Ngaadzoserwe, $400 yake ne$350 yegrocery rake veduwe..... Anna acharamba achiita tsika yake nemhuri yake mambo vachingoti mari haidzoserwe.... It's not fair mambo matadza kutonga
Mambo uyu akutoendera ndozvarikuita kupihwa Mari yechioko muhomwe.Zuro Uno akabhadharisa mukadzi akaita chihure aripamurume chikomba chikafamba free.Zvakutotibhowawo manje, he's abusing the poor nekuda kwemari.Anyone wants to revenge him connect me,anoda kuitwa example of all corrupt chiefs in Zimbabwe uyu.Pliz vanhu vashe we can't allow this power abuse anymore.We shifted from the white dictator to black mafia government and so called chiefs.Its time to fight back with all we have
Simple question the brother is asking, kuti " Dzinibvisiwa kana watashwa munhu here?" And the court has afiled to answer and so has failed to deliver justice.
Mambo nemadhara enyu mondipedza nekuseka ah...ndaseka zvangu. hanzi wakamutasva kangani zvikanzi kana... madhara ese gwagwagwagwagwa kuseka. i couldnt help but just laugh even though its alright kuti anga asati atasva hake. aaaw veduweee i hope vakomana will learn kuti kuroora chaiko chii from these court sessions they are very informative
Mambo chengerai kukwadzisa vakadzi vamukupupurira ava,,,,,,,Makoni Nyati mukutadza kutonga zvandibhowa it's second time uchitonga nyayadzakadai,,,,,,zvichaurayisa vamwe very soon mark my words
Zvinowanikwa izvo brother zvinorwadza zvekuti asi ingozvigamuchirai moita move on, Jehovha achakupai zvimwe zvapetwa kane zana, it's painful time but zvinopfuura give yourself time to heal. Kune zvakawanda zvakakumirirai kumberi chero bedzi mukaramba makatendeka kunaJehovha. Ichazova nhoroondo chete. Rega zvipore akabva mukutsva.
izvi zvakangofanana nekumuka woudzwa kuti mari yawakabvisa as disposit pakutenga Stand haina kusvika this particular FIGURE saka hauna chawakabvisa zvachose. Apa Figure rotaugwa harisi paAgreement zvachose. Moti kutonga ikoko??
Uuum im so painful chief ava vakatengwa mukadzi uyu anodanana na chief chete shit Achafa achifamba mukadzi uyu mari manetsere airikuita motaura nocense
Fair judgment, if u think tht am wrong u are right ,if u u think tht the chief is wrong u are right and if u are u yourself u are right its fine nothing wrong
Chief varikwesere here ava. Munhu akatoroora zvekuti mazoisa mazita kuti tekenya what what hazvina basa izvo. Guys thank God it's not myself coz I was going to disrespect this chief and he wasn't gonna do a thing about it.. Yaksss
Haaa sorry zvake blaz uyu bt mambo vari right rusambo ndiko kuroora pachivanhu chedu ...ko munhu waizowana simba rekutenga cake usatibwabvisa rusambo sei itsotsi bkaz uyo dai akachatiswa he was not going to bring the balance....iko kuzoti tezvara havasi vechitendero chedu bt u crossed kunovaroorera dai akatsvaga tezvara muchurch oroora ikoko kwavaine tsika imwe yavanoteedzera to avoid conflict
Saka mari yema grocery and zvimwe zvibinge ndeyei? Vanoti "mukwasha muuyu usingapere kudyiwa" sei when ndisati ndave mkwasha before paying rusambo? It means all monies paid before rusambo should not be considered money from mkwasha and are refundable
Madzimambo murikuripisa vakomana vachinzi akanditambisira nguva nemusikana, this guy was faithful to his cause and initiated nyaya yekuroora nechivimbo chekuda mukadzi wake. Nhasi mhuri yemusikana yatambisira munhu nguva nemari moti haafanirwe kudzoserwa, makonewa. I have always reprimanded those who denigrate traditional leaders and your court processes, this is an example of causative factors why people vachikushorai. Please serve justice to men also, munhu akabirwa uyo
Hapana kuronga apa plus zbimienzaniso zviri kupiwa zviri wrong. Kana ukabhadhara driving test ukasapiwa mota yacho haudzoserwi Mari here. Mhuri iyo inofanira kubhadhara Mari iyo back otherwise zviparirei ngozi
This is outright travesty of justice!!!The chief and his team failed to recognise that those transactions cannot go just like that.The chief should have removed @ least 250usd as admin expenses and refunded him 500usd.Mari hainhongwi Chief!!!
