Harare Hospital Staff Vkauraya Mnwana Wangu, Parents Demand Answers

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 4 ม.ค. 2025

ความคิดเห็น • 322

  • @josephchenjerai1075
    @josephchenjerai1075 3 ปีที่แล้ว +49

    Amai ndatenda mutauriro wenyu makazvarwa kuvanhu ndokumbirawo mudzidzise vakadzi vechidiki kutaura zvine hunhu like zvamaita ndatenda hangu

    • @bernadettemutiti134
      @bernadettemutiti134 8 หลายเดือนก่อน

      Nematambudziko amai.. I wonder why ma nurses Adina Rudolph .. I thought nursing was a calling not a way to make money... I'm really hurt by this act.

    • @pearlmambinge451
      @pearlmambinge451 13 วันที่ผ่านมา

      Taura zvako wena, vechidiki mazuva ano I surrender

  • @kangakerry8753
    @kangakerry8753 3 ปีที่แล้ว +3

    Ndabatikana. Very sorry amai na baba... I love the strength in this lady she has a heart of a mother a true heart of gold. Dai voice yavo yanzwikwa trust me we need people like her vakadzi kuti nyika inake.. Tine basa madzimai

  • @phillipgoronga6410
    @phillipgoronga6410 3 ปีที่แล้ว +9

    Manurse akauraya mwana nenzara 5 days asingadye , i know the father is my workmate

  • @salomemukondwa9748
    @salomemukondwa9748 3 ปีที่แล้ว +3

    Sending hugs to u mama.... Ndarwadziwa hangu rip

  • @lillym2488
    @lillym2488 3 ปีที่แล้ว +33

    Amai vanemoyo wekubereka ava, I am so sorry for your loss, may God comfort you.

  • @Godschosenone-sq4qk
    @Godschosenone-sq4qk 3 ปีที่แล้ว +10

    I'm very sorry mhamha na baba for your loss, uuuuum shuwa muzvipatara mukuitika zvinorwadza.

  • @febbyparadzai3724
    @febbyparadzai3724 3 ปีที่แล้ว +7

    So sad and touching.Mwari ngakunyaradzei and May your son rest in peace

  • @innocence8044
    @innocence8044 3 ปีที่แล้ว +29

    Very touchy. This woman is intelligent . You could make a difference in the disabled. They indeed have rights to live ,rights to the care pertinent to them even in any facility.You are right you were your child,''s mouth piece. I hope someone listens sets up a commission of inquiry then correct what is to be corrected. Nematambudziko. Mwari vakinyaradzei.

    • @rebeccahilton4209
      @rebeccahilton4209 3 ปีที่แล้ว +1

      Sorry about what happen to you my desr

    • @pearlmambinge451
      @pearlmambinge451 13 วันที่ผ่านมา

      Chokwadi justice for mwana 😭😭😭

  • @joycemjuru2824
    @joycemjuru2824 3 ปีที่แล้ว +12

    This is painful,mufunge.Harare Central hospital vane hutsinye unofira mumutsetse

  • @sydneymugwagwa8884
    @sydneymugwagwa8884 3 ปีที่แล้ว +2

    Mwari ngavakunyaradzei mupihwewo justice pakufa kwemwana

  • @carolynmashingaidze3365
    @carolynmashingaidze3365 3 ปีที่แล้ว +30

    So sorry vabereki, vanhuwe itai mabasa amunoda to avoid hutsinye hwakadai. Health care inoda moyo munyoro, teaching inoda moyo munyoro. If u do not have a caring heart please stay away. This is truly heartbreaking. I hope they find closure and vakaita izvi get what they deserve

  • @ropafadzayistrevens5882
    @ropafadzayistrevens5882 3 ปีที่แล้ว +14

    Very sad, ndachema. We need Justice for mwana.

    • @josephined8931
      @josephined8931 3 ปีที่แล้ว

      Nyaya yamai ava inorwadzisa zvikuru veduwee, ko unoitireiko nurse kana uri rough usina tsitsi.

    • @pearlmambinge451
      @pearlmambinge451 13 วันที่ผ่านมา

      Justice for mwana, Amai ngavachengete mapepa ese ehospital

    • @pearlmambinge451
      @pearlmambinge451 13 วันที่ผ่านมา

      ​@@josephined8931taura zvako, vanoda kuendeswa kucourt.

