All i hear is bullying from the chief. How's that intelligence or wisdom? There is too much bias going on. Yes it started as a one off thing but she's clearly explaining that their union ended up in a long-term unlabelled relationship. Why is he trying to make her look like a fool? This was a consensual relationship.
The shaming too is making me sick, none of these people are clean vese vakawirirana zvakaipa. Now it looks like this woman is the evil one, being torn apart by a bunch of man, didn't believe in patriachy but this is trash. A story of deception, pane akabatwa kumeso.
Kana pane mwana contract inotochinja cause paane three parties manje, everything needs to be revised, premise yaMambo handisikuwirirana nayo. Plus Amai ngavataure nyaya yavo without being intimidated nema interruptions.
I think this man was not happy with the default judgement and thought of going kwaMambo to circumvent the judgement. Zvino Mambo Mutasa uses rational in most of the court hearings including this one. In the beginning I thought this man was getting away with it. I didn’t like the way he demean and talking down on this woman. Mwanawo akabva kuvanhu. I think it’s good to treat each other with dignity even if you’re done with them.
There is an element of chevenism in the delibarations . The lady just lacks eloquency, but should be justified for a share i think. Varume tirikuita hutsinye ,lets face our responsibilities. Baba vakuda former wife chete apa
Nhy $5 inotengei desperation yava navakadzi so kurara nemunhu for $5 and the stress after the $5 is not worth it Madzimai ngatifungei tisazviisa muma problems ekuzvitsvakira
Wow this is a well seasoned master chief. Very humble, and treat people with respect in his communication and judgement. Respect big guy, you are exceptionally the best 👏🏽👏🏽👏🏽👏🏽
The Chief's line of question is off the mark. He is offside. Kana vakatanga chiri chihure che$5, does it automatically mean kuti subsequently vanofanira kubhadharana for 2yrs? Very disrespectful approach. Kana mukadzi uyu akapembererwa nehama dzemurume uyu, it automatically makes her his wife. He deliberately abandons that fact so that he can continue with his humiliation agenda. Not good
Mambo is learned and fair.He has a sound understanding of the law, legal procedures and can read and understand.Appears of all the traditional courts Mutasa,Bushu are respectful and well informed to preside over such issues!
Ndiri pakato peku wona hangu andisat ndapedza but this lady I feel like ari kudzvanyiriwa coz vanga I vanhu vamisa dzimba asina ruroorwa she also deserves it and vamwe anogona kuto torwa mubhawa asi vachingororwa
Mambo Mutasa ndokumbirawo mumbotora anonzi Headman Chigodora mumudzidzise kunonzi kutongwa kwenyaya munogona mambo murikuchengetedza vanhu nemazvo thanks keep the good work
She should seek justice in a proper court. She has a right to stay at the home or receive a share of the assets as part of the divorce proceedings. The fact that he invited to stay and is father to her child shows there was a matrimonial union . Fact that he didn’t pay lobola does not invalidate the union , otherwise many man have wives who they haven’t paid anything for .
If nothing has been paid torwards lobola ndiko kunonzi kuchaya mapoto, hapana need ye divorce, tinongoita waziva kwake waziva kwake. No sharing of anything
Most courts seem to lack proper judiciary laws in their judgment, The woman has been subjected to undue disgrace because first encounter she was given money 💰 5dollars. Hence now deemed a prostitute , but even a prostitute can reform and get married ! No level minded man can accept a prostitute he found on a one night stand on the prext she is pregnant, goes on to stay with her for two years ,
Magistrate's court is more supreme than the chief's court i wonder why these people vari mu court ya mambo after coming from a higher court. Mambo can only interpret what the magistrate ruled but has no power to change anything. I agree mambo knows his game but has no jurisdiction on this one
Munhu wese anekonzwero shandura hupenyu hwake. Mukadzi kana aka tanga ari wema $5 then becomes the wife who are we to say hazviite? Even Mwari gives second chances
@@gushungomutongi6820 I think varipo but they are not referred too much. Matare ava ne Gender rights awareness although we are NOT equal we appreciate the efforts being made to recognise women persons with rights too. Isu vanhu rume have had it easy
Ndizvo hazvo asi mai ava vakambunyikidza murume coz in the first place aisatombofanirwa kudzoka kt ave nepamuviri kana ainge akabhadharisa mauyiro ndivo asina kujeka
Nooo I guess this woman was right to inform this man kuti im pregnant despite the yekuti nhumbu yakahurwa but they where supposed to respect there agreement from the first then my cheaf is right but let's not forget kuti he is human tooo but his judgement is fairly good
This is totally unfair, why humiliating this lady pamberi pevanhu. Ko zvaakagara nemukadzi 2years aiti arikugara nani. Vachanyara vana mambo mangwana vadzokeranazve
Chigodora is not bad except for excessive amounts he charges vanhu.I wonder hangu kuti mari dzinobviswa vanotadzawo kuvaka pekutongera saMarange naMakoni???
