Shame my dear sister chihure is yr choice. Musazofa makapa muenzaniso iwoyo panyaya yechihure never in my life ndingasarudza kutenderera location hwese nesvinga rehuni ndichitengesa. Utano hwangu hwakakosha mupfumi ndiyani ane mari neane hutano
Uyu munhu akagara ari hure dai aive munhu kwaye waifanirwa kutsvaka musika wotenga zvinoita vamwe vakadzi zviri, nani kuita boy friend yako asi uri pamusika
Epworth used to be a place of reverence and had a Pastoring clergy man Mission and now yaparadzwa kana yasvika pakadayi. Interview should have explored kuti when you see dzinemaronda vanoita sei, I am Sure these are some of the disasters of this industry.
Nyika yaparara😂😂😂😂.Haudi kuti vana vazive apa urikushambadza basa, chimai ichi soo
😂😂😂😂 iwo majornalist aya kuti anenge atoudza vanhu awa kuti muchaonekwa kwakawanda here. Myb vanongoti iinterview
@@kandariraannaaudzwa wani kuti nyika yese iri kukuonai kkk
Nhai zvako
Apa kutozvida nechihure puu
Munovapaa chii vanhuu avaa
😅😅😅😅 vanenge vazipigwa
Aka kabishu kari nani aka, kanomboedza kutamamba nemvura.
Nhai Mwari mashaya zvekuita here chokwadi chokwadi kupisa mafuta kunotaura nemahure apa zvinyadzi zvega zvega nyarai mhani
Iwe urikudei pazvinyadzi
Ndaifunga kut hakuna mahure anopfeka maspecs🤣
Haaayaaaa Epworth musha wemahure
Vana vangu handidi kuti vazive but imi muchiita ma video akadai 😮
Chibanda be careful, watching from Zambia lusaka
Mwari vanokudai mai siyai zvamuri kuita muone zvinoita mwari
Mose murikutaura kuti mahure mangwana munofuma muri mahure Dorcas Moyo akaimba rwiyo rwekuti mhanza haisekwi bewere murume haasi mwana waamai vako iyambiro kuvakadzi vese 😊
Shame my dear sister chihure is yr choice. Musazofa makapa muenzaniso iwoyo panyaya yechihure never in my life ndingasarudza kutenderera location hwese nesvinga rehuni ndichitengesa. Utano hwangu hwakakosha mupfumi ndiyani ane mari neane hutano
@@ELLENMukwadaGood irorataura apo shure siyana ari hanzvadzi yangu usariteedzere
Zveurema kahi ndozvisingasekwi kwete izvi kuzvidira nekupererwa nekufunga .Chihure isarudzo yako mabasa akawanda muzim kuita maid kurinani.
Hmmmm kusatonyara ...
Ndimi munokonesa mvura kunaya mahure nyarai mwari nenyika puuu munosenesa
Uyu wamunoti chibanda uyu bhoo here
Shavi rainge ragara richitoripo nechekare,kutestisa kwaingove kuzadzikisa chirevo
Makona ESE ichiputisa mapundu esick. Kkkkk
Mwarimhuyai vanhu vaye tanga
Arambira murume chihure apedza akunohura nevarume
Kkkkkkk imagine kna ndiwewo
Chibanda yakadhqkwa.
