@HeadmanChigodora

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 9 มี.ค. 2024

ความคิดเห็น • 346

  • @user-cn1nt8pu1b
    @user-cn1nt8pu1b 2 หลายเดือนก่อน +49

    Headman Chigodora mwasara nezvimumu chete dzosai makurukota enyu Gucci naAlan, dare renyu ratonhora

    • @ThandoNcube-xy2fo
      @ThandoNcube-xy2fo 2 หลายเดือนก่อน

      Nevanhu vaakudheerera noise nekupindura zvaanoda dai Gucci aripo vanhu vakati ziii

    • @juliamhurirotapera1322
      @juliamhurirotapera1322 2 หลายเดือนก่อน

      haaaa hapachisina order

    • @tafadzwangamurani3468
      @tafadzwangamurani3468 2 หลายเดือนก่อน +1

      Zvindomu ndomu

    • @St-G2
      @St-G2 2 หลายเดือนก่อน +2

      Allen is there wani 😂

    • @user-sr4uk2ou7g
      @user-sr4uk2ou7g 2 หลายเดือนก่อน

  • @ManueMercedesSpares
    @ManueMercedesSpares 2 หลายเดือนก่อน +9

    Gucci aripo taiziva headman vachizopa judgement only mibvunzo yese yapedzwa nevakomana
    Makachena here mbuya imi, Gucci's voice
    Ngavadzoke by public demand

  • @dadzamoyoza509
    @dadzamoyoza509 2 หลายเดือนก่อน +26

    Pamusoroyi mambo Allan na Gucci ngavadzoke tavasuwa😂

    • @tendaimurwisi6170
      @tendaimurwisi6170 2 หลายเดือนก่อน +1

      Allan aripo wani akatogara pamberi kungoti haasi kutaura ndofunga akadimurwa muswe.

  • @sarahzeka3975
    @sarahzeka3975 2 หลายเดือนก่อน +37

    Headman makadini tokumbirawo varume vaya vamaishanda navo ngavadzoke ndapota hangu baba chigodora chikumbiro

    • @shumzaali714
      @shumzaali714 2 หลายเดือนก่อน +4

      Vamwe vanoti vanotaurisa heee havana respect pamwe vakanzi varege

    • @HeadmanChigodora
      @HeadmanChigodora  2 หลายเดือนก่อน +10

      chamunoda chaicho anhu imwi chiii ,zuro ndizuro uno mwaiti akomana anotaurisa akushaishe dare nhasi uno mwakuti ngaadzoke futi ... imwimwi murimwi headman munoita sey?

    • @charlesmlambo8489
      @charlesmlambo8489 2 หลายเดือนก่อน +4

      Wadzosei, dare renyu ratonhora kuti tonho. Waibvunza mibvunzo kwayo kwete zvimumu izvo

    • @beautyzimbabwe1001
      @beautyzimbabwe1001 2 หลายเดือนก่อน +8

      ​@@HeadmanChigodoratikuvada varume ivavo kunyanya Gucci

    • @lovemoremutenda6816
      @lovemoremutenda6816 2 หลายเดือนก่อน +5

      ​@@shumzaali714 hazvina kunzi ngavabviswe bt just to correct zvavaitadza chete. Thus th prblm wth us hatidi vanhu vedu kt vagadziriswe pavanenge vachi bhaiza, ku politics is th same

  • @cornelliousbigshipzhawu6669
    @cornelliousbigshipzhawu6669 2 หลายเดือนก่อน +32

    ini ndaito nyanya ku follower those 2 guys back to bck na Headman bt now

  • @kingforbiemutengambiri4279
    @kingforbiemutengambiri4279 2 หลายเดือนก่อน +24

    Chikumbiro headman makurukota ashota Isai vamwe panacamera Gucci adzoke mudare naMagirazi pirizi dare rashots

  • @fatimamanyika875
    @fatimamanyika875 2 หลายเดือนก่อน +18

    Team ramakabvisa ndorimwe raitokubatsirai kutonga zvakanaka mudare renyu huchenjeri hwaisangana pobuda hutongi hwakajeka chaiko Headman munogona bt panoda muri team work neteam risipo