I like him too he is not just wise but educated rational and and sound mind kwete zvaana chogodora zvekuvhecherwa nemakuhwa nekuda madrama esocial media
This Chief has confused the woman by asking wrong questions. The woman came because she did not get correct answer after reporting for maintenance. men ill treat women. Ignorance of the law has affected her.
All i hear is bullying from the chief. How's that intelligence or wisdom? There is too much bias going on.
Yes it started as a one off thing but she's clearly explaining that their union ended up in a long-term unlabelled relationship. Why is he trying to make her look like a fool? This was a consensual relationship.
True, ndotoshaya kuti why are ppl praising him. He is humiliating the woman
Cohabitation is only considered as Customary union for the purposes of rights upon death or dissolution of the relationship.
Hamuna kuteera nyaya yese kusvika yapera mangomhanyira kushora mambo, murume ndiye atoripqma1 kubva kujudgement yapiwa. Mambo akapenga uyo.
@@user-gs3ey7uk4u yes mambo akazochinja zvake but anga atanga akarasika. At least he realised it
He is not making her a fool. She is a fool.
Now that's what we call " king Solomon's wisdom". Big up chief Mutasa
You are clearly insane!
The lady has facts and paperwork. Thanks chief
This king has sound wisdom. I’m n love with his voice
I agree with you he is my favorite
Yakanyanya wisdom yacho
The shaming too is making me sick, none of these people are clean vese vakawirirana zvakaipa. Now it looks like this woman is the evil one, being torn apart by a bunch of man, didn't believe in patriachy but this is trash. A story of deception, pane akabatwa kumeso.
Well said, yet the husband is the one who incited all this
but nesu vakadzi tinodawo kuitiswa.. 😃
Mambo should listen more than interjecting and disrespecting litigants
Sure
Who is the litigant in this case?
@@victorjaravaza5560 a person involved in a lawsuit.
The Chief should be promoted to the Supreme Court. Well done chief
Good judgement, however there no need to keep on humiliating that woman. Iye aimbomitisirei hure madii kumu humiliatawo
Imagine kuruina hupenyu nenyaya ye15 minutes chete... Kungotadza kuzvibata
Fact ✨✨✨✨
Kana pane mwana contract inotochinja cause paane three parties manje, everything needs to be revised, premise yaMambo handisikuwirirana nayo. Plus Amai ngavataure nyaya yavo without being intimidated nema interruptions.
I think this man was not happy with the default judgement and thought of going kwaMambo to circumvent the judgement. Zvino Mambo Mutasa uses rational in most of the court hearings including this one. In the beginning I thought this man was getting away with it. I didn’t like the way he demean and talking down on this woman. Mwanawo akabva kuvanhu. I think it’s good to treat each other with dignity even if you’re done with them.
Bambo awa vakazvisikira vega moto muziso,matoto enyu emakaita bvumai kunhuwa
@@chikukwachinowawa 😂😂😂
Kumitisa bhishu ma1 ako
Hatichadi zvehubishu ravekuda imba
J,
Great Chief, love your legislative knowledge!!!
