I think the other reason the partenal grandparents are refusing to part nemuzukuru is because they need kamwana kekutuma. The grandmother is murwere. Looks like she has parkinsonism. She has consistent tremors. Muzukuru is a helper and sekuru vacho has no say. He is just paying lip service. Zvose yes yes
Well done headman Chigodora. The child must have rights and not to be abused by grandparents. Mwana ndewe munhu wese both ana ambuya should be involved in the grand child's up bringing.
Haaa ma lawyer anopesanisa hama, vanenge vachingoda mari chete. Ku community court ndiko kunopedza dzose. Headman murikubatanidza community. Thumbs up.
Headman I love you sooo much people booed in disagreement of that woman her arrogance. & ignorance, In all the parliament all over the world they do it , empowerment kodzero dzevanhu freedom of expression. YOU JUST SAY ORDER & adjourn dare🥰❤️😂😂
Ndokupa mwana, ndotadza kukuroora, ndokunyima futi mwana wacho, kodai murimi mozviitirwa mainzwasei ari mwanasikana wenyu
Vanofanira ku claimer pfuma yavo not mwana
Mr Chigodora headband chigodora you nomber 1 unogona uri mwana wehumambo nama girazi
You are Number 1 ndomuda murume uyuanogona mhani
It’s too bad, hakuna kuroya kunopfuura ipapo
Proud of you team headman chigodora,may God 🙏 bless you
Magirazi on point team chigodora well done 🎉
Headman maona chaizvo 💯! Even Magrazi was on point!! Dare iri is really good kuumbiridza runyararo. Nesu tirikudzidza parikurairwa vamwe.
Headman & team makugonesa manje kuburitsa faster tisati takanganwa 🎉🎉🎉,
Welldone headman ❤
Baba chitaka makadyiswa na gogo amuna say
VekwaChitaka ngavaroore, after roora mwana ogara kusde kwamai vake ivo vopota vachitorao mwana kusvika akura ozouya hake
Baba elvis cant claim ownership of the child now wasati waroora
Mbuya iyo inotonga murume
Welldone chief chigodora and your team. Visionary and wise
Headman mangwanani. Mai avo, mbuya avo Mai vababa vane hudyire. Kuona kwangu, ndivo vakarotesa muroora. VaChitaka havana chekureva, pamberi pemukadzi wavo. Mbuya Chitaka, imhara patsetse, musa tambe navo. Muzukuru igumbeze, rino fungwa nevazhinji.
I think the other reason the partenal grandparents are refusing to part nemuzukuru is because they need kamwana kekutuma. The grandmother is murwere. Looks like she has parkinsonism. She has consistent tremors. Muzukuru is a helper and sekuru vacho has no say. He is just paying lip service. Zvose yes yes
Well done headman Chigodora. The child must have rights and not to be abused by grandparents. Mwana ndewe munhu wese both ana ambuya should be involved in the grand child's up bringing.
Magirazi unotaua semurume mkuru keep it up
Is he minor?
Magonesa headman,Mbuya yakangwarisa iyi.Sekuru irikutongwa iyo
Young man une meroon t shirt, unenjere, i salute you
Ataura chokwadi chemahara
Hapana zvaataura, mbuya avo vakasiya moana achichengetwa ndi step mbuya and step son, now avekudzinza rake vakubidikira, mwana anochengetwa kudzinza kwake uye surving parent ndoinekodzero yekuva nemwana,
Mwana ane kodzero yekuenda also kumusha kwamai vake @@gibsonjiyangwa6582
@@gibsonjiyangwa6582matozivasei kuti ndokudzinza kwake, mwana ndewa ambuya kusvika vazoita dna nekiroora, then vosheya futi kuona mwana wacho😂, aslong asina kuroora mwana ndewambuya
@@gibsonjiyangwa6582ASI hamuna kuroora here 😅
Mbuya chitaka imwiiiiii ndirikukudanhai katatu ityai Mwari
Ndinotenda mashoko makukutu anovaka, ane nzeve anzwa. Well done team Chigodora ❤
Zimbuya reasonable chairo vakatora mwana avo havana kuchena iko kusanyara kunoona mai vemwana asi asisagare nemwana wavo pane nyaya ipapo and zibaba iro rakadyiswa
Aitarisa zvezvidhindo zvemypaspirt kuti ndi immigration officer here layer iyeye. Pfutseki wako
Varume vaviri ava makasiirwa uchenjeri hwamambo solomon❤
Wise headman. I salute you tozvidavo izvi #Makoni district Rusape
Headman munogona
Ndakupai sandidzenyu
Muri munhu chaiye❤
Tumbya utwu twakuisa Mhepo pamwana
I salute ❤❤❤
Mwana wa Chikara wacho kutadza kuona pakavigwa munhu waakaitisa mwana. Dai ari iye akafa first muroora aingouya kuzomuviga chero vakarambana