  • @sozinyuenjura1202
    @sozinyuenjura1202 3 ปีที่แล้ว +12

    Mwari rangariraiwo nyika yedu yeZimbabwe ndimi moga Jehovha mungatozvigona.Amai nababa nyaradzwai naMweya Mutsvene.. zvinorwadza hazvo😭

    • @ethelmanase7408
      @ethelmanase7408 3 ปีที่แล้ว

      Amai ndarwadziwa zvangu shemu

    • @sozinyuenjura1202
      @sozinyuenjura1202 3 ปีที่แล้ว

      @@ethelmanase7408 sorry my ssta ngatichingozviisa kuna Mwari.chemai mune tariro Mwari vacharangarira zvavo.

    • @pearlmambinge451
      @pearlmambinge451 13 วันที่ผ่านมา

      Ndarwadziwa mwana mwana anekodzero yekurarama.

  • @goodwinchikoore4956
    @goodwinchikoore4956 3 ปีที่แล้ว +8

    Yes very treu maguard epa Harare hospital are very rude.I faced the same problem ne a lady guard kumaward evana

  • @angelachigwa6967
    @angelachigwa6967 3 ปีที่แล้ว +2

    May your God protect you and your family and may justice be served.

  • @harringtonmangoma8193
    @harringtonmangoma8193 3 ปีที่แล้ว +8

    very touching story zvinoda kuongororwa nechipatara izvi.

  • @PriscillaVaraidzoMhoni
    @PriscillaVaraidzoMhoni 7 หลายเดือนก่อน +1

    May the good Lord comfort you and your family 😢.....

  • @Allthingsluxury12
    @Allthingsluxury12 3 ปีที่แล้ว +14

    Heartbreaking

  • @susanbamhare7520
    @susanbamhare7520 3 ปีที่แล้ว +18

    Vana mai vane vana vakaremara vapenyu nevakafa tiripo tinoda kubatsira vana vedu

  • @mariamatondo2784
    @mariamatondo2784 3 ปีที่แล้ว +10

    So hurtful. May your child rest well. So powerful. Please act on behalf of the disabled. Help please!!!!

    • @Hanos1290
      @Hanos1290 3 ปีที่แล้ว

      We are very sorry to hear such sad news,May the child,s soul rest in peace.
      Thank mama Tazvivinga for your word teaching.
      Nurses must do their job well

    • @rumbidzaikafurama7128
      @rumbidzaikafurama7128 3 ปีที่แล้ว

      So sad.# Nurse and Disability. Rest in Peace our child

  • @molleenchinyanganya7586
    @molleenchinyanganya7586 3 ปีที่แล้ว +1

    Very touching, may the lord comfort baba namai ava. Zvinorwadza. Veduwe mwana anokosha.

  • @juddykarambo1048
    @juddykarambo1048 3 ปีที่แล้ว +8

    Ndinobvumirana nemi mai, mataura point panyaya yohurema

  • @talithadube8239
    @talithadube8239 3 ปีที่แล้ว +4

    Ndabatikana veduwee God bless you mhamha and daddy

  • @masivandatv7326
    @masivandatv7326 3 ปีที่แล้ว +18

    Harare hospital chichiri chipatara here rangova zita iro kuenda ko kutonopedziswa

  • @blessingbikinya3373
    @blessingbikinya3373 3 ปีที่แล้ว +5

    so sad , may God comfort the family and rest the child's soul ,zvakaoma

  • @margaretgoreraza3116
    @margaretgoreraza3116 3 ปีที่แล้ว +6

    Zimbabwean nurses and hospital personnell handiziyi kuti moyo yavo yakadii.this is beyond sad.i hope they can sue and win their case...bt nenyika yedu iyi..hameno.May your child rest easy mhamha

  • @rujekobenhildakumapenda9655
    @rujekobenhildakumapenda9655 3 ปีที่แล้ว +2

    I'm so sorry mama for your loss.health care system yemuZim marara chaiwo

  • @faithkarumazondo4163
    @faithkarumazondo4163 3 ปีที่แล้ว +3

    Very sorry vaberki nyaya yenyu yandibata pamoyo wangu. Asi zvandadzidzswa apa ndezvekuti Mwari varikushandisa your situation kukusimudzai kuti muyamure vamwe vakaremara vasingagone kizvimiririra, Amai munebasa muzunde rababa. Mwari vakukomborerei Amai.