🔥🔥🔥♨️😜
Munopenga chete mai imi
Amai varume vanotaura zvakawanda kana pave pabhinzi. Musazviona sekuti makaiswa shuga kupfuura vamwe...😅😅😅
kkkkk fadza costumer vanhu ngavatsvage Mwari
Kana uri hure unenge wakatofumuka saka urikutaurei izvozvi imbwa yemunhu.saka wakazosiirwei nemurume kana wakaenda kuchinamwari kapenzi.hindaa muchiunza chirongwa chisina hunhu paruzhinji ,newe futi murume mukuru zibenzi hauna hunhu
Ko iwe uri kudei pano? Siyana nevanoda nyaya dzacho uri prefect we society here
Kozvawakanaka wani wadii wauya ndikuroore ini 😂😂
😂 pakaipa
uri benzi romunhu iwe mukadzi zera rako iro wofamba uchikumurira vanhu bhurugwa
Warwadziwanei
Ugoona munhu musvinu haumufungire
Iweee itaaa zvekubvunzaa chihuree kwete zvechibharoo zvaunenge wakutauraa izvoo indavaa
What is the purpose of your show hamayangu.What do you want to achieve after tanzwa
Mubvunzo wakanaka chose uyu
Ihurewo rakahwanda. Hakuna munhu anova interested nezvinhu zvaasiri interested naye kazhinji kashoma. Cause even mimwe mibvunzo yacho yaanobvunza mibvunzo nhando yekupererwa nezvekubvunza
Content to make money
Uyu munhu akagara ari hure dai aive munhu kwaye waifanirwa kutsvaka musika wotenga zvinoita vamwe vakadzi zviri, nani kuita boy friend yako asi uri pamusika
Baba zvamunotaura navo muchiti vana vanoziva here? Ko vedio ramunovatora live vana havazoona here pachannel yenyu iyi zvirisafe here kunamai avo
Kkkkkk zvakangooma ko mdara chibanda makanyatsoita journalism here kkkk
Haaa mbuya inotopenga chete inzwa kana kasekero kechi nzenza apa kudya sinhi for 5mari kkkk
Vanhu vese vanenzeve mahure 😂😂😂
Bhuratishiti wenyu muri two imimi ndochi ichocho. Anambwa wevanhu. No unbuntu apooo nxaaa!!
Chibanda urikufumuka uchifunga kuti ibasa asi uchitozvibvisa chimiro
Epworth used to be a place of reverence and had a Pastoring clergy man Mission and now yaparadzwa kana yasvika pakadayi.
Interview should have explored kuti when you see dzinemaronda vanoita sei, I am
Sure these are some of the disasters of this industry.
Iwe ana father Brian Porter 😂😂😂😂😂 .... kusvika madzoka kuna mbuya Nehanda nasekuru Kaguvi
Mkoma uyu anenge anoto catcher😂
Ano catcer vele
😂haunyepi
Ko mukadzi kumba anotiii nhai kapenzi kemurume
Manass wakafitira kuzodzokera Mai avo
Kkkkkkkkkkk iwo vanogeza yooooo
Chibanda unonyareiko kkkkkkkkkk
Ko madii madzokera kuMalawi monosvibisa yenyu nyika haaa veduwee
Nechinqmwari vakahurirwa wani varume hawazive zvavanoda
Tsvakai zvokuita my sister nguva ichipo or sarudza kunamata my sister ❤❤
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 ummm vakadzi hatinazera nemi sure aa vanhu varikutesteswa mudzimba umu 😅😅😅😅😅😅
Manas une mkadzi ere kumba . Kana wabva ku shaw mowirirana ere na madam 😂
Ndiko kuri kuita mumba make mudyiwe sadza
Zvakaoma
These days vana vangorine ma fon avo sooo nhau yekuti vadiki garai marova pasi zvoshanda here
Asina kukwana mutoriwenhau
Wapedza ipapo wakanosota sinhi re local
Thnks amai nekubuda pachena zvamunoita
Moshaya mari yekuti mwana aenderere mberi nechikoro imi muchiti murikubasa
Tsvakayi Jehovha achawanikwa danayi kwaari achiri pedyo .Akaipa ngaasiye nzira dzake.Mai tavakayi zvekuita musiye chihure nekuti hakuna kwazvinokusvitsayi
Zvakaoma havo hatina kwatikuenda
Basa rakawoma iri
haaa kana ur hure hunhu unenge usissina kohama dzichisangana nezvakadai vana vako zvavo umm musadaro
Pakuzoti ndanga ndakazvichengeta ivo vakabiswa humhandara at 16. Kuzvichengeta kwacho kuri papi apa?
Saka amunete here nekusvirwa.
Dai usingade kuti vazive waizvishambadza here pachena kudai
Hawachanyara mahure aya nekuda kwehunyope hwekusada kushanda
Seiko muchita semabhishu mese nemukomana uyo andizvinzwisise ini
Nhaiwe Chibanda apa murikudzisa nyikachii .?
