokoro1771
      @modestermakokoro1771 3 ปีที่แล้ว +1

      Kuda kwavo hre vasikana vacho kuita xvemudzimu

    • @kbgroup6072
      @kbgroup6072 3 ปีที่แล้ว

      Mwari tibatsirei

    • @Meme-zh2vb
      @Meme-zh2vb 3 ปีที่แล้ว +1

      MA dhemoni ako here

    • @cherylmartin9031
      @cherylmartin9031 3 ปีที่แล้ว

      Chii chinonzi kuroorwa...varume vanonetsa

  • @cdechirume2979
    @cdechirume2979 3 ปีที่แล้ว +20

    This better than going to donate to fake prophets so they lead a better life than congrats

  • @archboldmusamadya3368
    @archboldmusamadya3368 3 ปีที่แล้ว +6

    Mweya yerima chaiyo. musadaro vanhu imi

  • @jayluw7189
    @jayluw7189 3 ปีที่แล้ว +6

    Vanenge vemachokwadi vanoit mahara uye havashandire munhu paphone

    • @beautyfantham3028
      @beautyfantham3028 3 ปีที่แล้ว +2

      Ini handitendi kuti ichokwadi vanhu ava varikutodzidziswa kutamba zvakafanana midzimu yacho handiti madzinza akasiyanasiyana nokuti vose vane njuzu kule vane njuzu dzakawanda vari kuvagovera kkkkkk

    • @jayluw7189
      @jayluw7189 3 ปีที่แล้ว

      @@beautyfantham3028 vese manje pakuita njuzu nezvuma same colour nemajira nekutamba hamenowo sei zvafanana

  • @priscillahchiromudzimu6206
    @priscillahchiromudzimu6206 3 ปีที่แล้ว +2

    Vakadzi vese vane njuzu imika ityai mwari masongs emajiti ayo sekuru shumba vakutoigirwa vakadzi

    • @loicemuvavarirwa2024
      @loicemuvavarirwa2024 3 ปีที่แล้ว

      ndakambonzwawo vamwe vachiti zvinofambidzana kna une mudzimu une shavi remumvura futi

  • @TikTok-nt2nf
    @TikTok-nt2nf 3 ปีที่แล้ว +2

    Ohhh ndiko kunoendwa naMaiguru vangu but now vangosara vasina kana mari

  • @passmoreshereni5872
    @passmoreshereni5872 3 ปีที่แล้ว +1

    Kudzidza hakuperi fambisai basa ndinotenda zvikuru

  • @fundisondlovu7566
    @fundisondlovu7566 3 ปีที่แล้ว +4

    Yini bonke besithi balamadlozi baphinde bonke babe lenjuzu

  • @rafiqueadam974
    @rafiqueadam974 ปีที่แล้ว

    Sekuru vanowanikepi avo number dzavo

  • @mimichantelle966
    @mimichantelle966 3 ปีที่แล้ว +1

    Ko mudzimu unonogara kune mumwe musha here.mukumbotiiko nhay asvikiro uuh but masvikiro tichikura taiziva kt masvikiro vanhu vechikuru .

  • @munyaradzinherera3383
    @munyaradzinherera3383 3 ปีที่แล้ว +1

    Sekuru Shumba vakavhura colledge yemasvikiro

  • @kupamukukupamuku8599
    @kupamukukupamuku8599 3 ปีที่แล้ว +2

    Why vese vanemudzimu vari makorekore

  • @naddy.zmagorokosho8334
    @naddy.zmagorokosho8334 3 ปีที่แล้ว +2

    Saka kana ukaridzirwa zvinoreva here kuti mudzimu wako unotobuda pasina veukana hwako. Vanhu vese vari apa vehukama hwavo vakatombouya here pakasvika midzimu yavo

