Headman chigodora must be given a position in the coart of law or must be a judge 👩⚖️ he is very good vanotodarika zviriikumatare edzimhosva dzenyika yedu.❤❤❤❤❤❤❤❤❤ i 🫡 salute you sir Chigodora 🙏
Baba Taps munotii kurumudzei kuposta remember kuti mune mumwe wamunotora naye, so vanhu vanonga vatoona kudhara so it reduces the number of views apa munonga matokanda masese
Murume uyo anga akavharwa shuwa. Apana murume chaiye angasiya mukadzi wake for 2 months nemumwe murume asingaoni chakashata pazviri...big up vanatete vakazvibvondora.
𝗧𝗿𝘂𝗲
Number 1 channel my favorite ❤️
Hie guys achigodora and ur team thank u very much for helping people ,keep up good work .
Ba Taps , you are the best
Picture quality ✔
Volume ✔
🎉🎉🎉🎉
Taiepo Taiepo .
Village iyika madrama .vanhu vanishanda nguvai chaizvo mudunhu iri🤔 .nguva dzavo zhinji kugarisana matare
The Headman is getting rich every day
Taurai henyu aaaa everyday padare
😂😂😂😂
Vanenge vamadays ematare havaiti everyday
Magirazi never disappoints😂😂😂
Magirazi hashayikwe
Akadzungaira magirazi uyo
Karanganda the best tv I wish you many more years to come rambai makadaro especially on sound
the man who speaks at 1:00:58 (black t/shirt and white jacket) is magical, ibhuru iro..he is my favourite
Magirazi Never disappoint shame 😂😂😂😂
VaMagirazi ngava kwidziridzwewo vanogara ku panel iyo inogara Headman Chigodora. Vanogona kuzeya nyaya pamatare ese anoyitwa ❤👌
Headman chigodora must be given a position in the coart of law or must be a judge 👩⚖️ he is very good vanotodarika zviriikumatare edzimhosva dzenyika yedu.❤❤❤❤❤❤❤❤❤ i 🫡 salute you sir Chigodora 🙏
Picture quality zvese ne sound ❤
Karanganda tv 🎉what an improvement picture and sound quality manyama ❤❤
Hanzi na Headman pasocial media ndinobuda every Saturday 😂😂😂😂
Haaa ini chandaoona padare iri vanhu ava havatarise maside ese🤔🤔🤔🤔
We white jacket ndiye atombori objective
Chief mkadzi uyo musiyei haachadi murume wake akuda kuhura.ngaande nemuporofita wake.
Mamwe mazita amunopawo vana sooka. Ungati mwana Cheaten 😢😢😢 Honai munhu aakungoita upenyu hweku cheater 😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂
Baba vakuru kudai vanobva vashayawo musha nhaimi achingotenderera sedzvinyu
Karakanganda is improving big time keep it up....
Zvino mukadzi wekutora ari pamurume akangoonazve umwe unoita hure hariregi😂😂😂
Ngomdonga itsotsi 😂😂😂😂😂 gwere gwere chairo.
Magirazi ngavatomuite mupurisa wamambo 😂😂😂
Kkk kadunhu kedu aka Kane drama 🤣🤣
😂😂😂 Mkadzi hagoni kutsanangura zvake
Tasvika tasvika kadunhu kaMambo Chigodora kanozipa plus matauriro enyu kuzipa kkkk
Magirazi number 1 pamubvudzo😊
Uku kudunhu kunoda paStand kako uchingopota uchienda hako kudare 😂😂😂😎😎
Wodyei manje kana woswera kudare
Very true henyu ini ndinotoidawo 😂
😂😂😂😂😂😂😂"NaaNgondonga makatanga kudanana riini"
I am the first to watch
Tavepo hedu pano thank you very much baba Taps
Thanks headman Chigodora apa mapedza basa
baba taps you have improved a lot , picture quality, sound quality ,
I figured that too. I watched this on another channel and saw the difference.
Madzibaba kamukono ketsambarafuta 🤣🤣
Baba vane support ye hanzvadzi dzavo.
Ndodzakatobatsira kuti zvibude
Alan,ko nhau yako na Prince how far?
Vanodanana siya vakadaro , Chero makasiwa muri mupenyu mujolo unouraisa ari innocent, ko aidi kungo buda pachena kuti ini handichadi murume zviri pachena pane kuita chihure chakadai 😢zvonyadzisa
Chivindi chenyu ndechei kugara Mumba nemurume usiri wenyu.Muchimuwachira
Chiteni haasi angopindawo mucrossfire here?
Pari trick wenaaa
I love kaarea kangu mhani ...headman wangu manyama
Kumusha kwamai vangu KwaChigodora,kwaGutukunhuwa….kudhuze nekwampudzi River….ndakatoita primary paGombakomba
😂😂😂😂😂😂 headman chingodora dunhu renyu ma1😂😂
Kkkkkkkk pakaipa kani
😢😢😢😢nyika yopendera kuenda kumagumo
Karanganda TV to the people ❤
Thanks madzitete .