What's the differents with someone who's selling harmful drugs just for their selfish interest.
Vana vako ahudi kt vazive kt urihure iwe uchioneka pa youtube avasangane newe mumafoni mavo here duzvi remukadxi
Ndatodarowo vakutoziva kkkkkkkkkkkk unless vasina mafoni
Hezvo😢
ha chisi chibharo imwi ndimwi zvibharo
Asi iripo zvayo
mai awa warikunyepa kuti wakabviswa humhandara nekutoita nhumbu ipapo range riri bushu kare,,,,,,
Ambuya ava varikuti vakabviswa humhandara muna 2005 vane 16 ,vakatanga chihure 2009 vane 23 ,maths dzacho hadzisi kubuda
Ndapaona ipapo
Makorokoza aya anongoramba arimudiki
Aa hanzi ndine 23 but first born yakapedza form 4 aaaa manaka
ska mese makakwana
Ummm
Varume havadi bonde kana varoora asi chinodiwa mudzimai usataurise
Apa nganake ashayeyi nhai idemoni
Murume ndiye anonaka amai only kuti anonzwa kunaka kuri Maari ane mukadzi
Wakapusa mhani iwe hure chanakidza mumwe murume handizvo zvichanakidza mumwewo zwakangofanna asina kukwana ndiye anoti vakadzi vakasiyana
Ndiye wemakeup painterview yemumwe wacho😂😂
Saka Epworth ndiko kumusha kwemahure
Kuti vakuziva here kuti vakubuda pasocial media
Manass yako irikuita ichimira apo..tiri kuzviona nematauriro Ako..chenjera kutunda
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 people kkkkkkkkkk(
Kana wanga uchiona newe uri hure.
Uri same class naamai ava namukoma ava iwe
But yenyu haimiri here bra
Mweya wechihure wanga wagara uri mauri imbwa iweee
Hatinei nazvo zvechihure chenyu chamoshambadza pasosial media isu indai munonamata uko muchaona kt hamuna kupenga mukushandiswa nedemon
Vanga vanakirwa shame
Asi munovapa mari kuti vazopombonoka kushaya ganda kumeso kudai nhai vaChibanda
But after interview manass anoto promoter bzns chete
Tirikudzidzei apa
😂
Ko mwana akazoona video iri achaitasei
Musadade nechihure imi mai imi munejabwa nemunyama muupenyu hwenyu.Shame on you imi mai reform now
But hauzo svire here mahure Aya after interview kkkkkk
Kkkkkkkk
Watadza kumarketer mamwe mabasa here baba haaaaaaa itayi mushe mhani they are a lot of good things to market than chibasa icho. Shame on you
Chibanda unodawo
Zibhishurume iro
Dai muchiti ratidza pavano rwara neAids.Handidi kuti vana vangu vazive zvandinoita ,asi Judge anopa custody kuna mai.
Chibanda apo yamira ndakuona hangu
Mahure mese murikungo blema varume ko Manass mukambobvunzavo varume vacho Kuti Havana kurambwa nechihure here mahure ava
Apa muri kudzidzisa chiii nyika ,tsvagai zvekuita
Makambonzwa ndichiti tirikuda kudzidzisa nyika here? Kana muchida zvidzidzo tswagai wanopa zvidzidzo zvamuri kuda, Pano titori pabasa irori randiri kuita ndiro rinondiraramisa
@@manasschibandaibasa here irori sahwira usade kuganza nezvinhu zvisina basa vanhu vaurikuisa pachena ivava vachiwonekwa nenyika yese uri kuvapei
If she was 16 then hapana chibharo. Ruzivo ...
Mahure ma1 chaiwo pa epaz apo
Ma bhishu kuda zvinhu
😂😂😂
Chibanda unofanira kuti ratidza kuzasi tinyatso wona kuti wakabatana hre amai awo
Jesus is coming soon
High level of madness
$100 vana vasikuenda kuchikoro munopenga Mai imi tsvagai Mwari nguva ichipo
Taurai henyu kkkkkkk
Hmmm $10 guys short time