    • @davisonzamani5197
      @davisonzamani5197 11 หลายเดือนก่อน

      Unokwanisa kugadzirirwa mudzimu pasina veukama vozozviziva kana watosimba

  • @dobbsarthur2182
    @dobbsarthur2182 3 ปีที่แล้ว +2

    Mamunota kana chivanhu zvese ndizvidu vanhuvatema

  • @sqrd3536
    @sqrd3536 2 ปีที่แล้ว

    God is the only God above all man and spirit. Maporofita asked one the ladies interviewed here to burn machira asi ivo vachishandisa machira. I've been through all and seen all. Glad I found a way out after all my money finished. A Shumba that does water spirits, is very uncommon. The sit down performance is rather strange. Green and yellow are foreign colours to water spirits. Seems ritualistic in nature, doesn't look right. Shoreline swimming Njuzu.This is very strange, God help us.The dilemma in our spirituality is too great. Most of us don't understand these things but we fool ourselves by claiming to know a lot, leading others to destruction.

  • @EvTChiwanza
    @EvTChiwanza 3 ปีที่แล้ว +5

    kkkkkkkkk Farisai was my junior kuChikoro kkkkkk hayas stolen souls for real, why everyone ane Njuzu kkkk

    • @aqua4497
      @aqua4497 3 ปีที่แล้ว

      A bit strange that shave reNjuzu is appearing in everyone in combination with Mudzimu. Saka vanenjuzu vanozorapa here nekuti tainzwa kuti munhu anotorwa nenjuzu ozodzoka achirapa?

  • @Queen-qf2bn
    @Queen-qf2bn 3 ปีที่แล้ว +2

    Lina yini abantu elingcolisa ilizwe lethu ngokulandela abaphansi imimoya emdaka. Ngithi Fire of the Holy Spirit destroy ur evil alters in Jesus name.

    • @mzee5533
      @mzee5533 3 ปีที่แล้ว +1

      Hai hai lawe ifire yako ngeyamanga mann nxa

    • @greenpeace7380
      @greenpeace7380 3 ปีที่แล้ว +2

      Ulimuke uFire wakho ukuthi uvelaphi. OFire abanengi basebenzisa imithi, emibi futhi. Do your homework

    • @preciousanelendlovu441
      @preciousanelendlovu441 3 ปีที่แล้ว +5

      Yilo isiko lethu leli litshiye ukukhonza amadlozi amajuda lisithi yiholy spirit

    • @tamaramachawi3886
      @tamaramachawi3886 3 ปีที่แล้ว

      @@mzee5533 kkkkkkkk

    • @tamaramachawi3886
      @tamaramachawi3886 3 ปีที่แล้ว

      @@greenpeace7380 true my dear,most of us we are blinded by fake prophets kkkkk

  • @mybroadbandwardrive5072
    @mybroadbandwardrive5072 3 ปีที่แล้ว

    Mudzimu nenjuzu dzacho dzinogobuda pavanhu kadzi chete here?muchada kuzotinyepera imimi

