This is actually what happens, when you have a whole generation of people in marriage age, in their mid 20's - 30's who never had an opportunity even with O'levels to get a decent job, plan ahead and build a family. 😢 Let alone the lost teenagers 14-21.
Usada kutijairira Manash, Bhishu rako harina kuchinja hembe ye drama, unenge waakudya bota bhishu iri iwe, how many dramas nemunhu mumwe chete. Mukatya Mwari zvinogona kukuyambutsa. Apa Drama warikonewa. Another version of Bhishu unreality show voestek!!
but munhu wawakanyenga ukanobvisira pfuma, then claims to be owning you! Mukadzi uyo akanyengwawo just like wife, wava kuita izvi kunemumwe mukadzi, ndiriini anobva ayendawo kumba kwake!
Nyuchi dzacho kana kumbooneka camera man haasi kusvika kuzasi wese wari kuziwana apa wari kuvhunza nemukadzi wacho apa wari kuti taurai awo kungoti zviite chiremera asi marketing chibanda ndoiri kuitika iyi
Problem yedu ma Zimboz busy kutiratidza face yemunhu nenoise yekuti hapana anemota wat wat ratidzayi nyuchi dzacho than izviiii...asi matengwa kuti mupe mbiri pasina
Ibvai apo ,kumusecha ipapo tinowana aina queen bee ndovarikuteverwa nenyuchi ,vaye vanoda zvinhu muchadyirwa Mari makasvinura sematemba , this is acting
Vanoita zvenyuchi ngavatumire kuhurumende yatishungurudza iyi kana vachizvigona
😂😂😂
Nhai kutambisa nyuchi kuita zvemahure nyaya hombe havaioni
😂😂😂😂
Taura henyu sure
Zviriko here izvi
Face yemunhu anotya haiite smile. Ini handipo bvumiranai moga ikoko.
This is actually what happens, when you have a whole generation of people in marriage age, in their mid 20's - 30's who never had an opportunity even with O'levels to get a decent job, plan ahead and build a family. 😢 Let alone the lost teenagers 14-21.
manasi chibanda wakambo interviewer bishu iri ku epworth iwe ndamuziva uyo
Akapfeka same hembe futi
Ehe nhai nesame hembe ft
Munhu wake uyo ane 3 ma interviews naye
Eehe wapedza ndiye uye wekuti hachade kuroorwa
@@BrendaKanyemba Ah saka ibharanzi iye manass wakona
Wanyatso nanairwa nenyuchi wopfeka mabhingo😎😂😂 daiwig iyo yatokwachuka mumusoro
😂😂😂😂😂😂😂
Dai dziri nyuchi chaidzo vanhu havaimira apa. zvimwe sooka mavhina nhasi asi denga kanganwai 😢😢😢. Sekai nhasi asi mangwana muchachema
Asi vakadzi vakazingaira kuuraisirana munhu
Murume ari safe
Usafunge kuti makundogara nusheba nemurume kana hama dzake coz vakutokuti unoroya
Yesai ndozvandichaita vanamarwei
Ko chii nhai Queen 😊
Msikana uyo shows kuti kuActor
Haaa inhema idzi.... marketing strategy iyi..izvezvi kuenda kunaSekuru vacho hapana chinozivikanwa...shuwa munhu kubuda paSocial media nenyaya dzekuroya 😮😮😮
Ngavatumire Emmerson Sekuru vacho.
Kusakwana uko mai imwi ...saka muchatumira ma girlfriends ese emurume nyuchi ere 🙄
Epworth idi hwii, ndaitadza pakubura ma Drama. Manje apa manyangira yaona, bhishu iro nderako, chupeti mhani
Yenyuchi takuiziva ngavatsvage inwe marketing skill
This world 😢 Life without fear of God sometimes 😢😢
Vakadzi vanoroya vamwe vakadzi itsvina chaidzo ini ndinoda kuti upedzerane nemurume wako nekuti ndiye asina kukwana anofamba achingopfimba pfimba vazhinji vakadzi muri mahure chaiwo
We are enemies of ourselves VAKADZI WE HATE EACH OTHER. MEN WILL CONTINUE TO USE AND ABUSE US WITH IMPUNITY. Hatisati tatsvukira
Sando Kuna sekuru good job 😂
This is a pure advert . Vanhu ma bharanzi sure
@@stephenmaponga4142 that's why zanu pf ichiramba ichitonga apa today kuzviita vanhu vakadzidza,zihure reku bhishu diaries iri shuwa vanhu kuitwa masaskam kudaro
Inhema idzi
Nhema idzo .Kana usina kuvhurika unoti ichokwadi.Maskits asekuru ayo hakuna zvakadaro .Ko sei nhuchi dzacho dzirikungienda pa1 place.Hamuone kuti pane zvakaiswa kahembe iyo zvirikuteverwa nenyuchi.Sekuru varikutsvaga macustormer
