I don't think kuti pane munhu ane right yekubata murume mukuru ane 29 years kumugera hairstyle yake it's his choice musaite pfungwa yechidofo chekare dreadlocks are just a hairstyle imimi zvamusina dread murivanhu kwavo here
Inga iwo wachigodora wanoti munhu kana aane 18yrs aamunhu mukuru aakuzvimiririra saka apasei munhu ane 28yrs aakuutwa mwana mudiku kugerwa msoro wake by force. Handizvoba. Just becoz mumhuri hamuna kumbobvira maita rasta hazvirewi kuti u cant have it. After all our ancestors never combed their hair. Kwaisawa ne ma combs so its our tradition
Mubvunzo wangu woti ko ivo baba zvavakatanga kubatwa kuti vane zvavakaita pamusha vakaitei asi vakazogona kumanyira zvemwana baba ava itsotsi iri Rasta harina kana kumboipa kana munhu achingogona kuribata zvakanaka
@@Janemacelyn Rastafarians made dreadlocks popular but the truth is that dreadlocks existed long before Rastafarians and having dreadlocks doesn't mean that one is a Rastafarian and not having dreadlocks doesn't mean that one is not a Rastafarian.
There is a strong relationship between outward appearance and personality according to social scientific researches! However this is also influenced by individual culture and other aspects of! Here in the United States there are case of discrimination at work places basing on one’ s hair color! Some colors or hair dyes are associated with gays 😂! In most cases kids don’t just cut or dye their hair here without the consent of the guardian! I know in our African culture there is a connection between spiritual life and our hair !
Headman paDread magona, vanhu tine tsika yekuteedzera tsika dzatisina kumbokura nadzo , vakomana vazhinji vawekuboorwa nzewe vachiisa maRing nekurukwa musoro all these behaviours is not part of our culture especially shona people !!
Babamukuru and mai Dickson vanofanirwa kuroorana.....musandipikisa ndinochema
Plz Headman chimbomirai kuvayendesa kwasekuru Tasvu vayendeseyi kunevamwe vanasekuru varipo vakawanda vatinoziva vakawanda
True spiking
KwaTasvu kunozobvawo commission yereferral ndofunga
Haaaaaa tasvu ndiye ega here nhai vane ma commission ikoko chete😅
Tipei vamunoziva tiende ikoko
Tasvikawo watching from Capetown
Hamuna brain team imi mungatsikirira mbuya nenyaya yevhudzi
Nyaya iripakuti kugera Rasta kunosungisa here...
Zvagara zvinonetsa munhu chero uribba awubvumidzwe kugera munhu bvudzi rake musina kubvumirana nemuridzi webvudzi chero ndirini ini ndinoramba nokuti ndakuraka ndinendisiri mwana wekuti ndinowudzwa zvekuyita nemusoro wangu ivo vana sekuru vanondzi vanoda kugerwa pamba nevana Nditi vanfnge vachizvisarudzira hre kwete kuti womanikidza munhu kumugera iye asingadi panechirevo ipapo
Kana pained kaurwere kutogera bicoz wekuwirirana naye panenge pasina
Munhu ngaagerwe Rasta rine mweya yetsvina
Heardman chigodora,muri munin'ina waSolomon pauchenjeri Mwari vakuitirei nyasha
kwete kuti mkoma wa solo here
@@lloydchigodora4534 mukuru ndiyani manje pawari 2 kudaro
@@preciouschabayanzara4696ndofunga awona sekuti parikutaurwa solo chidhakwa wadhumba wekuti akomanakaa wekunaiza boom
I don't think kuti pane munhu ane right yekubata murume mukuru ane 29 years kumugera hairstyle yake it's his choice musaite pfungwa yechidofo chekare dreadlocks are just a hairstyle imimi zvamusina dread murivanhu kwavo here
True umwe neumwe ane type of hair style yaanoda especially when you are 18+yrs
Anoita hair style yake ari pamba pake kwete pangu hunge vabereki vake vschizvida even adarika 28yrs
Inga iwo wachigodora wanoti munhu kana aane 18yrs aamunhu mukuru aakuzvimiririra saka apasei munhu ane 28yrs aakuutwa mwana mudiku kugerwa msoro wake by force. Handizvoba. Just becoz mumhuri hamuna kumbobvira maita rasta hazvirewi kuti u cant have it. After all our ancestors never combed their hair. Kwaisawa ne ma combs so its our tradition
@@namatiraisithole6158 anga asiri pavo vakanomutora kwaaigara kuti vamugere
Listen to the context of the issue,musangoti hairstyle apa
Kutaura pachokwadi munhu ane Rasta haanyatsopiwa fully respect, kana kamwana kadiki unonzwa achiti rastaman kurisei.