Nhai mai vemwana wake apa akuti mwana asapiwe mbuya vekwamai akatodza amai vake ivo mbuya chitaka
Asi mbuya chitake kubvunda asi shavi ranga rabata kani
Kugona mhanhi. Muzukuru ngaakure achiziva maternal & paternal sides ake. Headman 😊
😂😂😂😂😂Come Headman Chigodora Kwai Musharukwa uyu uri kusundwa kunge bhara ndaseka zvangu
Kkk kunyadziswa
Mbuya Chitaka mukaenda seri kwaMukotsanjera hamubude imi munenge musingabvaruri machira, vaChitaka baba vari munhamo vakadyiswa vanoda kurutsiswa
Head man nedare zibaba iro rakafa kwasara kuitirwa manyaradzo
Kkkkkk mupfuhwira
Kkkkk😂😂😂
😂😂😂wanga wazvifunga nguvai😅😅😅
Naivo mai vamai havana rudo zvekti ungasiye muzukuru kwastep father imi muripo
Chokwadi kusiya mwana kuvatorwa mbuya varipoo 😢😢😢
44:06 Mai vemkadzi avo shuwa kusiya muzukuru achigara kwaStep mbuya
Mbuya chitaka ndawasunge dhuku Kuti dziwemo pfungwa
Well done headman. Mbyya ve murune vane hutsinye. Munotonga headman
Mbuya iyo ndiyo yakauraya muroora
Mambo chigodora long live❤
He’s not Mambo he’s a Headman
@@maideyirabvu7394 what ever
Zimbuya iro rine utsinye ktonga mrume uyo haana rugare
Good work Headman you solved the problem
Mbuya yekuramba ne mwana inoroya masikati machena zibaba racho rakadyiswa tsete
Haaa ma lawyer anopesanisa hama, vanenge vachingoda mari chete. Ku community court ndiko kunopedza dzose.
Headman murikubatanidza community. Thumbs up.
Its the caption for me😂😂😂kufoshorerwa mupfuhwira gogo vamwene munehutsinye sterek
Zibaba iro rinosukiswa mugoti zi mbuya rapedza kubika sadza nokuti Kupusa kwacho kwazonyanya
Kkkkkkkk 😁😁😂
😂😂😂
😂😂😂😂😂
😂😂😂😂
Mbuya Chitaka vakaba mwana uye vachamuuraya
Chief munogona kutonga 🙏🙏
Zimbuya riri kudedera chii huroi unopa kudaro
Dzokorora chokwadi chaicho
Nhetemwa
Huroi zveshuwa
Big up team Chigodora
Ukatoona mbya dzakadai dzinouya padare dzisina madhuku ibva waziwa kt pakaipa ,
Hanzi ngei passport iri kut muri kuSA imi muri kuZim side 🤣🤣🤣, mbya tema iyo inoroya
Ndode kuti ndiziye chikonzero chekunyimane mwana....ndaaaaati chikonzeeeeero chekunyimane mwaaaaaaana....ndirikuti chikooooonzero chekunyimaaaaane mwaaaanaweeeee😂😂😂😂
Kkkk mramba mataura chokwadi headman iro rinotsikitsirei ktsveruka
Is the smile for Madhala for me 😂😂😂and
😂😂😂 ummm gogo avoka ma1 .... sekuru vakadirira for sure kkkk
Headman I love you sooo much people booed in disagreement of that woman her arrogance. & ignorance, In all the parliament all over the world they do it , empowerment kodzero dzevanhu freedom of expression. YOU JUST SAY ORDER & adjourn dare🥰❤️😂😂
Yaaa mbuya chitaka inoura mzaya zvozonzi ndimai melania kkkk yakashinga mbuya iyo
Sure ngavaroore aaah
Magada wabhuye gwinyiso tsvimbo yachaye mbeya !!!
Head baba vadyisiwa tsete kupusa kwacho so
❤❤❤❤❤long life papa
Famba chigodora pakupumhanapo chokwadi varikuramba nemwana ndovanoroya avo mbuya
Mai Chitaka vanoshandisa mwana
Vanoshandisa muzukuru
Headman naVaMagada nedare renyu muri kugona ktonga
Vanofana kuita custody 50/50
That can be done through a Family Court
Mabharani uyooo muxorodzei akuita mabasa hobho kutongawoo nachangamire nekunyora ukuwooo edge ikati handeee
Alan is an assistant to village head
Kusanyara kwe muroyi sooo anoratidza muroyi kwake paruzhinji zimbuya rinoroya iro
BaChitaka kasmile kenyu karinatural hako you are ever smiling mudharaaa
Munogona henyu Headman nedare renyu Mbuya iyo ngayipe Mai veMukadzi Mzaya wavo kungomuonawo zvema zuva chete
Tinashe Mugabe hero basa samai nemukadzi vari kuchemera mwana Mudar o she
That lady she know the father of the child vari kuziva Kuti mwana haasi mudzidza rake
Mambo wangu ❤
Mai Chitaka dzorai mwoyo, itai mwoyo wekubereka kana tiki nhasi zvikanzi mwana ane zviri kuda mai kuti vamiririre, mbuya Chitaka munonanga kupi
Address ndokwamakaroora ka hamutozive kumusha kwemuroora
Ndoku uraya mai ve mwana shaitan.kwakuda mwana huroi manje
Zimbuya rinoda grocery chete kuchengeta Elvis..apa vakauraya mai vake
Hapasisina zvekuenďa through mapurisa mbuya Chitaka. Handiko kuregererana.