  • @locadiangwerume4013
    @locadiangwerume4013 3 ปีที่แล้ว +12

    Ngatinzwei moyo wekubereka,

  • @yvonnemunando3562
    @yvonnemunando3562 3 ปีที่แล้ว +1

    Mwari ngaakunyaradzei baba namai. Am sending hugs to you

  • @melisachiyeza7127
    @melisachiyeza7127 3 ปีที่แล้ว +2

    Where can l find amai ava ...I stand with her

  • @futureben5937
    @futureben5937 3 ปีที่แล้ว +4

    Ndine urombo amai na baba. Mwari ngavakunyaradzei
    May his dear soul RIP

  • @mbucket2975
    @mbucket2975 3 ปีที่แล้ว +12

    Ndarwadziwa .This woman is very intelligent . Nematambudziko mama

  • @fmm5742
    @fmm5742 3 ปีที่แล้ว +20

    Very sad indeed. A full investigation should be done. Some of these so called nurses are very evil.

  • @plaxedesmagachika5148
    @plaxedesmagachika5148 3 ปีที่แล้ว +12

    Very touching story ,sorry mother may God comfort you ,

  • @samanthamudarikwa8412
    @samanthamudarikwa8412 3 ปีที่แล้ว +4

    M deeply hurt by this, so sad. I hope they will get the necessary help and the hospital should compensate them for their loss.

  • @yolandakhalimadzai5015
    @yolandakhalimadzai5015 4 หลายเดือนก่อน

    So touching ndarwadziwa hangu

  • @leighlee681
    @leighlee681 3 ปีที่แล้ว +13

    Ma nurse anoroya mazhinji acho mxm 😭😭😭😭😭😭😭

  • @marthatarwireyi4712
    @marthatarwireyi4712 3 ปีที่แล้ว +4

    Very sorry baba namai nekurasikirwa nemwana kune avo varikushanda muzvipatara muchiuraya vana kudenga KunaMwari vachakutongai chiro mukafara zvenyu muchiti hapan zvamunoitwa munongoramba muripa basa asi zivai kuti Mwari variko vanomiririrawo isu tisina vanotimiririra

  • @gracechivasa4724
    @gracechivasa4724 3 ปีที่แล้ว +15

    Ummmmmm so akafa nenzara shame

  • @ceciliamanyande9427
    @ceciliamanyande9427 3 ปีที่แล้ว +17

    This is beyond sad. Ndarwadziwa zvakanyanya. With all the sacrifice the parents did for their child vachitenga all that was needed the ups and downs nekuoma kwakaita Zim. Kwakungouraya zvenyu here chokwadi manurse?

  • @mollymajola3685
    @mollymajola3685 3 ปีที่แล้ว +2

    Thank y slymedia for bringing such a touching story to light. Ndarwadziwa. Imagine the sleepless nights dzekudzoserwa kumba usina kuona mwana wako. Koiye mwana wacho for 17years uchingoona nokufeedwa nekugezeswa naamai. Did he understand kuti mai havasikukwanisa kumuona he was obviously lonely and felt abandoned. But musazvidye moyo vabereki you did all you could possibly do. Kana wasvika pavanhu vari pabasa pavo vanokupedza power. Mwana uyu haana chaaka feedwa mufunge .
    Kudaidzira kwamakaita kuti mu confirme kuti hamuna ma nurse muchizopinda kunomuona shows desperation and bravery. Iye kuzosvinura pamakata chest yake ku responder to your love.
    This is the highest form of negligence. Iam crying as l type.
    Thank y for loving your child for 17 years. Its not easy.

    • @lydiandhlovu7641
      @lydiandhlovu7641 3 ปีที่แล้ว

      Maguards anobva aita kunge manurse,fanika imwe company yemaguards iri papremier service iri kumasvingo vanopfeka red iiii vakaoma havo

  • @beautyfantham3028
    @beautyfantham3028 3 ปีที่แล้ว +6

    Touching MHSRIP

  • @happymoregwasha3051
    @happymoregwasha3051 3 ปีที่แล้ว +4

    Yeah the service delivery is very poor

  • @cmavuso6068
    @cmavuso6068 3 ปีที่แล้ว +20

    Very disturbing story nurses should be professional and when they have grievances they shouldn’t carry them to work. Heads must roll

  • @hildangwarati6784
    @hildangwarati6784 3 ปีที่แล้ว +1

    Iam so sorry for your loss amai nababa
    We need to do more as health workers shuwa.Sad story

  • @momomankosi3548
    @momomankosi3548 3 ปีที่แล้ว +2

    so sorry amai. l feel your pain, mataura mashoko akadzama. negligence yakayitika inorwadza

  • @pearlmambinge451
    @pearlmambinge451 13 วันที่ผ่านมา

    Amai nyaya hairove, chengetai information, tichaida pamberi apo.

