Dai mambo maonayo Kuti mukadzi Uyo ihure marega kunyanya kuomesera zvikomba nekuti mukadzi Uyo ihure anezvikomba hobho kudaro,Dai chikomana chaive one zvaive Nani tingati akatsveterwa manje two zvikomba here kwakutowana mombe 6 here nekuhura
Ummm vakadzi varikudaidzira avo hunhu ngahusakurirwe. Yes muri hama dzamambo but ummm kuvhengedzera uko is tantamount to disrespecting Mambo. Plus kakuvhengedzera ako ndokanonyengesa nevarume evanhu😊
Chief pliz mofanira kuripisa mahure futi coz ndovarikuzviitisa kubvuma kunyengwa iye akaroorwa, i mean muripo unorwadza setting an example vamwe vasazopamha rate yama st marrys aya anyanya chihure isu masinguru tiri zhiiii zhedu
Kudanana nemukadzi wemunhu imhosva unoripa. Kudanana nemurume wemunhu haisi mhosva iye ambokupfimbirei. Vakadzi nevarume we are not equal nomater what. Vakadzi Havana mhosva kudanana nemurune wemunhu since brain dzavo hadzinyatsodhonze they are like children They need be protected.
Sei chipfambi chanyanya kudai murikuvanyengerera vanhu ava abatwa nembosva ripisai zvinopa vamwe a lesson not kuvasekerera ,,,,,,zvakitoita senge soccer match nhas tine team idzi mangwana idzo iiiyaaaazveee
Mutasa ndiye ega chief muzimbabwe sekuona kwangu, ngaabve anotonga zimbabwe yese chikumbiro changu 😂😂😂
😅😅😅
Hamunyepi
zimbabwe ipi ngaauye atonge kumba kwako ikoko usiyane nezimbabwe
Mbuya idzo dzine ruzha mambo wonai zvekuita nadzo
Well done mambo mutasa vamwe vanodai vatoti mombe yechimina kwamambo but mambo mutasa ahanei nazvo
Ndiyoyo mombe yacho yechimina irikubviswa kuripwa Tete avo.
Baba vapfuma avo nehure ravo. Excellent. Mai bhoyi ku ngwavha ngwavha be gotsi
😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂
😂😂😂 danga razara
Mbuya idzo mmmm hadzisi right.Kudeedzera zvisina kukwana mm dziri too jajaraki.Hadzina kukwana zera iroro
Madziashe ndozvinoitwa kumanyika, izvi zvitori zvidiki wee
Ndovanoita padare panakidze, anondifadza mambuya iwaya😂😂😂😂
Vannge vaudzwa kty mukuonekwa nenyika yose zveee 😂😂 muchionekwa patv
😂😂😂😂@@TanyaMuridzo
Vazukuru let them speak their mind
Mbuya makasukutwa here imi makaiswa mukaka pazamu 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣Mbuya endai henyu sekuru tovatsvagira umwe mukadzi kkkkkkkkkk
Mambuya ari kudaidzira ayo ngaaremekedze mambo kana otaura
Pane 1 iri kuzonyanya😮
Chief Mutasa muri mutongi chaiye muri kutonga zvine ungwara uye zvakanaka chaizvo.Dai mabatsirawo umwe wenyu Chief Zimunya apana zviripo nedare rakwe rese vane hwuori vanotambire chioko muhomwe uye kusatogona kutonga nyaya chaikwo.Itai basa Mambo Mutasa endai mberi chaizvo.You`re such a wise Chief.
Haaaaa vakadzi tikaramba tichikusekererai munopedza kuchengetesa varume vana vasiri venyu
Machief vanofanira kuripisa zvinorwadza vakadzi varikudananq nevarume ivo vakaroorwa coz the rate is increasing
Umwe unotoona kunge akuzviitira kutsvaga pfuma
MUTASA ANOGONA.MAMWE MADZIMAMBO ARI KUKURUDZIRA CHIHURE,VACHIBVUNZA KUTI WAKAROORA HERE.BIG UP MUTASA
Mambo nditsvagireiwo murume
Mambo nditsvagireiwo
My dear brother Chief Mutasa. Manjenjenjeee Mbizi. Wise and just Chief👌
Mutasa iShumba
He's Shumba
I think chief Mutasa vanofanirwa ku limiter vakadzi vanogara pasi avo mudare mavo mune noise mudare menyu chief
Well done Mambo Mutasa munotigonera
Mambo ngaatsiure zvimagogodera izvo zvisina hunhu ruzha rwacho it's too much😳🙄
Aahh mambo Mutasa munanditsvagirawo murume anoroora ndanzwa mati munotitsvagira ndirikuda anoroora
Yoo thank you nepart2 veduwee ndandanzwa. N ekuitsvaga
Mambo mutasa nyaya dzine chekuita nehuroyi havadzugone...panzi ivhu vangoti siyanai nekuita zvevhu yet ririkukonzeresa
Hazvisi zvega izvi.