Mambo mutasa musatonge munhu tongai nyaya apo mudzimai uyo mamubatirira dzidzai kutonga mushe samambo musina side
Yes vari kudiscriminater that woman. That man igweregwere Aona kuti mukadzi wake wekutanga adzoka kwakuti iwewe chienda nekuti what what nonsense.
There is an element of chevenism in the delibarations . The lady just lacks eloquency, but should be justified for a share i think. Varume tirikuita hutsinye ,lets face our responsibilities.
Baba vakuda former wife chete apa
You are ryt vakatoonakuti better vadzokere kuna ex wife kuitira kudzinga uyu
You should settle disputes and not belittle/or ridicle people,so arrogant these "chiefs".
Havana kudzidza ka zvemutemo haagoni kutonga uyo
Mambo thank you very much .l am happy now .Vanhu ngavarege kujairira love you ,Maria you did the best for my children and myself. ❤❤❤❤❤❤❤❤
Mambo Mutasa murichibaba kkkkkkkk haaaaa makanyanya you are so sophisticated my King 😂😂😂😂sando dzenyu
Chief Mutasa' court and counsel are the best listners so far. And their ruling is highly professional
Makadii baba taps
Ndine chikumbiro chekuti paya pamunoenda kwaheadman chigodora taikumbirawo kuti muzoendawo kwaChangamire Zimunya kuti tizonzwawo kuti Vaya vanonzi ndavekukuendesai kumberi mitongo yavo inenge yakamira sei uye changamire vanobata sei nyaya
😂😂😂😂😂yaa hautodi kudziruzirira nhai 😊😊
Chokwadi ichocho
Mambo vatonga zvakanaka.The chap is learned and has wisdom
Kkkkkk hapana munhu asingade bota.this lady is so innocent wow.
kkkkkkkkk ngavagare nemwana
😂😂😂 mambokaaaaa kunakirwa uchikanganwa kuziva kuti uri pa contract 🤣🤣🤣 kufarisa ne bota uku
Im proud of u mambo❤
Karanganda potai muchiuya pana Mambo Mutasa. Zvinotipa kunzwisisa chivanhu uye kutongwa kwadzo chaiko. Keep it up Mambo Soromoni. Vana Chigodora ngavauye kuzogwadama. Mbiri nhatu dzandanzwa muchitonga aiwa muri mberi
Haiwawo 😂😂😂😂 teramiraizve
Nhy $5 inotengei desperation yava navakadzi so kurara nemunhu for $5 and the stress after the $5 is not worth it
Madzimai ngatifungei tisazviisa muma problems ekuzvitsvakira
Chokwadi zita rake ratosviba nesuwo tirikuno tichingoonawo
Just imagine $5
5 yese iyo
awana imba ne $5
Indava muchiita sekuti iye mkadzi wacho anenge asingadiwo bonde racho ?kubhadharwa uko kungobhwdharawo otherwise vese vanenge vafadzana
Very intelligent. At 1 time I thot mambo is biased bt after averenga mapaper he gave a fair judgment. 2 yrs uchigara nemunhu wozoda kumudzinga
his style of questioning especially tothe woman is vexatious, kudai pasina mapepa mai ava vaizviruza.
On top of that pane mwana whom till now no DNA for verification.This man sounds silly
this chief is crazy for sure
This chief is well informed of the law and fair. Now thats wisdom.
Mambo big up you have wisdom and well educated chief akasarudzwa nedenga he is not greedy
This mambo is educated u cn hear from his words😊
Similar with Fokona Chigodora
Very true
He is very very very educated and wise
Yes kudzidza ehe but kutonga haagoni kutonga nyaya zvachose
@@TrymoreMisongwe0
What a Chief full of wisdom😍😍😍
I agree with you,but don't forget this is the same chief who charge people in Nyanga for voting for CCC
Wisdom????