    • @edinahchatunga5671
      @edinahchatunga5671 2 หลายเดือนก่อน +1

      Headman apo vakapatadza kutonga murume ari Kutaura dambudziko evana vake vasiri kuroorwa nekuroora ivo votongasa ngozi yamai hamupedzi apa ndimi muri kuti ndinoda kuchenesa dunhu rangu Ska makutonga sei vakomana vaye ngavavepo vavabatsire kutonga

    • @pee5707
      @pee5707 หลายเดือนก่อน

      Vakabvisirwei

    • @nesterjera2009
      @nesterjera2009 22 วันที่ผ่านมา

      ❤6th uuu7

  • @sheillahchakanyuka1260
    @sheillahchakanyuka1260 2 หลายเดือนก่อน +18

    Gucci naAllen zvaive zvinhu

  • @DzingaiMuchaziwepi-ni5jp
    @DzingaiMuchaziwepi-ni5jp 2 หลายเดือนก่อน +10

    Chatova chikumbiro kwamuri soko Headman Chigodora tokumbirawo nomoyo wose uye wakaperera kt mudzore gucci na magirazi

  • @florencesvinurai1156
    @florencesvinurai1156 2 หลายเดือนก่อน +10

    We love ths channel and Our chief bt please tokumbirawo mudzose Gucci namaGirazi please dare rinakidze zvaraita

    • @netsayikanengoni1677
      @netsayikanengoni1677 2 หลายเดือนก่อน +1

      Ndambonzwa kuti Gucci is now the cameramen when they stopped working with Karanganda. So avamahwani. Yes they were very good.

    • @GladysMudyiwa
      @GladysMudyiwa 2 หลายเดือนก่อน

      Chokwadi ikozvino rakufanana nedare rachief marange harichanakidzi

  • @user-mt9sl2id3v
    @user-mt9sl2id3v 2 หลายเดือนก่อน +6

    Vanoti Gucci na order maoko mudenga

    • @user-fd4bs1gv7w
      @user-fd4bs1gv7w 2 หลายเดือนก่อน

      Tiripo pakutobhowa vasipo vanogona varume vaye ndovaifayisa dare

  • @rambudachauke-xw3jj
    @rambudachauke-xw3jj 2 หลายเดือนก่อน +9

    Ini ndoona chigodora arasika pa nyaya iyi bcoz vakadzi avo ndovane vana vasiri kuroorwa so madzibaba kana asiri kusimudza musoro saka vodii

    • @RudoSerima
      @RudoSerima 2 หลายเดือนก่อน

      Arasika shuwa

  • @rejoycezinyama7963
    @rejoycezinyama7963 2 หลายเดือนก่อน +3

    Mupurisa wa Headman Chigodora apedzisira kutaura anogona sando dzake.❤❤❤❤😂

  • @nelsonmatiza8010
    @nelsonmatiza8010 2 หลายเดือนก่อน +3

    Gucci na Allan please vachigodora tovada padare vadzoke takumbira❤❤

  • @tawandazimhindo3663
    @tawandazimhindo3663 2 หลายเดือนก่อน +44

    Bring back Gucci and order mudare

    • @wilmarmarara2448
      @wilmarmarara2448 2 หลายเดือนก่อน +4

      Kkkk brother Allan .but l think it's about KTV baTaps wasisiripo and that's why everything changes 😢

    • @user-bb5xx7md4l
      @user-bb5xx7md4l 2 หลายเดือนก่อน +5

      Yes we need those 2 they bring lots of life to chigodora's court as we speak this court is flat

    • @sekaiMayisiri-yf7kv
      @sekaiMayisiri-yf7kv 2 หลายเดือนก่อน

      True

    • @Exodus1075
      @Exodus1075 2 หลายเดือนก่อน

      Never the decision was made already

    • @tynashnecs
      @tynashnecs 2 หลายเดือนก่อน +5

      Vanhu hamizivi zvamooda .....komamakuti vaakuvhiringa dare waniii

  • @ledsonsigauke7621
    @ledsonsigauke7621 2 หลายเดือนก่อน +9

    Where is mr Gucci

    • @shumzaali714
      @shumzaali714 2 หลายเดือนก่อน

      Maybe ndiye akabata camera

    • @GladysRumbidzo
      @GladysRumbidzo 2 หลายเดือนก่อน +1

      Ngaambogara ku terrace 😅

  • @TensonNota-sd1id
    @TensonNota-sd1id 2 หลายเดือนก่อน +3

    Headman is very correct in exposing how varoora is causing problems in this family