This is unfair we encourage our boy child kutizisa uzobvisa mukadzidzi amumba and also not tolerate Mari dzekutanga idzi .kungopinda mumusha straght to rutsambo
Mambo ngaatonge fair murume uyu haana kuti atadza kuroora asi hama dzemukadzi ndoodzakaramba iprocess and part of marriage saka ava ndoo vakamurambira haana kutadza kubhadhara matsotsi vabereki vemusikana namambo pliz mukomana ngaaise nyaya yake kumatare abatsirwe mari yake idzoke uye maexpence. ake vamubhadare
Mukwasha haana kuroora but procedure yekuroora akaita kuti vazivane now vakumuita dununu. I personally dont find this court fair. Apa vaita hudyire but zvine mubairo mangwana. Ko time yake yavakamupedzera and the emotional stress he suffered.
Ngaadzoserwe, $400 yake ne$350 yegrocery rake veduwe..... Anna acharamba achiita tsika yake nemhuri yake mambo vachingoti mari haidzoserwe.... It's not fair mambo matadza kutonga
Anna ihure remumusha kunge mukadzi wechikwambo
Musikana uyo mwari ngamurove neshamhu yavo hayisi nyore kudyirwa mari yako mahara veduwee iii mwana uyo mwari ave naye aah
Mambo uyu akutoendera ndozvarikuita kupihwa Mari yechioko muhomwe.Zuro Uno akabhadharisa mukadzi akaita chihure aripamurume chikomba chikafamba free.Zvakutotibhowawo manje, he's abusing the poor nekuda kwemari.Anyone wants to revenge him connect me,anoda kuitwa example of all corrupt chiefs in Zimbabwe uyu.Pliz vanhu vashe we can't allow this power abuse anymore.We shifted from the white dictator to black mafia government and so called chiefs.Its time to fight back with all we have
Matauriro akaita tete vake kuti Anna kana asisade haachadi seems kuti Anna uyu ndiwo maitiro ake nevanhu vake kudya mari dzevanhu. Zvichamuzvimbira rimwe zuva chete.
Imbavha vanhu ava ne dare iri imbavha
Mambo mhata yenyu hamugone basa
Unfair judgement
We hve different cultures thou
Kanagroo court pa chokwadi
Anna ave kutoita business nechinhu chake achiunza mari mumba.
Chief vanonyepa ava mari yemunhu haidyiwi mahara
Chief Makoni vari unfair ndakasvotwa hangu nejudgement yavo . Chief vanongo taura zvinyadzi chete
Vanehudofo nehudyire vanoita zvobenefiter Ivo chete
The worst judgement . The chief is a criminal ivo Chief vacho imbavha chete nekuti izvi zvavaita humbavha
Ndanzwira murume uyo tsitsi asi zvisinei kudenga kuna Mwari. Chino bhururuka chino mhara inguva chete
Anenge anotora vakadzi vevanhu ndakaona last dare rakaitika aikurudzira murume uya wekutora mkadzi wemunhu ihure ramambo
Unfair judgement zveshuwa. Kana asina kuroora ngaapihwe mari yake back fullstop
Mambo haagoni kutongo imboko yemunhu,ngaa tarise matongero anoita chief nyamaropa
Uyu mambo anosapota chihure nxaa
Endai minomugadzira Anna uyu my bro..mari yko haingaendi mahara
Tiudzeiwo kunogadzirwa tine nyaya dzakadero
Mkuwasha enda ku courts chaiko cos vanhu abo indyire chaidzo,ma Vimpire chaiwo vachangoramba vachiita vanhu kudaro,iro dare harisi fair
dare richingopera hande kuMozambique muzukurukomana wangu
That is the only solution kwete humbavha uhu
Hahhahhahaha
Aiwa mkoma Mannas Chibanda zimbuya iro nehama dzaro namambo wacho vanozivana
Why do these chiefs think they have to be rude? This guy has been hurt by his inlaws and this issue should have been handled with compassion.
Simple question the brother is asking, kuti " Dzinibvisiwa kana watashwa munhu here?" And the court has afiled to answer and so has failed to deliver justice.