Headman chigodora haa surrender wisdom yamunao ka mm mambo Solomon chaiye you are the best Chief.
kkkkkkkk iye aimboshaya mari yekutama ozoona mombe nhatu
Kkkkkk vakadzi vanetsa ma chigodora umm. Last tym ndi chabodo na matutsa
Headman. Ngavavakirwe palace pamba Pavo ne hurumende uyu ndiye mambo soromon chaiye akapihwa huchenjeri na mwari dai
Ndinode kutaure chokwadi pamberi peDare raHeadman chigodora, kwete manyepo, Mwari ngaanditungamirire
Kkkkkkkkkkkkkkkk chai
😂😂😂😢
Batai nzeve yenyu😂
@@thekenyandriftking2183😂😂😂😂😂😂😂
Batai nzewe yenyu😂😂😂😂😂
Nhai karanganda nyaya Kabati yakazopera sei ndikuda wo kuziva maperero coz yakandinakdza
Karanganda tv you are the best ever❤
Sando dzako magirazi ugona mwanangu you are the best uri baba pane vamwe ana baba
Kadunhu kamambo ava kanonaka shame😂😂😂😂
😂😂😂😂
Kkkkkk boss vank awa sakulazi
Salute muchinda wemagirazi
Kkkkkkk magirazi haashayi chekutaura
@@trivedymukuze9970 anoita kubaya nemo nemo
Baba Tapusi murambe makadero ndirikuona nehama dzangu dzandakaguma kuona over 20 years ago dzakagarawo dzichinzwa nyaya dzemudare.
Heheede
Mr Magirazi ndi pp chaiye
Apa mupositori haubude wayanikwa
Baba vema girazi ava i number 1 pkutonga nyaya vapei chinzvimbo mambo haaaa vanoziva zvavanoita
BaTaps mozondiudzawo musi we next dare dakumboendawo kwaheadman chigodora
Murume akunzi chikomba anosiririsa zvake
Itsotsi iri
Kutambisa chitadzo chechihure vanohuriwa navo vcho ah😂😅
Ummm kudonhedza chri mumaoko nekuda kuombera. Muporofita uyu kungopihwa zvirwere. Murume uyu achamufunga pamwe kutoyambutswa pamukondombera.
Yakazopera sei nyaya iyi?
Magirazi anoda kuita main actor 😂😂😂😂nokuti dare rinonakidza iri
Kuti chuuu mukaranganda family thanks BBA taps
Baba tapus where is couples connection
Nhy karanganda nyaya yekwaKagurabadza yakazodiii pevakaenda kwamambo marange
Zvinoitika you are a very good husband inini ndaive nebarija revarume vatatu ndichi revenger kuhurirwa nemurume
Baba Taps sando dzenyu Picture quality kwakuseri keep it up
This guy arikurebesa nyaya ngaaende ku point yekutera mukadzi we shamwari 😅
Vangondonga vano dakurwa sure asi ndino tenda dare
Kusiya gonzo mudura renzungu rikadya zvaro mungati rakaipa here.akaro hake Paul Matavire.
Thanx Karanganda nekutipakurira zvinodakadza
Chokwadi chief aah mogona mporofita anozviita vanoshandisa miteuro
4 eyes never disappoint ❤
Haaaa always
😂😂😂
NdiBatsi urikurehwa here BaTaps. Aripi ko Batsi tichazomuonawo here?
Matutsa, Chabodo, Chief Matika and Ngondonga Kwa Headman Chigodora ndaivepo
😅😅makanganwa Everton na mai msunje
Magirazi unodawo kuita headmen hre ? Uye haanarimwe basa hre muzotibvunzirawo mibvunzo idzi baba taps
Kk mai ava vanakirwa nemuporofita
Why murikuti part 2 yet iyi takamboiona pa part 1
😂😂😂l like brother vemagirazi vanobva vati nemo nemo munyaya
Vanondibhowa ini😂😂😂😂 ahabve padare
😂😂😂😂 headman Chigodoraaaaaa woyeeee
Karanganda yazouya🔥🔥🔥🔥🔥 irikubura zvinopisa kwaheadman chigodora uko😂😂😂😂tamary wevanhu aripowo here padare😂😂😂baba tapus rambai makadzvanya ipapo😊
I miss tamary kani
@@fofoemaibvise2768 taura hako aripiko
Sekuru chigodora vanetonga nyaya sezvairi, chinondifadza is the response inobva kuvateereri vedare, muchuchisi allen magada finished this guy
Baba Taps munotii kurumudzei kuposta remember kuti mune mumwe wamunotora naye, so vanhu vanonga vatoona kudhara so it reduces the number of views apa munonga matokanda masese
Taura henyu pane competition
Chanel yedu inotivigira nyaya dzinopisa
Picture quality 👌 ✨️
As compared nanaDrewmas-media and Sly-media, baba Taps zvave zvinhu, ndovacho vakayimbwa naLeornad Zhakata kuti "Vagoni vebasa".
Karanganda !! Waiyepo here😂panondiitira hapo weduwe
Pane akamboonawo pensioneer here, retired teacher
Gondonga ato ondonga imba yanga yakazvimirira
Mambo trousers renyu iro rir kudhinda sinh😊
😂😂😂😂 tsve zvekuterera matare. Aaaaa yaaas man!
Ndakazviitirwawo izvi hama dzangu nemurume hatichatopindiraniba nenyaya yemaporofita ivava mazisatanist vanhu ava
Kuti chuuu mayiepo yere mwamuna woyee ❤
Anopenga nyamhanza uyo anoda kuramba media iye chiri chifeve
Kkkk yooo akashandisirwa mushongo Baba avo
Baba vanogeza ava 😂😂😂 He mentioned kugeza soo many times
Mudhara wemukadzi he is very soft for the why
Blazo vokutorerwa mukadzi vanenge vatova depressed. Kunyarara kudero pakanaka here?
Tinashe Mugabe akudiwa futi apa
This father is too soft, Haaaaaaaaaaaaaaaaaa
Very soft yooooo hayike
Iyaaaa Chiteni wakamitosa ani kwediyoooo
Kanyika kanonaka aka😂
Muprofita y asingavaki pake EGA inga yangove hohonwa Wani 😮😮arikupunza dzimba dzevamwe
Kkkkk muswe wembudzi urimudenga 🤣🤣🤣