  • @esnathconstancemoyo3674
    @esnathconstancemoyo3674 2 หลายเดือนก่อน +3

    If someone did a great job that person deserve to be praise. On this one Chigodora well done

  • @lyniamagwati3825
    @lyniamagwati3825 2 หลายเดือนก่อน +1

    Pamusoro headman Chigodora Dai zvaibvira matonga imi pasi rose plz. Uye chichemo chekuti Gucci adzoke haaa anotigonera.. Ko Allan wakanyararirei

  • @laytonmananga2784
    @laytonmananga2784 2 หลายเดือนก่อน +1

    Allan na mr Gucci public demand ndavadzoke mudare

  • @cristinacaswa3502
    @cristinacaswa3502 2 หลายเดือนก่อน +1

    Headman apo madhomoka chaiko sandizvo zvamuri kutaura nekuti weiona kuti pamba apana kumira zvakanaka worega kufamba here azvisizvo

  • @GeyDotNaboom
    @GeyDotNaboom 2 หลายเดือนก่อน +3

    😂😂😂😂😂😂😂 zvakaoma asi vanamai vanozviita ava munowirirana usati waroora wangoroora chete hondo yatanga kana vaisakuroya vototanga kukuroya ipapo nevana wotodyirwa

  • @brianmazarire1604
    @brianmazarire1604 2 หลายเดือนก่อน +7

    Zvaveri ne order manje kwete noise yaiitwa nekutyityidzira chambere kwaitwa nevafana vaya

    • @Exodus1075
      @Exodus1075 2 หลายเดือนก่อน

      Thank you so much for wise words

  • @tsangirabelieve9902
    @tsangirabelieve9902 2 หลายเดือนก่อน +3

    Headman makadiii in mukorekore ndekumbirawo kuti Magada naGucci vadzosei isu tide tadza kuwona paya

    • @user-er6kp4od9p
      @user-er6kp4od9p 2 หลายเดือนก่อน

      varipo asi vanofanirwa vakangonzi imbonyararai

    • @tmaktmak1464
      @tmaktmak1464 หลายเดือนก่อน

      Makuwa aka

  • @emmanuelgwinyai2331
    @emmanuelgwinyai2331 2 หลายเดือนก่อน +1

    Pamberi nemi headman

  • @peterkwapatiri9631
    @peterkwapatiri9631 2 หลายเดือนก่อน +8

    Headman and your team you're the best.munotonga nyaya senyaya zvenyu.wedzerwai huchenjeri nezvese zvamunoshuwa Na mwari

  • @AnitaMavotsa-dw6ec
    @AnitaMavotsa-dw6ec 2 หลายเดือนก่อน +1

    Headman maanema TH-cam 2hre nekaranganda

  • @cristinacaswa3502
    @cristinacaswa3502 2 หลายเดือนก่อน +1

    Taurai henyu hand man chigodora warasika nekuti wasara wega

  • @gonotv4953
    @gonotv4953 2 หลายเดือนก่อน +3

    Headman mandifungisa kudhara ndiri grade 5, mai vangu vakarwa namainini mukadzi wemunin`ina wababa vangu. vanababa vainge vakatogara zvavo vachinwa doro ravo kana kubata, tete vangu ndokuzodziva. zvapera vanababa kwaakutotuma vanamai kuti vabike sadza, rakabikwa vanababa ndokuti redu sadza tinorida mundiro imwe. vanamai nduunza sadza vanababa ndokudya vachitofara zvavo, vaguta ndokuchizotonga vanamai

  • @tstausibanda2020
    @tstausibanda2020 2 หลายเดือนก่อน +2

    Haa headman takuda those guys 😢

  • @user-jd2yg5oj7c
    @user-jd2yg5oj7c 2 หลายเดือนก่อน

    Headman Chigodora you are an expert big man Dankie

  • @SimbarasheChikodzamapfeni
    @SimbarasheChikodzamapfeni หลายเดือนก่อน

    Headman Chigodora is the best

  • @plaxedeschangorora6066
    @plaxedeschangorora6066 2 หลายเดือนก่อน +1

    Headman team redu raendepi zvisinei ngavaende kwasekuru Tasvu

  • @tsitsinyamukapa1888
    @tsitsinyamukapa1888 2 หลายเดือนก่อน

    Muchasara musina chinhu mumusha muchiiswa pa video mosvika vanhu vanonyepa muporofita kana nganga havarapezvese