Kkk vanga vachida kumubatira ipapo but he escaped very smart
Chief imi itai mushe imi mnhu ngaadxoserwe mari yke ngaapengese mwana wacho waaida kuroora kusvika apihwa mari yake fullstop chief murimbavhaa imii
Explain to him the meaning this mambo is harsh and rude
Mambo kana muchimuda Anna taurai chokwadii kwete utsinye hwamuri kuita uyu
Mhuri yese yekwaana Anna muchachemawo kumberi mune utsinge ndi Jehovha upiko wamunonamata anokuudzai kuti birai vanhu
Mambo nemadhara enyu mondipedza nekuseka ah...ndaseka zvangu. hanzi wakamutasva kangani zvikanzi kana... madhara ese gwagwagwagwagwa kuseka. i couldnt help but just laugh even though its alright kuti anga asati atasva hake. aaaw veduweee i hope vakomana will learn kuti kuroora chaiko chii from these court sessions they are very informative
Mambo chengerai kukwadzisa vakadzi vamukupupurira ava,,,,,,,Makoni Nyati mukutadza kutonga zvandibhowa it's second time uchitonga nyayadzakadai,,,,,,zvichaurayisa vamwe very soon mark my words
Ngavaende kwavaNyamaropa kana kwaChigodora coz Anna ihure dzoserwa mari yako Prince
Vanhu vechirume mune error ukaona mukadzi asisakude pamwe nehama dzake usamanikidzire ndipo pakuzohurirwa wozochemesesa futy dzikamai varume imi munhu tsvaga wako anokuda nemoyo not zvaAnna izvo anemweya wechibhishu pamwe akatsvagirwa murume natete,kuroora hakuna basa nepfuma yaunzwa ndizvo zvitoripo kuroora hakuperi imwe ichazouya makore anotevera,kana vanhu vatomboungana mukatora pen nepaper muchidaidzira vhuramuromo ndiro kupinda mumusha etc kutoroora ikoko futy kana zvanga zvisati zvauya haisi mhosva,mambo Makoni area iyoyo murikutadza kuibata zvakanaka vanhu vachadyiwa mahara vachishandiswa since ànga agara achizouya ne1400 yaakanzi anouya nayo before the wedding haaaa anatezvara vane hudyire chii chakadaro kuti munhu akauya nepaauya napo onzi hauna kuroora mkadzi akuendeswa kumwe nyaya yakadai inoda Nyamaropa or Bushu.otherwise vamwe vachagadzirana chete nazvo izvozvo
Mambo uyu idhodhi remunhu shit😢😢 ,hure remusha rafara mhuri isinganyari
Iyi ndoinonzi ngozi mumusha ndonyaya dzinozonetsa dzinza generation inotevera zvakunzi ndirikuda mari yangu woshaya kuziva kuti mari irikunzi ndipei zvakambofamba cy
Zvinowanikwa izvo brother zvinorwadza zvekuti asi ingozvigamuchirai moita move on, Jehovha achakupai zvimwe zvapetwa kane zana, it's painful time but zvinopfuura give yourself time to heal. Kune zvakawanda zvakakumirirai kumberi chero bedzi mukaramba makatendeka kunaJehovha. Ichazova nhoroondo chete. Rega zvipore akabva mukutsva.
Ndinonzwira urombo sister Anna
Enda kwa chief mutasa
Uyu Chief Makoni is very incompetent and he uses vulgar words always mudare. Matongero ake haana kana zivo chaiyo
Ummmm matongero ayo hana humwari
Very unfair judgement. Anna and family are likely to live under a curse.
izvi zvakangofanana nekumuka woudzwa kuti mari yawakabvisa as disposit pakutenga Stand haina kusvika this particular FIGURE saka hauna chawakabvisa zvachose. Apa Figure rotaugwa harisi paAgreement zvachose. Moti kutonga ikoko??
Anna uyu musikana here anoita samother of 7 kids
Zimbuya Anna rema roma iro
😂
Zichembere mheno kuti arikuti acharoorwa nani
Verse vakura
Varombo vanoroora wani
Mambo musadaro
Atombouya hake showing commitment hanzi zvashata futi
Mambo ndewekusurq
Anna ayidyiwa bota nerimwe team chikomana chichiteedza church chonyudzwa futi mari haaa denga hamupindi Anna neziteteguru rako
Grocery hanzi idhodhi Aaaa Mambo avaka. 😂😂😂😂😂
Uuum im so painful chief ava vakatengwa mukadzi uyu anodanana na chief chete shit Achafa achifamba mukadzi uyu mari manetsere airikuita motaura nocense
Mambo varikutodawo bby iro
Dzoserai munhu mari yake nyangwe iri 2cents inoshandirwa dai Anna iyeye akangopihwa mimba nemunhu asingazombofa akaunza chero tsvakirai kuno.