Tine nhamo yedu
Vanambuya muchapindwa nemi murwizi😂
Chief mutasa
Headman tokumbirawo Chinyamunzore akubatsirei
Vachigodora musaendesa vanhu kwatasvu regai vanhu vaende kwavanoda kundobatsirwa
Ko vanenge vachidya
Soko soko munotamba hre neteam
Chigodora woyeee❤
Mubvunzo wangu woti ko ivo baba zvavakatanga kubatwa kuti vane zvavakaita pamusha vakaitei asi vakazogona kumanyira zvemwana baba ava itsotsi iri Rasta harina kana kumboipa kana munhu achingogona kuribata zvakanaka
Teramirayi😂😂😂😂😂
Headman inzwaiwo zbichemo zvevanhu tasvu ahachaita kune zvakuitika kwatasvu aigona kare ikozvino ravezita
Ko rimwe jinda ramambo riya rakaendepi?
Pangosara Magirazi ega wani
Upi wacho, muchawa here ? Ndakabvira kudhara ndichibvunzawo kuti akaendepi munhu iyeye
Two of them those machinda haachaonekwi kwasara Order padare kkkkkkkk in magirazi s voice😂😂
Heardman Chigodora for the pple ❤
😅
Hevoi Mr magirazi
Nyaudzosingwi dzonakidza. Akanzi kwiii ndiye pfuu dhii pasi
😂😂😂😂😂
Pfupi iyi ndeye kuburitsa mweya here
Magona kutonga headman bt pamadreadlocks apo munenge matirasikei 😅yangove style mazuvano musaita sekunge vese vanawo adzimo aaa
Isms akawandisa pavanhu vanoita Rastafarian/ dreads in Zimbabwe.
Fodya
Chivanhu.
Mushonga hidden in midzimu/una'nga.
@@Janemacelyn Rastafarians made dreadlocks popular but the truth is that dreadlocks existed long before Rastafarians and having dreadlocks doesn't mean that one is a Rastafarian and not having dreadlocks doesn't mean that one is not a Rastafarian.
@@rascocky6366nyaya yenyu yakanaka asi endai pamasowe enguwo tsvuku munoona vanaro muvabvunze kt nderei vanokuudzai kuti kwandiri rinoreva zvakati nderezvakati kunasamusoni wemubhaibheri ndimomaibva simba rake saka iri rine ava ngaribviswe rinezvaririkuremera vamwe
@@ChipoMpofu-hl2ll Ko rinogoremera vamwe sei? Zvinei navo? Ko anoti muparavara wavo hauremeri vamwe ndiani? Inini handifarire kuona vanhu vane maparavara uye nevanopfeka magamenzi machena kana matsvuku asi ndinovasiya vakadaro nekuti chido chavo. Chinhu chakaipa chinobva mupfungwa dzemunhu kwete chimiro chake kana zvaanopfeka!! Zvauri kutaura hazvina logic uyezve ndiwo mamviromviro e nazism/fascism!! Iwayo ndiwo mafungiro aiiita Hitler!!
Headman mwarara wani Soko.
Ndazobatikana pamati mapostori kuhwanda ngemagemenzi yemakambotonga yemdhara weseri kwegomo usina mazino uya uuuuum😭😭zvinorwadza ana apera kufa ngengozi ukaona achifa vanhu 5 pa 1 week pamusha💔so heartbreaking
Zvigero zvakauya nevachena, vhudzi raingocgengetwa kubvira pasichigare. Siyanai nekutuka vamwe based on their hairstyles.