Good job mambo mutasa
Baba endai munovaka Danga zvauya zvega. Kuhura kwemukadzi kunobhdhara😂😂😂😂😂😂😂😂
Kkkkkkkkk
Well done keep it up TICH KACHI TV MEDIA ❤❤❤❤❤❤❤
Hanzvadzi yaMambo Mutasa ineruzha please ndati
Hai hai!! 🙌🏾
Big up shumba munogona kutonga weldone kwete zvevamwe madzimambo ayoo fake dzega dzega imi nachigodora muri madzimambo chaiwo
Mai vari background havana respect kungosheedzera mambo vachitaura
Chembere idzo hadzgone kunyarara here
Nhaimi hure ririkudeedzera kusukutwa iro ngariite respect
Well done mambo mutasa
Kip it up brother 🎉🎉🎉🎉❤❤❤❤
Mambo ndiri kuuyawo newangu mukadzi mombe ndadzidawoo idzo
Again vanhu avo after tested if they happen to be pos sungisai munhu apo akuspreader hiv, taremba ndzimwewo mhondi idzi
Correct 💯
Kkkkkk results inegative chete. Positive hautangi topic wega
Mutasa dzinotongwa nyaya
15 june next week hiwee munenge mazvibira ani zvipfuyo izvi
Mbuya idzo mmmm kuShaya hunhu
😂😂😂😂sekuru angaasikukugudzai mbuya😂😂😂
Kumuka vakapfuma 9 mombe plus 3mbudzi plus3 jongwe kkkkk vapfuma mudhara
Muridzi wacho wave kutopfuma . Kuroora pfambi kunobhadhara
Kkk ikakupa chirwere pfambi iyoyo ndipo pauchaona kti mombe idzodzo hadzina basa
Chihure chinonetsa ichi but isu hatisati tabatwa Hedu nyangwe ndakatobatwa hapana mombe dzaakupihwa bhangu because haana kuroora
😂😂😂😂
😂😂😂😂😂
Dai mambo maonayo Kuti mukadzi Uyo ihure marega kunyanya kuomesera zvikomba nekuti mukadzi Uyo ihure anezvikomba hobho kudaro,Dai chikomana chaive one zvaive Nani tingati akatsveterwa manje two zvikomba here kwakutowana mombe 6 here nekuhura
Akabvumirei achiziva kuti mukadzi wemunhu
😂😂😂 chivanhu chinoti chikomba kunyenga mukadzi wemunhu imhaka.
Well done chief
Mambo mutasa haa you are the best mutonga zviri fare always I think chief bushu is copying from you
Brave chief ❤
Nevana ngavaendeswe kuDNA avo Mambo Mutasa please zvimbuya izvo kungohumana yooh
Iyi mai hayinzweba iyiiii aaaah murume akadyiswa uyu ngaarirambe aaaa
Iwe siya munhu nemunhu wake wakarambana unowanei
Murume wake anomudira kusanzwa ikoko
Mjolo wemazuva wakuda danga rako rakasimba
Ummm vakadzi varikudaidzira avo hunhu ngahusakurirwe. Yes muri hama dzamambo but ummm kuvhengedzera uko is tantamount to disrespecting Mambo.