Ma lawyer munokwanisa kumaudza kuti makazowirirana mukagadzirisana.
Hope mwana haaurayiwi ipapo, simsyi mhonzi yerunyararo headman wangu😂
mbuya chitaka vane hutsinye, dai varivo vane mwana sikana asina kubvisirwa mari voramvidzwa kuona muzukuru vaizviona sei. munamboenda nawo kwa mukotsanjera pamwe nemurume wavo pane karwizi kuzara
Vekwachitaka mano'na nzeve munoenda nawo kwachigodora nemasungiro acho 😂😂😂
Headman Chigodora the best for the world
Mbuya iyo inoroya chete
Dzokorora futi ndochokwadi chakahwanda
Poverty ma1,gogo avo hayisi nhaurwa yemwana kana kuti kuroya. Mwana ahachengete amai,so gogo vanowana raramo nokuda kwemwana,ngatizamei nepese patinogona kuchengete vabereki vedu..
Mbiya chitaka itsotsi yakangwarisa
WekwaChitaka mune hudyire roorai kana muchida mwana plus mwnaa anokodzero yekuenda kumusha kwamai wake
Sanðo ķuna headman Chigodora
Well done magirazi 🎉
Headman Chigodora ndokumbira kuti muenderere mberi ne DNA test nokuti mbuya avo vari kurambira mwana uyo zvehutsinye kumuroyesa nokuti vanoziva kuti haasi werudzi rwe mwana wavo chii chaita kuti mwana wavo atadze kuita numwe mwana pa 9 years dzose iddzo
Point mwana ngaagare namai vemukadzi vekumurume votanga varoora vozotorawo mwana
Mbuya Chitaka ava does not love her grandson. Its all about her. Even her face is written wvil sll over it. As for the husband mufuueira wega wega
Iyi isimbi yekutonga zviri pafeya nokuti kunembiti dzakazara dzinodherera kunze uku
On this one i want to buy team Chigodora 4 bottles of bells
Vanhu varikuma terrace vanotonga zvavo
Amai varikuda salt kumwana ndiwo vakarambanisa vana nemakomandi avo anotooneka pakutaura kwavo
VaChitaka vakati handimo munyaya 😂😂😂😂😂
Mbuya Chitaka mmmmm pane basa😂😂
Teremirai mukoma😂😂😂😂
Haaa ndarwadziwa hangu sure nhau iyi mbuya ava vasadai mwana wavo kana kubhadhara kana cent viva ft mwana ndachema hangu
Vachigodora wano divider vanhu ..everyone have a right to go everywhere and treated the same
Mwana ngaasunungyke kuenda kose kumadzimbuya ake
Misha mizhinji ndozvairi.
Commenting from Joburg
1) Amai chitaka vakadyisa murume
2) Amai Chitaka vari kushungurudza Muzukuru
3)Vane hudyire kumwana vavoo
4) Mbuya Chitaka ndivoo vakauraya murooraa..
5)
3)
KwaHeadmanChigodora kunodiwa SPEAKER remakuhwa!
Kuzorora chembere yakadaro inokutongai baba imi.
Sekuru vanobvunza kuri kuenda mwana ,kumusha kwemuroora wavo havakuzive here
"Order mudare" ariipii?
Ku chikanga ndokwedu kuchikomo. Zvimambuya zveko kwanai.
Mai vemwanasikana akashaika atoriwo mutorwa mudzinza rakazvarwa mwanasikana wavo. Havanazve kodzero yekugara nemwana nekuti baba vemwana vapenyu. Hama dzemufi ndidzo dzaifanirwa kuuya kudare kwete amai avo namai vavo, mbuya vemufi. Pane chitsotsi apo saka pachinetsa kunoroora. Ikozvino panonzi huyai muroorane mudare, vana baba vemwana anoda kuroorwa varuzviziva here uye vachabvuma kuuya kudare here?
Izvezvi mudhara uyo onzi ari kudhonzwa mubhara, yet avo vese vatorwa kumarudzi avari kurwirana. Vatorwa varuda kutonga dzimba dzisidzavo including mai vemushakabvu
Kkk mbuya vane musoro wetuhanga tunogadzirwa nevakomana avo vanorema
😂😂😂😂