Mkomana enda unotsvaga mkadzi chaiye anoda musha dai Mwari vakaku blesser ukaita mazimari chaiwo zvekuti Anna iyeye agokuchiva nehama dzake apa tsano kusatonyara kusekerera zvinhu zvakafumuka kudaro kupromoter chihure ikoko
Annah anna Anna ipai munhu marii yake.
Tsvakai rugare nevanhu vose
Achasangana nayo shamhu ine munyu nezvaakaita muskana uyu. That was very sad
Hona kutoseka zidzikana iro muroi wemunhu ,,,chii chinonakidza pakushandisa mwana wemunhu so
Nyaya yacho hapana kana kubvunzwa nyaya kumusikana kuti zvamuri kupomerwa unoyiziva here. Uye vanofungei isati yatongwa.
Fair judgment, if u think tht am wrong u are right ,if u u think tht the chief is wrong u are right and if u are u yourself u are right its fine nothing wrong
Mambo was supposed kutora paper iro overengawo😢. Why ? Bribery and unfair trial.
Anna ritori basa rake rekudya mari dzevarume asingaroorwi.Dzorerwa maUS ako
Siya ichapa iri
Asi matongero enyu handiwo.... Munotora divi nyaya dzenyuu dzese.... Vana vokwenyu havangavimbike zvachose.... Murume uyo anofanira kudzoserwa mari yake. Kuti chive chidzidzo kune vamwe vanasikana nevabereki.. kwete kutsotsa munhu mhuri yose vouya kwamambo wonzi zvakavhatana aaahh
750 hainhongwe kaa kufadza vanhu ,,,,,dai zvikavazvimbira
Mambo iro zidhoti chairo
Chief ava Havana zivo nenjere pliz mamatirai vatungamiri vedu vave nezivo nenjere
Chief varikwesere here ava. Munhu akatoroora zvekuti mazoisa mazita kuti tekenya what what hazvina basa izvo. Guys thank God it's not myself coz I was going to disrespect this chief and he wasn't gonna do a thing about it.. Yaksss
Ndosaka vanhu vachingosota vanhu . Nhai Changamire hamusi makukurudzira ugevha here. Yava nyaya yechi 2 in 3 weeks mudare menyu. Matekenyandebvu anobviswa Asina kutaurwa na na tezvara here?
useless chief akazviwanepiko zvaanoita nekutaura. roora is a process he really needs education about chunhu chinonzi kuroora chii
Iye musikana kushinga hwai kuramba mnhu akabvisa mari yke apedza omuramba.zimusikana rezvikwambo zvemufamily cht xaaa
Zvinorwadza izvii Anna usadaro dzorerai marii yemwana weumwe mukadzi
Chief ava havadiwe musociety zvachose , kana tsvakirai kuno chaiyo it part of the process yeroora, chaanongogona chete zvinyadzi
😂 haa mambo ava havasi fair. Ndofunga vakapuhwa chioko muhomwe
Culture needs to change here. Its way too rigid and very unfair
Kazhinji kazhinji ukaona mambo vanotaura zvinyadzi direct ibenzi rambo Unfair judgement mambo makundikana
Haaa sorry zvake blaz uyu bt mambo vari right rusambo ndiko kuroora pachivanhu chedu ...ko munhu waizowana simba rekutenga cake usatibwabvisa rusambo sei itsotsi bkaz uyo dai akachatiswa he was not going to bring the balance....iko kuzoti tezvara havasi vechitendero chedu bt u crossed kunovaroorera dai akatsvaga tezvara muchurch oroora ikoko kwavaine tsika imwe yavanoteedzera to avoid conflict
Saka mari yema grocery and zvimwe zvibinge ndeyei? Vanoti "mukwasha muuyu usingapere kudyiwa" sei when ndisati ndave mkwasha before paying rusambo? It means all monies paid before rusambo should not be considered money from mkwasha and are refundable
Makandinzwa ani grocery matekenya what wht suka
siyana ne mhuri iyi hako munukuna mukadzi wengozi uyu vane upfambi neundyire mhuri yacho, chief and his madhara vari kurasa hunhu netsika once wakutobvisiswa matekenyandebvu ndiro and stuff watova mumaroora deal hazvisiri izvo zvinorehwa nokuti mukuwasha mukuyu haaperi kudyiwa , chirevo ichi ishe you are manipulating it nedudziro isiri iyo. hamuzive chivanhu . munofanira kudzidziswa nezvekuroora nekubvisira process muri kukurudzira chihure
Haha… these courts are a joke.