  • @maipana7917
    @maipana7917 3 ปีที่แล้ว +2

    Sorry for the loss ,but let us praise our nurses who are working under hard conditions

  • @stelladeredzai7792
    @stelladeredzai7792 3 ปีที่แล้ว +9

    May his soul rest in peace ndabatikana zvikuru dai mapiwa mukana wekudzidzisa ruzhinji

  • @comfortsadieq
    @comfortsadieq 3 ปีที่แล้ว +3

    Im touched uuuum

  • @evegutuza181
    @evegutuza181 3 ปีที่แล้ว +6

    So sad nematambudziko ,nhai

  • @kikitsar295
    @kikitsar295 3 ปีที่แล้ว +2

    Nematambudziko shuwa, may karma catch up with that sister aiita rough. Ndarwadziwa veduwe

  • @marynyoni1867
    @marynyoni1867 3 ปีที่แล้ว +13

    This lady knows her stuff

  • @cynthiavingirai7364
    @cynthiavingirai7364 3 ปีที่แล้ว +2

    Very sad..claim against Harare Hospital for the loss of your child.Those people should be sued seriously. Zvivaroyi zvevanhu zvinenge zvakapfeka mazidress egreen. How can u not feed a child asingagone kuzviiitira anything apa munhu wemukadziunoita hutsinye kune mumwewo mukadzi akaitawosewe. Those nurses most of them are in that proffesion not kty vanoda basa asi varikutsvaga pekuraramira and ts so sad kutamba snakes and ladders nelife yevamwe vanhu. I am so hurt

  • @shantmoremudakurewa4036
    @shantmoremudakurewa4036 3 ปีที่แล้ว +2

    I cant stop crying ndarwadziwa 😭😭😭😭😭😭

  • @sandrangobiya2205
    @sandrangobiya2205 3 ปีที่แล้ว +3

    Now nurses are very rough I don't want to lie government must do something,now in Zimbabwe if you don't have money you will die 😭😭😭😭government government wre are you, minister of health,

  • @sholleenamin4474
    @sholleenamin4474 3 ปีที่แล้ว +2

    So people you mean ukaendesa murwere kuhospital haukwanise murwere wako. So how do you know kuti murwere wacho akurecover here or haasi. At least they must permit at least 1 person not kurambidza at all. That's bad

  • @woshantmugepe881
    @woshantmugepe881 3 ปีที่แล้ว +1

    Hmmm amai I'm very sorry for your loss ma nurse epagomo ane mbiri ye rough I think vanoda kudzoserwa ku training

  • @telmoremuzembe6303
    @telmoremuzembe6303 6 หลายเดือนก่อน

    So sorry Mum Mwari vakunyaradzei havasi vese vane mwoyo yakanaka mumahospitals umu nevaroyi varimo. Kudzidza vanodzidza asi Nursing hayidi varoyi inoda ane mwoyo wakachena , vanozvipira kuita basa nemwoyo wese. I agree with you 2 in everything you said. Zvimwe zvacho hazvina Brain for sure mwana akakuvadzwa nenzara. They need proper education on such issues. Thank you nekutaura zvakanaka.

  • @perpebizeki2901
    @perpebizeki2901 3 ปีที่แล้ว +3

    Sorry murandakadzi Mwari vaku nyaradzei so sad 😭 .

  • @roynanpitt6054
    @roynanpitt6054 3 ปีที่แล้ว +2

    shame very sorry mhamha nababa Mwari vakunyaradzei it's a sad story

  • @magwamagwa7552
    @magwamagwa7552 3 ปีที่แล้ว +1

    This couple has wisdom. God bless your souls.
    At 17, the child should have been admitted at the paediatric ward especially considering his condition and the mother should have been allowed access to the child. Shame, sorry to the parents. Everyone should be held accountable for their actions. 😢

  • @tarirobhunu131
    @tarirobhunu131 3 ปีที่แล้ว +7

    Ndarwadziwa zvangu ,, sorry mamie nyaradzwai God be with you ❤️ ,,, May His soul Rest In Peace

  • @edithmashaire102
    @edithmashaire102 3 ปีที่แล้ว +1

    Mapurisa ngavayende kuno sunga ma Nurse aya

  • @SR-mh9nr
    @SR-mh9nr 3 ปีที่แล้ว +2

    This is disgusting, disappointing, disgraceful and unheard-of , horrible, unfortunate . I have a daughter who passed away and I understand my sister. May she rest in peace and power.