Big up chief i love this
Chief manyama. Keep up the good work🎉
Wow this is a well seasoned master chief. Very humble, and treat people with respect in his communication and judgement. Respect big guy, you are exceptionally the best 👏🏽👏🏽👏🏽👏🏽
Ndavafarirawo zvangu chief ava🎉
Unenge wati rega ndimboti laaa, kudai pane chikirimbani😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂😂❤❤❤❤❤ usadero zvee iwe pane vurimbo
Big up Chief Mutasa. Ndinofarira matongero enyu. You are the best
Baba ngavaroore mukadzi. Kuremekedza kwamai ndakuda ini well done amai. Roorwai amai
This Mambo deserves an Honorary PhD in Cultural Law! Ndapedza
Chief Mutasa munotonga zvisina tsvete keep it up
I just liked how he respected his work mates ❤
but not this woman
MY HEART breaks for this poor woman.. She really needs real marriage..
May God grant you the that will truly love you
Ayewa moziva vamwe kuita chihure kupererwa asi mumwe akawana anomuda kuroora anoto dzikama murume uyu akashandisa mukadzi uyu 2yrs asadaro mufunge kushandisa vakadzi uku
Its really a very difficult situation but heads bowed for The Chief he is indeed Good 😊
kwaMutasa hakuna vanhu ari well up here all over the world they must build their chief a court.
The Chief's line of question is off the mark. He is offside. Kana vakatanga chiri chihure che$5, does it automatically mean kuti subsequently vanofanira kubhadharana for 2yrs? Very disrespectful approach. Kana mukadzi uyu akapembererwa nehama dzemurume uyu, it automatically makes her his wife. He deliberately abandons that fact so that he can continue with his humiliation agenda. Not good
I wsnt happy nemaitiro edare ipapo
Akadhakwa mambo uyu pana choziikanwa
Chief manyama I love him ane wisdom ❤
you are right varikuti abe wisdom not sure what they are basing on.Humilating the poor woman, not necessary
That’s what we call cross examination
Chief kunge makatengwa, remember pane mwana msadaro ,ndarwadziwa
Hw do you knw kuti mwana ndewemurime iyeye iye agara ariwema $5 dollars
@@ruekaylataura hako pamwe haasi wababa ava tichanyara
Taura hko vakutoita hutsinye
Good mambo 👏🏿👏🏿
Ndaiyepooo.karangandaaa woyeeee.❤
Mambo is learned and fair.He has a sound understanding of the law, legal procedures and can read and understand.Appears of all the traditional courts Mutasa,Bushu are respectful and well informed to preside over such issues!
Imi chief nzwisisai kuti murume akakecha asi wakazotora kugara naye manje haachadi kkkk
Chief Chigodora can learn a lot from this chief,basa kungobira vanhu mari.
Bushu chimudhara
@@Meikles888 headman chigodora
True
Madzimambo ese akaita so nyika inogarika kani. Long live mambo Mutasa
True
Ummmm haana dhiri Mambo wenyu haagone
Wool mambo Mutasa 👏👏 bravo
chief Mutasa you are the best. keep up the good work
I don't normally follow these cases, but this chief should go and advise at the High court. He is cut out for bigger cases. He's a fountain of wisdom
🤝
Love haidi kumanikidzira amai. Kana murume asingadi mozogarira ani wacho zvimwe vakadzi ngatidzidze. Kana usingadiwe simuka uende
murume wacho ngaasimuke aende
Vakutsvaga pekugara
Panku ahugare vakanditengesera
Amai vaona kuti panenge paneahuga apa. Vakatoenda chingwa chinenge chabuda mukanwa nekuti hapana kana need yekurambira pausiri kudiwa
What a good chief. I like it
Mambo hamusi fear imi .Tongai nyaya se nyaya imi .Dai ari mwana venyu maidaro here .Mambo imika Mwari anodzwa.
I love our culture, nyaya kwa Sabhuku or mambo tisati tasvika kuma court. Customary ndozvo
Mambo vanogona kutonga havo..asiwo varume muchinyanyawo aaaah ndomene hayichemedzi
Primitive men indeed
Busy ganging up on the woman
Did they have to laugh as a panel
Fuseki man
If u have time listen till the end not judging ........
That's our Chief very intelligent
Mambo chigodora mambonzwawo nyaya yemari here apa kuripisa and this and this,My Chief Mutasa wanotonga zvine hungwaru.