  • @Nagiechrizo.
    @Nagiechrizo. 2 หลายเดือนก่อน +1

    Headman murizvinhu ❤❤ but dzosai 2 boyz

  • @DainaJeremias
    @DainaJeremias 2 หลายเดือนก่อน

    Avva vakhomanaa awaa wanowata pa dharii ngawadzokee hawoo wayan ndir pano pa mozambiqui ngawadzokee🇲🇿

  • @user-bt8jn3kc4k
    @user-bt8jn3kc4k 2 หลายเดือนก่อน

    Camer man waitwasei ko unenge urikudzidzirawo basa iwe aaaa ndozvipizvaurikutiitira izvozvo

  • @user-vi6qc9wu4q
    @user-vi6qc9wu4q 2 หลายเดือนก่อน

    Ana very nice

  • @roseline317
    @roseline317 2 หลายเดือนก่อน

    Makadiiko vakuru Headman Chigodora. Ko Gucci sei tisisamuone padare penyu mazuva ano? You're doing a great job, and may God continue to bless you with His wisdom and grace. Amen and Amen 🙏 🙏

  • @carolynedzai
    @carolynedzai 2 หลายเดือนก่อน

    Hoyoooooo

  • @angelinaballerina5203
    @angelinaballerina5203 2 หลายเดือนก่อน

    Once again hats off to you Headman Chigodora. Ndiri kudzidza magariro akanaka mumhuri. Chokwadi mhuri dziri kuparara nekuda kwekupumhana. I have learnt a lot mudare renyu. Please bvisayi Gucci na Alan pacamera tavasuwa. Thank you Headman Chigodora we love you ❤

  • @chikarashumba-cy1pt
    @chikarashumba-cy1pt 2 หลายเดือนก่อน

    Chigodora woyeee much love ❤❤❤❤❤

  • @HanaPhiri
    @HanaPhiri 2 หลายเดือนก่อน +1

    Magirazi uripo nyararidza vanhu avo koo Gucci aripiko

  • @TINOTAUZENI-vo4fs
    @TINOTAUZENI-vo4fs 2 หลายเดือนก่อน

    Headman chigodora anonyanya ruzha ne team rake kana muchida ruziwo endai kuna mambo mutasa

  • @ShupMacheka-vj7qw
    @ShupMacheka-vj7qw 2 หลายเดือนก่อน

    Soko vana Gucchi varipi musateerera social media varume kana vasiri kuzororo ngavadzoke

  • @user-cb5fv3mp1w
    @user-cb5fv3mp1w 2 หลายเดือนก่อน

    Tongai mkanya bsa ngariende mberi

  • @joycepurisa
    @joycepurisa 2 หลายเดือนก่อน

    Team redare renyu rakashota headman

  • @tstausibanda2020
    @tstausibanda2020 2 หลายเดือนก่อน +1

    Tsano😂

  • @blessingmashandureblessing9650
    @blessingmashandureblessing9650 2 หลายเดือนก่อน +2

    Kwa sekuru Tasvu ndokunondobuda chokwadi asi mhuri iyi handioni ikakunda kuendako😢😢😢😢

  • @gghjuhjkughj
    @gghjuhjkughj 2 หลายเดือนก่อน +5

    I'm happy for mdhara beven ndakakuraa ndichaviziva sei munhu akanaka

    • @user-cn1nt8pu1b
      @user-cn1nt8pu1b 2 หลายเดือนก่อน +1

      I think something went wrong among them vanhu vanonga vakucherana kuda kutora chigaro chaGucci and Allan, they are now jealous about them, Headman Chigodora patarisei mupagadzirisei

  • @ObertJonasi
    @ObertJonasi 2 หลายเดือนก่อน

    Chigodora power

  • @user-wj9ei4br7x
    @user-wj9ei4br7x 2 หลายเดือนก่อน

    Chief endesai wanhu kwaTasvu uko muroyi abatwe

  • @beatricekayiya9270
    @beatricekayiya9270 2 หลายเดือนก่อน

    And those light ladies too. Waiwe ma advisor ane wisdom

  • @rejoycezinyama7963
    @rejoycezinyama7963 2 หลายเดือนก่อน

    Headman Chigodora ndaikumbirasawo hangu kuti machinda amaibata nawo adzoke .Vakuru vanoti chara chimwe hachitswanyi inda. Zvicherava izvo kuti muri mega Headman hazvibudi. Asi kana munevapi vemazano pakutonga zvine hungwaru uye zviri pajekerere.