Kkkkk Mai vacho vekuenda kwasekuru kuzozvida futi bota iri vanhu rityei
Kushambadza sekuru 😂😂😂
Shuwa iscam iyi
Hamugoniwa kutumira Munangagwa here
Kubva mugabe aripo maidii kumutumira apa kuna mnangagwa mungori nadzo nyuchi musadaro tarwadziwa tununureiwo
Zimbabwe inonakidza hazvishamise chisiri chokwadi
Haaaa hure iri ndakariona ndere ku epworthy ranetsa kwazvo kkkkk
Anakirwa dai achatsorumwa ikoko chaiko
Marketing strategy
😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Saka vanhu vese maksimba Hana kaaaa😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅
Chokwadi henyu imi haiwa ku advertiser sekuru n'anga kuti vawane ma customer uko. Ana mother avo vatobhadharwa mahure vese hapana ane murume apo. Kutipedzera data nxaaa
@@EdithMuwaloekizekiri chaiko
😂😂😂😂😂
Kkkkkkkk yaaa tuchamama gore rino gore renyuchi nasekuru ngavarambe vakadaro sekuru avo uyo anotaura zvehurumende stop it zivakwekutamba nazvo
😂😂😂😂😂😂😂😂😂 Zvakaoma veduwe asi vanhu chiyi
Ndema idzo ....arikuzviti muridzi wemurume uyo ndomuziva kunge kuseri kweruoko rwangu 😂😂😂😂 haasitombori married 😂😂
Nditorine whatsapp yake ...musatijairire imi 😂
😂😂😂😂😂😂
Is this real,, vanhu tsvakai Mwari nguva iripo
Ndezvekunyepa izvo zvekti sekuru sekuru veyi nhema idzo hakuna zvakadero,nyuchi dzikutodzata kunotigadzirira uchi muchidzitambudza futsek,hokoyooo nevewild life
Ingano idzi sei dzisingawandi nyuchi idzi
Tazvijaira ku Harare izvi, mabhidhiri ayo , vatori pabasa vanhu avo rekushambadza sekuru
Usada kutijairira Manash, Bhishu rako harina kuchinja hembe ye drama, unenge waakudya bota bhishu iri iwe, how many dramas nemunhu mumwe chete. Mukatya Mwari zvinogona kukuyambutsa. Apa Drama warikonewa. Another version of Bhishu unreality show voestek!!
Haaa inhema idxi Espcly madxibaba samson Scama iyooo asi muchatongwa henyu vakadyira vanhu mari munhu akaonekwa akafira mudam kunyabhira vakat vanotumira nyuchi vakauraya vauye vega nanhas hatina kana kuona mazingizi chaiwoooo uuummm muchanotsva kudenga ukoo
Anoti ini ndirimutsvene ngaatore dombo amutake
Ko madii matumiravo nyuchi dzacho ku state house. Tatambura veduve.
Mukadzi uyu haasi futi wekuva Mumba here aine nyuchiii futii
Hakusi ku actor nyuchi dziri kutooneka kubhururuka mumusoro nekuface
Zvekumama izvi ,we are not stupids to be fooled like this .
Vanhu vese vanoti nyuchi dzabatira pamunhu dzisingamurume kunyepa zvekuti ende munonyepesa pane zvamunenge maisa pahembe yemunhu wacho zvinodanyuchi dzodhakwa ipapo munoda kurohwa kana kurumiswa nenyuchi chaidzo chaidzo dzisiri dzenyu dzamunodhakwisa idzo😂
This is shameful, ndipo pata svika here
Nyika ynku nxaaa😂😂😂😂😂 hpamhiwemhiwe nenyuchi dzinenge mazanda here
Drama iri rekutsvagisa ma clients. Kubira vanhu mari
Ko munhu kungo tumirawo nyuchi kumurume wake and let these innocent souls be at peace
Munhu wako uyo unogara uchimubuditsa pama interviews ako marketing strategy
Munofanirwa kutumira kumurume vako nyuchi dzonomhara pa nhengo yake obva atadza kuita
Imi zvamatonga makatingwa nani denga ririko,gehena ririko futi
Newe imba yacho yatoparara nhamo ndipi paichkutamva mznnje,hure murume wako waifanirwa waitauriranana nemurume wako,murume hasi hatorwe hasi mwana,mazikadzi ekuZimbo akanzungaira sitereki,
Huroyi or hurombwa hwapinda munyika ,munodii kudzukunura nyika dzitumei dziende kuoffice ikoko tione masimba enyu iwayo
Chibanda usatamba nesu dai wachinja BHISHU rako hembe, wakambo interviewer munhu uyu,
Haa uyu Manasi Chibanda aakutibhowa nema marketing strategy ake ne N'anga idzi .....ndezve fake zvamuri kuita izvi.....
Nxaaa madofo emunyika yangu yakapusa fani kuroverwa mari mahara ne the so called sekurus venuu. Tsvagai Jehovha nguva ichopo!