Chief vanotambira Ava mwedzi wapera vachigodora Hakuna kwavanotambira ndozvavanodya ndizvo madzimambo
Mambo ava vatadza vave kudherera nokuti aive sex worker. Munhu akagara 6 months nemunhu atova mukadzi wake.
Love haidi force ...unofira mahara 😂
Uchaurayiwa
Chokwadi rudo haru manikidzwi.
Zvakaoma mufunge
Ndandisingazivi Chiso chaMambo mutasa nice to see you Mambo
How many Chief are like this Chief in Zimbabwe. I suggest people go to him more than to our courts
Chief murikugona zvenyu kutonga but pekuti murume anobvisa kupuro hazviite ,first kunotanga aroora then gupuro rozotevera munashure
Mukadzi uyu arikuda kungwarir murume uyu you cant force love unoguma waurayiwa
Akuda kutora musha wemumwe mukadzi
Good work Mambo wedu
Amai ava kuda kumanikidza love. $5 for a one night stand !! Vakadzi ve Zimbabwe so… vari panguva yakaoma..
Educated chief , very intelligent
5 US yaiva yeyi, solong it was one day stand munhu anozvionera...Taurai chokwadi tikubatsirei
Kkkkk short time
He’s knowledgeable 👏🏾👏🏾
WaMutasa Shumba am proud of you my chief 👏👏👏
Mutasa haisi shumba imbizi /dube
@@takundamangudya2670 inini pano nditoriwo mbizi yacho iyoyo bt todaidzwa kuti shumba handisati ndambonzwa patodaidzwa kuti mbizi meaning vakuru wangu are wrong
Big up mambo ndatenda hangu Ibenzi mai avo mhunza musha
Sheedzera zirema simbe kuda zvinhu nxaaa
Sheedzera zirema simbe kuda zvinhu nxaaa
Ndiri pakato peku wona hangu andisat ndapedza but this lady I feel like ari kudzvanyiriwa coz vanga I vanhu vamisa dzimba asina ruroorwa she also deserves it and vamwe anogona kuto torwa mubhawa asi vachingororwa
You are very correct varikudzvanyirira mukadzi. Kutoenda kwababa nemukadzi kutoratidza kutiaimuda. Dai akamurega Ari kwasisi vake
Mambo Mutasa ndokumbirawo mumbotora anonzi Headman Chigodora mumudzidzise kunonzi kutongwa kwenyaya munogona mambo murikuchengetedza vanhu nemazvo thanks keep the good work
Iii chigodora anogona wani weduvee.Mutasa haape vamwe vane varipadare nguva yekuti vataurewo pfungwa dzawo he has to change ipapo cz dare vanhuka
Ndarwadziwa. The way this chief is talking to this woman. She should sue him.
Kkkkkk mai ava vanenge vakart shotei ngaabhadhare murume uyu.
Baba taps plz dont forget to follow up on this issue we need to know the ending its very interesting
This is a well aducated leader pliz may he give one of our chiefs here in Mudzi some lessons utungamiri une chikoro unodiwa chose
Devious woman! She trapped him big time
She should seek justice in a proper court. She has a right to stay at the home or receive a share of the assets as part of the divorce proceedings. The fact that he invited to stay and is father to her child shows there was a matrimonial union . Fact that he didn’t pay lobola does not invalidate the union , otherwise many man have wives who they haven’t paid anything for .
If nothing has been paid torwards lobola ndiko kunonzi kuchaya mapoto, hapana need ye divorce, tinongoita waziva kwake waziva kwake. No sharing of anything
Usatore rutivi, wanzwa zvataurwa nabba avoo zvakazoita kti mukadzi uyuu achizogara pavo
Most courts seem to lack proper judiciary laws in their judgment,
The woman has been subjected to undue disgrace because first encounter she was given money 💰 5dollars. Hence now deemed a prostitute , but even a prostitute can reform and get married !
No level minded man can accept a prostitute he found on a one night stand on the prext she is pregnant, goes on to stay with her for two years ,
Marriage? Who married who here? Vakaita chihure chakapusa vese and there is no way murume yaachatora that Lady kuisa pa den
Mrume imhata and anofanira kugadzirira mwana wake a life & mai iyoo yakaita nhumbu intensionally
Dai this man achingoenda for DNA .