  • @dorothymate3755
    @dorothymate3755 ปีที่แล้ว

    Zvinonetsa zvinhu zvacho

  • @reendou7673
    @reendou7673 2 ปีที่แล้ว

    What is happening here I don't understand

  • @jenetmariki1070
    @jenetmariki1070 3 ปีที่แล้ว +2

    They seem to be enjoying the water alot

  • @margrettanyaradzwa9960
    @margrettanyaradzwa9960 ปีที่แล้ว

    Mwari watinonamata mudzimu wevarungu for me 😂 😂

  • @tinashemangoro
    @tinashemangoro 3 ปีที่แล้ว +2

    vanhu ava sei vese vaine njuzu

    • @ottiliamasase5388
      @ottiliamasase5388 3 ปีที่แล้ว

      Vanemudzimu saka njuzu inodaidzwa nemudzimu

  • @thivudzi5523
    @thivudzi5523 2 ปีที่แล้ว

    You guys must open a courier company

  • @rangacharumbira880
    @rangacharumbira880 3 ปีที่แล้ว +3

    Aaaaa ndazvitadza hangu

  • @josephinematambanadzo243
    @josephinematambanadzo243 3 ปีที่แล้ว +9

    I pray that these women won’t be made wives by the Sekuru Shumba 🙆‍♀️

  • @rudavirokaseke-st7br
    @rudavirokaseke-st7br ปีที่แล้ว

    I ll send u Andrew😅

  • @wisdommusiyarira6562
    @wisdommusiyarira6562 3 ปีที่แล้ว +1

    Good Ndebele girl

  • @MabieMugadza
    @MabieMugadza ปีที่แล้ว

    Yaaa chivanhu chiriko shuwa

  • @saesandlovu3148
    @saesandlovu3148 3 ปีที่แล้ว +1

    Can i hv th details of th place plz

    • @loxlux8118
      @loxlux8118 3 ปีที่แล้ว

      Guruve kwaMudindo

  • @gaffa7549
    @gaffa7549 3 ปีที่แล้ว +3

    Lord have Mercy

  • @noelrairai6833
    @noelrairai6833 3 ปีที่แล้ว +1

    Yaah hapadi fon zveshuwa inotota apo

  • @memorymemo9959
    @memorymemo9959 3 ปีที่แล้ว +2

    aaah munhu anosvikirwa nababa vake? thats new

    • @aqua4497
      @aqua4497 3 ปีที่แล้ว +1

      Memory --- Good question. Ko idzo njuzu sei dziri kubuda everywhere? How much can the same person handle mudzimu plus shave renjuzu?

  • @zdcradiotv8844
    @zdcradiotv8844 3 ปีที่แล้ว +2

    Ko sei vese vaine mashayi emumvura

  • @Tee096
    @Tee096 3 ปีที่แล้ว +1

    Ko zvinonzi wani njuzu mweya yetsvina

    • @Mushgid133
      @Mushgid133 3 ปีที่แล้ว

      Kwete yekutamba. These are demons that were defeated by Micheal from Heaven.

  • @priscillachinhiwu9754
    @priscillachinhiwu9754 3 ปีที่แล้ว +2

    Kana muchiti mwari mudzimu wevarungu mukuti kudiiiii ,stop giving us confusion guys ,,,taurai zvinobatika

    • @edithmpofu1960
      @edithmpofu1960 2 ปีที่แล้ว

      Confusion 😂😂😂😂😂😂😂

  • @passionatemuchena7285
    @passionatemuchena7285 3 ปีที่แล้ว

    Akaomana kaaa 😁😁 ndaona chekuona

  • @fortunatemuchekadzese1939
    @fortunatemuchekadzese1939 3 ปีที่แล้ว +2

    Vanhu veGuruve musadaro mukore uno shuwa

  • @alfredkudzaingorima5605
    @alfredkudzaingorima5605 3 ปีที่แล้ว +1

    Rinotendwa iro gwara rakaisvonaka chose

  • @bettykatonde5562
    @bettykatonde5562 3 ปีที่แล้ว +2

    Thats what we call marine spirits

  • @nathanbaureeny5145
    @nathanbaureeny5145 3 ปีที่แล้ว +4

    But y is it all of them has got a marine spirit l don't understand

  • @LucyMutyakureva
    @LucyMutyakureva ปีที่แล้ว

    Imika ummmm zvakaoma vose vane njuzu ummmmm handisati ndamboona zvakaro. Kusangana varme nevakadzi ummm vorara nedumbu vese zvinoguma kupi nhai imi

  • @patiencemandeyah2521
    @patiencemandeyah2521 2 ปีที่แล้ว

    Njuzu dzawanda kupfura vanhu

  • @leratokgopane3034
    @leratokgopane3034 3 ปีที่แล้ว

    Mr Neshamba ndaibvunzao sei mavideo enyu asina ma adverts

  • @nattymkwari5686
    @nattymkwari5686 3 ปีที่แล้ว +1

    Ndokugonaka uko ndiri kuuyako Andrew apa wagona apo

  • @patiencebare
    @patiencebare 2 ปีที่แล้ว

    Vane skirt yegreen vapei dariro vatambe

  • @virginiamoyo2091
    @virginiamoyo2091 3 ปีที่แล้ว

    Ibiza lakho ngubani sisi?