Kudai maimuziva nemoyo wese nyika ichipona
KunaJehovha ikoko kunorohwa Mari futi
Kkkkkkkkkk ibhidhiriii iro ratengwaaa
Amaana amurume munhu wausina kuzvarwa naye ndowaungasvike pakudai soo shame as for me will never fyt for a men in this life and the next😂😂
mkom wangu i marketing style nyatsotarisisa
Hakuna zvakadaro batai homwe mbavha dzawanda muZim
Mature munotukirei vakadzi vevarume vamunodana navo,ingozivai zvekudya Mari
Nyuchi dziri kutumirwa ngadzirume kuti wasazviite nechikonzero wawe kuziwa kuti hadzirumi kungotewerwa chete akarumwa bhoo
but munhu wawakanyenga ukanobvisira pfuma, then claims to be owning you! Mukadzi uyo akanyengwawo just like wife, wava kuita izvi kunemumwe mukadzi, ndiriini anobva ayendawo kumba kwake!
Nhema idzi
Pamwe inhunzi
Vamwe vakuseka apa mangwana ndovatinenge tichionao... Zimbabweans,,smh
Handisi kuti chii kana kuti chii advertising bussines ravo zvavo hapana kana kutya kwaari kuita mukadzi uyo 😂😂😂😂
Aaaaa zvekunyepa izvo kuda kupa mbiri zvesekuru zvenyu zve nhema futseki wenyu mese muri kukurudzira nhema nxa
Marketing strategy..
Ehe haana kana mrume mkadzi uyo ....nd kwaati anogara sandiko kwaanogara ...pamba pavo ndotopaziva😂😂😂😂
True takuziva vanhu ivava kuda kudya mari dzevanhu nechitsotsi
Kana wakapusa bvuma zvako, vanozora mshonga unonhuhwira se Queen bee nyuchi dzinouya
But dzaifanira kumuruma
@@mamaasquared3488 hadzimurume because anenge ane mweya we Queen Bee saka dzinenge dzichitoti ndimai
vakawanda venyu madzimai vari ipapa hamusati mabatwa chete. Zvenyu.
Chinonetsa vanhu ava vakaudziwa kuti murume wangu vanototuka plus unenge uchitambura nevana
ayisa mukwezvanyuchi 😅😅 kuti zviite sezvonzi vanogona kubatsira kkkk vanhu voda marii ndotoidiva spry yaashandisa.
Ma drama akawandisa muZimbabwe
Ko baba avo varikuti pa booster varikudyeiko idohwe here 😢 Haaaa raona nhamo dohwe iro
😂😂😂😂😂😂😢Idohwe eee😢😢😢
Haaa waisiirwei
Ndakariona pa interview
Ko madii kutumira nyuchi kumurume wako, handiti ndiye asiri kugutsikana Neve here. Ndiye arikutokusafisa . You are dealing with wrong person.
Nyuchi dzacho kana kumbooneka camera man haasi kusvika kuzasi wese wari kuziwana apa wari kuvhunza nemukadzi wacho apa wari kuti taurai awo kungoti zviite chiremera asi marketing chibanda ndoiri kuitika iyi
nhai mamai mumba macho unozogara zvine peace hr kana zvambodai
Problem yedu ma Zimboz busy kutiratidza face yemunhu nenoise yekuti hapana anemota wat wat ratidzayi nyuchi dzacho than izviiii...asi matengwa kuti mupe mbiri pasina
Ibvai apo ,kumusecha ipapo tinowana aina queen bee ndovarikuteverwa nenyuchi ,vaye vanoda zvinhu muchadyirwa Mari makasvinura sematemba , this is acting
Nhamo ykashata inokufundisa chigombiro
Ndezvekunyepa izvo ,
Ko nyuchi dzacho hadzirumesu
Imi inhema idzo hakuna nyuchi imi kuvharwa uko
KuAdvertisa sekuru Mavunise vacho here kana kuti ireality😂
Harisi drama
😂
@@desmondmoyo5185 shuwa here
@@stanfordmakwengwere2008 kkkk wosekei newe ndichabvunza kkk
@@CarolineSibanda-i4m kutoseka zvangu kuti waonera chitsotsi chacho
Ko kanyika aka zvakatoita mbiri yehuroyi sekutamba sekuseka mabhishu hambofidze kkk
Usashungurudze munhu adiwa usamuzonde sunungura munhu iwe
Zvenhema izvi nxaa
Kuvactor uko
Drama chairo tibvirei kumhepo uyo ane chihat angaita murume anotoonekwa kuti anzwa nekukodoreswa mumabawa
Gd advertise
Iko kamukadzik keku actor
Vanhu ava ka vanenge vanozivana nasekuru kutsvaga ma costumer uku
Anonyepa uyu. Pane vari kuda $$. Vakaronga izvi .nokuziva kti mhomho inoda knzwa nhema. Anoda ku ridzwa .hapana zva sekuru kutsvaga$$$ apa na sekuru and murume vakaronga imiweee
Imi hasi wekubuda kumabhishuuu
Haisi market strategy here iyi ummmm
Ndiyo
@@BrendaKanyemba takuvaziva vanhu ava
Pabooster apooo.kkk bhundika
Ko nyuchi dzacho hadzigone kusvika ku state house here
Ndadzitsvaga ndadzishaya nyuchibdzacho aaaah makutijairira
Varikuda kuseka
Mazi mhuka nxcaa
Ibhidhiriii irooo