Enda kuchipinge sahwira. Vanhu varikujaidzwa ava. Hazvifaniri kupera mushe iwe Anna anofanira kuziva kuti izvi hazviitwe futi
Madzimambo murikuripisa vakomana vachinzi akanditambisira nguva nemusikana, this guy was faithful to his cause and initiated nyaya yekuroora nechivimbo chekuda mukadzi wake. Nhasi mhuri yemusikana yatambisira munhu nguva nemari moti haafanirwe kudzoserwa, makonewa.
I have always reprimanded those who denigrate traditional leaders and your court processes, this is an example of causative factors why people vachikushorai. Please serve justice to men also, munhu akabirwa uyo
It's not fair mambo
Chibanda media udza nyati vakwane please
Be fair..mari yakabviswa iyi ngaadzoserwe...hindava muchiita chifejafeja..musaporomota chifejafeja mambo..ngaapiwe mari yaje yese yakabvisa..mukatonga muchidai vanhu havangaroorwi.
Mambo uyu anofana kubviswa pahumambo ibenzi chairo pfutseki mambo Makoni imbwa yemunhu
Second time muchikurudzira chuhure
Mambo makoni murimhata yemunhu hamuna zvamunotonga imi
Iro ihure rinonzi anna richapiwa mimba chete hariroorwi kutambudza vana vevamwe kudaro maybe ritori hure remhuri roshandiswa kuita bussiness
Chief Makoni ava vatadza kutonga nyaya. Ngatingopindurudza nyaya kuti dai musikana akafa vaiti haana kuroorwa here? ukabvisa $1 tsvakirai kuno rikatambirwa unenge waroora. Kungoti pamwe chief vakatengwa and vadare vacho havagone kutonga. Zvinonyadzisa changamire wangu mapiro enyu mutongo
Hapana kuronga apa plus zbimienzaniso zviri kupiwa zviri wrong. Kana ukabhadhara driving test ukasapiwa mota yacho haudzoserwi Mari here. Mhuri iyo inofanira kubhadhara Mari iyo back otherwise zviparirei ngozi
Chief ari right vajaira kugara nevana vevanhu wakabvisa pasina hapana chinodzorwa
Apa Nyati makakundikana kutonga
Iyo chembere iyo kutoshaina nekuramba kuroorwa
Humbavha huripachena mari idzi dzaitorerweyi ,,,,,yes mkwasha haaperi kudyiwa asi kana vachiziva kuti haasi mkwasha vanozomudya sei ,,,,mambo muri dhodhi remunhu kureee ukooo
Mambo haagoni kutonga mamudzvanyirira Anna ipfambi mukadzi wechikwambo Tete vanezvanoziva Anna urikushandiswa changamuka
But zera remurume uyo, still single. Hapana zvirikunetsa here zvaita kuti arambwe futi.
Zvirimumamana umu
Haaaah Mambo mupei maridzake $750… imombe mbiri kaidzi dzinobuda ka apa 😅😅😅 I for one wouldn’t want 7clip down the bottomless pit
Haa kna ndinonoinyangarisa nhingi iyoyo munhu wandisa kumborara naye hre veduwe
Anna mwari vachakutonga hutsinye mhuri yese murimatsotsi
This is outright travesty of justice!!!The chief and his team failed to recognise that those transactions cannot go just like that.The chief should have removed @ least 250usd as admin expenses and refunded him 500usd.Mari hainhongwi Chief!!!
This is unfair we encourage our boy child kutizisa uzobvisa mukadzidzi amumba and also not tolerate Mari dzekutanga idzi .kungopinda mumusha straght to rutsambo
Mambo ngaatonge fair murume uyu haana kuti atadza kuroora asi hama dzemukadzi ndoodzakaramba iprocess and part of marriage saka ava ndoo vakamurambira haana kutadza kubhadhara matsotsi vabereki vemusikana namambo pliz mukomana ngaaise nyaya yake kumatare abatsirwe mari yake idzoke uye maexpence. ake vamubhadare
No justice to this man shame hako
Haaaaa ndofa nevanhu apa , kudherera
Muenzaniso hauenderane apa.. munhu anoripiswa kungomisa munhu wozomurasisa.. munhu anobhadhara zvakadiii... ok vakapinza mumusha.. .
Asi vakadzi varipachokwadi hachiko here ummmm mbavha dzazara
nyaya iyi w=endesai kwaHeadman Chigodora
😂😂😂 iro dofo rakadyirwa cash mari iyo yaitofanira kudyiwa nevaramu wakanyura wangu wakamhanya dai wakabvunzawo vamwe 😂😂😂😂😂 zvadhakwa
Haaa mambo anoti vana vahure
Haa mambo matongero avo aya haasi bho.
Mwari vachatonga don't worry my man