These chiefs are living big nekuripisa exorbitant fines.Chokwadi vanhu vangabudirira here?Ko vakadzi vacho vanodii kuripiswawo.Hanty vanenge vachiputsawo dzimba dzevamwe vakadzi.The execution of justice in these traditional courts leave a lot to be desired!Makoni is the greediest chief in Zimbabwe!Haaah oppression yacho yakanyanya!
Daii Mambo vambosiya muchinda uyo atsanangura kuti zvinhu svaasanhi achada kushandisa ndezvipi zvacho? I just sense that his submissions were going to be very interesting; ndanga ndichida zvangu kungohwa zvaachiri kugona kushandisa nezvaanoti haachagoni kushandisa. I guess he was going to say haachagoni kushandisa machira, mibedha etc asi mukadzi bhoo (ndichiri kumuda) kkkkkkkkk.
Madii kumubvunza wakaroora here
Haaaa Zimbabwe Chiefs are enjoying heaven on earth
Mbiya yakazara mari Mambo.Mati Mambo anoda kudyawo kkkkkk.
KKKK Chief Makoni you are right zip ikavhurwa unonzwa nekuripa kkkkk
Kkkkk zip ngaasunge nge waya ngaasungire jongosinrake kkkkk bhuru
This chief is corrupt! He has to be stopped. Why does he have to get something all the time? Mbudzi 2 for him? Why???This is not fair at all !!
But he said it kuti kusvira vakadzi vevanhu zvinodhura unonzwa nekuripa kkkk
These chiefs are living big nekuripisa exorbitant fines.Chokwadi vanhu vangabudirira here?Ko vakadzi vacho vanodii kuripiswawo.Hanty vanenge vachiputsawo dzimba dzevamwe vakadzi.The execution of justice in these traditional courts leave a lot to be desired!Makoni is the greediest chief in Zimbabwe!Haaah oppression yacho yakanyanya!
Ndevepi mambo ava
Pamusoroi mambo
😂😂😂😂
Warume awa kutorerwa wakadzi haaa pedzei kutoti ndoida mombe
Mukadzi iyeye anonga asikadi kuteramira mombdzo moisa mudanga
Muridzi wemukadzi obhabhadzira mukadzi
Kuti muripo wedu wauya kkkkkkn
Mamhuza emisha
Mambo idyai zvenyu upombwe hwanyanya
Madzimambo ngaaripisewo vakadzi chihure chopera
Chokwadi
Shuwa vakadzi ngavaripiswe nokuti vanenge vasina kurepwa vanoita chihure vachitochida kwete nokuti havazivi kuti vane murume
Chokwadi vakadzi ngavaripe
This should be stopped, it's like a business now iye Hana kuroora mombe dzaarikuda idzodzo.
Anatezvara cake ndovanomukwirira dare, nenyaya dzeroora ravo.
Kana muri murume nemudzimai mukadzi anofanirwa kutanga abuda muwanano iyoyo
I like the way mabharani introduces these cases
Anogona ka...
Uyu muchinda anomhanya ne bhiro 🖊️
Aaaaaa vaku toita business nemahure ndirini I will jst relocate chief ndovasiya nedunhu ravo havandione futi hapana chavanowana nxaaaaaaaa
Vanotora vakadzi vevanhu musambotaura zvekuti hee wausina kuroona ngaangoripa chete
Kusvira 5 minutes kunodhura
Kkkkkkkkkk yeah it’s expensive ummmmmmmmmmmmm
Daii Mambo vambosiya muchinda uyo atsanangura kuti zvinhu svaasanhi achada kushandisa ndezvipi zvacho? I just sense that his submissions were going to be very interesting; ndanga ndichida zvangu kungohwa zvaachiri kugona kushandisa nezvaanoti haachagoni kushandisa. I guess he was going to say haachagoni kushandisa machira, mibedha etc asi mukadzi bhoo (ndichiri kumuda) kkkkkkkkk.
Mbudzi $40
Vanombotarisawo hr chirikukonnzera chihure kuvanhu