  • @theresamambara1041
    @theresamambara1041 3 ปีที่แล้ว +3

    Chivanhu chiriko wee

  • @panxy6408
    @panxy6408 3 ปีที่แล้ว +1

    vakadzi ndovane maproblem akawanda sei?? KULE SHUMBA KA

  • @sweetlily456
    @sweetlily456 3 ปีที่แล้ว +1

    Uyu musikana anogona ku explainer than the other one uye mushava. Uyu musikana mutema anogona basa

  • @melaniachingware1414
    @melaniachingware1414 3 ปีที่แล้ว +2

    Namibia

  • @pastormvhvoices
    @pastormvhvoices 3 ปีที่แล้ว

    Thanks Drewmas Media motiratidza makunakuna kkkkkkk

  • @modestermakokoro1771
    @modestermakokoro1771 3 ปีที่แล้ว +1

    Thnk you drewmas

  • @choicejezzard1563
    @choicejezzard1563 3 ปีที่แล้ว +1

    kutambisa mvura

  • @ruvarashechinyanga6055
    @ruvarashechinyanga6055 3 ปีที่แล้ว +2

    fambai nebasa mukoma vanhu kana zvisiri mavaro hanzwisise zvechivanhu

  • @charlesphiri4150
    @charlesphiri4150 3 ปีที่แล้ว

    Masviriko ,Mudzimu zviriko chivhanhu chedu ichi chetengero chedu kuburikidza namusikavanhu

  • @taitoszvirikure6543
    @taitoszvirikure6543 3 ปีที่แล้ว +1

    Ko y vese juzu

    • @PaloSant
      @PaloSant 3 ปีที่แล้ว

      Maybe nekuti sekuru Shumba vacho ndiyo speciality yavo yekugadzirisa mashavi ekumadziva saka vazhinji vane mashavi acho vanowandira kudare ravo

  • @sarudzaigangarahwe8506
    @sarudzaigangarahwe8506 3 ปีที่แล้ว

    Kumusha kwedu Guruve

  • @fainessmoyowachena6168
    @fainessmoyowachena6168 3 ปีที่แล้ว +3

    Ummm vose vonzi vane midzimu ye Njuzi zvinotyisa izvi

  • @esnathkamushinda7309
    @esnathkamushinda7309 3 ปีที่แล้ว +1

    Uchapedzisira vadambura musoro vamwana tendeuka kuna Jesu nguva yako ichiripo

  • @lorrainchanda6803
    @lorrainchanda6803 3 ปีที่แล้ว +4

    Young kids lowered to this shame

  • @bosslady933
    @bosslady933 3 ปีที่แล้ว

    Uye mwana muduku uyu here muform4

  • @tichaonakanyama5435
    @tichaonakanyama5435 3 ปีที่แล้ว +4

    Asi Andrew wauchireva VP panyaya yemunhu aneganda rachinja kkkkkkkkkkkk

    • @aqua4497
      @aqua4497 3 ปีที่แล้ว

      Has Andrew never read about Vitiligo? It spreads gradually and sometimes takes over the whole body.

  • @edithmashaire102
    @edithmashaire102 3 ปีที่แล้ว

    Ok nice

  • @zulujanet6090
    @zulujanet6090 3 ปีที่แล้ว +3

    Njuzu dzanetsa

    • @ladyk.b.2257
      @ladyk.b.2257 3 ปีที่แล้ว

      Njuzu madzisahwira emidzimu yekwako

    • @aqua4497
      @aqua4497 3 ปีที่แล้ว

      @@ladyk.b.2257 Since when, I am 65 years old and never heard that until recently by Drewmas.