Ndicho chokwadi chamataura, saka munhu mukuru has to ask mhuri for permission to have dredlocks here
Kare wayigera nemabhodhoro blz musakurudzira zvisinabasa
@@NgoniKandakarekare kwakanga kusina mabhodhoro akauya nevarungu , asi acording nyaya iyi dread iri ngavabviswe rinechirevo akaenda kunguwotsvuku ukabvunza vanaro vanokuudzai chirevo chavakariisirwa samusoni wemubhaibheri rake ndimomaibva simba rake so ava ngarigerwe vehukama varikuremerwa naro
Madrinks aSabhuku😂😂😂
Makaita wani makaita wani
Tinofara kana muchifarawo
Makadii aChigodora munofara here
Mhuri yekwamutema mwese muriaroyi hamunamatiba imwimwi iam telling you
Shame ndamunzwira tsitsi neniwo ndozvandiri but right hand 🥰🥰🥰
Makadii pano Headman and team
No kwaTasvu pliz
.mbuya vanenyaya avo mambo
Vana jah man muriko here😅
Chigodora zvamataura nezvamuchada kutaura zvese zviriryt😂😂😂😂
Headman chigodora to the world
Muti Ukuda bucket remvura
Headman chigodora makadii❤
Ngavapote vachiendesa vanhu kwamukotsanjera
Imbomirayi zvana Tasvu please tikuda Mukotsanjera
nhai headman ko nyaya yekwa Mutambanengwe yakazopera sei
Haaa musha uyu soo ma1 chaiwo but panoda mukotsanjera chaiye apa
Baba headman chigodoro labanye linjan lonke mazimbabwe amahle
Hie
Vana Gogo wanowanzo shandisa muzukuru pakuita mabasa avo erima ndozvinogona kunge zvirizvo zvakaitika ngavaende kwavanoda not tasvu anodya naHeadman
Kupenga kuda Mari manje iye ndiye achatanga kufa cc vake ne muzukuru vachisara
Gogo is right and she hve all the right to do so
Tikati mbudzi 8 pabvudzi?? Aaaaaa
Madi madi rasta😅😅😅😅
😂😂😂
Headman team ndariende kwa tsoka mukotsanjera thank you vachigodora
this channel is it active
Soko Mari dzedare Dai vachibhadara musati mauya kudare plz
Zvinei newe
Kwete kuvaendesa Kwa tasvu pliz pliz endesai kunavamwe
Zvemari dai muchiita before dare
Chigodora woyeee🙏🙏
Anhu acho anemukweso
Headman Chigodora makadii
Headman wakachena nhasi
😂😂😂😂
Kana ari chirema sekureva kwagogo anofanira kutogerwa achida asingadi
Chirema ndochusina kodzero here or hachisi munhu here
@@Suewally kutogerwa zvechisimba kutowedzerwa kodzera
Kojinda ramamborimwe riya riripo we want him
Ko avo blaz vane t shirf ye black varikukotsira badare kudyiswa here?
Munorova mhani
Haa; kuenda kudare munhu asina chitupa yakazoita mhosva riinizve? Ndopamunotidzorera shure madzimambo edu; munga munondogadzira tumitetwenyu panguva yamangodira. You make us lose trust of you; yet munotombotonga henyu zvakanakisa chaizvo Headman
Apo vari 100 %correct kufamba using chitupa imhosva for your own information
Pamberi nekutonga
Munogonesa Sekuru vangu paMberi nekutonga
How old is the person Ari kugereswa vhudzi
300 USA pakaipa
Guys kana tsananguro dzichiti munhu wese ngagerwe it's a must chero weavie inotogerwa nayewo dread rinosvika kumusana anoridii mbuya vane dhiri nebvudzi remuzukuru
Nyaya dzacho ma1 umwe neumwe ane zvake
Yaaah pakaipa
Sungwai Baba hamhugeri munhu asina kukukumbirai. Makazviitirei he is an adult haasi mwanana. Ari kuzvida here mwanayo ?
Apana chavanosungirwa apa migwende iyoo munemuchimboiidiiko kana muchiita zvisisri straight gerwai 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Ko yasekuru yembudzi 8 matii kudii navo
Tenamirai
Ko zvamapedza dare rese muchingopoppta musingataurisi vanhu vacho
Seskona lapha
Panoda sekuru Amadu apa
Hanzi vs yagove wrestling
Chikuru wanzwa Kuti varikuda kutii English is never close to us it went away far far far ago
Court it’s always this and that v this and that
Hautozivewo Court proceedings or the meaning of vs, uno ngoda kushora
Hamunyanyoripisa zvenyu Headman. Maresources enyu arikubva kumari yetransport. Dai mamboits reduce ipapo please
There is nothing wrong n drealock ,hunhu hausi mubvudzi Headman
nhai nhai
There is a strong relationship between outward appearance and personality according to social scientific researches! However this is also influenced by individual culture and other aspects of! Here in the United States there are case of discrimination at work places basing on one’ s hair color! Some colors or hair dyes are associated with gays 😂! In most cases kids don’t just cut or dye their hair here without the consent of the guardian! I know in our African culture there is a connection between spiritual life and our hair !
Plz save this family muvaendese kunevamwe vanobatsiranavo zvirinane not kwanaTas*u uko
Hakuna zvakadaro kugera munhu by force ... 29 years ... Hakuna zvakadaro
Headman paDread magona, vanhu tine tsika yekuteedzera tsika dzatisina kumbokura nadzo ,
vakomana vazhinji vawekuboorwa nzewe vachiisa maRing nekurukwa musoro all these behaviours is not part of our culture especially shona people !!
Dredlocks is part of our culture, our ancestors never had combs or razors, their hair just grew twisted
@@sausage9806asi ragogo avo rinechirevo ngarigerwe samson wemubhaibheri akatogerwa vachida kuona zvarinoreva vakazviona ragogo ngarigerwe tione zvarinoreva
Kotasvu straight
Number wani pano😂 nyaya
Kojinda ramamborimwe riya riripo we want him
Headman chigodora makadii