  • @margaretndlovu3328
    @margaretndlovu3328 3 ปีที่แล้ว

    Very touching indeed

  • @dimaz906
    @dimaz906 3 ปีที่แล้ว +1

    I still remember Zimbabwe harare my friends and all ndiri kuda kuenda ku harare futi

  • @CharityMupesu
    @CharityMupesu 8 หลายเดือนก่อน

    Ummm 💔💔💔 sorry ndabatwa Moyo wekubereka wandibata chii nhai zvinotangira kuna ed hutsinye hwemanurse aah

  • @bridgetmoyo-s6v
    @bridgetmoyo-s6v หลายเดือนก่อน

    Sorry dear parents for the loss

  • @SandeSande-ry7dv
    @SandeSande-ry7dv 5 หลายเดือนก่อน +1

    Ndichiri hangu student. Pane inonzi Spastic Quadriplegia, this is the most severe form of Cerebral Palsy. Because it involves serious problems including swallowing difficulties. This will compromise kudya kwemwana hence the need yema tubes. Zve spoon hazviite. Maonero angu Chipatara hachina kuita basa rawo rakazara kudzidzisa vabereki zvakazara and their reception is bad.

  • @tausamhiri9709
    @tausamhiri9709 3 ปีที่แล้ว +3

    Amai vataura mashoko akadzama zvikuru uye dai vakadzi vese muZimbabwe vaine moyo sewamai ava dai Zimbabwe tiri kumberi mberi...

  • @angelamagwaro9004
    @angelamagwaro9004 3 ปีที่แล้ว +2

    One consoling thing is God Almighty has a record of everything that happened to that child so sad may the child rest in eternal peace nevabereki vanyaradzwe

  • @sandrangobiya2205
    @sandrangobiya2205 3 ปีที่แล้ว +2

    Maiguru vanhu vakashaiika marimwe zuro kutozowana vakazara ma piritsi mumuromo patakafonerwa zvichinzi takuda kuvapa transfer vaenda ku general, apa vanhu tairambidzwa kuvaon😭😭😭😭 dei taibvumidzwawo kuvaon a dei tainoonawo kut vanwa mapiritsi hre,kuwana ma piritsi akazara mumuromo hre vdwe munhu takamuseng kumuendesa ku chipatar kut abatsirwe vaonewo kut zvavamup mapiritsi anwa hre sezvo munhu achirwara haachanyatsogone kutaur buh zvese izvzv Havana bsa nazvo ikozvno zvrinne kut Hama yako yarwara tenga hako mapiritsi uchiona kut anwa hre arimumb kwte kumuendesa ku chipatar kut anofa kupedza nguva why ma nurses munemoyo yakaipa imm why muneutsinye ndimi mukuuraya vanhu, shuwa kuwan munhu akazara ma piritsi mumuromo chikafu chakazara PA bed asingadye haaaaaa

  • @charitymagavu6213
    @charitymagavu6213 3 ปีที่แล้ว +4

    Laws are made to be broken veduwe chikuru hupenyu nerudo.
    Ndarwadziwa hangu how can a member of staff say kutojenga maziso nemisodzi ahh chirema mwAna wee muchenjere kuzofa matove nehurema huri wes than wemwana iyeyu wamakashaira hanya ahh
    Nematambudziko hama what a sad death
    My prayers are with you 🙏 brave parents

  • @movieauton1858
    @movieauton1858 3 ปีที่แล้ว +1

    That's bad sorry fo your loss mama nababa

  • @BlandinaZvakaoma-he9ir
    @BlandinaZvakaoma-he9ir 6 หลายเดือนก่อน

    Ndarwadziwa hangu.mwana uyu ndinomuziva hangu rest in peace melody

  • @tarirochikusvura9872
    @tarirochikusvura9872 3 ปีที่แล้ว

    Well spoken..amai munogona kutaura vanhu vapera kufa nekuda kwemanurse emuZimbabwe vasina hanya neupenyu hwevanhu..vanokoshesa really time Neil lunch. Vachiswera vachiita makuhwa