  • @faithcharewa1974
    @faithcharewa1974 3 ปีที่แล้ว +2

    Ko vese vane mashave enjuzu 🤭🤭

    • @oratilempake9746
      @oratilempake9746 3 ปีที่แล้ว

      Mudzimu inouya nevashavi ndiyo njuzu

  • @rudavirokaseke-st7br
    @rudavirokaseke-st7br ปีที่แล้ว

    Tinotenda

  • @bosslady933
    @bosslady933 3 ปีที่แล้ว +2

    Musikana wechindebele vanogona kureporte

  • @sheltermakanyiremamoyochir3730
    @sheltermakanyiremamoyochir3730 3 ปีที่แล้ว

    Kumusha kwemwana wasisi vanc

  • @tariromasvosve
    @tariromasvosve 3 ปีที่แล้ว +3

    Are these ceremonies not supposed to be scared hence no camera should be allowed

  • @beautyfantham3028
    @beautyfantham3028 3 ปีที่แล้ว +1

    Seiko vanhu vose ava vane mashavi enjuzu

    • @aqua4497
      @aqua4497 3 ปีที่แล้ว

      And shave renjuzu racho rinobatsira sei? Vana ava vanorapa here?

    • @PaloSant
      @PaloSant 3 ปีที่แล้ว +1

      Midzimu inofamba nemashavi akasiyana siyana. Makare mashavi enjuzu aisava common asi mazuva ano nenyaya ye life yatave kugara matateguru nemachembere vakazotsvaga mashavi enjuzu anonzwisisa kushava mu modern life. Kare shavi raive common raive reuvhimi but mazuva ano masango ekuvhima hakuchina kwave kuvhimiwa mari mumabasa.

    • @PaloSant
      @PaloSant 3 ปีที่แล้ว

      @@aqua4497 zvave kuenderana nenjuzu dzacho. Kune dzinochengetedza homwe. Kune dzinoshava kune dzinorapa. Kunyanya dzinopfeka machira epolycotton eyellow ne green dzinowanzorapa. Dzemachora ema satin zhinji dzacho dzinoshava kunyanya dzine machira esatin egold colour.

    • @aqua4497
      @aqua4497 3 ปีที่แล้ว

      @@PaloSant Maita basa netsananguro. Kuziva mbuya huudzwa.🤗

  • @phillipmuzhingi4647
    @phillipmuzhingi4647 3 ปีที่แล้ว

    um frst

  • @donaldmashiri4056
    @donaldmashiri4056 3 ปีที่แล้ว +4

    Munotigonera Mukoma Andrew rambai makadaro

  • @marymuzenda8364
    @marymuzenda8364 3 ปีที่แล้ว

    Mweya yesvina iyi

  • @archboldmusamadya3368
    @archboldmusamadya3368 3 ปีที่แล้ว +1

    iwe Andrew ucharomba chete kwaunotambira uku. unodisa zven'anga

  • @annawire5082
    @annawire5082 3 ปีที่แล้ว

    Andrew Tshirt yangu am coming uchengete please

  • @chenaimachaya828
    @chenaimachaya828 3 ปีที่แล้ว

    Good job drewmus asi vese vane mashavi enjuzu

  • @albertmoyona992
    @albertmoyona992 3 ปีที่แล้ว +1

    Izvozvo zvinoitika shuwa kuti ungaende kuchurch asi midzimu dzako dzisina kuzvitendera hapana chaunoenda kunonamata ikoko nekuti kunamata unototanga waudza vadzimu kuti ndakumboenda kuchurch kana usina kuvaudza haunamatiko ikoko

    • @aqua4497
      @aqua4497 3 ปีที่แล้ว

      Aaaah???????????

  • @mzee5533
    @mzee5533 3 ปีที่แล้ว +2

    Svikiro rokuitaseiko nxa matsotsi awa

    • @aqua4497
      @aqua4497 3 ปีที่แล้ว

      How do so many young people have midzimu in one area? Wow.

  • @ryanbrian9371
    @ryanbrian9371 3 ปีที่แล้ว

    Emmmmmmmmm

  • @annawire5082
    @annawire5082 3 ปีที่แล้ว

    Andrew wakadiiko longtime

  • @mabasojack1871
    @mabasojack1871 3 ปีที่แล้ว +1

    Munotigonera guys pamberi nebasa