Plus kakuvhengedzera ako ndokanonyengesa nevarume evanhu😊
Kupfuma wachembera musharukwa vatone mombe 6 machongwe ma2 nembudzi 1
Mombe 6 mbudzi 2 machongwe 2
Pari kukwiranwa nguva apa kkkkkkkkkkkkk
👏👏👏
Mambo vanogona ava but zvimachembere izvo zvine disorder
Haa uyo mkadzj ndichifumise..6 mombe mbudzj mbiri nemachongwe maviri. Haa apinda machena musharukwa uyo
Handei tinotsvagirwa warume na chief mutasa
Yah he is just in his rulings,,,,,very wise
My chief my Mambo
Mambo Mutasa munogona kutonga but pane dzimwe dzamunotsikirira senge dzeuroyi nengozi iiii amudzibati zvakanaka,saka mai avo vakanokorwa tsoka moda vafe hr zvamaramba kuidaira
Mambo doesn't believe in fiction 😅
Murume wacho ngaabvise tie hazvibetsere mukdzi ndwenyika yose mkdzi ngaazive kty ndkunzi mai nhingi bvnzai bba kty mukdzi vanomuda hre
So ndoisa request here kuna mambo nditsvagirwe murume kkkkk
Mambo udzwayi ma results mubatsire necouncilation
NeMdara asiyane ngewana wadiki
Ini ndotoda vari Chief vacho 😅😅
Ini mambo ndiripano nditsvagirewo murume
Chief pliz mofanira kuripisa mahure futi coz ndovarikuzviitisa kubvuma kunyengwa iye akaroorwa, i mean muripo unorwadza setting an example vamwe vasazopamha
rate yama st marrys aya anyanya chihure isu masinguru tiri zhiiii zhedu
Mukadzi atsvaga mombe pamusga😂😂
Zvinonyadza izviiii FUNGAI ummmm
Mufana Kudzi uchafira mahara munhu akasvika kudaro shuwa pachembere uchadei?
Zvinoshamisa zvinotyisa zvinoda kufumurwa😢
Mambo munogona imi aaMutasa kwete zvikuitwa ndi mambo makoni varikurudzira chihure mudunhu mavo . Kwaipa uko kwamakoni .
Chief uya ndomarara
Dare ripi rine vakadzi vakaganhira kudai
Ummm babava vatopfuma apa Bhishu rawo vanotorida zvekudaro ihiii
Vana ngavaende Kuma dn amai ava ibishu
Thank you mambo
Vakadzi varikutumwa nevarume vavo vaite upfumi handisati ndamboona akarambwa padare hameno
Manicaland yakuita hunhu wekwedu ku Mash Central
Ndicharoorawo hure rangu, unoswera wapfuma
Wakadzi ,vanamai wanouya padare apa ,asi wanouya wakadhakwa? Wanobhohwa
Cameraman ita steady picture riri kuita nhetemwa
Ummm mbuya yakanyanya😅😅😅
Kusanyara hr mbuya imi
MA back vocalist discord uko. Noise makers...
Mutasa ndiye yega anogona
Tupac
hure hozzana ,mai vane mweya wavallentine rose nxa ashawu
🤣🤣🤣🤣🤣🤣 vaita hako mahure anoramba zvanonga aita
Maitabasa neparty 2
Ko mombe ne mbudzi yedare
Makunakuna aya munyika yaMutasa
Murume achaita mombe nemukadzi wake
MUTASA TO THE FULLEST🎉
Kudzi aiziva here kuti vanga vakaroorwa?
Uyo abvuma ngaabvise 2 chete
Ndanyara shame
Age yaKudzi nagogo avo here uum
Ndosaka aids isingaperi pasi rino people shud be satisfied nema spouses avo this behaviour is nt good at all
Kudanana nemukadzi wemunhu imhosva unoripa.
Kudanana nemurume wemunhu haisi mhosva iye ambokupfimbirei.
Vakadzi nevarume we are not equal nomater what.
Vakadzi Havana mhosva kudanana nemurune wemunhu since brain dzavo hadzinyatsodhonze they are like children
They need be protected.
Kkkkkkkkkk iweweee. Sooooka
Dzangu dzooodhonnzaa
Karanganda TV kuseri aiwa rambai makadaro apa picture quality munogonesa hey munotifadza chokwadi
Asi iyi haisi karangandaka
Unonyarira vanhu nekushaya hunhu
Sei chipfambi chanyanya kudai murikuvanyengerera vanhu ava abatwa nembosva ripisai zvinopa vamwe a lesson not kuvasekerera ,,,,,,zvakitoita senge soccer match nhas tine team idzi mangwana idzo iiiyaaaazveee
Amai ava ihure vave kutofumisa murume wavo nechihure
Vane mahure avo vanozadza matanga zvokwadi
Atopfumaka nekuhura kwemukadzi
Mai ava I hure rinonyadzisa