  • @SimbarasheMurandaMutende-vb7or
    @SimbarasheMurandaMutende-vb7or 2 หลายเดือนก่อน

    Chigodora chibaba

  • @shyletvangani3176
    @shyletvangani3176 2 หลายเดือนก่อน +1

    I'm happy to see magirazi😂

  • @reginamatienga7504
    @reginamatienga7504 2 หลายเดือนก่อน +1

    Mupurisa iwe siya vanhu vaende kwaTasvu unenge wakatemeregwawo futi ehe I Harare so what siya vanhu vaende ku1 stop unenge unejealous naTasvu

  • @melodyjinga5370
    @melodyjinga5370 2 หลายเดือนก่อน +2

    Dare harichina order, headman dzosaiwo Gucci neumwe wake

  • @mutsaipmuguta5954
    @mutsaipmuguta5954 2 หลายเดือนก่อน +1

    Noise please 🙏

  • @user-lb1zd5fq8v
    @user-lb1zd5fq8v 2 หลายเดือนก่อน

    Aripiko Allan

  • @user-sr7zq9js9s
    @user-sr7zq9js9s 2 หลายเดือนก่อน

    Hanzvadzi yawo iyo kkkkk

  • @user-me8ff6cj7b
    @user-me8ff6cj7b 2 หลายเดือนก่อน

    Baba avo vane shirt yeyellow nemagirazi kana vasina kutaura andiznzwi mushe

  • @NhereraYenyika
    @NhereraYenyika 2 หลายเดือนก่อน

    Headman Chigodora nevadare 🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉

  • @RegisSigauke
    @RegisSigauke 2 หลายเดือนก่อน

    Dzosai magirazi naOrder mudare,pasina varume vaviri vaye hapana hapana

  • @lilyfordbatsirainyakudya
    @lilyfordbatsirainyakudya 13 วันที่ผ่านมา

    Aaaaaaa munofanira kupfurira mberi nekutonga kwakadai

  • @TechHalazw
    @TechHalazw หลายเดือนก่อน

    headman ndikuda kubatsira pacontent creation yenyu

  • @isonchiutsi804
    @isonchiutsi804 2 หลายเดือนก่อน

    zvakaoma

  • @seanbako7099
    @seanbako7099 2 หลายเดือนก่อน

    Chigoda to the world

  • @UltimateRef
    @UltimateRef 2 หลายเดือนก่อน +2

    VanaMagirazi asi vakaverengerwa Riot Act kani? Kumberi uko maAssessors awandisa mbeva zhinji hadzina mashe. Too many cooks hey hazvizodyiki

  • @user-hi1tc7fu8g
    @user-hi1tc7fu8g 2 หลายเดือนก่อน

    program yava kubhowa makabvisirei magirazi naGucci vadzoserere mambo vaiva vakangwarira pane ava vamakaisa vavagoni kukubatsirai kutonga nyaya

  • @LydiaSiwa-zo4mr
    @LydiaSiwa-zo4mr 2 หลายเดือนก่อน

    Sanganai neni ndoda kufamba

  • @user-ez7nq1fl8q
    @user-ez7nq1fl8q 2 หลายเดือนก่อน

    Headman varume Vaya ngavadzoke vsibatsira chaizvo

  • @silentsachikonyi8353
    @silentsachikonyi8353 2 หลายเดือนก่อน

    Haa muface unotumwa nashe anotumika zvake ❤❤❤

  • @eunicengwenya7990
    @eunicengwenya7990 2 หลายเดือนก่อน

    Gucci naAllan ngavadzoke ndinokumbira changamire

  • @silentsachikonyi8353
    @silentsachikonyi8353 2 หลายเดือนก่อน

    ISHE ISHE CHINYARARARI🎉🎉🎉

  • @preemacnyandoro4811
    @preemacnyandoro4811 2 หลายเดือนก่อน

    Order Order

  • @tapiwamupandawana3931
    @tapiwamupandawana3931 2 หลายเดือนก่อน

    Ah, Changamire Chigodora, please bring back Alan and those other guys. They helped a lot in prosecution.