  • @blessingshawa6767
    @blessingshawa6767 3 ปีที่แล้ว +2

    very painful. not fair though. should be reported to authorities

  • @shawnkaparipari9190
    @shawnkaparipari9190 3 ปีที่แล้ว +2

    So heartbreaking Mwari wakusimbisei

  • @yvonnemunando3562
    @yvonnemunando3562 3 ปีที่แล้ว

    Am sorry for your loss baba namai. Dai Mwari vawanira nyasha nenyika iyi

  • @BlessingMazonde-hd8ki
    @BlessingMazonde-hd8ki 7 หลายเดือนก่อน

    Eish ndarwadziwa hama dzangu ndapererwa hangu

  • @sarahbabi20
    @sarahbabi20 8 หลายเดือนก่อน

    Mai vaida mwana wavo ava and she is in pain veduwe. May the almighty God heal you mami

  • @kikitsar295
    @kikitsar295 3 ปีที่แล้ว +2

    Aiwa ngavadzingwe basa amai nurse muroi

  • @pearlmambinge451
    @pearlmambinge451 13 วันที่ผ่านมา

    Mai Munangagwa havasi nurse, havasi minister of health. Mwana ari vulnerable ane kodzero yekuva naMai vake, especially manurse anga asingagone kuita care yake. Ndarwadziwa. Hospital executive ndiyo inokodzero nekuona kuti mwana hutano hwake hwakadzikira ari muchipatara zvinorwadza. Karma is real

  • @LillianMuganda
    @LillianMuganda 6 หลายเดือนก่อน

    Very sorry mhamha

  • @peenyikayaramba5433
    @peenyikayaramba5433 3 ปีที่แล้ว +1

    So touching 😥😥😥

  • @chipogunda9658
    @chipogunda9658 3 ปีที่แล้ว +4

    This is so painful to watch 😭

  • @emilychikura5138
    @emilychikura5138 3 ปีที่แล้ว +4

    shame very sad story

  • @dangweraezy8908
    @dangweraezy8908 3 ปีที่แล้ว +10

    Sorry kuna Baba namai Tazvivinga...nyaradzwai Nashe

  • @sandrahmakaure8867
    @sandrahmakaure8867 7 หลายเดือนก่อน

    As a mother to a child with CP ndanzwa kurwadziwa chose vana vedu havagoni kutaura cheto kuti apa ndoparikurwadza haazivi they need us 24/7 koz tisu tavajaira so zvinenge zvichitoda kuti vana nurse vachiita nepavo iwe uchifeeder mwana wako wega sezvaida kuita mai ava but anyway rufu inzira yedu tose.

  • @wendychikukwa1654
    @wendychikukwa1654 3 ปีที่แล้ว +5

    Vamwe vanoita sevasina kuzvara ,,shame on you manurse ane hutsinye , nxaaaaaaaa...

  • @chichizamba2112
    @chichizamba2112 3 ปีที่แล้ว +6

    I want to thank this woman for raising this issue. Tinongonzwa ne ruff yema nurse muzvipatara. That has to stop esp kune vane disability or chero munhuwo zvake.

  • @vasadomba9246
    @vasadomba9246 4 หลายเดือนก่อน

    Covid was a pandemic unfortunately relatives where not allowed in the ward internationally. I'm sorry for their loss but they should also understand the time the world was in.

  • @tinomzeni420
    @tinomzeni420 3 ปีที่แล้ว +2

    😭im crying😭

  • @chancematurure7283
    @chancematurure7283 3 ปีที่แล้ว +2

    Vry sry mai na bb inyaya inogwadza iyi ministry of health pindirai.

  • @godfreenhunge713
    @godfreenhunge713 3 ปีที่แล้ว +2

    Ndachema zvangu 😭😭😭

  • @mutsawashe1369
    @mutsawashe1369 3 ปีที่แล้ว +2

    Your son must not die in vain. If only another life or 2 could be saved nenyaya iyi is good enough. Inini hangu ndinoti manures akaita hutsinye uhwu ngavadzingwe basa. They should never be allowed to work as nurses again.
    Mai Munangagwa vanoisa mutemo usingashandi kwavari. The truth is she has something to answer panyaya iyi. Am sure vachati havazvizivi. My heart is broken. 💔💔💔

  • @chichizamba2112
    @chichizamba2112 3 ปีที่แล้ว +1

    Minister of health vacho ndi Chiwenga handiti... zvakatooma

  • @evietapedza4580
    @evietapedza4580 3 ปีที่แล้ว +2

    Haaa ndarwadziwa zvangu