Magistrate's court is more supreme than the chief's court i wonder why these people vari mu court ya mambo after coming from a higher court. Mambo can only interpret what the magistrate ruled but has no power to change anything. I agree mambo knows his game but has no jurisdiction on this one
Tokutendaii mambo.❤
Zera iri rinoita mwana here iri mai ava pane one ino shota moto apa😂
Uz unenge wapiwa bota kaaaa nhai ko imi munotengera mnhu world 😂😂😂😂😊
😂😂😂😂😂
Kkkkkk Aya vanhu vepano
Munhu wese anekonzwero shandura hupenyu hwake. Mukadzi kana aka tanga ari wema $5 then becomes the wife who are we to say hazviite? Even Mwari gives second chances
Taura hako Mambo wakumbunyikidza mkadzi uyu
@@user-ic6td6lr3w
l think women should be part of the Chiefs Council also
@@gushungomutongi6820 I think varipo but they are not referred too much. Matare ava ne Gender rights awareness although we are NOT equal we appreciate the efforts being made to recognise women persons with rights too. Isu vanhu rume have had it easy
Ndizvo hazvo asi mai ava vakambunyikidza murume coz in the first place aisatombofanirwa kudzoka kt ave nepamuviri kana ainge akabhadharisa mauyiro ndivo asina kujeka
Nooo I guess this woman was right to inform this man kuti im pregnant despite the yekuti nhumbu yakahurwa but they where supposed to respect there agreement from the first then my cheaf is right but let's not forget kuti he is human tooo but his judgement is fairly good
This is totally unfair, why humiliating this lady pamberi pevanhu. Ko zvaakagara nemukadzi 2years aiti arikugara nani. Vachanyara vana mambo mangwana vadzokeranazve
😂😂😂nyaya dzekuroorewa idzi imi woye by fire by force
This nyaya is hilarious 😂😂😂😂
Bhishu
Seriuos
Mutasa is very rational one of my favourite chief
Ko chingezi chamambo mtasa🎉
😂😂😂😂best king ever
Mai ava havasi bishu. Hapana mukadzi anora...mahara. 2 yrs vachigara pamba. Baba ngavaroore first vozomuramba padare.
Truu
Chigodora I hope is taking notes.. Dare iri rakarongeka, Mambo Mutasa very articulate.. Good listening skills and communication skills..
Chigodora arikuchikurubhi
Matongero anosiyana... Misha ne misha mitemo inosiyana... Vose vanondigonera.
Chigodora is not bad except for excessive amounts he charges vanhu.I wonder hangu kuti mari dzinobviswa vanotadzawo kuvaka pekutongera saMarange naMakoni???
@@evansdzinzi3152chigodora ndiye aneyese ini anondigonera bc kana tichitierera nyaya dzake tinenge tichitoseka kkkk teremeraizve😂😂
@@ellnatakampote6982headman hr akaitasei
Knowledge will kill you Chief.
Mambo awo vatanga kushora coz vanzwa zvekubhadharana. Dont judge someone because of their profession. He must consider kuti pane mwana.
Mambo Mutasa is Solomon of our days 🎉🎉🎉🎉🎉
Mjolo gone wrong..Mjolo is a pandemic for sho
The man was not understanding the mhiko line 😂😂😂😂
Mambo mutasa you are e best Chief
I like him too he is not just wise but educated rational and and sound mind kwete zvaana chogodora zvekuvhecherwa nemakuhwa nekuda madrama esocial media
These men have belittled this woman just because aiva bhishu. Why did they not give the same humiliation to the man akanotenga bhishu.
That's typical of our black society very diabolic and demonic
Taura hako zvakuita kunge ndiye akanonyenga baba ava
This Chief has confused the woman by asking wrong questions. The woman came because she did not get correct answer after reporting for maintenance. men ill treat women. Ignorance of the law has affected her.
Now on correct route
Mambo Tongai zvakanaka ,every person must be treated with respect .