  • @rue5548
    @rue5548 2 หลายเดือนก่อน

    Ndafarira hannzvadzi yamai ava

  • @GetrudeMaredza
    @GetrudeMaredza 2 หลายเดือนก่อน

    Word of the dare (oooooder mudare)😅

  • @user-pz3ru2sd9k
    @user-pz3ru2sd9k 2 หลายเดือนก่อน

    Picture quality headman

  • @TeeDoba-zq2gx
    @TeeDoba-zq2gx 2 หลายเดือนก่อน +1

    Dere iri ratonhora iri panezvaraimbova

  • @oskydmuje5129
    @oskydmuje5129 2 หลายเดือนก่อน +1

    Vanhu vashoma havana kodzero kuti varume vaye vabve vaiita dare rinakidze

  • @lesedichinguri6488
    @lesedichinguri6488 2 หลายเดือนก่อน

    Head tdzoserai vanhu venyu vamaishanda navo ndapota hangu ndokuti Vifambe ....Gucci na Allan ndapota back mudare

  • @patiencemusimhi4635
    @patiencemusimhi4635 2 หลายเดือนก่อน

    Mudare mazara noise😮

  • @user-qw5gg1uo5u
    @user-qw5gg1uo5u 2 หลายเดือนก่อน

    Gucci kani

  • @SelbyKanyimo-iw6jo
    @SelbyKanyimo-iw6jo 2 หลายเดือนก่อน

    Gucci man na order ngawadzoke please

  • @ganyaz
    @ganyaz 2 หลายเดือนก่อน

    headman Chigodora munenge muri hama yaMbuya zengeni imi !!
    matare mangani amakatongani awani mai vainongedzwa huroyi mukakurudzira mhuri kt dzifambe chete zvekuti mai akakubereka ,akazokurapa nhowa izvo hazvina basa muroyi muroyi chete !!

  • @user-qp9rk2ql5z
    @user-qp9rk2ql5z 2 หลายเดือนก่อน +2

    Avo mukoma varikungobata shaya ngavabvepo havazivi zvekuita

    • @user-lh5vq9dt7o
      @user-lh5vq9dt7o 2 หลายเดือนก่อน

      😂😂😂😂😂taura hako

    • @linnetgambura9943
      @linnetgambura9943 2 หลายเดือนก่อน

      Ijinda ramambo Mutasa angotumwa nemhuri iyiii haana kodzero yekutaura

  • @user-bp9pg9xs1s
    @user-bp9pg9xs1s 2 หลายเดือนก่อน

    Thank yu Shade yakagadzirwa zvavane chiremera ,musa chinja mubatsiri

  • @rudzichief6207
    @rudzichief6207 2 หลายเดือนก่อน

    Cameramen usanyanyo Mira panzvimbo1tora dare rese onao mavedio aitorwa nababa Taps

  • @bravesibanda1245
    @bravesibanda1245 หลายเดือนก่อน

    Saka vanhu varikutobviswa here huroyi huchipera ?

  • @keagbrother10669
    @keagbrother10669 2 หลายเดือนก่อน +1

    Gucci and magirazi nedzungu ravo ndovainakidza manje.order mudare

  • @patiencemunyuki7508
    @patiencemunyuki7508 2 หลายเดือนก่อน

    Allan naGucci ngavadzoke headmn

  • @LuciaShumba
    @LuciaShumba 2 หลายเดือนก่อน +2

    Pliz Soko dzasai 2boyz dziya Gucci na Order mudare 😢

  • @user-yv3ex9cy3l
    @user-yv3ex9cy3l 2 หลายเดือนก่อน +1

    Order mudare nd Gucci must come back pls

  • @TechHalazw
    @TechHalazw หลายเดือนก่อน

    mukugona kutonga mambo vank

  • @user-ly2dt4nm3v
    @user-ly2dt4nm3v 2 หลายเดือนก่อน

    Makaita basa kune wakagadzira shard ❤❤

  • @stars1531
    @stars1531 2 หลายเดือนก่อน

    Lazi ngaadzoke tapota zvese naAllan

  • @lyniamagwati3825
    @lyniamagwati3825 2 หลายเดือนก่อน

    Mbuya shat up😂😂😂😂

  • @user-yq7tc2tp3b
    @user-yq7tc2tp3b 2 หลายเดือนก่อน

    Chief chigodora Vanotongwa vakagarwa nezve Matare